This family was helped naSekuru Kanengo,vanoti ndezvekunyepa vachida kubvuma savana Thomas,hezvo nhasi zviri paradio.l think sekuru Kanengo & Tasvu are doing great jobs helping families
True haasi munhu aribhoo kugara naye. Tichikura tainzi kuMalawi ndiko kune huroyi too much but it seems kuti vaipesanisa malawi ne moza coz so far hapana ati amboti akapiwa mushonga kumalawi but ingori maza chete
1...You have destroyed the family of your younger brother and the wounds he has will take long time for him to heal and to marry again. 2...You have also destroyed your family and the future of your kids. 3...Younger brother just look for your brother kids and take good care of them,they are your future relatives.
Chakaita vagadzirwe vaive dhururani Baba Ava munhu chaiye anokudza mukadzi wake nekumuda haaite izvozvo zvekuzogadzirwe havafarire church bcz vane madhimoni avo vanoda deliverence Baba avo Baba Charamba hero basa munhuwashe ummmmm
Zvakudependa nemrume wacho kune vamwe vonototora advantage kuti une zvinokunetsa kana kutokudzinga kana hura nereason iyoyi kana kuti zvinhu zvikasafamba zvinzi ndiwe zvinoda vanonyatsoda vanonzwanana
@@faithfullnyakudya3642 ini ndine wandinoziva akarambirwa kurota murume wepa next door achinzi unovachiva vane mari... Apa mubobobo, saka vanoona fight dzacho akazorotawo anongonyarara
@@taongamafara6295 ndakazoudzwa nemurume wangu akanditi Gara pasi ndandisisagarike ndombokotama ndobata chiuno kutoshaya ndomira sei zvakabva zvangopera pandakagara pasi
Is he married? Maskati aizora dota sei? Kutambisa gumbo munhu akamuka? Hurume hunozobuda sei ari maskati pasina penetration? Ko nhumbu and infections/diseases?
Handisati ndahwa zvakadai , Tete Tilder muri muhombe ndatya ini 🙌
It's painful vanhu ava varikubvisa vanhu humhandara tosara toroorwa humhandara hapachina
Veduwe ngatinamatei before we sleep because tinganzwa nekushandiswa takarara
Ichokwadi chero pakufamba chaiko usati wabuda mumba asikana
True
Tirikuzama ufunge asi totowedzera ma giya ufunge
Ayi people...im finished...mainini ended up wanting it live...this is some crazy sh..t
Sweet hainake mupepa kana zvemushonga,live ndiwo makeke.
😂😂😂😂aghh vanhu so
@@mrwoods9410 Kkkķk eeeeh ndaseka zvangu 😂 ...ba'mkuru akonzeresa kumarayini...🙆 it ain't safe it ain't safe 🎶
This family was helped naSekuru Kanengo,vanoti ndezvekunyepa vachida kubvuma savana Thomas,hezvo nhasi zviri paradio.l think sekuru Kanengo & Tasvu are doing great jobs helping families
Am also surprised nevanoti ndezvekunyepa
People have the right to be sceptical about stories
Kunana sekuru ikoko hakusiriko here kwavanozobvawo nezvichazonetsa vana vavo mangwana
I don't buy this shit. Zvine ka not adding up
@@spiwenyamz1699 swearing doesn't make you a lady dear. And you are not forced to watch or believe it
Kubva nhasi munhu anondiwudza kuti zviroto zviroto tokonana inhema dreams comes true vakadzi varimunhamo
Taura hako
Vakoma
Hesi talent
True I think this is also happened to me .....I'm always dreaming about that...ndibatsireiwo ndodii
@@primroseangel3885 prayer is the key
hama yako ihama yako bamunini dzorai Moyo musacheke ukama nezvaitika hamuzive neramangwana kuti munosvika papi munozoda hama yenyu mapindana nedzakapfuura idzodzi lord have mercy
Let pray vanhuwe pasi pezuva hapana kumira zvakanaka
Ko kana akasiiwa akasungwa nhengo nemukadzi wake akazokwanisa kurarara namainini kusango pa paphisically sei ?
