no vamwene ne mwanasikana munorwara njere imi munonetsa hamusimi muridzi we mkadzi munoda kutonga too much munenge munotoroyawo imi,moyo wenyu wakashata stereki.
Amwene ndimambara vana 3 no roora apa mwana wavo ave nemumwe mkadzi oba mari yefees vaakuda mbudzi vana vasingaendi kuchikoro chii chakadaro chinenge ngozi munhu anonzi mai must learn to forgive
imi amwene makanongedza pekuvakira muri baba here ?? amwene avakuda muroora number 2 chete havachada muroora mkuru !! Vana tete it's a problem kuda kutonga too much as if kwaakarorwa anogona !!
Mwanakomana wakabhaiza pakuvakira imba yako pa family land, kudai wakatsvaga pako pari neutral, nhasi vana vako vemkadzi uyu its like havana chavo, once ukangofa chete zvavharana, vana vako they are going to be homeless.
@witnesschoto2389 what do you mean panogarwa Nani? Handiti pa family land here? Parizvino ndepa the survival spouse, kana Amai vafa the land will remain to the kids,mwanakomana haaziri iye ega ane hanzvadzi.
Muroora uyu inhubu, the fact that amai encouraged mwana wavo nemuroora kuti vavake pa stand pavo shows kuti momz vane rudo, tete vari right you can't allow some spoiled rascal wamusingazive kwaakabva kuti auye kuzoshungurudza mai pamusha wavo, why is she refusing kuenda kumusha kwake nemurume wake? Muroora imboko, mambo abhaiza apa he should've allowed kuti muroora abude mu stand maamwene
Amwene ishiti yemunhu avo... Varikushungurudza muroora nevanasikana vavo... Muroora will be forced to fight back.. Muroora is going through a lot uyu.. She is being fought from all angles of life..
That’s bullshit bushu i used to respect you but why are you forcing this women Muroora wamuri ku supporta iyeye arikupara ngozi that will haunt her Talking about the generator you wanted to defeat her stop this nonsense please respect your subject Unobvunza kut amai wari ryt hre awa pamberi pemnhu arikuwa shungurudza why
@ arikuti mai ava havana musha nokuti nokuti vakati mwana komana wavo avakire mumusha. Ma Bushu is completely wrong ipapo. Dai zvaigona , i wld like proved wrong by mai ava to appeal mutongo uyu . And video iyi yoitwa played mberi.
Well done mambo tete kumhata kwenyu😂😂😂😂😂 enda motonga kumba kwamakaroorwa
Its always ivava ana tete vanenge zvimamuna😂.
My chief ndatiiseyi malikes nema shares. Fair and Just chief of chiefs.❤❤❤❤GOAT . Greatest of all time🎉
Asi mambo zvanga zvichiita muroora panga pachitaura amwene ane musindo muroora uyo
Imagine kuita here ikoko bushu anomborasika but vnhu awazvione
Ari kupara ngozi muroora iyeye
ibitterness iyo
Matowa neChannel yenyu ka 😅😅😅😅mukati tikuitisa vamwe mari
Hapana nyaya apa, nyaya ndeye imba iyi. Muroora ukasashinga unoitwa churu nembuya iyi nemazikumvana ayo.
Chero Uchida mwana sei. Hazviiti kugara vanhu vakaunganidzana panzvimbo 1. Mwana nemuroora havaifanirwa kugara padhuze nechivanze chevabereki. Ngavavake pavo at least a few hundred metres away kubva panevabereki. Vanhu havafanirwe kugara vakaunganidzana panzvimbo 1 zvinokonzeresa mashoko akawandisa
Muroora haachadiwe..ende zvakaoma
Apa akazvara vana 3 vese kana kubvisirwa kana cent
Chief Bushu makanyanya thank you...very good leadership...ana amwene ndozvavari but muroora should be more respectful ngaaripiswe hake.
Muroora hurude huripo
Koiwe tete unozviona uri kupi kuti hanzvadzi yako ikataura muroora haaterere?
no vamwene ne mwanasikana munorwara njere imi munonetsa hamusimi muridzi we mkadzi munoda kutonga too much munenge munotoroyawo imi,moyo wenyu wakashata stereki.
Musaitewo zvinotukisa imi.. Imi tete zivaiwo kwamakaroorwa murimuroorawo..
Kuzikamwa kunoindwa uchinobvisa zvee chikaranga vani nhy chief
Chief muroora aita dambudziko rekupima Vamwene vake😊
Hapana kupima vamwene APA, but chandaona ini ana tete avo they are too controlling, amwene vari kutoudzwa zvekuita nemazikumvana avo.
Amwene ndimambara vana 3 no roora apa mwana wavo ave nemumwe mkadzi oba mari yefees vaakuda mbudzi vana vasingaendi kuchikoro chii chakadaro chinenge ngozi munhu anonzi mai must learn to forgive
Havachadi mroora
Yeah ichokwadi ngavaite moyo wekuregerra vamboone kuti anochinja Herr kumusha kwake endai moroora imi amai mukwane
Amwene avadi muroora chete
Mambo big up😂
Amwene vanoda Mercy 😂
Amwene vanga vaita strategy yekuuya kuzoramba muroora mudare. Why is it ana tete vese vakanyangara vonovenga varoora?
