Three Men One Woman Love Triangle : Dare raChief Chinamora Publicsphere
HTML-код
- Опубликовано: 23 май 2024
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official RUclips channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily. - Развлечения
Muchinda anorwara neshanje apo mukadzi wacho waanorwarira ihure muviri wese
Hanziiko chihure anhukadzii 😱
Mukadzi anemusika webota
Saka mambo Makoni is right pavanobvunza kuti wakaroora here uye wakabvisa chii nechii than kuripwa mombe iwe usina kana 1 yawakabvisa kwatezvara
Haaaa kana usina kuroora mukadzi haasi wako mukuchaya mapoto
Shuwa ka munhu akutobenefitter akutoroodza mukadzi waasina kuroora
X1oiz4@@honestdzafunwa
Vakadzi vamazuvano vari kupfumisa varume kwete vabereki kkkk
Ripisai mahure, vanhurume Havana mhosva, machief hameno
Vanoshaya mhosva sei hanti ndivo vanokanda shoko munhu obva abvuma vese ngavaripe.munhurume anofanirwa kuva nerespect pamukadzi wemunhu then mukadzi wemunhu anofanirwa kuziva kuti akaroorwa
Well done mambo
Wabatirwa banga wotya kuti semunhu wandine mwana naye ko iye paakabata banga haana kuziva kuti mune mwana mese here.
😂😂😂😂
No longer a love triangle but a love square.
Mukadzi hure soooo manyepo acho anonyadzisa
Chief makatongero amaita hamuna kunyatsobata zvese cos
1: judgment yamaita hamuna kutarisa kuti akabvisa marii kwatezvara haana proof yeroora tsvagirai kuno yakabvisa iye ndiye akuwana 1000 vabereki vakawana 50/20 yakabvisa
2:hamuna kutarisa kuchengetwa kwemwana since mukadzi arikumba kwavo support akuendesa here
3:zvaaiva ane evidence yese why akazomusheedza kumba pabanga apo matsikirira mukadzi
Haisi fair nyaya iyi
1. Kana tezvara vachida pfuma vanokwira dare vega voronda pfuma.
2. Madzishe paanopinda nhau dzekuchengetwa kwevana vanenge vachityora mutemo, their mandate doesn't extend to that, izvo ndezveMagistrate Court.
3. Pane evidence yebanga yacho here, uye kana papinda nhau yebanga inenge yava criminal case, traditional court haina jurisdiction.
High time you all know Chivanhu… kuroora kana kusaroora mukadzi wemunhu haabatwe. Mhombwe dzese ngadzizvizive izvozvo
@@walterechetemu9910 I agree with you. The Chiefs are the custodians of Chivanhu, Chivanhu chinoti mukadzi wemunhu haabatwe. Mhombwe dzese ngadzizvizive izvozvo
Mikadzi uyo anonyeba stereki kana vagara vose five years kureva kuti atove mukadzi wake saka murume ndiye anofanirwa kubhadharwa vane speed mai avo. Ukahura ndiwe watozviruza
Haaaaa kuchaya mapoto uko,wrong judgement panoda mambo makoni apa
Mukadzi uyu akanakirwa nechihure kudarika imba yake zvose zvaarikutaura manyepo ayo. Zim ladies chihure mazochiwanza kuroora kupedza nguva KuZimbabwe shuwa
EndA unoroora kusouth africa
Chidare ndeche kumama ichi
Kkkkk
I feel for zvikomba kusangana mudare here my gender tanyadzisa hedu😢
😂
😂😂😂
Hapasisina zvekuty mukadzi wangu apoo....atongovawo bhishu
And you still have the guts to call her your wife😂
Hapana mhosva apa. Pane umbowo here wamataridzwa kuti akaroora. Kubatirira vanhu uko.
This lady haachadi murume saka ari ku protector zvkomba izvoo
Kuroora ndiko kuita sei?
NOISE YEVANA MUDARE ZVINOITA HERE?
Goda kuchekwa ugo
They should appeal
Xaaaa rovai hure iro kani kuswera kupedzerwa nguvai👊👊
Uyo mukadzi unotaurei mudare umo.
