@@lucynapwaro5725 but she needs a break away from the so called husband bcz if u look at it this husband anotoshandiswa haana kana a say pazvese Zvr kuitwa. So for as long as varivese the war will continue. They both need space and maybe restart later
@@lucynapwaro5725 yes ndakanzwa mai vamukadzi vachiti bag rehembe dzemwana vakazopiwa and vakuda jira riye rakanzi namadzibaba ridzoke I think it’s wise kt vatsvage kusunungurwa somewhere or mayb namadzimai bakatwa bcz personally i feel it’s no longer safe to trust those people. Ini hangu dai arimwanasikana wangu dai ndakatotakura just after burial it’s allowed kuti ndimbononyaradza mwana wangu anozodzoka hake. This is a sad story.
Thank mukoma Andrew, sahwira komborerwa na Mwari ne kubata basa guru rinotyisa kudai.
Aiwa madzimai vanogona basa ava thanks Vaneshamba
Bakatwa ndiro ravaida ranga rave kuvabaya baya
Amai vakafirwa nemwana avo uyo Lucia ngaachibva mumusha umu adzokere kumba kwavo bcz magumo achauraiwa.
Ichokwadi ichocho akaramba aripo vachamuuraya mai vemurume avo havamudi muroyi
Ko kana vachidanana ne murume wake, ngaasunungurwe votama vese .
@@lucynapwaro5725 but she needs a break away from the so called husband bcz if u look at it this husband anotoshandiswa haana kana a say pazvese Zvr kuitwa. So for as long as varivese the war will continue. They both need space and maybe restart later
@@masciemudumoplus ngaatange asunungurwa
@@lucynapwaro5725 yes ndakanzwa mai vamukadzi vachiti bag rehembe dzemwana vakazopiwa and vakuda jira riye rakanzi namadzibaba ridzoke I think it’s wise kt vatsvage kusunungurwa somewhere or mayb namadzimai bakatwa bcz personally i feel it’s no longer safe to trust those people. Ini hangu dai arimwanasikana wangu dai ndakatotakura just after burial it’s allowed kuti ndimbononyaradza mwana wangu anozodzoka hake. This is a sad story.
Mwana akatambudzwa uyu veduwe rest in peace nana
Inga ibasa…Vaneshamba and team munebasa …Thanx nekudzifambirA❤
Madzimai Welldone
Am here for the songs mr neshamba❤❤❤❤❤
Drewmas media taking ours to another level 🎉
Ini i think mwana aive abudiswa muguva vakatomudzosera pavakanzwa kt akufukunurwa futi.
Sure
❤❤❤❤❤ kuzomhanya kutsipika mwana abudakare❤❤❤❤❤ mangamajaira matsotsi ehusiku❤❤❤❤❤❤
mmm mazuva ekupedzisira sure.Mwari pindirai
Mwana aoneswa nhamo nemachembere ayo
Zvakaoma mufunge, mwana mudiki akadaro, akatadxeyi, uuummm shame
Ichi ndochisionekwi munyika, aaaaa
Chokwadi waonesva nhamo mwana mucheche akadero , vakamushungurudza zvakaoma
Tipeweivo #dzamadzimai
Saka mwana wandomudxosera husiku
Madzimai ngawawedzere minamato zvivaroyi zvifireko, zvisadzoke
Neshamba ne Drewmas vanodzifambira kusvika kwadoka
Ko razor nedamba zvakadzorerwei muguva ,hazvina zvazvinozokanganisa here
Shumba tinotenda nebasa ramurikubabata mazuvano ndodya chimunya zvangu 🎉🎉🎉
Razor idzo nedamba dai zvakabviswa it seems like zvichapa kuti mwana azoramba achishandiswa or kukangnisa mai wemwana
Madzimai gavqpihwe mapaper
Ngaavigwe patsva
Zvivaroyi.....dai vaita zvinhu kwazvo vaizosiya vasina kufukidza mwana jira rake here vachirisiya panze.....i think vakazodzosa mwana nyaya yaoma vakasiya vasina kunyatso fushira mwana...they deserve ku jeri chaiko
yaaaah bsa vakabata
Possibly vaive naye mumba pa floor pari cool saka aive fresh muzukuru.
Drewmas media .thank you for updating us 🎉
Saka vakange vatora mwana vakamudzorera nyaya yabuda varoyi ava amwene musatambe nebakatwa munofa
Gud madzimai makagona basa❤
Kufukunura kwakaitwa mwana yanga iri nzira yekuda kubvisa bakatwa I think pane zvanga zvaakuitika
Akafira munhamo mwana
Sahwira go straight to the point why kudemwa demwa
Va Neshamba dai mabvunza amwene kuti vakàisepi bakatwa.
Bakatwa rakabata basa sure asi vairamba kuti vakabvisa bakatwa vachiti vakangowedzera pane zvanga zvaitwa namadzimai saka mbuya ndiwo vakauraya muzukuru
Mai Lucia. ❤
Bakidhi mmmmmmm ndinoita looose ❤❤❤❤❤ kkkkkkkkkk hutsinye
madzimai kumberi
Drewmas taking you to another level ❤
Chipo sigauke unobva ku chehanga here gokwe
Chipo sigauke unobva ku chehanga Gokwe here
Saka vamwene vakabvisa mwana bakatwa haa vanoroyaa chokwadi kuuraya muzukuru momutambudza futi...asi akapfuka zvake
ndaitofunga kuti varoyi vanodya nyama zvekutosara musina chinhu
Dai zvinhu zvakabviswa izvo muguva remwana
Chokwadi nyika yaoma varoyi vkuroya masikati chaiko .sure
Varoyi chaivo nhym saka chinangwa chaive chekunobvisa banga nekutsipika mwana
Eeeeee
Ini worry yangu iripana Lucia kt hapana here chogona kumukanganisa damba nerazor zvakadzosererwei izvo zvakaiswa nevaroyi.
