THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 28 (HAPANA CHINONZI TROUSE)
HTML-код
- Опубликовано: 26 янв 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 11 Episode 28 MUTOKO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/channel/UCn2d-FKT...
I do not condone violence, but this boy wanted some jump starting to his brain. This was not violence, but help. Thanks sisi for helping him. Benzi remurume nxaa.!!!
Iduziman remurume 😂😂
I do not condone violence either, ndinoda kushora mukadzi uyo, aifanira kuita zviri zvibhakera chaizvo, aida kuti kasikeyi futi kuti pevanozorandutsirwa, mukomana uyo anenge ambonzwawo chinozi marwadzo....taneta nevanhu vanonyepa mhani
He deserves a proper hiding! The fact that he was denying ever sleeping with the girl is very disrespectful 😒
Ndozvinosvota kuti anga achiramba nxaa
Just imagine.....I made me very angry
Kuti harisi zungairwa here iri mukomana uyu?
Kana kutoti dofowo chairo mukomana uyu,kuramba zvisina basa
Ndiri chairo chitoro chireshe chakaresheka chaicho@@sarahdube3306
Grandma bottled her anger , gathered evidence shuwa hazviperi mushe. But mambama manyama 😂😂😂😂
Thus my girl child, munhu ngarobwe anonyepa mupfana uyo. Paichemerera aiti arikut**ndira padombo here. Those claps landed perfectly nice. I dont know why sekuru is reprimnding her....munotakura nhumbu here baba. Nhumbu inemuridzi inorwadza, ko kuzoti yanzu haisi yangu...he deserved more claps.
I wish i was there to her to clap that foolish young boy
Makagona amai kumirira pepa asi don’t loose hope on your daughter. Having a baby should not stop her from pursuing her dreams. All the best beautiful baby girl❤
That’s right she can pursue government funded courses like nursing afterwards she can go anywhere in the world
Ipapo haurevi nhema. Ngavabatsire mwana wavo vasamuramwira munhu. Anonotambudzwa. Mangwana achavabatsira. The same happened to my daughter, but now she's the holder of a masters degree. Ngatibatsirei vanasikana vedu even if we think they have wronged us in the worst way.
shuwa awadhota can still go places as long as she has the support of her family. she can still do great things if she has learned from her mistakes
Not this one. This one will die in poverty. I see generational curses here.
@@tafaramarvinhezvo
Mai vemusikana,"Mwanangu kana ma results akabuda achiti mwana ndewake,haikona kuchenjedza munhu nekukurumidza kuita hasha. "Unomirira pandinotanga kuimba Mwari makanaka,vanhu vobva vafunga kuti paita runyararo. Ndikati Mwari wakanaka katatu ndopowo simuka worova ganyamuto😅😅.1Thessalonians 5:3"For when they shall,say Peace and safety;then sudden destruction cometh upon them,as travail upon a woman with child;and tney shall not escape. Well done amai nemwana.
kkkkkkkkkk unorwara iwe wandisetsa kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 I can't
@@NatalleyChingalembe kkkkkkkk vakabva vazvironga havo nemwana wavo vakati unomupa mambama
😂😂😂😂
😂😂😂 you don't want peace wena😂😂😂
Mhosva hairambiwi zvakapusa kudaro, uyu mfana uyuka! Kudos to mum who's NOT one sided🙏
Andina chandanzwa chataurwa nemukomana uyoo..andifungi kuti akanyatso kukwana ini...and mpama iyoo he deserves it
kusimuka zvake zvakadzikamira kuti ape chikomana ma bvrrrrrrrrrr 🔥🔥emambama.....
ende futi🤣
Kkkkkkk
😅😅😅😅😅
Kkk atonhodzerwa mkomana
Ini ndafunga kuti arikuda kutamba namai
@@tracylyson1371Neniwo 😮
Team Bota is it okay to say this was the most peaceful fight we've witnessed. The girl gave him proper claps and the recipient seemed to be happily accepting that he deserves it. The boy might have tried to create stories but the honest situation is that he was just shocked by the thing, youngsters condomize if you can't abstain. It's tricky to transfer from being a child to be a parent unplanned.
