Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Baba avo kana vachida mukadzi ndiripo hangu
True zvako kune vakadzi vasingadi misha vamwe vachiichemera.vamwe vanochemera vana vane vachiponda shame.
😂😂😂😂
Nemiwo Mai vemwana Mai kodzera kuwana mugowe wenyu nenhau yekuda kunyarara nyaya yakadayi
Pamberi pevana kuita zvinhu zvakadaro. Vana ava need counciling yakasimba chiiko chakadaro nhaimi. Zvazvakangoomawo hazvo nhaimi😢😢😢😢
Ah sorry hanzvadzi mwana wacho handifunge anga ariwenyu tsvagai umwe kwaye mudzimai henyu
Murume uyu ari slow... Dai akabvisa hure iro pamba was
Dai vanhu vachingo bvisa nhumbu iri diki than kuuraya mwana atozvarwa
BaMishi ndoda hangu kuita competitor yaMaMishi
Ngaaroore anoda musha asiye uyo.Mapudzi anoowira vasina hari
Vanhu veHopley tokuzivai nekusapota musangano saka izvi ndoozvamodzidzisana muma sero here izvozvi zvekuita chihure nekuponda vana. Muri mabonyakiti here imi
Ndohunonzi hunpnzi huroyi hwakakura manje uhwo 😢😢
Zvakaoma hazvo mufunge hupenyu unozofunga wasungwa kuti dai ndakaramba ndichinamata uchaafunga masowe wakuchikurubhi usadzoke kuda kugara mahara seshiri shit yemunhu kushandiswa nekuti haufunge aidai akauraya ega mwana wake ega
Mmmmm munhu mupenyu hre veduwee vakadii kupa anoda hake vamwe varikuvatsvaga mhondi kujeri chaiko
Zvakaoma veduwe kuuraya mwana asina chaanoziva ko maprotection apera here kuzvipatara now madeura ropa ngozi yacho moigona here kuparira dzinzaa
😢😢😢zvakaoma
Munombovabarireiko, madefender ariko ekuti musabare vani?
Hadzvadzi vakaroora nzenza, unatoenda kwaTinashe, pamwe havasitori vako vana vacho.
Zviuya hazviwanani chokwadi
Vaneutsinye mai avo dai vakasadzoka
Hopley get away mheni ngavafire kujeri
Kudzidzisa mwana zvakaipa and ngaafireko,toda kuzonomutora afirako
Imbwa idzi ngadzisugwe dzese varoi vevanhu