Takadanana Nemukadzi Wake, Pandakaziva Kuti Mukadzi Wemunhu, Ndakabva Ndasiyana Naye

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 29 янв 2025

Комментарии • 43

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 4 дня назад +3

    Mambo wangu Chief Ngezi bigup kutonga softly havo as soft as wool

  • @CarolineDzarira-d9q
    @CarolineDzarira-d9q 4 дня назад +3

    Mambo foni munoyida dai muchisiya henyu mutedzeri wenyu avo vanoti handitika vapei matare vatonge imi kuzvida kudya mudare foni and kunzwisisa nyaya kunokunetsai

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 5 дней назад +4

    Mambo apa mandigonera. Ndange ndave nenguba ndichishaiwa matare enyu pa social media. Mai muhure avo mavagona zvakare asi mungadai mavabhadharisa hwai shanu.
    Baba ava vangati mombe two chete, asi vaaingoita havo zvema poto kani.

  • @LovemoreChipunda
    @LovemoreChipunda 2 дня назад +1

    Chief weku Ngezi haana kn Wisdom ngaadzidzewoo kunana Bushu nana Mutasa unoona achidya Sadzaa mudaree

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 3 дня назад +1

    Mombe mbiri ishoma, mupfana uyu akadheerera chaizvo,

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 5 дней назад +3

    Chipfambi chikapinda vanhu muropa vanoita kunge vakupenga kunyepa zviripachena kudai

  • @VIVIANMASAMHA
    @VIVIANMASAMHA 5 дней назад +1

    Kambwa kemukadzi ungaende kunoita witness yechihure😅

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 5 дней назад +2

    Kunombonzi humambo hunobva kuvadzimu... uyu chief uyu hwakabva kuZanu

    • @FrankMoyo-j6j
      @FrankMoyo-j6j 5 дней назад +1

      😂😂😂😂😂😂 i hate this guy nemoyo wangu wese, ndinofa avo vechikuru vanoti handiti mapaona

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 5 дней назад

      Why wadaro, apa wange uchida kuti vatonge sei apa?

    • @HomeawayfromhomeinKorea-j9c
      @HomeawayfromhomeinKorea-j9c 3 дня назад

      We chikuru anotaurisa asi he is way better ​@@FrankMoyo-j6j

    • @LovemoreChipunda
      @LovemoreChipunda 2 дня назад

      Anouya achidya Sadza mudaree

  • @NathanDadTV
    @NathanDadTV 5 дней назад +2

    Ava Mambo ava vanonyanya kuzvidawo ava,.. vanenge vari paPhone munhu achitaura nyaya or dzimwe nguva vanenge vachitodya zvavo… dai Mudhara uyo murefu ariiye hake mambo

    • @TafadzwaMushayi
      @TafadzwaMushayi 5 дней назад

      Chozikanwa namambo avo hapana,very useless

  • @EdinahKambanje
    @EdinahKambanje День назад

    Uyu ada kureverera murume wake benzi remunhu.

  • @mari0rusere981
    @mari0rusere981 5 дней назад +3

    Why are you not eating today 😅

  • @takamirimi2297
    @takamirimi2297 5 дней назад +1

    Hant mapaona

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 3 дня назад

    Noise mudare

  • @DeeTaelo-n5v
    @DeeTaelo-n5v 5 дней назад +1

    Chief murikubvira

    • @abiegal4827
      @abiegal4827 5 дней назад

      mambo vanositonga vaye varipikoniri dzibvurandi ma1

  • @NyaradzaiNyakunika
    @NyaradzaiNyakunika 5 дней назад

    Kutonga kwamambo umm havagone😊

  • @DanielBwetu
    @DanielBwetu 2 дня назад

    ana ngezi mukwane . munhu ari kutaura imi bzy pamafon . after that motaurisa semunoziva apa pasina chamanzwa. aaaaaaaaaa kwanai

  • @FrankMoyo-j6j
    @FrankMoyo-j6j 5 дней назад

    Mambo avo is a joke, nhasi vambomira kudya nekunon'ona madzihwa mudare nhasi ari busy kuputitsa ma pimples avo mudare😂😂😂😂😂😂

    • @lesleymutseka8816
      @lesleymutseka8816 5 дней назад

      Kkkkkkkk 😂😂😂😂wadarirei kudaro😅😅😅😅

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa 4 дня назад

      Vaimbonwa castle lite padare havo

  • @MalcomChoga
    @MalcomChoga 4 дня назад

    Vari kuita noise nyararai kani nxaa

  • @TheWatcher11119
    @TheWatcher11119 5 дней назад

    Mambo uyu handitoone, skip

  • @IamBabaAnisa
    @IamBabaAnisa 3 дня назад

    So a person akabvisa tsvakiraikuno anotoripwa nemombe....
    Something is not adding up

  • @Dragonstarfilm
    @Dragonstarfilm 5 дней назад

    Ripirwa ubve waramba mukadzi mudhara hauna mukadzi anongofamba achipa Gumbo maboora ngoma

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 4 дня назад

    Dai vachisungisa mukadzi vacho, because iye anobvuma mumwe murume sei iye akaroorwa. Vakadzi hamusipropertyba, inongozi hee akarara nemukadzi vangu, iye mukadzi vacho odutununu here?

  • @Jimjimalo
    @Jimjimalo 23 часа назад

    Avo amai havana zambia apa vakagara kumberi kwedare vakatodzamba pasi. Ndizvo here nhai dare? Itsika ipi iyi nhai dare? Handi mapaona ? Dare rechivanhu ngaritaridze chivanhu rive muenzaniso. Handiti mapaona? Kkkkk. Iye chief wacho used to eat sadza in the court during session. Unhu rudzii unhu? Chief kana muchiuya kudare itai hwahwa hushoma. Mudhara uye anositungamira court iyi ane much better wisdom than chief

  • @MunyaradziManhando
    @MunyaradziManhando 4 дня назад

    Chimambo ichi chondimara

  • @mildredmagora8020
    @mildredmagora8020 4 дня назад

    Mabhishu manyama

  • @St-G2
    @St-G2 5 дней назад

    Mfanha mambo ibva paphone munhu kana achitaura, hauna hunhu nhai

  • @lilquinie8075
    @lilquinie8075 4 дня назад

    Dare majokes iri uyo murume haana kuroora pachivanhu chedu hapana musha chihure

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 5 дней назад

    Ichi chimambo chekuNgezi chinobhowa ichi

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 4 дня назад

    But wy vachidya mudare

    • @PatriciaManyika
      @PatriciaManyika 15 часов назад

      Vanenge vanogara vakadhakwa awa nekuti kana score hauishayi pedyo nawo😂😂😂

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 5 дней назад +6

    Preempting the whole story is boring Bus stop.

  • @mildredmagora8020
    @mildredmagora8020 4 дня назад

    Mabhishu manyama