Akapihwa Munda Akatengesa , Akatengesa Kuti Aendese Zvinhu ZvaMai Vake , Akuda Mumwe Munda Futi
HTML-код
- Опубликовано: 4 фев 2025
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official RUclips channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
My favourite chief
Long live my Mambo Chinamora, Rombe remunhu kutengesa musha.
Heyiiiii apa hama dzangu
😂😂😂😂😂 mupfanha uyuuu anoda kurohwa uyuu manjee
😂😂😂 possibility iyoyo iripo zvayo. Haahh vanhu soo ka. Garden here veduweehhh chiiko.
It's ancestral land, and land yekumusha haitengeswe, period. Magenerations anouya anowaneiwo tikatema miti yakasimwa nemadzitateguru edu
Magona chief vanhu ngavashande vatsvage mari kwete kuda kuwana mari vanhu vakagara. Dai baba vake vakatengesa izvozvi iye angadai achigara kupi
Aka kapenxi aka
Womhangara wobva wapiwa muripo wemombe futi 😢
Kkkkkkkkkk yeah mhosva inodya mwene wayo
Aghhhh shame veduwe, no parents, no money to ripa his moms clothes, now no land 😢😢
@@kudzaimasilo5527He's a grown up, irombe land yekuruzevha haitengeswe and stop being lenient with him, is he the first nherera. Check the way he's dressing, ndovanhu varikutiunzira vanhu vakutinetsa kumamisha kwedu KuDomboshava, mari yaakatengesa kumba akayiisa kupi, unotengesa pawakazvitsvagira not ancestral land. Good ruling mambo. Pasi nemarombe
@@kudzaimasilo5527Musanyanye kumunzira tsitsi, this guy akatengesa nzvimbo 2 akuda yechi 3 futi
Judgement inouya iri soft ichirwadza 19 Jan kudzorera vanhu mari 19 Feb fine $500. Ivhu haritengeswe mfanami
Dare ndarida iri rinoranga mapenzi Mambo parizvino ndimi mune chimuti muZimbabwe vamwe vachitevera
Mambo Tino irombe nana baba vanoreverera nhema achitengesa minda arikudii kushanda abhadhhare zvinhu zvekwamai vake. He is not entitled to that land kupakatiswa hakusi kunzi ridza
Mutasa and Chinamhora kunonetsa nyaya dzeminda Bushu,Nyamaropa,Dotito uko ndekwechihure chete
Mambo Bushu😂😂😂
Zvino mambo muchatomutora Tino wacho inobvep mombe paye
Tino ariboe anoda kutengesa bcz magarden anepamuromo ayo
Kupusa kwako iwe mwana, uri kuda kuwana free land asi uchetengesa hauna kukwana
Ihembe rudzii dzinotoda kuti patengeswe ivhu imi mozorimepi. Tino haadi kushanda .
This guy is silly, akatengesa nzvimbo 2 akuda yechi 3 futi