Aya ndiwo anonzi matuzvi chaiwo, BUSTOP TV you cant go soo low like this. Broadcasting matare ana mambo ndezvaZigo naRobert Tapfumaneyi
Zigo akatotangawo mhanje manje kwanga kusiri kwake team rese rakatevera Robert tapfumaneyi
Zvose zvigoita manyepo aaaah madam mukutamba nedare.
Appeal to mag court
Mukadzi uyo ihure chairo
Mkadzi akangwarisa kutaura zvebanga ari manyepo
Chidare chakadhakwa ichi, giving a judgement pasina kana hama dzemukadzi to testify even on the lobola. Maboy friends achaita mari mudunhu rachief Chinamhora.
Iye aiita mwana nemunhu asina kuroora sei? Aiti ari kurara nani?
Iye aiita mwana nemunhu asina kuroora sei? Aiti ari kurara nani?
😂😂😂😂😂kurambirwa kudare ma1
Mkadzi haachade tsaga uyo weredha varikukiya sadza zvese ne munhu ,mupfanha afira ye High School 😂😂😂😂b
Mambo makadhakwa mukadzi wake pakudii
Zvikomba 2 at the same time, ihure munhu uyu.
Matonga nhema apa muri wekumama
Ummmm nyika yashata vakadz kuhura ummm
Ndokutonga uku kwete zvekunzi heee wausina kuroora
Chief torai ma notes kune vamwe ndokunonzi kutonga chibororo uku abhadharwe iye asina kuroora
Azvinei nekuroora, mukadzi wemunhu haabatwe. Mhombwe dzese ngadzizvizive
Kana asina kuroorwa saka ari kutsvakei kumba kwevanhu?
MaZimba kuhura chete ma
Dziri pamuti
Hoo? Zviri muzimbabwe chete nhai!?
Mombe ye 500 🤔🤔🤔🤔🤔
Vakadzi futi ka.....
Uyu Uuummm akanyanya zvake
Unongoona wega wega kuti madomasi or mangoes dzepamusika ada kudzvanya anongodzvanya achisiya
Ko mumhangari wacho zvanotoita sekuti anoda kunyengeregwa kutaura nyaya yake wani; asi ari kunyepa or ndosaka achitodyigwa bota kanhii?
Kamukadzi ako katsotsi ako .kari kuhura ako
mabhera emabhazi yoo
Chivanhu, kana usisade murume kana mukadzi mupe gupuro uye gupuro ishereni mufunge. Kana usina kupa umwe gupuro ukagara nemunhu 3months mutemo we Zimbabwe 🇿🇼 unoti matoroorana customarily. Saka kuroora kana kusaroora mukadzi wemunhu haabatwe, so Mambo as the Custodian of Chivanhu, he’s right.
read mutemo zvakare. hauti maroorana. unongoti munogovana property mukagara mese 3months but kuchaya mapoto is not marriage. nyatsoverengai mutemo
Not fair
Vakanyenga vakomana awoo
Kamukadzi ako kanoda kumamiswa 😂😂
Iri dare iri maya mutongo wavo chef ava dhakwaz
Waita mari or mombe zvikomba 3 une laki wena kkkkkk wapfuma wakura
DRC
KO KUNGOSISIYA MUKADZI KANA WAONA KUTI HAACHADI ZVINEI ?
Dare rine mutongo upi pasina humboo
Zvagara vanobika avoo umwe musi inodyiwa ikoko
noise yemabhazi yandivhiringa veduwe.ndakamboshanda murank so.pairira bhera ndopandaichibva ndatanga kumanya manya.saka parikurira bhera ndikusiya kuterera Nya ya
Kuripwa mombe iye asina kana mombe yaabvisa kwatezvara 😮
Ndosaka mambo Makoni vachizobvunza kuti wakaroora here
Serial bishu😅😅😅😅
Vakai mashade kana mahall kudzimba dzenyu mopiwa mari inkwana
Given how long you have been in existence you all are copying and just covering these traditional courts.Lot of untried content out there.Are you running out of ideas???