Ummmm zvotyisa izvi.sando kuna madzimai
Ndikutoda nhamba yamadzimai
Dzevabatsiri veDrewmas media dzinobhadharwa
Last ndakanzi 20US
Hameno ezvino
@@tariromagwaza yowee inga hapana chemahara nhaimi
Yuwiiii Jesu@@tariromagwaza
Drawmas media taking u to another level
MuZim muri
Kuitika mashura 😢😢😢😢
Ummmm ende zvakaoma weduwee mbuya vemwana vanotyisa .titende madzimai vekubatisa bakatwa
Bakatwa vakarisrpi varoyi ava vanoruya husiku nemasikati
Gogo ngava bhadhare dzimwe mombe varoyi vakuru vanotyisa mwana anoti ngazvidzoka muguva akupusa mwana akauraiwa
Chokwadi mvura hainganaye varoyi vawanda kudarika vanhu
Uuuuu zvotyisa izvi
Maswera sei mese pano
Saka vakatora banga. Mbuya vakauraya muzukuru
Aiwa ndomira nema dzimai, varambe vachimira nemhuri iyi Lucia asunungurwe .
Bakatwa raka bata basa pamucheche, varoyi vaka tadza kugadzikana
Maifanura kutomuisa pamwe
Ana sahwi vane basa veduwe
Haa zvakaoma sure mwana uyu mupenyu varikutomushandisa
Kutambudza mwana kudaro nhaimi
Sahwira anowanza nhorondo,,,,kuenda kubasa, kudya what what
😢 zvakaoma nyika yedu inezvikukutu
Ma1 chaiwo
Vanhu ngatizivei kuti chinoodza izuva... Munhu akafushirwa gaashati sezvatinofunga susu.. Zuva ndorionoodza dzinhu.
Saka vanhu havaore here vakavigwa?
Amwene muroyi chaiye
Vsifanirwa kubisa paari vakamucherera pamwe apo voisa duri mishonga inongovapo ka apa reza vakabvumirei kuti vadzosere vsnochekws chekwa but zvofumuka
Varoi ndavamboenda ku chawagona hapana
Ndipeiwo number dzamadzimai awo pliz
Thank you Mr Neshamba.....keep it up
Ko baba vemwana vaichemerera kut razor nedamba zvidxoserwe pakudii?
Ko dai vakangomuviga pamwe mwana nekubisa zvakaiswa muguva
Drewmas media❤❤
Uuummm
Ini ndashora bamunini vakachemera kuti damba nereza zvidzokere muguva pane zvirikuitika mwana arikumukira mbuya Mai vemukorore, sei bakatwa rakabviswa kwakusiya damba rekutsipika mwana????
Shumba maswera cy
Kuguma kwakusvika cbokwadii
Varoyi zvazvimwe zvinhu kwakuti mvura inganaya zvakadai izvi
Veduwe ndinokumbirawo #yamadzimai tanzwa nekufirwa nevana vamai vangu now vava 3 vrikufa vakateerana mumwe takaviga last week please please help 😭😭😭😭😭😭
Mari yako chete drewmas haipe number for free
Nhasi rave rimwe zuva .muri sei ve Drewmas
Ummmm amwene makaoma mukati muroora achapabva chte momuurayira mwana mobva mamusunga mbereko kut usazvara hupenyu hwake hwese yowee makaoma amai😢😢ko moyo wekubereka makaisep
Andrew utipe number dza madzimai Bakatwa
Vakagona ndoyaivavo shuviro yangu
Bakatwa riripi
Why baba vemwana vakati dzoserayi damba nema razor,.???ndivo vakachekeresa mwanae
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya mkoma Andrew
😂😂
Kunze kune varoyi ukooo😊
My wish panyaya yaTapiwa Makore Jr dai yakaitwa nemi musoro wake waiwanikwa kwete mashura atakaitirwa nachief mangwende😢😢😢😢😢
Endeka ummm mwana akafira nhamo shame 😢😢😢
Ummmm Lucia dai asiyana nazvo adzokera kumba anofira mahara sure amwene vake havana kururama
Nhas rave rimwe zuva ichokwadi
Mhoroi pano
Zvinei izvo nhai mukoma
Ko vakaregai kubvisa zvaiva zvaiswa muguva remwana ..
Zvainzi zvikubviswa owigwa patsva pasiri paangaari
Vedu vee ndiudzeiwo zvakaitika ndakasara shame ndarwadziwa
Vaifanira kusungwa vanhu ava chii chakadaro nhai
Mwana uyo ndowona akanodzoserwa muguva vanzwa kuti akuda kunofukunurwa
Why baba vemwana vakat dzorerai damba nemarazor azvisizvo zvirikurwarisa mai vemwana
Neniwo zvandshamisa kut zvkufamba sei
I don't understand why damba nereza was left in the grave 😢😢
You were supposed to be there Andrew why using kuenda?
Amwene vanoroya mhani yooo mwana akatomutswa uyu akaitwa chikwambo arikushandiswa nemishonga.