Ndakarara naye Ka7 Asi Haasi Mukadzi Wangu,Asandinyepere kuti Ane 16years

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 янв 2025

Комментарии • 1,2 тыс.

  • @trymoremavhura6648
    @trymoremavhura6648 Год назад +13

    Pahasha TV this traditional court suppose to give this guy time to produce what he think is evidence kwete kumbunyikidza vanhu let's not be one sided

  • @bvarujokerromeo
    @bvarujokerromeo Год назад +47

    muchinda uyu akangwara manje dai isiri kangaroo courty aihwina nyaya yake he's too clever

  • @patriciachimbwanda1514
    @patriciachimbwanda1514 Год назад +21

    Hakuna dare rakadai. Bullying yega yega to the boy. He did well by defending himself. mxxxx

  • @irenemumbamarwo1060
    @irenemumbamarwo1060 Год назад +7

    Ummm favor kumusikana
    Mukomana find justice pliz this is not fair

  • @GrowthThroughGrace
    @GrowthThroughGrace Год назад +29

    Mukomana haasi kumbopiwa nguva yekutsanangura 😢😢😢

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад +1

      Apa he is so rich with facts!! Zvichida akatorarawo naye ari kumwedzi zvake! Virginity virginity kudii kwacho!!?

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Год назад +20

    Pamusoroi Changamire, ndinoona se vanhu ava vonondiitira hasha😂 uyu mukadzi uyu munhu mukuru

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад +2

      Bhishu rakura iri myb early 30s

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 Год назад +1

      Chokwadi, mileage yati wandei

    • @dove5584
      @dove5584 Год назад

      Muviri muhombe hakusi kukura iye mukuri ndoanoda kungotambiswa here

    • @tazivacollincharuza5179
      @tazivacollincharuza5179 8 месяцев назад +1

      The guy is too clever for nothing

  • @tee6001
    @tee6001 Год назад +41

    I feel sorry for the guy. Haasi kupihwa mukana wekutsanangura. Bias against the boychild is not good shuwa

  • @ELISHAHL
    @ELISHAHL 11 месяцев назад +2

    Aaa mumbo musaita favor u have to judge square because msikana akatoda kare kusvika pakumuvhura makumbo tongai zviri fair

  • @tobs7968
    @tobs7968 Год назад +16

    Zvima court zvekumama izvi so so one sided mufana wenyaya ndibate kana uchikwanisa ..

  • @pedzisaisixpence4486
    @pedzisaisixpence4486 Год назад +47

    This guy has a point. Munhu uyo ibishu

  • @washingtonm654
    @washingtonm654 Год назад +79

    Mambo should have simply asked for her age from the alleged relatives. This woman is not 18. She looks every bit 23.

  • @thekudzie99
    @thekudzie99 Год назад +33

    haaaa mambo vanhu vake vanotonga nyaya with emotions why do a boy child always asked kuti why wakarara nemwana wevaridzi pasina mvumo yevabereki vake? ko why iye mskana asingabvunzwe kuti why wakarara nemukomana vabereki vake vasingazive this must be fair. pa7 times myb mskana requested kusvirwa 5 times to the guy but munongopa mhosva to the boy child. this must come to an end

    • @luckazcateu7452
      @luckazcateu7452 Год назад +1

      Taura hako after all they say we have equal rights

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani 9 месяцев назад +1

      Mutemo chaiwo unotongoti kurara nemunhu wausina kuroora imhosva chero mawirirana pachivanhu ska uchizoti ukabatwa wonzi enda naye

    • @tawandamapfirakupa2876
      @tawandamapfirakupa2876 8 месяцев назад

      @@OttilliaDhaimani haaa wangu as long as pasina kumanikidzana mawirirana nebby zvinhu zvino rohwa

    • @AdmireChinamira
      @AdmireChinamira 7 месяцев назад

      Zvichireva kuti kurarwa pasinawo mvumo imhosva,anewo mhosva musikana uyu

    • @CathrineMnyulwa
      @CathrineMnyulwa 6 месяцев назад

      @@tawandamapfirakupa2876as long as y’all have that mind set muchafa nekubhadhara😹😹😹

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Год назад +18

    Musikana akati haasi ready for marriage.....those are a million words pazvirevo.