It's truly embarrassing for them. I think Bustop tv can do better than this. There is a long of content they can cover.
Copying Robert tapfumaneyi ideas
How about giving them ideas of the content? That could help.
I also wish to know the content that is out there that has not been covered. Please list.
Untried content like what? Musangowawata, ipai ma ideas acho zve
Kana apiwa mombe ogara futi nehure iri inga vamwe they are making cash nemuchero
Magonesa mambo sando dzenyu mukadzi haatodi nezvikomba zvake kunyepedzera kusaziva murume wako nokuda wechifambi
Mambo makabhaizwa apo. Hamuna evidence yekuti iye akaroora here as he is claiming. That being said, kana mukadzi ari kutaura kuti handina murume, uyu ndibaba vemwana wangu, ko vaviri avo vari kuripireyi kumunhu anoti handina murume? Muchinda ari kutoita kaproject kake nemunhu waasina kuroora. Ko madii mabvunzawo nyaya yekubatira munhu banga kuti kumbira ruregerero? Though anşina kuita report mukadzi nekutya kuurayiwa but it’s something else. Varume vanenge uyu vanozviite but get away with these cases if not scrutinised
Yatova square
Welldone chief kutonga kwenyu kwakarurama
Ari kuripwa mombe dzei iye asina kuroora, havagone kutonga mambo ava 🚮
Hongu murume anoshusha uyu asi mukadzi uyu imboko ungati wakabatirwa bangalore asi Goregaon kuenda ku police station haunyare manje
Muchinyanya kunyengerera kuda kunzi akaroorwa nxaaaa svina idzi ini handigarire zvakadaro kutoita mwana munhu asina kuroora
Chidare chine noise ichi
Kurova munhu itori mhosva ko sei mate asingakwidze nyaya idzi.Zvinotoreva kuti matare aya haana kuchengetedza mitemo kwaanoita!
Angaarepoter iye akarohwa for now zvakuita senhema kubatirwa Banga orega kuenda kupolice
Mambo uyu nedare rake havazive kutonga, kubatira vanhu chete
Modanana muri4
KwaChinhamora mjolo uri kupisa zvazvino kuchi teverwa nekwa Bushu.Haaa na1 chaiwo
Bushu kurikumberi tongoti mash west yese inopisa
Mash Central ndokuneyese manje. Ana Chinamhora vana pane Shamva district
@@tmaktmak1464 Haaa but mjolo uri kupisa zvawo kana tazogara muZimbabwe.Tai zivikanwa nehunhu asi mazuva ano vanhu havacha nyari kupomba kkkkkk
@@sevaseva836 ini pano ndirikutotsvagawo kwekupombera, matare aya andiwonesa zvakawanda. Ndaitya mahara. Mhombwe dzizere uko
@@tmaktmak1464 kkkkk siyana nazvo izvo.Mombe dzinoenda mahara.
Varume vasina kuroora vanonetsa boyfriend iyo
Mahure Aya ngaripe wo kuti mamwe Mahure azive
Eehe mahure anetsa muZimbabwe saka kuroya vakadayi ndoo zvinoita
Mambo dare renyu noise yakanyanya
Madzimambo kana muchiripisa pliz ongororai Kuti munhu ari kuripirwa wacho akaroora here chikomba munhu asina kubvisa pfuma saka regai kupfumisa zvikomba izvo zviri kuto hurawo
Vana too much noise
Mambo chinamhora dare renyu harina ka that kaya. Imboendaiwo munodzidziswa kwaMutasa. BusStop TV murikuitei nematuzvi iwaya. Maakungoteedzera muchibudisa madhoti aya. Tsvagai zvekuita
Svimburumakazana isvo
Iiiiii pane arikuripa zvaasikuziva Takudzwa
Rubbish chief chihure ichi chaiitwa waste of time kuvunza vanhu vemukomboni chihure .Muface uyu haana cent raakabvisa Machief akadhakwa aya
Boring chief
😂😂😂😂😂
Haisisiri triangle 📐 zve
Apa pabirirwa vanhu ..mdhara haana evidence ndiye aitotaura nevanhu pretending to be mukadzi