🤯💥😱Tezvara Vaida kuita Bonde Nemuroora PaKisimusi Amwene Varipo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 фев 2025

Комментарии • 35

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 9 дней назад +10

    Hair style iyo confirms kuti tezvara pane mabasa chairo.

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 4 дня назад

    Nguwo yarema heree NHAI chief🎉

  • @utrackcontrol
    @utrackcontrol 7 дней назад

    Well-done dare makagona kutonga apa🎉❤

  • @VeeGrace-dg9cx
    @VeeGrace-dg9cx 9 дней назад +3

    Aaaa vatezvara ava ka ..pavangoti vakadzi 6 ndabva ndatoisa judgement yangu

  • @KeziaMugadza
    @KeziaMugadza 7 дней назад +1

    Sei tezvara vari kutaura vakatsinzinya. Mhuri iyi yakaronga kuti muroora arare nababa vakaromba ava muroora tiza nehupenyu hwako

  • @vladimirputin-t1l
    @vladimirputin-t1l 8 дней назад +6

    tezvara /amwene /mwana komana wose awa wakagara dare kuti warare nemuroora nechinangwa che tsika redhinza rawo zviine chekuita nemishonga uye hurombwa

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 6 дней назад

    Kkkkkk kutsvuka kumeso maoko matema tema tezvara Ava pane basa chairo😂

  • @RebbinaMujaji
    @RebbinaMujaji 4 дня назад

    Tezvara itsotsi guru uuuuuuuu baba ava

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 7 дней назад +1

    Hairstyle yababa bhoo here! Karamba kukura kadhara ako

  • @pmupukuta1182
    @pmupukuta1182 4 дня назад

    Tezvara na mwene same what’s app group

  • @rebeccapasipanodya7393
    @rebeccapasipanodya7393 4 дня назад +1

    uuuuu ndavanyarira nhaiwe muneka mwana wamuzira ndokuonai sababa vangu ndanyara you reminds me precious Muneka muzira uuuuu RIP pure

  • @luckmorechaitezvi8625
    @luckmorechaitezvi8625 6 дней назад

    Kababa aka

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 9 дней назад +2

    Ndoyakanzi naTuku sei muchinenedzera hwahwa.

  • @LetweenDickson
    @LetweenDickson 9 дней назад

    Kugerwa bhoo here uko atezvara

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 8 дней назад

    Vakadzi 6😮😮😮

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 4 дня назад

    Vanhu kuda kuroorwa here kuita mukadzi namba 6??

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 9 дней назад +1

    Zvakaoma hazvo vajo😢vakomana

  • @CliffordChinyere
    @CliffordChinyere 9 дней назад +1

    Tezvara kaaa??

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 9 дней назад

    Wakomanaka ,6 wives ,uummm haaa anorema muchinda uyu.its surprising aine 6 wives kudaro aitoda zvakare mukadzi wemwana wake ,yoweee.

  • @norestchiranda6282
    @norestchiranda6282 8 дней назад

    6??

  • @TendaDzuda
    @TendaDzuda 9 дней назад

    Is it part 2 or mukudzokorodza

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 5 дней назад

    Tezvara vechidiki vanoshupa

  • @eunicetashy7810
    @eunicetashy7810 9 дней назад

    tezvara vababa tanatswa

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 7 дней назад

    I'm sure dai akangobvuma dai akutorarwa nezvikwambo.

  • @MaideiMagaya-x2x
    @MaideiMagaya-x2x 5 дней назад

    Tarisai zera racho ririkuti ndene vakadzi 6,ndowona sekuti mishonga chaiyo ini,,,dressing ne appearince yavo inongotaura yenga kut bba avo inyanya chaiyo...

  • @sammlambo8313
    @sammlambo8313 7 дней назад

    Kans iri mash central, varume vacho havadzore tsvimbo pavakadzi havapupurirwe 😂😂

  • @PhillipChindendere
    @PhillipChindendere 9 дней назад +1

    Too much noise

  • @rebeccapasipanodya7393
    @rebeccapasipanodya7393 4 дня назад +1

    hurombwa huri mudzinza ravo avo amuneka avo

  • @PhillipChindendere
    @PhillipChindendere 9 дней назад

    Baba knows the whole story about wanting to sleep with muroora

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 9 дней назад

    ko ari kuramba zvekudakwa sei, iye achitaura zvekuvata pasofa; ndopamubhedha wake here? Kana Sofa uri mubhedha wake wenguva yose saka azvitaurireyi; adiyi kungoti ndabvandarara. Zviri pachena kuti kuvata vasofa kwaiva kudhakwa.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 9 дней назад

    Face yatezvara ndeye mutoriro iyo. Zvino mungativo anonyepa ndiyani pakati pemuroora asingamwi mutoriro natezvara vanomwa mutoriro? Iye muroora angataura zvakawoma kudaro achinyepera tezvara kuti zvidini? Hakuna zvakadaro.