  • @WayneNgonie
    @WayneNgonie Год назад +55

    Dare iri ranga rakarerekera kudivi remwana sikana, kuzara nema SILLY QUESTIONS for the young man😢
    But the boy stood his ground... WELL DONE ✅

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr Год назад +3

      Young man run for your life tiza iwe. Amai kuchikurubi zvakaoma

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr Год назад +3

      They want kumanikidza munhu kuti aroore

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa Год назад +2

      @@monkeyplayvrKwete haamanikidzwe asi anobhadhara for Kurara naye 7 times.

    • @Gono77
      @Gono77 Год назад

      @@ZisengweChimutsamutemo upi unodaro? He might pay time wasting maybe if proven which the guy can take to the actual court and be discharged by order

    • @lucksondewah3543
      @lucksondewah3543 Год назад

      I think it's a process and their way of squeezing the truth out. Good matter was postponed.

  • @pasizendera3563
    @pasizendera3563 Год назад +34

    This guy is talking facts chief's agents are not fair just nailing the boy

    • @NJKEZIAS
      @NJKEZIAS Год назад +1

      True.....no wisdom at all

    • @stewartadams9039
      @stewartadams9039 Год назад

      Taurai zvenyu imi beans dzukungotsva apa

    • @tendaibanato
      @tendaibanato Год назад

      I really need a part 2 of the court

  • @BRIANCHIWESHE
    @BRIANCHIWESHE Год назад +15

    Haaa chidare chamambo ava ndeche kumama ungabvunza munhu kuti wakirarirei naye iye aiuya ku sleep over tuma hure tuvana utwu..kuzonyeba manje kuti ndiri under age😅😅😅😅 kachembere aka

    • @Giresigee8628
      @Giresigee8628 Год назад +1

      Say it again 😂😂😂unongoona tsaya kut hahh kakambuya

    • @muvirimig
      @muvirimig 4 месяца назад

      kubvunza he was right, those questions must be asked to avoid assumptions,iwe ndiwe usirikuziva

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 Год назад +19

    Changamire Makope, ndiise maoko kwamuri👏👏👏Magona kupostponer nhau iyi. It's very complex and ine nhema mukati. Please Pahasha TV, ndinokumbirawo mudzoke nepart 2 yacho. MaV11anotodikwa. Musadzvinyirire mukomana uyo. He did what anyone else could have done with the circumstances around. Mupei mukana and vanhu vari kuda kumumbunyikidza.

    • @khulisanimaposa1773
      @khulisanimaposa1773 Год назад

      Very true

    • @sheprev
      @sheprev Год назад +2

      Can you please ask mambo to take out all the hooligans shouting from the background

    • @goodnewsgumbo8946
      @goodnewsgumbo8946 4 месяца назад

      No justice here. The court is biased towards the girl. The young man has already been condemned before trial

  • @MapconPrestige
    @MapconPrestige Год назад +3

    Ane number dza mambo uyo ngaatipewo myb ndingataure sense to him bcz chimambo dondo haazvive zvaanoita totally

    • @geralmhungu
      @geralmhungu Год назад

      ndecheku mama chimambo icho😂😂

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 месяца назад

      Kkkkkkkk​@@geralmhungu

  • @ChipoPatriciaDhlakama
    @ChipoPatriciaDhlakama Год назад +23

    Justice for the boy child

  • @archfordnyawo
    @archfordnyawo Год назад +60

    These chiefs are so biased, they don't listen from both sides .

    • @pellagiatigere4642
      @pellagiatigere4642 Год назад +1

      They are biased unoda kuti vakwiridzire chihure kumwana ane 16 uti kutii iwee

    • @Tafadzwa_Claudiovich
      @Tafadzwa_Claudiovich Год назад +1

      That is so true. I would not want to be subjected to such courts. The burden of proof should lie with the plaintiff.