I agree it is the most peaceful fight ever recorded in these shows.
There is no fight which is peaceful, what she did was very wrong. Iye aidii kuvhara makumbo plus akaita 8 months asina kuudza mukomana uriwe unogashira zvakadaro here
Hakuna fight inonzi peaceful are we now siding with GBV because it has ended peaceful??? Or are you saying its alright kuti varume varohwe nevakadzi??
Saka vakadzi ndoovanofanirwa kurohwa here uyu anodeserver kurohwa why anga achinyepa 😂😂😂😂😂
Atomutadza ndanga ndichitoda kuti tsano varove munhu
Let's gather here ana sokostina 😮😊
The song "Mwari wakanaka veduwe" is the most sung song on this show.
After singing she starts shouting like a drunk😂
Ivo Mwari Vakanakawo veduwe.
Apa ine zvibhakera
I love how tinashe keeps quiet vanhu vakupopotedzana😂anonyatsosiya mupedzerane apa ndiye anenge atokonya😂 i give you your flowers mr mugabe
I know right Tinashe anotokonya chokwadi 😂😂😂😂😂.
Tinashe ndivo vana “tinhai dzirwe “
@@Gono77 kkkkkkkkkkk
Mkomana akapusa uyu ha, saka uchaita sei? Ktoramba kut hndina kmbodya bota mberi kwaTinashe nevabereki😅! Ktoshota kumweso. Hkuna ipwa inodyiwa ikatadza kuva nemasvisvimwa Boyz and girls, zivai izvozvo
😂😂😂😂😂😂 anoda drama
The grandmother is full of wisdom!!!
I don't see any wisdom in someone who uses emotions. She said he destroyed her child's future as if she was raped yet they agreed to have sex. Unless you say kupopota ndoWisdom
No she did mention that she is angry with the girls because she has destroyed her life so yes grandma is very intelligent@@dotkomtv
It's funny you didn't see wisdom in her, the fact that she waited for tangible evidence to react is enough wisdom! Kungoti ma definition anogona kusiyana hawo
@@dotkomtvYou are right
@@dotkomtv age of consent munoizowa zvenyu hanty. That boy is 19, and if that girl is below 16 vakada kunomhan'ara kumapurisa worse DNA test yavepo that boy anopika jeri uyo. Dai mai waive munhu asina wisdom wangadai waitonetsa b4 DNA. Do you expect her to be calm kumunhu aiti haana kumbodanana nemwana wavo worse kana kutomborara nayE. WAS she supposed to say good job to that silly boy?
Varume vanzwa nekurohwa veduwe... @Mr DNA man, I think its high time murume nemukadzi vasagara pedyo nepedyo so as to avoid such incidents
Ngaturohwe tnonyepa tumkono twetsambarafuta utu
Tomuvinga tichiimba mwari vakanaka veduwe
Dna tests are so vital in our Society full of very dangerous fools and criminals such as the alleged father in this case. His foolishness could cause heated deadlocks in any courts without evidence such as provided by the dna organisation. Thank you all at Global dna, yours is a much needed organisation to combat unfairness in paternal issues.
Number one fan from Kenya.Thank you so so much for the translations we truly appreciate it ❤❤❤
❤❤ i love Kenya
One love as Africans❤
Jambo
Mambo and thank you so much we love you
I love Kenya so much
Hapana Soko yakapusa, penga Sokostina hausi mukadzi zvekudaro.......u represented us well my sister Soko power
💪💪power to sokostina usaderere
Kudos Sokolet
I am proud to have a Soko mother. Fambai Soko
thanks vatete hatinzarwa
Ndisu zvedu anaMancue
The claps saves him well for lying 😂😂😂
“Ngaarambe hake hanty ma results achabuda” the lady was so calm
She did well kumurova. She is human. Mupfana uyu mu dzela. Akatambisa mwana wevaridzi. Avakuti ndakamunyengera shamwari yangu. Kutu.