My question as well😂
Ari kunyepa, akaromba neruchiva chete uyo
Yaa ndopandinetsawo aaaa ndozvaakutsamwisa bamnn
Mainini ibenzi rokupedzisira nzenza chaiyo ndimi maparadzanisa vana vesame vanhu matinyadzisa makatadza sei kuudza murume izvi
Bvunzao shaaa
mainini is innocent veduwe varegei, bamkuru zimuroyi 😢
Chokwad nekut mainn Havana kutanga kuzviita musarudzo asi mishonga yabamukur ndiyo yakarezva moyo wamainn
Mainini vaitodawo. Vave kunyepa kuti vakashandisirwa mishonga. Foul play suspected here
@@munyaradzimajoni1981 omg 😆
She's not innocent
Ko ba live apo
This guy is loving the attention that's why he is not shy or afraid to say what he did. So sad. How many families will be broken because of this. 😭
Honest confession there, he is giving up now
chenjerai hapana izvo
Bamkuru munoda shamhu, he's not showing any remorse at all... May God deliver you..
He is very rude..nxaa. akadii kunorotera ukooo kure. Mukadzi wamunini here veduwee
Haaaaaaaaaaaa Zimbabwe 🇿🇼 ndatenda hangu mmmmmm
Is Mozambique the country of witchies only? Zvanyanya izvi every witch anotopa history ye Moza
Inyaya yekuti iri close to Ocean mishonga yakawanda inobva mumvura
Imagine vanotisvibisira Zimbabwe yedu vanhu ava
Vanhu veikoko havasi varoyi vese .Asi varoyi vanoedzana masimba saka nyaya inoitika varoi vanoedza masimba ndosaka ndakanzwa ikoko vanoti mushonga unobviswawo nemishonga .Saka ini ndichibvumirana nana Sekuru Tasvu naKanengo vanesimba mishonga yavo.Vamwe vemachechi ukanzwa munhu achiti zvinopera nekunamata anenge achitonyepa .Murikuona zvinhu zvavanenge vainazvozvinenge zvichitoda kubviswa .Machechi akazara kunamata asi honayi kuti anesekuru ndovarikubata varoyi nekubvisa zvinhu .
Vanonyepa kikkkkk kuda kubelievisa
@@clotildatekere7572 munamato une Simba wangu faith ndoinodiwa plus ukanamata wakurara muroyi paanouya anokushaya
Aahhh ko ivo bamkuru vacho kuzoidarira vachiti Amen apa mukova we church havauzivi havanamati ☹️☹️☹️
Morning Tete, heyii kunzima lokhu...asihlaleni emthandazeni shuwa
Very treble, asi kuregererana kwakosha cz mudzimai haisi mhosva yake. Wanoda counseling chete.
Saka aitadzakuita bonde direct? Akazogona kuita direct namaininisei?
Gud question dear... Kana vanga vakasungwa nemukadzi wavo zvakazopera cy
@@kumbiraimoyo5911 that’s my question too, vakagadzirwa mubobobo chete.kana vakagadzirwa kuti sinhi rishande vakadii kunzwarwo before mubobobo and mainini vobva varoora havo?
Vakadzi vasirikunzwa kuda varume vavo purizii ngwaririrai mmmmm nyika yashata
Bamunini forgive your wife please munhu aitoshandiswawo nemukoma venyu hmmmmm😭😭
Its not gonna be easy, kana kumira chaiko haizomiri pakadai. Unongogara pfungwa idzodzo dziripo, ndopavanoti memories don't die instead they sleep
I can do it to 5 or 4 woman a day apo arikuti ane 5 yrs anemushonga apo akarara nevanhu 35 akunyepa munhu uyu apo akuti akapedza village yese😊
Mun'ina ngaasiyane nemukadzi coz vakazorara vese nabamukuru live
Salubuya Jesu umhlaba wonakele sure
Ahhhh makatobva kuhope kuuya kulive shuwa
Mainini avo dai vasina kuzoita live nabamuku ndaiti bamunini ngawavaregerere mushonga yavaishandisirwa .asi kuzoti ka 2 kese live nabamuku
Crazy sh*t happening out there. Kurombera bonde kwete mari.
