Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
This is wonderful ❤ chief asingade dzimba dzinoparara🎉🎉
Ndoobasa redare kairi. Thanks Bhushu
Aagh bt bhoo hre hanty mukadzi akaenda ega hr
This was wonderful chife
I love this chief
Kubwaira bwaira kwababa ava bhoo here😅
Shamva ndeyemahure
Tembo ini ndodada nemi munoita kuti ndivhaire nekunzi Tembo.
Chief tinokudayi makatikoshera..Chengetwayi nemusiki for always being just ❤❤❤
Sei vakadzi vachida kuudziwa kana kumanikidza murume aburitse manzwi ekuramba ivo variivo varikuramba murume
My favorite chief aaaah data rangu raperera kwa Bushu
Mambo Bushu vanofanirwa kubika doro nekuti nzvimbo yavo yakanyanya chibishu. Mamwe matare vanotonga nyaya dzemuganhu asi ivo mujolo kuphela. Vanorima nguvai vanhu ava ? 😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mbuya vose avo yohweee
Haaaa siyana nazvo wangu unopesaniswa namai vako nekuda kwemutorwa
Mai avo vanooneka kuti ndevemjolo 😂😂😂. Zvemba havachadi
Kasi Joburg ndiyo inotsikwa vanhu nemota kkkkk😂😂😂
Nayi veduwe
Kkkkk
Adhara ngwarai ngwarai kkkk
Makurukota machende enyu
Mai havarwari here plus baba munenge vadiki kunamama
Apa zera racho ririkutaura zvemimba😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂hapana mutano apo
@@Rebhara😂😂😂😂nyika yakunoguma
Nhamo inochembedza veduweeee
Pls on advertising please put big numbers and put name of the company in big letters
Mainini itsotsi vanoda kubudirwa pachena sei ivo varivo vakawoneka vakayenda kumusha kwavo
Mai ava vakura vari kubata mwana kumeso vakauya vachinyepa kuti vane mimba ivo vasina ndeva mujolo avo hapana imba apa muchazo ndiudza henyu
True
😂😂😂handidi kucommenter zvakawanda ndevepadhuze
Ndirini ndotiza ini ndozodzoka aenda😂😂😂😂
Itai short break moita advert musatisiira sound pasina mapicture
Amai ava ngavagare nemurume ndisati ndavavinga nebhoma
Nzvimbo yenyu chifi inopa Mwari strees yoooh
kachembere kane mweya wenzvimbo ako Bushu spirit 😂😂😂 zvekugarisika hakatode panechikomba chitsva chavanikwa chakuda kunogarwa nacho ,huye bodo chokwadi va bushu voyee mahure munawo left and right center 😂
no future,,,,,,
Chief bushu will pay you a visit sando dzenyu always smilling but pfambi dzawanda kwenyu uko
Goridhe nemahure azvisiyane
Shona yakangooma, saka munhu anorongedza twake twese, apedza onoti ndibudire pachena, ko wakamboenderei?
Imagine. Ndezvekupenga chaiko😂😂😂
Zvekuisa ma adverts makavhara vanhu zvakadhakwa 😢
Ipapi murume nguva ataure mozotonga.
Zero racho
Dna test
Tenga pregnant test
At that age, uchirikugara namai.
Irombe
@Rebhara You can say that again or anoshandiswa namoms vake
KO ipai munhu atsanangure mozotonga ka nhai
Ivo vakadzi vava kujairira kungoenda vachida kuzo teverwaAt first unenge waita sarudzo dzokubuda woenda uchida kuti uzo teverwa futi.Taneta isu varume nevakadzi vanongo ita decision yake yokututa zvinhu mumba voda kuramba uchingo teverwa.Please tipeiwo zororo nevanhu vanongoda kunyengererwa always.😊😊😊😊😂😂😂
Apa ashaya ateera akuti anoda kubudirwa pachena nxaaa
@PatriciaManyika Nhai imi.Vamwe vari kutotsanya vachinamatira dzimba idzi iye otoita zvake zvikutamba hake.