Kana amurova owanei mazviri
Haaa let's not support violence ko Dai ari musikana arohwa how were you going to take it
Munhu ngaarohwe nxaa benzi remurume
@@General_MITkana achinyeba zvaanoziva ngaarohwe
😢😢😂😂😂😂haaa kurovana kwakashata , ko vakadzi varikubuda 0%varikurohwa here ?
The most embarrassing thing is the way this boy denied and lied kuti haatozvi musikana uyu zvekudaro. Dai aiva nemararo mwanasikana uyu zvobuda nepamwe, we could've believed him and lable this babygirl a lier. I think vabereki let's teach our kids to always tell the truth regardless of the consequences. That's a moral thing to do at the end of the day. I reckon some kids choose to lie about situations cos vakataura chokwadi vobatwa nemhosva, vanobva zvambaradzwa. Sometimes you just breath in and talk to them no matter how angry you are kuitira mangwana. Next time they do something wrong they'll be honest and you may whoop them. Tisangorova pese-pese. That's what I do anyway.
Gaya hako andisvota mfana uyo.manyepero ake haana ka that
Plus mfana uyu ane ka mental illness coz zvese zvaanga achitaura zvonorakidza kuti brain hapana.
Imagine dei akangomirira pakuti haasi sure kuti numbu ndeyake than kuti haana ku tovata naye zvachose.
@frankmoyo7267 akaita kunonzi kupata manje uyu. Otherwise munhu akaita form 4 akatonyora bvunzo must know even a little bit of human biology and reproduction. Then he’ll know his line of denial better than kuramba kuti wakanyambita naye iye akapfuura nepo twice😂😂😂
I respect those claps and how they landed
We really appreciate Global DNA team, you've proved how education and awareness can impact a society. Masses have been suffering with complex issues and you brought solutions. Thank you @dna man.
Im not from Zimbabwe and i dont understand shona but mazenya embama upuhwa this young man made my day
😂
😂😂😂😂 saka mazenya wamaziva sey kkkkk
😂😂
Unopenga iwe saka zenya wazogona kunyora cy
😂😂😂😂😂😂Zenya for shona chokwadi hauzive shona
That boy got mambama Ake right on the spot. Well done Sisi. This boy is playing idiot,giving silly answers to simple questions.
Edit: I do not condone violence, ever. But I do have nephews that behave exactly this way, you cannot engage with them in any constructive discussion. I always tell them that their behaviour will one day lead them into something this bad and yes, I made them watch this episode
😂😂😂
job well done sisi
Aah ndanga ndisina kupavona apa lol . Apiwa kaftada yake very fast, bigup kumwanasikana wamupa size baranz uyo
Awona zvitaitai kikkk
But I think Tinashe should do something abt the violence on his show
Spot fine. Mambama kuvanhu vanoramba zvavanoziva. Mambama and more on the spot
Vana honai murikuomesera vabereki.Mubereki is single and devoted to work so as to take care of her daughter who chose to open legs to this irresponsible man. And young man look what you have done to your sekuru and the mess you created to your family. You have created a scar for yourself. Even if you manage to pay or negotiate the $400 demanded, you will have a haunted life, you will never be among the best fathers out there. Then the parents of the boy, please go and repent. Kubara kunorwadza inga wani kune vanhukadzi kudzinza renyu. You should at least acted swiftly panyaya yakadai. To find who is responsible and who should carry the burden yekuti mwana abatsirwe preparation. Pray always and teach your families people !!
😂😂Manji mambama ayo, they were so precise and accurate.