    • @leeroy583
      @leeroy583 Год назад +5

      Blaz uyu airara nemusikana on what grounds,akashandisa advantage yekuti musikana pekugara ,don't use someone because he or she is on a disadvantaged situation, Mambo is not biased

    • @rugaremugebe6843
      @rugaremugebe6843 Год назад +1

      ​@@pellagiatigere464216yrs dzekunyepa. Mbuya iyoyi 😂

    • @brightwamwanduka1417
      @brightwamwanduka1417 Год назад +2

      Gonzo rakozombopihwa dovi here kunzi ndichengetere? Chief is biased haunyepi

  • @earthlycitizen2155
    @earthlycitizen2155 Год назад +14

    These chiefs lack the qualification and wisdom to preside over cases like these. They should not be allowed even to preside over cases involving mombe kudyirana minda. Disgusting

  • @isaacchibe7611
    @isaacchibe7611 Год назад +2

    20:45 kkkkkk 😂 kutaura uchinongedzera ndokuti zvibude ah hamuzviziviwo here ukataura usinga simudzi maoko zvoita kunge haunganzwike 😂😂😂😂

  • @flemingmeendee6917
    @flemingmeendee6917 Год назад +11

    this court is rubbish that lady is not 18 she is between 23-25

  • @godwellsibanda1978
    @godwellsibanda1978 Год назад +7

    This kangaroo court is one sided the rights of that Wise Guy are being ruthlessly trampled! Wats with this thing yekutsikirira vakomana, it must stop.The guy is wise and is dropping valid points.Roar young lion roar stand your ground!!

    • @secretanonymous-cu1jp
      @secretanonymous-cu1jp Год назад +1

      why akasvira munhu waasingadi?

    • @dennischikodze3147
      @dennischikodze3147 Год назад

      The so called wise guy wasn't wise enough akatyora mutemo kugara nemunhu wasingade zvino mutemo wenyika unoti kutongogara mese muchirara mese atova mukadzi wake.

    • @symbarh
      @symbarh Год назад

      @@secretanonymous-cu1jp its not a crime

    • @evanschikomwe8542
      @evanschikomwe8542 Год назад

      aida kumbonzwa zve@@secretanonymous-cu1jp

  • @stanleymaphondera5433
    @stanleymaphondera5433 Год назад +57

    Issues like these need to be critically assessed giving chances to both parties,i feel the guy arikuvharirwa,vasikana vanonyeba uye vanoda kuroorwa when they messed in the past,chavasingadi kurambwa,dare raita tete panyaya yakadai uye varikubvunza vane kakumbunyikidza kavarikuita mukomana,vashoma vasikana vangabudise zvinechekuita nekubva kwevirginity yavo.Mhosva inopuwa vasina kuipara,kufira dzevamwe.

    • @antonattachihombori9561
      @antonattachihombori9561 Год назад +4

      @stanleymaphondera5433 in that case ngaasiyane nevasikana vemuroad if he is genuinely looking for a virgin. Anofanira kupfimba zvakanaka oendesana musikana kwaDoctor kunotestwa virginity ozoroora ochata. Kwete kuda kutambisa vana vevanhu ozotanga kutaura zvisina basa. Plus he is ten years older than this lady. Shame on him. Aifanira kutsvaga vakadzi vezera rake.

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa Год назад +3

      He will pay heavily for sleeping with her 7 times.

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 Год назад

      Imajen , the boy child is ni trablu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +2

      @@antonattachihombori9561 OMG kuyendeswa KwaDR nani kunoitweyi.... One crazy idea. Iye mukomana yo anenge akaboora vangani if he can sleep with a girl 7 times waasingade. Besides even vakaroora virgin racho vanongohura still.... Soo please stop comodifying our girls and entrenching a sense of entitlement in our men.

