This court is biased mambo is very wrong, ngaadzidzewo kwevamwe or use common sense.Why kuda kumanikidza munhu,Kuregerera hazvireve kut akutoda kuramba achigarisana nemumhu akamurwadzisa why forcing him koo akanomuuraya kumberi at least he is being honest about not wanting her close........pahasha tv fix your sound.
It’s important to ask those questions so as to find out exactly what the accused did wrong. Kunyenga as in proposing love to a married woman is not as bad as having sex with a married woman.Ask chief Mutasa having unprotected sex is even worse than using a condom
Vakadzi ivava vari mudzimba ndovanoti kana mrume wavo aita side chick kunze they label the woman ( hure) ko ivo vari kuhura vari pavarume munozviti chii zviye🤔😴😴🤦♀️🤷♀️👀
Pliz transfer your case to Mambo Mutasa or chief Bushu and Nyamaropa. Mupurisa uyo basa rinofanira kupera uye endesa mwana wako ku DNA test vanhu vakadanana kare avo
Saka muporisa adzingirirwa ari pabasa rake; akanomangara here? Secondly, kana mupurisa orwisa ari pabasa rake haaridzi mhere yekusheedzavo community here?
Problem varume havasi kigutsa vakadzi when it comes to sex.iye akaita akapedza thinks zvatove bho osiya mukadzi panzara.ends up atsvaga chikomba.also zvorwadza arise aotirqa but when men have many girlfriends mukadzi anonzi just accept and don't say anything
Do some research on that Coz mukadzi iye nepfungwa dzake ndidzodzinoita kuti atunde not kuti murume arikunyenga sei without action mukadzi haanze kuda asi murume ziso chete nhengo inomira
It’s not very true because women are not easy to please, some women complain of having too little sex and others complain that they are given too much sex especially black women you will never know exactly what they want. White and colored women they express exactly how much sex they want and they enjoy it openly and show gratitude
Transfer this case to Mutasa or Nyamaropa this court is useless
😂😂😂 same is their sound 😂😂😂
Taura hako this is a kangaroo court
Even bushu coz ndonyaya dzaanogona manje idzi@@andremtetwa9780
Did you say Nyamaropa? No no no.
@philliphamunakwadi-og6tf yes he has improved a lot he is far better than this
Poor sound quality, the issue was interesting but sound and picture quality 😢😢
This court is biased mambo is very wrong, ngaadzidzewo kwevamwe or use common sense.Why kuda kumanikidza munhu,Kuregerera hazvireve kut akutoda kuramba achigarisana nemumhu akamurwadzisa why forcing him koo akanomuuraya kumberi at least he is being honest about not wanting her close........pahasha tv fix your sound.
Mapurisa zvese zvinofamba vanokwira mahara, mabhazi, makombi, mabhasikoro, vakadzi
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk😂😂😂😂
Vakajaira zvemahara
Munhu apindura kuti tinodanana murume ndomuziva but still vanoda kuziva kuti makasvirana here uye kangani, chivanhu chacho ndachishaiwa zvangu pachangu inini
It’s important to ask those questions so as to find out exactly what the accused did wrong. Kunyenga as in proposing love to a married woman is not as bad as having sex with a married woman.Ask chief Mutasa having unprotected sex is even worse than using a condom
@@MadzudzoChihwaunoziva zvako iwewe.
Base line is wakadanana nemukadzi wemunhu whether you sleep with or not
Mambo wakadhakwa awa
Yes yes
Get legal advise and take this guy to the courts .
Mufana ava kurashika big-time. Munhu atobvuma; apa wanga usina humbowo hunobatika kuCourt asi uine muchato. Apa kungotora mombe nejudgement yeDare wochienda kunoishandisa kumaCourts emberi. Dare iri ratovhura zhira yemberi yanga yakavharika, kana mufana uyo achida carry 4ward.