From both angles
😂😂😂kusimuka zvacho zviri smart chisikana chichinoranga mapenzi
😂
😂
😂
Mbama yekutanga iyo inofanirwa kuiswa muMuseum
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
hmmmmm munenge mazvifunga seiii amana!!!!!
😂😂😂😂
😂😂😂
Those slaps were like thunder and lightning ⚡️
I repeated that part abt 6 times😂😂😂😂 the slaps
😂😂😂😂😂
@@user-zw4us5dy5d me too😂
😂😂😂😂😂😂😂
Powerful slaps thanks sister
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
no to violence
kokuzot munhu wese mukadzi, i can tell the violence yemwana haisi ye hasha its the background ende huye
no to violence
no to violence
The boy is a serial liar, he needs help.
Kutonyepa kwekushaya njere chaiko
He's a pathological lier
Nhaimi
nhema dzegrade zero😂haunyari piwa zvunhu zvako unyerere, benzi ngarirohwe
Hey! The Porcupine Queen is a stinger with no prior warning yo! Honestly I didn’t expect no quills showing up so fast like that. I thought ana Sokostina do go mad but Nungu so nuts. It's just like that.😅
Museve tokanda mushanu mushanu 😊😊 proud of nungu wedu
TirivanaChikandamina isu. Tinotobaya zvedu. Welldone Maphosa munin'ina wangu. Zimuto yangu iyi❤️❤️
The Porcupine Queen. Yooo
Tisu vanhu vacho,
Maita basa mainini Maphosa hamuna kuti nyadzisa
Bmdiki moto tiitra zvinemusor otherwise mbama muchadziridzwa. Ana Wamambo vacho Mahwani ega ega
Aiwa museve yakandwa smart😂😂
That guy deserved those claps kunyangwe hazvo tisingafaniri kudaro ,he was RUDE, haana hunhu.
@spo7017 I second that too,he started by trying to lie that he had organised the girl for his friend and never had anything to do with the girl iye achiziva hake kuti he slept with the girl.hanzi I was scared of my parents,but ko trying to make up story that the girl didn't know what she was talking about,but those slaps though and now he is going kuripiswa zvakawanda going forward.I really don't know what this guy's game plan was aiti zvinoperaseyi.I will extend an olive branch to him and say perhaps his young age made him act kunge akadzungaira,but bota harisi rekungodya usina protection plus usina plan munhu kana azobata pamuviri,lately these cases have been about youngsters who are still in school but are experimenting with bota don't know kuti isichazi iri munyika here that these kids have got nothing better to do than to be getting into these rushed relationships without proper understanding kuti kana mwana azovepo and as much as a child is a blessing from God but a child is also a huge responsibility to look after and youngsters should give themselves a general rule yekuti if you are still being looked after by your parents then condomise kana kutogara wasiyana never bota zvacho altogether coz you won't have the resources to take care of your child adequately and young girls musango vhura make books pese presents especially knowing that boyfriend is still being looked after by parents saka anokuchengetaneyimiwe zvese nemwana.neiwayo ndakaenda ndakaenda 😊.
Well done dai wamupa gumi mambama aharambe kuti andina kudya bota iye achiziva kuti akadya
nxaa dai adzoserwa maibva mati violence
@@shumbashava247 aidzoserwa nana sekuru awo vaipindira he made a fool of everyone
Nhy, hanzi handina kumbobvira ndarara naye. 😂😂😂 kutorambisisa
Short sweet and accuracy mbamas well-done girl yu represented us well
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Not me waiting impatiently for the claps 😂😂😂 the guy deserved it
Girl child l hope we learning a lot from this show...
Soko mukanya hatina kupusa zvekudaro ndatenda Soko nekugamuchira mwana sikana wedu nemuzukuru wedu ndiri mukadzi ndiri murume True ndozvatiri
Ahoyiii🐒🐒🐒
Translators please know the difference between grandfather and uncle. How can you translate Sekuru hanzvadzi yaamai as grandfather. Foreign viewers will be confused
It's better to him uncle than grandfather....
