40:09 Der DNA Man please try to substitute the word 'pachena' with 'mahara' i have noticed in many episodes people don't quite understand what pachena means but noone can ever mistake what mahara means.
Who noticed kuri at the beginning, the girl was beautiful, looked innocent, and soon after the announcement of DNA results abva atoshanduka kuita zvimwe zvinhu. Ko iko kusunga face. Mbwa nyoro!
Zvino cape town yese mudondo, mukadzi anga achichengetwa bhoo, from grace to grass.Murume arwadziwa anga achida muri yke shame . 2k haina kty innocent face, team racho rese romedza. I loved the respect they had for one another
@@AneeChiwera l am very disappointed ufunge. Responsibility ine mukomana uyo inotyisa. Kana tapedza toti varume imbwa asi tisingazive zvavanenge vakambosangana nazvo. Next girlfriend icharipira unzenza hwemusikana uyu.
This is sad veduweee. Ma wife material ari kubura hombe kunze uko. This girl might have caused tension between the guy and his mother then boom 0 percent.
Gwendo gwe cape town gwa gugwa ne gugwe. What a shame. So sorry for the young man, cool calm and collected to the very end, if it was me paizvarwa mwana asina bvudzi. Rangu remangoronyera ndinonzi bvanyangu
Haaa. Zvandanga ndichimuvimba nhai vedu. Haaa. Its sad Apo kuva stubborn kwemadofo. How can she be so rude. Apa the man so confused kunge kupusa, kunge akadyiswa
Sry my brother zvowanikwa ..muchimudiki tsvagai mumwe musikana wekurora anokudai thnx to mr tinashe mugabe neshow yenyu toitarisira pasi zvedu senyika yezimbabwe isingakwanese ku supportana but show iyi yakanyanyisa it the best show ever coz dai pasina imi haa nemamiriro akaita kunzeka shokwadi chachisingazombofa chabuda pachena ..ndimi mutumwa wamusiki chaiye tinokutendai zvikurusa ropafanzwai
Eish ndoona sekunge vana vadiki mazuvano vakuita tsika yekutamba nebonde fanika maflawu kana raka raka nevakomana vakasiyana siyana vasingazive njodzi yazvo.....aaahhh ndarwadziwa shame, that poor little man will never in his life trust a woman again.
I feel for this young man shame, aida mudzimai wake kusvika pakumutsvagira somewhere to stay zvisiri kuzikanwa nehama dzake😢. It's so sad and unfortunate that the lady disappointed him . I can feel his pain may God bless you hazvadzi, vagokutsvagira mudzimai anokuda uye akavimbika . Zera rako nekushingirira n all the sercrifies may the Lord restore everything that you have lost 🫂
Yuwi yuwi ... If you have slight doubts it's already a red flag... Murume ndanga ndine doubt because zero confidence i was in support with the lady plus victim of underage then boom she is underage and already has got other pending matters. She knows the person and i think it's someone close at her home that she went to school with that is my suspicion. She just yelled i am going back home...
Pamboita a moment of silence mushure me 0%. Saka mutsvene ndiyani kana zvodai neZaka kwese kkkkk!But Mupfanha iwewe kuCape Town uko unongorarama hako wega wega usingadye maCornflakes???? Iti shuwa
Iyi ndiyo reason Inonzi kudza mai. Mai munhu ane serious yakaoma. Apa vanenge vari mai vako, you can never comprehend. The only way to get over it is to respect the process and leave it there. A few will understand this, 😊.
Vana ava ma 1 almost jumped off the chair. Feel sorry for this young man. Anga achida this girl aaaah shame 😢
40:09 Der DNA Man please try to substitute the word 'pachena' with 'mahara' i have noticed in many episodes people don't quite understand what pachena means but noone can ever mistake what mahara means.
VaMugabe please help that boy with counselling. He is a good boy and proper counselling will be needed. Please.
Mr DNA 🧬 makatikoshera senyika yooo ,munenge kasalt kanovava kachinakisa zvinhu.
😅😅😅😅 Team bota one love 🦥🦥
This man might be very dangerous. They way he remained calm is something else
Apa unenge watovenga mai vako uchiti havadi muroora
Ndoenda kumba kwedu, that response said it all
Ini ndaitofunga kty Chelsea wekumbare uya ichaita 0 yeava yoita 100 imiwoye kumusha kurikuburwa nyowani
Imiweee zvakaoma kuita vhaisi vhesa
@@jeniphermadyangove6140😂😂😂😂😂
Was thinking the same thing. Cherusi kunzi 99.99% mufunge. Kumamisha kune imbwa nyoro.