Amai vakuchiva imba vavekuda imba
Amai awo ndovakarumisa muroora nenyoka
Hanzi kna afa ndomudiii arikuda ķuuŕaya hr 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 mazitete asina pfungwa anonetsa
Amaibvakutoda kuuraya muroora kuti are motaura zvekufa kwemunhu mune book rekuziva kufa kwevanhu here. 😢
imi amwene makanongedza pekuvakira muri baba here ??
amwene avakuda muroora number 2 chete havachada muroora mkuru !!
Vana tete it's a problem kuda kutonga too much as if kwaakarorwa anogona !!
Kkkkkk moms ikutoda mbudzi nemombe
😂😂😂😂 mambo hanzi hamuzivi kuti mota inoda diesel here
Mwanakomana wakabhaiza pakuvakira imba yako pa family land, kudai wakatsvaga pako pari neutral, nhasi vana vako vemkadzi uyu its like havana chavo, once ukangofa chete zvavharana, vana vako they are going to be homeless.
Mwana haana kubhaiza hantie mwanakomana ega here saka akanotsvaga kumwe ipapo panogarwa nani
@witnesschoto2389 what do you mean panogarwa Nani? Handiti pa family land here? Parizvino ndepa the survival spouse, kana Amai vafa the land will remain to the kids,mwanakomana haaziri iye ega ane hanzvadzi.
Well done mambo wangu
Muroora akayita mistake dai akavakira muTowship...😂🎉
Vanhu ngavaende kunoroora full stop
Vanhu vekwabushu nevakadzi vechi2 , haa bva barika I culture yavo chokwad
Amwene avo imbwa yemunhu vese nemwana sikana wavo... Avo vekurumwa nenyoka avana kunatsorumwa mxm.
Ndavatorane nemuroora vanoona kumusha kwemuroora
Ava ndo ana amwene musuzo ava 😂😂
Muroora itsotsi why asingadi kuzikanwa kwaanobva angatiakamirira kutanga amirira kuvaka kuti mukwasha azikanwe
Vamwene ava vakarwadziwa neimba yemuroora
Vatete mukufemera padenga chii chacho
Amai vane moyo wakaipa ava, she doesn’t have a forgiveness heart,
Muroora uyu inhubu, the fact that amai encouraged mwana wavo nemuroora kuti vavake pa stand pavo shows kuti momz vane rudo, tete vari right you can't allow some spoiled rascal wamusingazive kwaakabva kuti auye kuzoshungurudza mai pamusha wavo, why is she refusing kuenda kumusha kwake nemurume wake? Muroora imboko, mambo abhaiza apa he should've allowed kuti muroora abude mu stand maamwene
Ndaona hwiza pa t shirt yamwene
Kkkkkk neniwo wena 😂😂😂
Famba muroora chimwene chekupenga huroyi
Chimbuya chinemamhepo icho ndosaka chakapfeka hembe inehwiza muroyi
Hiìiii akomana😂😂😂😂 wakanyanya
😂😂😂😂😂😂
Havana kutukwa Mai ava kutukwa kwemuzukuru ndekwenyu
Havamudi muroora ndovakatsvakira Mwana wavo umwe mkadz
Madzi tete dzingai Mambo iiiii inyoka zvinhu izvozvo shitiiiii ,chasara kuroya mwana wevanhuuu
Motaura zvokufa kukatanga imi musadaro akazvara vana akadii kufa
Makothi variko varoora vanoshungurudza veduwe
Mambo sorry hainzi ibvai matambira now muregerere mnhu anoda tym zvichienderana nekurwadziva kwaaitwa do not force atadzirwa kut gamushira sorry
Amwene ishiti yemunhu avo... Varikushungurudza muroora nevanasikana vavo... Muroora will be forced to fight back.. Muroora is going through a lot uyu.. She is being fought from all angles of life..
Amwene havachadi muroora vave kuda mutsva ari kunzi ave nemwana wavo.
Kana mwana aroora wana amwene ngati suduruke pedyo newanakomana wedu ,ma return soldiers siyai varoora wagqre mudzimba dzawo zvakanaka
Uyo muroora anemaziso kunge katsi itsotsi iro
Vakuda muroora munyowani
Vakuda mukadzi mudiki hapana chimwe
Murora ane mukonyo uyo
Tete itai mushe imii murimuroorawo futi.
My chief
Apa varikubhadharirwa vana kuchikoro wobatikana neizvii
Chief
Chief vanogona
That’s bullshit bushu i used to respect you but why are you forcing this women
Muroora wamuri ku supporta iyeye arikupara ngozi that will haunt her
Talking about the generator you wanted to defeat her stop this nonsense please respect your subject
Unobvunza kut amai wari ryt hre awa pamberi pemnhu arikuwa shungurudza why
Amunawo nyaya imi adala. 😂😂😂😂
Ukaona mai vati ndombobva zvinoreva Kuti muroora arikuvashungurudza izvozvo zvekuti ngavabve vanovaka somewhere ndizvo chaizvo
Mbuya iyo yakuda imba
Vakuda imba avo
Uyu mambo mambara. Ngava ende vano dzidziswa na chief mutasa
Vadini
@ arikuti mai ava havana musha nokuti nokuti vakati mwana komana wavo avakire mumusha. Ma Bushu is completely wrong ipapo. Dai zvaigona , i wld like proved wrong by mai ava to appeal mutongo uyu . And video iyi yoitwa played mberi.
Vamwene ava vane utsinye regererai muroora