Vakadzi ivava vari mudzimba ndovanoti kana mrume wavo aita side chick kunze they label the woman ( hure) ko ivo vari kuhura vari pavarume munozviti chii zviye🤔😴😴🤦♀️🤷♀️👀
Vaudze
Nxaa ndasvotwa. Why is the panel pleading on behalf of mupurisa abatwa nemhosva. Imi mukanyengerwa vakadzi munoda here
This court is full of noise at background, we can't hear fackol
This court is useless
Waitsvaka chii mumba musiri mako?nyaya iyi iri pachena
Vanakadzi vanhasi chihure chacho vanyanya l think pfuma should be abolished
Seuyu andibhowa mukadzi uyu
Pfuma is extortion
@@MadzudzoChihwano is tradition that must be forever upheld.
Dare risingagoni kuvhunza kuti wakasvirwa here nxaa
Sound quality marara chaiwo
Camera man PLEASE FIX THE NOISE
Musamanikidza munhu kugara ne pfambi pls
Hezvo ko dare iri ririkumanikidzira kuti Cephas adzokerane nepfambi iyo why. Kuda kuvharira amupurisa here
Sound, visual 😭
Uuummm ruregerero nemuromo hr mambo amudaro mombe ina 4
Video is clean and clear but noise too much camera men
kuri kwanyamaropa, mtasa or bushu officer avo vaichiona
Pahasha gadzirisa sound
Mazwi evanhu haasi kunyatso dzwika
Zvemujolo hazviinei nebasa remunhu plus vamwe vanohura nekuti mahure vamwe wo nekuti murume hapana hapana
Ndiwo mapurisa anofanira kunzingwa basa aya.
Nekuti adini?
@@shingiraitrevormboto2105 Kunyenga mukadzi wemunhu auri kudatsira uri pabasa. Iwewe hauzive mutemo iwowo here. Hoooo zvakepera pakangopimba uyu musorobhangu uyu. Muzimba hamusisina mutemi zviya
This court is lenient to the officer, aifanirwa kutotanga nekubvisa mombe ye office yake mu society then vozopinda pa nyaya yake
mambo ndevekumama, kuda kumanikidza mfana uyo kuti adzokerane nejoki iro
The sound is so poor. If u need people to support your chanel improve sound system otherwise it will be difficult for your chanel to grow
Yes yes
Transfer to chief Bhushu
Mambo havagone kutonga ava variku ita favour ipai nyaya vamwr vanogona kutonga Nyamaropa
Handisat ndanzwa kunooenda. Nyaya but ndatosvora mkadzi uyo averenga bepa, ndatosvora dare
Heyi apo vanhu ngavaripiswe se zvinongoita vamwe heyi hazvikumbirwe ruregerero apo munhu ngaaripe mombe 4 ahura nemukadzi wemunhu itahunhu iwe hapana nyaya inopera zvakadaro.
Vakadzi tinonyadzisa
Very poor quality of the sound, please adjust hapana zvirikunzwika😮
Marara amambo aya haazive kutiiye ndiani pachezvake, izanu ya chief marara chaiwo
Rabbish chemurime wosvibisa chipurisa Enda kunohura usina hembe dzebasa, Ramba hure iro riendekumusha kwaro tsvina iyo
Ka chief aka hakazivi zvakari kuita
Poor sound inotobhowa kuona kana kuteerera
Poor sound and picture quality please adjust otherwise you are doing a good job
Endesa mwana kuDNA Test vanhu ava vakadanana kare wangu, ndiye muridzi wemwana uyo
Wagona kutaura muridzi wemukadzi ngaaende kubasa kwake anotaura kuti ndakabatwa nemhosva
Ndi Mambo aniko ivava vatadza kutonga nyaya iripachema futseki
Mamwe madzimamboo kutonga kovati netseii
Endesa kwamutasa nyaya iyo wangu
❤❤❤🎉🎉🎉
You record noise instead of voices