Mupfana wapererwa. Hama dzaiziva muridzi wemwana
The guy is hurt, the girl could have just apologised she was in the wrong.
I almost thought it's a prank by Tinashe as I had no any doubt on that young lady
Inogona iri wrong result
in a dream country in my head, at every birth before leaving the hospital every child should be DNA tested.
Am so disappointed the way l stood with this lady from the beginning 😢😅,,,,,,,,,she looks innocent but yhooooooo ndafenda😮
Who noticed kuri at the beginning, the girl was beautiful, looked innocent, and soon after the announcement of DNA results abva atoshanduka kuita zvimwe zvinhu. Ko iko kusunga face. Mbwa nyoro!
😂😂😂😂😂😂😂😂wandiuraya ende isure
Vanhu ngatidzidzeyiwo kungoisa like veduwee nhay chii chakadaro
It changes nothing though, chakakosha kuona ndiko kunopinza mari
Baba vatanga kuimbirira mekuomerwa. It seems he loved this lady zvekurevesa
True he wasn't ready to part ways
CAMERA MAN AND THE PRODUCERS PLEASE WE DON’T CARE FOR THE PRESENTOR’s FACE WHEN THE RESULTS ARE BEING READ
Sure aah
Hey i feel sorry for this young men he looks innocent as vakadzika arwadziwa mupfanha uyu
Zvino cape town yese mudondo, mukadzi anga achichengetwa bhoo, from grace to grass.Murume arwadziwa anga achida muri yke shame . 2k haina kty innocent face, team racho rese romedza. I loved the respect they had for one another
@@AneeChiwera l am very disappointed ufunge. Responsibility ine mukomana uyo inotyisa. Kana tapedza toti varume imbwa asi tisingazive zvavanenge vakambosangana nazvo. Next girlfriend icharipira unzenza hwemusikana uyu.
Ka mface aka regai kapotse kachengeteswa, kane kakupusa so. Apa kajoki kacho rough
Sometimes I wish kuti Tinashe angoti "Jokes, ndirikutamba hangu" this is sad.. mukomana anga achida munhu wake
U just like me l was hoping 4 a very positive result
Yuhwiii,kana ndakamboshamisika nema results ka?aiwa nhasi ndashamisika.such an innocent face
Hayi kuningi shame
Ndini nani pano tanga tichiti mai vachatipa 99.99%, aaah vamwe vanhu soo
Neni wena
This is sad veduweee. Ma wife material ari kubura hombe kunze uko. This girl might have caused tension between the guy and his mother then boom 0 percent.
Ukanatsorwadziwa haucheme unoseka
I’m very disappointed
How did you come to the conclusion that she is a wife material?
Chii chinonzi wife material
Zvaakapfeka @@chapter9363
Gwendo gwe cape town gwa gugwa ne gugwe. What a shame. So sorry for the young man, cool calm and collected to the very end, if it was me paizvarwa mwana asina bvudzi. Rangu remangoronyera ndinonzi bvanyangu
Apa anga achida mwana zvese naamai vacho. Arwadziwa shame😢
Malikes haasi kuenderana nevanhu varipano handei handei nemalikes 🎉🎉🎉🎉
Nyadzi dzinokunda rufu... rough ndeyei iwe waiita chipfambi chako wega
Mukadzi uyu anobhowa shame show inobva yabhowa munhu achingoti hapana hee hapana sies
Am shocked the way I stood with this lady from the beginning 😢😢
Kkkk.tsumo yevakuru;::: imbwa nyoro ndidzo nyeuro dzematoo
Apa respect ine mkomana uyu
Magariro amainini anotoonekwa kuty muchachurisi webota 😂😂😂😂
Haaa. Zvandanga ndichimuvimba nhai vedu. Haaa. Its sad
Apo kuva stubborn kwemadofo. How can she be so rude.
Apa the man so confused kunge kupusa, kunge akadyiswa
Mama vanenge vatotsamwira Tinashe kkkkkk
💯 avana kuzombomufarira after 0%
Tinashe unokonzeresa she didn't complain about bota......