Tete Tilder munaona kutambisirwa gumbo mustudio...🤭😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂
🤣😂😂🤣😂🤣😂
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ngaadzingwe mu village andogara ku Mozambique
😂😂😂😂 chokwadi ndinhikwi
True haasi munhu aribhoo kugara naye. Tichikura tainzi kuMalawi ndiko kune huroyi too much but it seems kuti vaipesanisa malawi ne moza coz so far hapana ati amboti akapiwa mushonga kumalawi but ingori maza chete
@@frankmoyo7001 very true, Moza inopisa hayo
Tildar kkkkkkk ushinge kunamata cz uuuuimmm🙌
1...You have destroyed the family of your younger brother and the wounds he has will take long time for him to heal and to marry again.
2...You have also destroyed your family and the future of your kids.
3...Younger brother just look for your brother kids and take good care of them,they are your future relatives.
Zvakaoma izvii bamninini take it easy l feel ur pain
Mainini makatadza ahurote zvinotyisa wotadza kuudza umwe wako apamune nguva muchinyima umwe wenyu bonde zvorwadza
Mmmmm nyika yaipa ngatisvageJesu tichengetwe
Mmmm nyika yashata Mwari ngavatibatsire
Mubobobo uyu vanoproducer here ahh veduwe zvorwadza
Chakaita vagadzirwe vaive dhururani Baba Ava munhu chaiye anokudza mukadzi wake nekumuda haaite izvozvo zvekuzogadzirwe havafarire church bcz vane madhimoni avo vanoda deliverence Baba avo Baba Charamba hero basa munhuwashe ummmmm
Yooooo this is amazing
Ko mainini vacho vakatadzovo kuudzavo kana munhu 1 zvake ndosaka zvichinzi pray before we're sleep
Baamnini your wife is innocent jus forgive her
No vakatombo rara vese masikati chaiwo vanga vava kutodanana
@@fortunatezovovo7480 exactly
Dai asina kuzonoita nabamkuru live taimupupurira manje vese vatova wrong
Uuummm bamkuru ngavangotora mukadzi wavo
@@fortunatezovovo7480 mainini vaiva vakavharwa nemushonga kutoroiwa yabamkuru so kwandiri she's innocent
How do people come to confess that ?
It's unfortunate but it's very hard. For man it's very hard to get over it. But initially it was not her fault
Tete Tilda musaregerere vanhu kuti ngavaregererwe No ngaende
Nyika haingambonake nezviri kuitwa nevanhu vanoita kunge mhuka 🤭 zvinotyisa veduweee
Babamukuru vane Ruchiva mapinda pakaoma ndokuti vanoda kunoroya vasiye
Last week Nhikwi
Nhasi pane Kukonza tokudzidza shuwa
Kune Vaya vanotarisira pasi zvechivanhu because hazvina kunyorwa mumazibook uye hazvina examination ne lab ....hecho then..unofa Sha Sha
Asi kana munhu wava nemurume or mukadzi worota hope dzakadai wotadza kuudza umwe wako unenge uchida kuzodini nhaiwe siyai masecret mudzimba umu udzanai zvinhu zvakaoma kudai mogadzirisana kana kufamba nguva ichipo ufunge. Asi bbmunini humungarambi mukadzi ka nekuda kwemishonga yamukoma wenyu zve nhaimi.