    • @Gono77
      @Gono77 Год назад +4

      @@antonattachihombori9561Saka watoona birth and death certificate racho kudarika Mambo vati ngazviuye? You are painfully ignorant. Mukomana haana kumboti he is looking for a virgin futi. Ati kakabvisa nhumbu yaBamukuru ka bhishu aka kaakuda ku claimer mari ye time wasting

  • @tanatswamuyambi7396
    @tanatswamuyambi7396 Год назад +7

    Final court day please 😢😢😢 this guy seems to be innocent but havasi kumuteera

  • @kikikupara7265
    @kikikupara7265 Год назад +8

    Kambuya ako 16 makore here

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Год назад +2

    Mambo ndaona sevazoona chaizvo pavapa mukana wekuti kuunzwe umbowo asi ruzhinji mudare umu rwuri kutyityidzira mukomana uyo. Asi mukomana ndafarira kubuditsa kwaanoita umbowo hwake. Vanhu vazovhundutswa nema V11 ane mukomana. Mukomana uyo anogona kupa ma facts mudare💯

  • @chenatungamirai6598
    @chenatungamirai6598 Год назад +21

    I hope in case of an unfair judgements, the defendant can appeal to a higher court. I foresee this guy getting an unfair judgment due to lack of court’s lack of wisdom

    • @gilbertchikomborero1564
      @gilbertchikomborero1564 Год назад

      Very True

    • @BeautyShonhiwa-x4b
      @BeautyShonhiwa-x4b Год назад +1

      High court futi Musoro waTapiwa wakarova wani High Court iripo

    • @mosestaambidza7295
      @mosestaambidza7295 7 месяцев назад

      How come imi moti' lack of wisdom 'pa macourt echivanhu. But most of the time ma professional courts ari kuvharira innocent souls wani.

  • @Ashley-ne8mn
    @Ashley-ne8mn Год назад

    Where is the second picture part please

  • @LovemeshMrSoEasy
    @LovemeshMrSoEasy Год назад +3

    Haaaa Dare iri harina mutongo wejechetere rakazara vatongi vanoshandisa ma Feelings this girl arikunyepa havasi kupa mukomana mukana wekutaura haaaa harina maturo dare iri

  • @edzaimukuchu3243
    @edzaimukuchu3243 Год назад +1

    Chief ava vanoverengawo here ma comments evanhu.

  • @marshallmtshina2868
    @marshallmtshina2868 Год назад +9

    Haiwawo these girls sleep around from an early age. How many husbands do they have.

  • @TariroMubango-h1g
    @TariroMubango-h1g Год назад +1

    Ko iye musikana aivhurirei makumbo Mambo tongai zvakanaka. Mukomana aida kubatsira musikana Havas kupa mukomana mukana

    • @GilbertChipadza
      @GilbertChipadza 4 месяца назад

      Hoo nhai..ndozvamunoita kana masvira vana vedu neshondo dzakasviba kunge dzedhongi.

  • @Nkomazi
    @Nkomazi Год назад +44

    Muchinda uyo he has defended himself well.

    • @tonderaichikono8529
      @tonderaichikono8529 Год назад +3

      Hahahahaha ndiyo inonzi defending himself well iyoyi he had NO concrete facts

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 Год назад

      U are right

    • @Nkomazi
      @Nkomazi Год назад +1

      @@tonderaichikono8529 he had even death certificate and ID copies 🤣 and even remembers dates and time 👌he killed there.

    • @Nkomazi
      @Nkomazi Год назад +2

      Ndatombofunga kuti it's Ostalos 🤣

    • @pinkrosechewere3870
      @pinkrosechewere3870 Год назад +3

      Problem ndeyekuvhura zipi 1st I wonder WY varume wachikwadziwa nerukawo inhau yekuda kudya zvemahara. Chingofambai straight in life izvi zvinema question mark atori mukwasha anoziikanwa uye uye tsitsi dzake ndedzeyi kubvisa mwana wemvana madziwa pakubhadhara rent kuchengeta munhu on what grounds kubva ari mwana a ndiye aimuchengeta here ku ngwara kwakaita chikomana ichi chingachengete munhu mahara.

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Год назад +2

    Mukomana akangwara ainyora zvinhu zvake pasi.Mukomana kurova maoko kutyaka kupiwa mhosva yaasina.

  • @sheprev
    @sheprev Год назад +5

    This is an embarrassment to our traditional courts. The court is full of hooligans making noises.