Saka kubata shaya kwanga kwakuchigaya kuti John sure akatondipa nhumbu
Ehhhh kkk and l didn't expect 0 %pakashata
Ndini mai vemusikana, ini ndinoti kuno haudzoke, unodada nekuti ndoenda kumba kwedu, ndoenda kumba kwedu.. Manje kuno haukudzoke taura muridzi wemwana ubatsirwe zvri Pachena, wokumbira murume wako sorry, ukangouya kuno ndoda kukudhandaradza benzi remwana
😂😂😂😂😂😂😂
Musadaro munouraya mwana...garai naye pasi
Mr DNA didn't expect this and it was not easy for him to read the result. The moment he paused I knew it.
I never saw the 0.0% coming, was relaxed ndichingoti apa i99.9%, if anything I was waiting for the Kiss, aMugabe was delaying.
Vakadzi hatina zera navo kana mazogara. Zvokwadi mudzimba umu muzere magora I tell you
I wasn't expecting the results 😢 ahhh
Ha coolness yemufesi uyo ndoida hangu
Ayaaaaas ndanga ndichisapota musikana vanhuweee
Zvakaoma hazvo
Yuwiiiiii
Kamai ako kari stubborn nxaaaa😢😢😢.
Shame he is hurt 😢
Iiiii he’s in pain 😢 I feel pity for him
Sry my brother zvowanikwa ..muchimudiki tsvagai mumwe musikana wekurora anokudai thnx to mr tinashe mugabe neshow yenyu toitarisira pasi zvedu senyika yezimbabwe isingakwanese ku supportana but show iyi yakanyanyisa it the best show ever coz dai pasina imi haa nemamiriro akaita kunzeka shokwadi chachisingazombofa chabuda pachena ..ndimi mutumwa wamusiki chaiye tinokutendai zvikurusa ropafanzwai
Inotarisirwa pasi kupi, nani?
Kamusikana karistubborn apa kanzenza futi,nxaaa kandibhow
Apa maikuru ndanga ndichivatemba sei
Ko kuzogara beya
@TheChekas Chizvirega, tangoti pamwe beya hupwere🤣🤣🤣
Haaa unonzwa seunotsva apa mai vako unenge watoti vanegodo.watora munhu uchinomu rentera zviri private 😅
Eish ndoona sekunge vana vadiki mazuvano vakuita tsika yekutamba nebonde fanika maflawu kana raka raka nevakomana vakasiyana siyana vasingazive njodzi yazvo.....aaahhh ndarwadziwa shame, that poor little man will never in his life trust a woman again.
😅
That hana kana hunhu, iwe mkomana tiza neupenyu wako, she can't even say sorry, iwe msikana wairarirei nevamwe vakomana vakawanda, ndo mubairo wacho
Mufana akasurirwa akarara bhubhuuuuuu autaure chinhuuu😅😅😅😅
Mukadzi agara achiziva muridzi wemwana kunyepera kupusa
Hanzvadzi yangu yarwadzi avhura envelopes kasinga peri
Kasongo yeye honayi nanga kasongo bona wewoo..😂😂😂
Mukomana ane hasha uyu. Volcano chaiyo mmm😢
Unobereka wega urimunhanga here 😂😂😅
Mukomana needs counselling he is in shock
Zimunhu rakamitisa ririkutowona show iyi rakati nenga uko😂
I feel for this young man shame, aida mudzimai wake kusvika pakumutsvagira somewhere to stay zvisiri kuzikanwa nehama dzake😢. It's so sad and unfortunate that the lady disappointed him . I can feel his pain may God bless you hazvadzi, vagokutsvagira mudzimai anokuda uye akavimbika . Zera rako nekushingirira n all the sercrifies may the Lord restore everything that you have lost 🫂
Yuwi yuwi ... If you have slight doubts it's already a red flag... Murume ndanga ndine doubt because zero confidence i was in support with the lady plus victim of underage then boom she is underage and already has got other pending matters. She knows the person and i think it's someone close at her home that she went to school with that is my suspicion. She just yelled i am going back home...
The cheu! Yaitwa namai ava kumhe vacha minyuka mitsipa. Shame she wasnt expecting that outcome. And kanjapisi
Kuzo kananda rough
Mufana ari soft hake, mukadzi ange azviwanira but heyi, mapudzi anowira kusina hari. Zviuya hazvionane.