@@lizypella6683 Its actually uncle. That's the correct term. Mother's brother is uncle in English.
I've noticed that translation is lost a number of times then I wonder if it's an actual person that does the translations or it's an application. Thank God I understand Shona!
@@fideliasiwawa6028 Yes their translation team needs more work. I remember heroes episode on their advert they wrote "Gorilla" instead of "Guerilla". I and others corrected them. So luckily they fixed it before the broadcast.
@@fideliasiwawa6028Its lost in the same way that you can also have typing errors
Thanx to Amai Mugabe For dressing mkoma Tina kusarudza nhumbi manyama kuti baba vachene pachaunga 🎉🎉🎉
Maakutochiva murume wemunhu ka.
Just after the results, nungu yanga iri calm and even smiling, ndazongoona mambama ava ku 3😂😂
The way that guy just sat as he was slapped is sad, on the real! Yes akabhaiza; but the way he looked up at her seems its not the first time, mufana anenge agara achirohwa nebhebhi uyu......ummmm
Mhuri yemusikana violence vanenge vakaijaira...plus vakarema havo pauso dzavo. Was on the girls side until she became violent...Haa violence kwete
Pamwe pacho ihasha chaidzo,she was wrong but smtmz hasha takes over
@user-qo5yh3qg6u that I agree with but the ummm it's sad how he just sat there, looking scared
Ngaapondwe akadzungaira uyu
Those 4 slaps were weapons of mass destruction…i didn’t understand them, he couldn’t see for some time .. we don’t want violence but the guy not well mannered, not humble and clueless, he refuse to grow
If you hear Mwari vakanaka veduwee tiza from my experience song inorovesa iyi
Kkkk true tiza isong yemambama
😂😂😂😂
Well done girl that boy needed those claps so that he wake up from his sleep 😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂akavata hope huru mukomana chituta chaicho,zvanga zvichinzi DNA ifembera fembera kusatoziva kuripowo
Regai arohwe ungati aidanana neshamwari ouya nenhumbu kumunhu waasina kurara naye.
Kupusa hakudi kudai , kuedza vanhu
Ndoozvatunoda kuitwa tumikono utwu, ngaarohwe
Kutopusa chaiko mukomana uyu
Mbama dzapinda idzii mujaya akukumbira ruregerero😅😅 buh anga achiti handina kurara naye ini..all thanks to my gender um proud of you girl😊
I can imagine how the girl feels after such betrayal. Zvinonyadzisa nekurwadza kurambwa in public asi muri 2 muchiziva maiwirirana in private. He shouldnt have denied at least sleeping with her, boy should have been honest.
Asi if it were the guy arova musikana zvonzi domestic violence, the double standards 😢
Mufana achiri kuona nyeredzi ne mbama yaarohwa
😭😭😭😭🤣
😂
Thank Mr Mugabe and DNA team work God bless you kupa vanhu zororo mudzimhuri
Something what my brothers would do, they will fight my battles for me.
Special thanks to hama dzemukadzi
Nungu makanda mazenya ayo zviri so suwitiii,,,,, nhema dzechikomana icho dzinosembura
Kana tazogara Sisi avo ngavaende kuchisoja mbama hadzinz kumira zvakanaka idzo. 👋👋👋💥
I had to re-watch 3 times 😂
😂🤣😂
Shuwa gamba chairo sisi avo
Kkkkkk mambama ayoo ndamafarira ,that's girl, good job keep it up.🎉
Ndakamukwapaita ,kuratidza kt utoriwoo chibba
Agona mwanasikana. Tinoziva hedu kuti mwana aigona kudava wake . Asi haafanira kuramba kuti handina kurara naye . Iye achizva akarara.