  • @godwinkwinjo
    @godwinkwinjo Год назад +2

    Mukomana uyo ane ma valid points and haafanirwe kurambidzwa kutaura or kutyisidzirwa..Dare basa raro kuyenzanisa kwete kutongera chitororo..Rudo harumanikidzwe kudanana hazvirevi kuti matobatanidzwa in that regard the girl is equally to blame coz akabvisawo ega nhumbi dzake

  • @thegeorgemsnog5738
    @thegeorgemsnog5738 Год назад +11

    Mambo vazogona pakuvhunza evidence ye birth certificate and mother's death certificate. If girl was born in prison, chances are that she has a wrong date of birth. Mother's date of death will confirm correct age. PS. Mambo varegerereyi kungokanda a quick question yekuvhunza hama kuti mai vemusikana vakashaya gore ripi

  • @kudzanaimatanga3470
    @kudzanaimatanga3470 Год назад +2

    Whats the point of the lady going kudare ...what is she after

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Год назад +7

    Muxana anext episodes iriko rinhi please .mukomana ari kubatirirwa uyo 😢 havasi kimupa mukana wekutaura

  • @edzaimukuchu3243
    @edzaimukuchu3243 Год назад +1

    Chief ava havagone kutonga mhosva. Why not give both parties chances to say out their stories.

  • @douglaskanhukamwe3225
    @douglaskanhukamwe3225 Год назад +78

    Issues of law should be dealt by professionals these traditional courts are a mockery and a circus. Ma chief and their team lack requisite skills to interrogate issues

    • @mindjamesmatazhu7347
      @mindjamesmatazhu7347 Год назад +1

      Yes wangu

    • @MarvellousMuzuva
      @MarvellousMuzuva Год назад

      00

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 Год назад +4

      Unoda vaite zveku Am3rica here, kuno kunoiswa chero bhurugwa musoro wanzwa here bhangu

    • @marshalszvigumbu5101
      @marshalszvigumbu5101 Год назад +2

      I think the future Chiefs should be taught about law as well e.g. family law

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Год назад +1

      probably, but did you just forget to mention the issues they never discussed/interrogated, which were necessary/critical?

  • @mwelasetulani5665
    @mwelasetulani5665 Год назад

    What court is this this?

  • @tellymas4572
    @tellymas4572 Год назад +8

    The legal age of sexual consent in Zimbabwe 🇿🇼 is 16, and the legal age of marriage is 18... saka hakuna mhosva inobata mukomana nekuti akarara ne 16yr old. And hes said expressly that he did not marry her. Secondly there is no proof in the form yemubereki akaroodza / akagamuchira pfuma yemukomana uye... i rest my case

  • @AugustineKashiri
    @AugustineKashiri Год назад +2

    Chief uyu anogona kutonga hake but ma subjects ake haana respect for their leader and varitori ignorant havatozive mutemo . Kungoita ruzha pasina kuda kumbunyikidza mukomana .but big up mukomana keep on fighting for your rights .

  • @elvisgozho14
    @elvisgozho14 Год назад +6

    This court is not doing justice

  • @tendaithomasmadiro3894
    @tendaithomasmadiro3894 Год назад +1

    maziviro aarikuita mapirits ekubvisa nhumbu uuumm sis isuspect

  • @marthazulu9369
    @marthazulu9369 Год назад +16

    The lady looks 35 yrs old

  • @TobiasChikwanda
    @TobiasChikwanda Год назад +2

    Musikana anonyepa humhandara hwakabviswa kare nemamwe machinda ngaataure chokwadi

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 Год назад +6

    18 years unoiziva hre netushya twakapwatana utwu akura musikana uyu usanyepa

  • @movernkarara1101
    @movernkarara1101 Год назад +1

    Mambo muridofo

  • @ChidoZenda
    @ChidoZenda Год назад +16

    dare iri ndane 7 min ndichiona not giving the guy to tell his full story

  • @goldenceemwanawamaijoze2592
    @goldenceemwanawamaijoze2592 Год назад

    Were is the last part

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 Год назад +31

    That woman is NOT a teenager. She looks 23 to 25. Dare rakazara vanhu variBiased, at least the chief is a bit level headed.

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 Год назад +6

    Its just the sam chero anga aane 21 dzacho murume uyo hàna kodzero dzekungovata nemunhu achomusiya. Achatodzibvisa mombe apo

    • @sheprev
      @sheprev Год назад +2

      Kana iye musikana wacho haana right yekungorara nevarume ozoda kubhadharwa.