Muhle umakoti bakithi wabanjwa ngumoya wesiwule kuphela
kari cute kamukadzi kacho ndati 😂😂😂
Aizveeee
Miromo iyoyo inenge yemuramba iri kudyiswa Mboro yechipurisa
@tmaktmak1464 kuroots kauku mdara kaise tonaz muone
Ko nhai Mercy Mercy chaiko ishave here and your husband is handsome than chmpurisa chemu village icho 😮
@@dorothychihuri1928 nhai nhai uye chinenge chimudhara kudarika murume wake
No comment now maybe next time 😂😂😂😂😂😂😂😂
Noise aaaaaaaa
Mamwe Madzishe ngaadzokere kuchikoro vadzidziswe kutonga
Mambo ava is very biased nokuti uyu mupurisa , appeal chargment and get the case transfered to Mambo Mutasa. You are married zviripamutemo
Too much background noise. Hatisikunzwa nyaya iri mudare please
Teerera kukosha kwemuchato wamakaita mumwe munhu okwira zvake madiro pihwa nzou 10 kwete mombe kana asina nzou ngakupe nyathi
Nxaaa why forcing matters munoda kuti vanhu vapedzisire vapondana
Hakusvihwe svihwe, unochohwa chohwa
Ko varume vanongoita wani chihure chacho
Don't support chihure muchihwanda nemwana pamwe pakaitwa bribe paaihura aive asingazive kuti ari kukanganisa upenyy hwemwana
Haàaaa apa vanhu murikupa Comment panyaya iyii pane chirikunzwikwa here apaaa nhai veduwe
Tiri kufungidzira😂
Y muchinyengerera mupari wemhosva and aine mhosva
Ndiyani angopinda kuzoverenga ma msgs seni 😂😂😂
Pliz transfer your case to Mambo Mutasa or chief Bushu and Nyamaropa. Mupurisa uyo basa rinofanira kupera uye endesa mwana wako ku DNA test vanhu vakadanana kare avo
Basa ropererei?
The sound is very noisy
Please don't look sides this is not good aMakope munhu ngaaripe akaresva chaizvo
Poor camera plus noise
Too much noise
camera man hangogadziki camera woenda,tinoda kuona munhu arikutaura
Manje soo
Imwe nyaya inoda kugadziriswa kuvanhurume kusagutsa vakadzi pabonde......varume kungopedza chete ivo Havana basa nazvo kuti mkadzi apedzawo here.hubaba hakusi kuita mhasuru baaaa.itai nguva yekukurukura nyaya dzebonde
Kkkkk chokwadi
Panotunda mukadzi pese murume anozviona
Taura hako tinokuvara nenzara😂😂😂
Ko kungosiya imba yacho wongoenda zvako@@NomakhaNcube
Ivo vakadzi ati vari kugutsa varume vacho ndiani?
Madam yekubleacher iri kudumbirwa baba
Rimwe ishavi
dare nderekumeme iri mukubvunza chii on vanhu vane muchato... chikomba ngachibude masinhi takaenda
Gadzirisai ruzha ndapota
MADHOTI AMAMBO MAPOPE MXM
Hatisi kunzwa zviri kutaurwa please gadzirisai tinzwe
Hatisi kunzwa please 🙏
Mai vatsvuku avo ndochijinda ramambo?
Eh urikuda number ere
Hapana kana chirikunzwika r
Porisi
Haaaa kuhurigwa ne madam angoriii ma one kugara zveee nayee konyanya kutonetsa
Kana kuhurigwa nemurume konetsa unoita seuchamupisa nemafuta akarara ukazvifunga
Dare rakadhakwa
Zvaendwa
Saka muporisa adzingirirwa ari pabasa rake; akanomangara here? Secondly, kana mupurisa orwisa ari pabasa rake haaridzi mhere yekusheedzavo community here?
Camera man try your best bad voices bad pictures 😂😂😂😂
What is the position pane muchato does the chief have jurisdiction?
@@EdwardSamakomva high court inoita dirvoce kwete zvezvikomba izvo
Mambo makope kutonga kunokunetsai