Zvakudependa nemrume wacho kune vamwe vonototora advantage kuti une zvinokunetsa kana kutokudzinga kana hura nereason iyoyi kana kuti zvinhu zvikasafamba zvinzi ndiwe zvinoda vanonyatsoda vanonzwanana
Murume anenge akutoti urimukadzi wechikwambo chekumusha kwenyu
Mishonga inovhiringidza kuti utadze kana kuudza munhu iko kutozovAda live mishonga iyi pasi raipa iri hamawee 🙌
@@faithfullnyakudya3642 ini ndine wandinoziva akarambirwa kurota murume wepa next door achinzi unovachiva vane mari... Apa mubobobo, saka vanoona fight dzacho akazorotawo anongonyarara
Haas bamnni tsvagai umwe mukadzi aaa siyai ngàvachidanana vega
Forgive your wife .....mishonga iyi
Nhai mamoyo ko Mai vaya vekurohwa nemurume just because mwana afoira
bba ava vari kuti vainge vakasungwa ko pavakazoita live
Hauna kukoborwa here Tilda coz bamkuru vatambisa gumbo
Aunty you not safe with this guy😱
Mng tete,izvo zvinotyisa zvakaoma ngavaende kwasekuru Tasvu chirapa mapenzi
Vakabva kwasekuru kanengo ava
Vakanosarenda zvinhu zvavo ava
Aaàaa murume ngaaregerere mukadzi wake nemukoma wake munhu anotadza anoregererwa dai Ari iye aita izvozvo aisamuregerera here ???????..
Chaakatosungirwa nemukadzi wake agara anga atori neruchiva
Ko mainini kuzobvuma live live
Nyika yakatakura kurema chokwadi zvinotyisa
Ndakamboitwq mubobo ndiri pa que yebank kuzombqbwe ... murume wangu qkatozvionq qkati gara pasi iwee pane qkushinha newe ndaingokotqmq kotamq kunzwa kupera simba
Saka makazodii manje nhai imi
@@taongamafara6295 ndakazoudzwa nemurume wangu akanditi Gara pasi ndandisisagarike ndombokotama ndobata chiuno kutoshaya ndomira sei zvakabva zvangopera pandakagara pasi
Morning Sisi Tee
He is unapologetic about all this. God help us😢😢
I bluetooth sekisi here iyi
Kamuroi ka hard core kamunhu aka kanotora futi
bamukuru vakagara vanenge vaneruchiva saka vakasungwa nemukadzi wavo . manje chavakagona hapana kusasana kwakuvaparira .
Vanonyepa kuti vakasungwa nemushakabvu ava ko vakadii kungonoroonorwa chete
Bamkuru avo vakanganisa musha wemniina Saka ngavadzingwe vaende kumoza .munhu akadaro anogumisira auraya vamwe nekuti anerichiva.akadii kutswaga mshonga wekusungura nhengo aroore pane zvaakaita zvinorwadza zvichinyadzisa kudai
Unoti zvanga zviri zvekuda rubatsiro here kana kuti hutsinye. Ngava mudzinge mumusha imomo,ibenzi
Mainini ava vaizvidawo ungabuda hurume wobva wanogeza wotadza kuzvitaura
Yes ende vakazoviita life maskati
Machena not innocent anymore chero vakarengererwa asi vakamboonana
Hello tetez and fam
Bamunini ngavaregerere mukadzi aishandisirwa mushonga akanga asingazvide asi mushonga
Bt mainini vakazobvuma kaava live kaviri kese kusango vakadii kuramba pavaka nyengwa nabmkuru
@@sparkyard6561 yaiva mushonga varikureurura babamukuru
I don't blame amainini. She was under a spell. I doubt any normal person could withstand that muroyi's evil powers.
Ndiwe mushonga unoshandiswa nahure ana kimberley muSheffield umu. Mwari akanaka anobvisa zvose zvakaipa
She was supoosed to say what was happening to her to the hubby from the 1st
True the more we need the spirit of the Lord amongst us always
Dai bamkuru vangoripa havo munin'ina wavo vochitora mukadzi zvipere.Onoripa futi vabereki vemukadzi.Nekuti vakatosvitsana shoko ka ava vakadanana.Zvinhu zvacho zvinonetsa izvi ah.
