Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Zvimwe terera audio system musati maposter useless zbc
True is simply don't get it. No apology nothing...
Kkkkkikiki😂 volume manyama
Tete Tilda shandai zvakasimba kugadzirisa volume musati maposter nyaya dzenyu hatina chatinonzwa on most of your videos
Ndikutsvakawobasa rekugadzira sound
Sounding good all the time really
Munonyadzisa Star FM..kukundwa na Ollah pa quality sound..
Tete muno tuner tuner imi volume haichanzwika
Nhai tete kurikunays here ishiii yei arrr zvinhu zvacho
Ngavauye ku Zion Christian Church nokuti Jehovah wakarivambira rudzi rwakadayi kuti rudzukunurwe, Isaya 14 vs 32.
Volume veduwe....
Ndinoda hangu nyaya but pasound mandibaya, sarai mugarike ndayenda ini.
Kkkkkkkkkkkk
Handed Princess.hapana chekumirira
Wasted data
Why posting chinhu chisinganzwike ...asi youtube yato storage kwamuri
Mmmmmmm ma one zvakutoda jeso
Vorumu veduweee matiregera
its not sounding good yoooh fix your equipments please
Kkkk pane anzwa here pa 23mins apo panzi chirwere kuti tete Tildah wataura zita rekuti chiii😅 pavati chirwere chakaita sei vati hooo chii handina kunyatsopanzwa
Yoh what is this about sound 😮
Michina yasakara
Very boring ne sound yakadhakwa chiiko kolkurega henyu
Kukundwa sound nana karanganda vane varikumamisha ...chii chakadaro
Yeah so sad
Ma Mic akadambuka aya aah
Yooo volume is bad
Volume yacho yakuhodheswa
Tisature mazita
Tambo dzezbc dzakadyiwa nemapete
Chaora....maexperienced sound engineers ese akatiza ka.
Volume manyama 😂kikikiki
Aaaaah poor sound iiiih nhaimi munga poster zvinhu zvisinganzwike ,
Come mother's day inenge yakuzvika😂😂😂😂
Ko panogotaura mudiki anokakama iro rakangoti dutururu sei
Pa volume matigadzira mahorror
No volume
Tilder boring story
Shame so sad
Chirongwa chacho chinobva chabhohwa kana zvichidai , machine yasakara iyo hapan chatirikumbonzwa
I wonder why thy wait time yavo instead of sleeping havo .becz sound yanetsa
Ko prim aripi
😂😂😂😂😂
You need to listen to your videos before posting, this is so embarrassing!