Kuzviwanira chiii ipapa😢 imika imi
@nai6474 taona kuita ka softaz zve
😂😂😂😂@@nai6474
Mkadzi anoda kurohwa too bad uyu sure kubvuma kuuya kuDNA uchiziva kuti mwana haasi wemurume uyu sure kanoda kurohwa kamkadzi aka
Shem the poor boy is Soo heartbroken iweka mvana iwe swallow yo pride before u become a mother of 5 kids with different unknown father's haibo😢
Hezvooo sisi ava handina kumbo vafungira kuti 0%shuwa umm ndarwadziwa😢
Mfana wangu warwadziwa tough luck mfana ipfambi iyi apa kanotopindura rough kachifeve aka
Pamboita a moment of silence mushure me 0%. Saka mutsvene ndiyani kana zvodai neZaka kwese kkkkk!But Mupfanha iwewe kuCape Town uko unongorarama hako wega wega usingadye maCornflakes???? Iti shuwa
Inga tanga tavhata gore mushe wani satani abva ati pfeeeee chero Tinashe apererwa....Benzi remukadxi haubatsirike murume anoda mukadzi but chenjera kuzadzirwaa imba nevana vasiri vako
Mobereka mega semunhanga hereeeeeee
Dzokai Capetown mukoma mutiroore zvedu😅😅 busy kut Capetown hakuna vakadzi
😂😂😂😂😂😂😂
Apa mainini mune innocent face I wasn't expecting 0%
Aaaagh kana neniwo mufunge ndanyara
It's a moment of silence for me 😭😭😭
Hapana chakanganisika here I trusted this lady😢
Was not expecting this result 😮😮😮
Let's give flowers to the DNA team..u guys are amazing..giving pple a piece of mind❤
It's the innocent face for me ama 2000
Haaa Tinashe nhasi wakachena zvekurevesa ,ndimai Mugabe here vari kukuchenesai
Amai vari kugara nemuridzi vemwana baba vari joni 😢😢😢
Muzimbabwe 70% vanhu vakuchengeteswa kana vasiri vavooo
😢😢😢.usadaro ndine hama yanku woo ikufudza dzisidzayo .iyo yakaxungaira dna haaizie kt inogona mubatsira
Mama is so calm and soft beautiful smile
Sure. Zvechinzenza chaizvo.
Aaaaah vedu weee, apa ndaitoti 100% nhasi
No apology no wat, wakanzenzereka mwanasikana
Ndaiti zvimwe ndazomuvana andichazofara naye mangwava vaputsa chisungo takarangana sure hre 😢😢😢😢
I hate it when people put pressure on young couples kuti madii kugara mese..You are 40years putting pressure on 22year olds no it's not right.
Is it pressure
@@tavongamapuvire370 It is pressure,we all start differently and when someone is starting let them find their way.Not trying to map it for them.
Pama results panoda scary sound yemuma action iya bcoz panotyisa kkkk
Uyu ndoweZhira akazungaiira tarisa maresults kusvika abooka
Kkkkkkk ndewe kumusha kwedu
😂😂😂😂 wazondipedza
Here, you cannot predict anything🙌
Vasikana vakanyarara kudai ndiwo matsotsi. Kunyararira kupusa.
Mr Mugabe . Makachena
Its tinashe drinking water for me after announcing e results
Iyi ndiyo reason Inonzi kudza mai. Mai munhu ane serious yakaoma. Apa vanenge vari mai vako, you can never comprehend. The only way to get over it is to respect the process and leave it there. A few will understand this, 😊.
Is this guy funny or? I think he's a gentleman, his relatives may be knowing better about that lady
Waita munyama nhaiwe gamu wawakutoda kutorerwa passport woenda joni zvino yoooo ,,
Ne suite yakapfekwa naVaMugabe nhasi handina kumbofungira kuti ingaite 0% ,...anyways itsokeyi
This is definition of never judge book by its cover
Haaaa wasn't expecting this mawife material arikuhura maiwe
Hama dzemurume dzinoziva baba veMwaba
Kabenzi kemusikana. Kana dai aienda naye kusouth aindopakurwa nevamwezve ikoko, imbwa nyoro iyi
Ama 2k hatina zera nawo 😢
the pain is real. and you will be fighting with the family