    • @peterziyera8581
      @peterziyera8581 4 месяца назад

      @@mariahn8446 Ko msikana ane kodzero yekurara nemkomana.vakadzi varikutokumbira kurara nevarume mazuvano

  • @godknowsmakoni2888
    @godknowsmakoni2888 4 месяца назад +1

    Ama 2000, hamungaagone ku traditional court ava, matsotsi ayo, mfana uyo itsotsi he took advantage of desperation ye musikana uyo

  • @bellewells3590
    @bellewells3590 Год назад +18

    She’s lying. She’s not 18 uyu. She knew exactly what she was doing. She was trying to pin the guy down. What a shame

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa Год назад +1

      She could be lying but the guy will inevitably pay for sleeping with her 7 times.

    • @leefata7792
      @leefata7792 Год назад

      ​@@ZisengweChimutsashe wanted to sleep with him too

    • @Kelvinak7
      @Kelvinak7 Год назад

      Mmm ndimagogo awo

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +4

    Mambo is wise. Let's protect the girl child. No death certificate rinoshaikwa sei nehama richiwanikwa nemutorwa? Chitupa chemusikana chakambonzi kudii.

    • @goldenjowa6087
      @goldenjowa6087 Год назад +1

      Not really, pane chimenemene chirikuitwa apa. For starters, it's a requirement kuti both complainant and abused must submit their Ids at the beginning of the court.
      2) copy of death certificate can be obtained from relevant home affairs office. Even a burial order would be enough evidence.
      I was supporting the lady until I observed that her account was not credible.
      Zvehumhandara ne age looks like an orchestration aimed at finishing the guy. But the guy came prepared.

    • @praiseworthchimanga62
      @praiseworthchimanga62 Год назад

      Nyaya ngaitongwe senyaya...izvo zvekuti let's protect the girl child zvitori biased ma feminists. Vana ava varikuvhura hombe

  • @Drew2471
    @Drew2471 Год назад +1

    I rather go to civil court than to negotiate with these dandahedzi, ma chief haana chaanoziva panyaya idzi,

  • @tinadhakwa2988
    @tinadhakwa2988 Год назад +4

    Face yakura iyoo kkkkkkkkk kawig karimumusoro kakavhar face 😂😂😂😂

  • @GlendahNyamasotera
    @GlendahNyamasotera 3 месяца назад +1

    Part 2 yacho tipeiwo subtopic kaa

  • @marshallmtshina2868
    @marshallmtshina2868 Год назад +6

    This court was biased from the start.

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 4 месяца назад +1

    Mukomana uyu ngaadzikame , but the truth anoitawo kunge tsotsi Anoita basa re kushandisa vana vevanhu.

  • @Svosve
    @Svosve Год назад +9

    Vatongi vedare iri vanoda dzidziso yekurapanura nhau 😣😣😣.

  • @ereminatarirai301
    @ereminatarirai301 Год назад

    😂😂😂😂 sei vasiri kupa mukomana mukana wekutaura nxaaaar dai ndiri vakandipa mukadzi uyu ndaindomuita rough oooooh aizoenda kumba kwemunhu sei mukomana uyo ari ryt 100%

  • @mindjamesmatazhu7347
    @mindjamesmatazhu7347 Год назад +5

    Kamuchacha kekakadzi ako kanonyepa imi mamambo musadzvanyirira vanhu hamuzive kuayananaisa vanhu😂

  • @rejoicemercy6396
    @rejoicemercy6396 Год назад +1

    Murume Yu anema audio a2020 zviriko here izvozvo😢

  • @palmindigo1995
    @palmindigo1995 Год назад +8

    What is the name of the comedy series the characters are really funny and silly. They should put subtitles in English there is potential to reach Netflix level

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 Год назад +2

    Musaitira mufana Hasha. The guy is very smart.

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Год назад +3

    But muface akangwara anoziva basa rake nhy 😂😂 anoita zvinhu zvake neback up

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад

      Kakaenda kuchikoro kamu face aka surrrender very educated shame.varikuka tsikirira asi kane ma v11 avasikuda kunzwa.