True ASI mkadzi uyu anenge atozvipira kuve mkadzi wemuroi,Dai ayingorara Maini manje Raini rese anenge Ari Pama 1
@@ginmaposa4068 aàaa ini ndofunga kut ngaachingovarambe vese odzokera kumba kwavo
This guy's voice is so soft anoshaya mababe sei lol 😆
This guy anofanirwa kuuya pa parkstation mujoza anofa nekunakirwa 🙈🙈🙈
Tilda kunyebera kudzungaira kunge asiri kuziva mubobobo 😂😂
God save us .
I thot witches are for night events 👀 didn't knew kuti nemasikati futi aaa
varoyi vanoda Jeri ravo vega specifical iii 🖐️
Eh mainini vakakonzewa kkkkkkkkkk vakandikonza in Mainini’s voice
Bmkuru vane moyo vakaoma awo sure💔
Mwari pindirai nyika yedu yashata, Mozambique yanetsa nekupa vanhu hurombwa.
Good morning Tete
Some of as we born with people who support not be born with
Bamkuru wanonyepa zvimwe, vati ivo vakasungwa nemukadzi wavo asati afa kty vasangana nemumwe mukadzi that's why vakatsvaka mushonga....ko vakazovata naMainini sei direct ivo vakasungwa please
nhai nhai
Mukuvata umu murikubatwa basa
Mozambique yakatakura
Tsvagai wekuroora baba ....
Agara arimuroyi uyo kubva kuzvigure , a normal person won't go to there n just join .
😮yoooo
Vese vemubobo vanotambisa gumbo Ikozvino kungona murume anotambisa gumba batai munhu moda kurohwa
🤣🤣🤣🤣 bhurai munhu
Awa ndivo vatinodzinga mumusha dzingai mhunhu muroyi .
Bamukuru Moda kurohwa imi nxaaaa
Is he married? Maskati aizora dota sei? Kutambisa gumbo munhu akamuka? Hurume hunozobuda sei ari maskati pasina penetration? Ko nhumbu and infections/diseases?
Zvazve huroyi izvi nekuti akaumburuka mudota ndipo panobata shavi
Hurume hunobuda nekuti unonzwa kuti irikutoita bonde unenge uchitonzwa kunakirwa kunge wakarara nemurume wopedzsa watonzwa watota , uye mishonga yavo ndiyo inoita ushaye hanya nemurume uye unzwe kumusema ,nhumbu haibati nekut apa chirikushanda mishonga
@@nyashasiziba9579 hurume hwacho unohuona nemaziso here
Tavaona kwasekuru Kanengo ava
Bamkuru vanoda kurohwa chaizvo
Yah zvakooma
Haaaaa ko manga makudzokera futi kunoita mabasa akaipa kuda kutest kuti sekuru vaita basa shuwa here
Haana kana nyadzi babamukuru nyika yoenda kumagumo
Mainini vaputsa imba yavo vega mainyararirei nguva dzose dai makabatsirwa zvichangotanga
Hanzi rimwe zita remubobo ronzii?
Umm Yaa munonyeba baba coz Mati makasungwa nemukadzi wenyu akashaya,pedzezvo moti makakonza. Mainini mukaita live Saka nhengo yakazomira sei nhai baba
Nhai Nhai
Haaaa it's a weird world 🗺
😂😂😂😂 Gogo nhikwi
Ko aka di ku sunungurwa kusungwa kwaanga akaitwa nemukadzi wake akafa akasiyana nezve mishonga
Haaaaaa izvi zvakaomawo.....mvura dzevafi idzi shuwa
Eeeee nhai Tete vakazodini app date pliz
Tete munhu uyo ari dengerous musamurega achitambisa gumbo