Mambama iwayo dai akaashandisa paakanzi hande musango tinodya bota dai akatoramba arikuchikoro
Haurevi nhema @@gloriamarvellousmutindivar5349
18:31 kkkkkk taura hko@@gloriamarvellousmutindivar5349
@@gloriamarvellousmutindivar5349😂😂😂😂😂😂😂chokwadi mukomana uyu ndiunzwi chaiye chiresheeeee😂😂😂😂😂😂
I feel pity fo amai vemusikana,hats off to our mumies munomira nesu mukufara nemukutsamwa,,,live longer❤❤❤
Yaah uku ndiko kunonzi kugwatura uku. Anyway mom has showed a high level of maturity for amicably handling the issue of her daughter.
Yeah musikana dished out super claps , thunderous ones
PwaA pWAAA PQAAAA
🤣🤣🤣😅
Kkkkk
Amugona foolish boy
😂😂😂😂😂
😂😂
Musikana uyu ndofunga ndisisi vangu chete mambama aya ndeangu chaiyo. Mambama aya angoshota bhutsu thank you sis ndafara nezvawaita
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk sisi vako vakanyanyaa
Kkkkk unopenga
Standing in as baba wemusikana, you are wise mukutaura baba. I wish they had heard what you were saying. Unfortunately we also understand the frustration of the girl, being a young woman myself. If someone denies that they slept with you, when a baby was born, iwe semusikana ne mhuri muchiziva kuti this boy knew you and also *knew* you, it's a shame brought to the family because mukomana is calling her pfambi indirectly. Kwakutongoita protect the girl child from being caught in vulnerable situations with young children and educating the boy child about, not only safe sex protocols, but kuzvibata. Your thing doesn't have to penetrate every things that's out there. Koshesa member yako wo. Zvirwere zvichiriko, if you thought zvakaenda
Those slaps were like thunder and lightning⚡⚡⚡⚡⚡⚡
Kkkkkkkkk Hanzi mwana akabuda ari wangu ndinofara iwe usina kurara namai vacho😂😂😂
😂😂😂😂
kkkkkk zvakaoma hazvo zvinoitwa nevana
Kkkk kutya ma responsibilities
Mupfana uyo akapusa zvakadhakwq😂 aaaa anga tizirwe ne munhu waasina kurqrq naye
girl vagonesa kumbomumutsa kwavaitwa mambama manyama 🔥🔥🔥🔥🔥
😢I feel the pain of this mother am soo much , and am in my tears
Izvii vakomana nevasikana it's a Noo , munoponda moyo yevabereki vakutambura kukuriritai musadaro
Uyu mukomana wemasockes 😂😂😂😂 akadya bota arikunyepera kuzungaira mahara
Wapihwa zvekwako mukomana wenhema nhema kamuface kabhishu 😂😂😂dai wanyatsomumamisa zvekudaro
Vascana vanozongwara ngwara pane mwana, kokungwara kuti usamitiswe. Akarwadzisq Mai vake ngaatodzikqma muscana uyo, vese mapenzi nemkomana wake
Taurai zvenyu ko kufunga kuti ndichiri mwana wechikoro plus hunherera haanawo pfungwa muskana uyu
@@petronellachiweshe9915 akungwara ngwara too late.
Very true wataura chokwadi Dai ndirini ndaimukwapurawo fti dzake
Martenal family you're principled, matsiwura musikana despite that she was doing harm to the offender, rules are rules.
I wish i was there to help this girl kupa magwenya. Ama2k
Mbama yanhasi yakati ngware kusimka sekuti hapana iripo kungozowa mbama dzaapa number2
Unodhererawo mufana uyu 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Haaaaa😂l condone violence asi musikana uyu apotsa agona.