    • @Blessingblessing-tv1zs
      @Blessingblessing-tv1zs Год назад

      ​@@mesiMutepfa😂😂😂😂😂😂😂 aramba kupusiswa

  • @maimiagire26
    @maimiagire26 20 дней назад

    This time we are so advance 🤣🤣🤣

  • @ceemondoka8095
    @ceemondoka8095 Год назад +3

    Dare iri ka mahumbwe that guy is innocent zvake

  • @promisemuguti-ui1xq
    @promisemuguti-ui1xq Год назад

    Thax so much broe mahure anonetsa aya

  • @Shemiahn
    @Shemiahn Год назад +10

    Metronidazole, a nitroimidazole derivative, is a recommended treatment during pregnancy for bacterial vaginosis (BV) and infections with Trichomonas vaginalis

    • @itaigwekwerere2350
      @itaigwekwerere2350 Год назад

      😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊

    • @Gogoaggie2018
      @Gogoaggie2018 Год назад +1

      That's true. I don't know how they came up with abortion usage

    • @mott1241
      @mott1241 Год назад +3

      Dare haritozive kuti zvorevei haaaa guys matare aya haasi fair

    • @davisonzuka
      @davisonzuka Год назад +2

      True but imwe mishonga haina kutaurwa, usually boys rotopa antibiotics to cover possible infection after miscarriage.

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 Год назад +1

      😂😂😂😂😂😂 apa anzi ndewekubvisa nhumbu . Kusadzidza idambudziko

  • @tobiasdzama
    @tobiasdzama Год назад +2

    Takuda part 2 ka nhasi ndi 22 October vakanzi vadzoke musiwa 8 October pahasha tiudze tinzwe

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  Год назад +1

      Irikuuya soon this is a traditional court
      Mwedzi waMbudzi hakuna chinoitwa

    • @tobiasdzama
      @tobiasdzama Год назад +3

      @@PahashaTv ok 👍 coz nyaya iyi iri very interesting kkkkk

  • @mott1241
    @mott1241 Год назад +7

    Mambo uyu matongero ake ane bogus 😂😂😂😂😂 , he has a lot to learn from chief bushu's court.

    • @lucksondewah3543
      @lucksondewah3543 Год назад

      Think you're too hard on him. In my opinion, he did very well throughout. If you say, comments from his aides and the other rude guy in-camera from the back, then l agree. Postponing the matter is a good move.

  • @PerseveranceMatsvororo1908
    @PerseveranceMatsvororo1908 Год назад +1

    Mambo mudare menyu hamuna order nyatsotongai nyaya zvakanaka musambunyikidze marights emukomana muskana uyo ihure kakangwarangwanduka musambunyikidze mukomana uyu

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 Год назад +8

    Zvikunziiko ka mbuya ako ndokane 16 here zvikumbofamba seiko😂😂😂😂😂

  • @softwaretestingservices7851
    @softwaretestingservices7851 Год назад

    Wagona kuzvimiririra iwe against all the evil biased people.

  • @Zenimbonge-Mikhulu-Biko
    @Zenimbonge-Mikhulu-Biko 9 месяцев назад +6

    i feel for this guy he is the only one educated in court.madofo madhara ayo

    • @lukcer101
      @lukcer101 3 месяца назад

      mazidofo ekupedzisira.. iwo hutongi hwe Inheritance hunonetsa, people should go to law school, not become a judge through inheritance.. people spent decades of learning and practice to become a Judge. not kuti baba vako vafa otonzi waaJudge.. These traditional courts are a scam.

    • @CharitySithole-c4n
      @CharitySithole-c4n 2 месяца назад

      Ndazvionawo hngu

  • @AmosMoyo-p6g
    @AmosMoyo-p6g Год назад +1

    Varume tiri pama1 chaiwo ndiyani achamira nesu pachokwadi mahure awandisa anyika topera isu

  • @Tynoe1261
    @Tynoe1261 Год назад +4

    the guy is innocent. musikana uyo ane nyaya

    • @innocentkunyangura1487
      @innocentkunyangura1487 10 месяцев назад

      Innocent who ??? Oooh you mean he doesn't have a case to answer yaaaah i agree with you my brother 😂😂😂

  • @RayDartman
    @RayDartman Год назад +1

    Mkomana chikwapuro anemaFacts😅😅😅😅😅😅😅

  • @tatendamapurangaofficial
    @tatendamapurangaofficial Год назад +3

    They should go for internship this chief, learn from Manicaland chiefs esp Mutasa from Nyanga and Chigodora

  • @newmangore8992
    @newmangore8992 Год назад +1

    Saka dare ratosvika pakupera pasina abvunza kuti mai vacho vakafa riinhi shuwa?

  • @gilbertmadondo2847
    @gilbertmadondo2847 Год назад +3

    So whats wrong with him writting down what he need to respond to?

    • @tendaihaisoswi426
      @tendaihaisoswi426 3 месяца назад

      @@gilbertmadondo2847 kkkkkk ndatoshamisikawo kuti KO zvinei navo

  • @djtflowstarfm
    @djtflowstarfm Год назад +2

    machiefs aya anobvunza stupid questions ndirini ndaibudamo...mijolo iyi nthng serious

  • @patrickmuzondo5166
    @patrickmuzondo5166 Год назад +22

    A very good lesson to young boys who thinks they can abuse desperate women without any consequences.

    • @chibage
      @chibage Год назад +1

      nonsense, this is consensual.

    • @goal5767-e8n
      @goal5767-e8n Год назад +1

      Abuse yei manje... Bonded rinongorohwa...

    • @breezenorbert5004
      @breezenorbert5004 Год назад +1

      which lesson?another smart phone in wrong hands there is no abuse here the girl dodgy this guy and he caught her

    • @BeautyShonhiwa-x4b
      @BeautyShonhiwa-x4b Год назад

      Yes

    • @kimberleyndhlovu
      @kimberleyndhlovu Год назад

      with all due respect uri sascum

  • @advocatekangira2157
    @advocatekangira2157 Год назад

    Ayus munhu orambidzwa kunyora in his own hearing here😅😅

  • @fortunatedhauti1175
    @fortunatedhauti1175 Год назад +3

    Ane mafacts hake Dany ngavatonge zvirifair sterek..

  • @winnetchikuwa2457
    @winnetchikuwa2457 Год назад +1

    Musikana anyepa makore anenge arikuma 25 or 26

  • @faythmwale7801
    @faythmwale7801 Год назад +3

    Cry my beloved boy children.

  • @tembanzounhenda3341
    @tembanzounhenda3341 Год назад +1

    Mambo is wrong, age of conscent is 16 yrs. Age of marriage ndiyo 18yrs. The boy was not raping the girl

  • @edwelltv2361
    @edwelltv2361 Год назад +3

    Haaaa ndokadare kemanga manga aka

  • @terminagematinyarare8699
    @terminagematinyarare8699 4 месяца назад

    Part 2 yacho iripi nhai @Pahasha Tv

  • @carolverner3344
    @carolverner3344 Год назад +6

    This guy has to be careful he will go down seriously

    • @godwellsibanda1978
      @godwellsibanda1978 Год назад +6

      going down where? That guy is a serious analyzer ,very eloquent and dropping facts after fact

    • @carolinemapurisa3792
      @carolinemapurisa3792 Год назад

      ​@@godwellsibanda1978this guy has facts ende haasi kubvumidzwa kutsanangura...akungobatwa nemhosva yeUnder age asi we don't know maybe musikana uyu ndiye ayitokumbira bota racho achishusha mkomana uyu....

  • @pardonmlambo99
    @pardonmlambo99 Год назад +2

    That is why Zimbabwe iri zvairi these leaders are so biased ..only the mambo is better in understanding

  • @eliazelfaanta5457
    @eliazelfaanta5457 Год назад +11

    Musambunyikidza munhu regai murume ape humbowo hwake pasina kumuvhiringidza

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 Год назад

    Chief matadza kutonga,,,, vanhu varimudare havasirivo vanotaura gwara redare ndataura Ini Chief Charumbira the real one ,,,,, handle these cases with wisdom.