😂😂😂😂
Recruitment in progress!!! Hurry and register for mambama deliveries. I need 5 more like her to help straighten vana musoro bhangu 😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
This is the most peaceful fight I have ever witnessed on the show
Hakuna soko yakapusa thank you sis matimiririra hakuna soko yakapusa
i thought she was going to hug her mom then boom right left right left again 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
disprinery committee
😂😂 Aiwa it was left, flying cap, right and left right again😅
😂😂😂
Violence is not allowed but dai amupa nebhutsu😂
I love my country
😂😂😂😂😂😂😂😂asi chiii nhai
Grandmother manyama ,,She has wisdom,,gathered all the facts and knows the way forward,,,,kamfes aka ndakaona kubva pakutanga kuti ka mambara
Amai vemusikana vari right havo asi pakadai vana vese vakatadza apa, musikana aiviga nhumbu nekutya, mukomanawo airamba nhumbu nekutya. Madzimai ngatidzidzisei mwanasikana kuti gumbo ngarivharwe uye kana zvadai ngatigadzirirei kutakura mutoro nekuti vabereki vemurume havanawo kutuma mwana wavo, iko kutoitira musango kureva kuti aive mahumbwe, zvakutoda kunzwisisana kwevabereki kuti vabatirane asi mwanasikana ngaazive kuti kuvhura gumbo nhamo hombe yakatarisana naye
Chinoita zvizosvika apa vamwe vabereki vanenge vachirambira mwana vavo nguva zhinji votoita sekuty vanenge vainaye nguva dzose ndizvo zvinochizoita kuty vatukwe sezvizvi ....vabereki vanofanira kuziva kuty vana vanotadza usabva watsigira mwana sekunge amheno amheno usina umbowo uzere pane zvakaitika
I think vabereki vanoraira hvo vana vavo about kuvhura mkumbo kumitiswa doesn't mean hatidzidziswe kusatonzwawo kwevana
Yaa sure mugoni wepwere ndeasinayo, kana vana vevafundisi vakagomitiswa wani. Semurambiro waiita mukomana kuti haana kurara naye uko, kureva kuti atori dangerous mwana iyeye, zvingani zvaakanyepa muupenyu
This guy. Ko akubvuma kuti vaitamba yet pese apa he was saying haana kumborara naye?
Musikana abvumawo kuti vaitamba inga wani
Mukomana uyo akazungaira or aitya vabereki vake. Its not easy to be a father at that age, parenting is not easy but I did not like the boy denying what he knows. The mother of the young other is so good and I am happy that she took the responsibility of preparing and accepting the gift of grandchild.
Izungairwa bhudhi avo saskamu gumukumu chairo
Chokwadi inotoshaya kuti musikana aka chiva chii ipapa@@ladygee6457
It's not easy to be a father at that age but it's easy to be intimate neh 😂😂
@@marciatafa2660kubvisa brungwa ndokwanogona
@@marciatafa2660kkkkkk aitya ko unganzi mwana ndewako hr usina kubvira warara nemunhu, kurambisisa zvake at 19 atove baba vemunhu ummmmmm tovaraira seiko vana vedu ava
Lets take a moment to bow our heads in shame for the heroes vanoda Rumamiso and will surely receive.
Umtshaye kancane, ubephika konke nje engela mahloni.. Well done baby girl. Pain yekuitwa benzi munhu achiramba zvaanoziva hamusi kuiziva imi
Vakadzi masoja changoshoto I camouflage nejombo
10minutes after ganyamuto anga achiri kuona nyeredzi but kuruka kastory kakapusa kudaro ndakamunyengera friend yangu,handina kumborara naye
😂😂😂😂😂ganyamuto here😂😂😂
Tinashe Mugabe in stationary mode while the boy receive his slaps , Shame l feel sorry for the Grandmother 😔 she went through a lot . God bless this woman (Grandmar)
Thanks mother with your wisdom of handling the children's case they're few like you big up🎉. The boy deserved those claps so that he'll man up in future kwete zvaakaita.
Abva azonyanyawo kuramba kuramba kuti handina kumbisangana naye. Musangode kutamba nevana wevanhu kunge matoy.
Naivo vasikana vavhare makumbo. Chinzenza and vakafanana bcz vose vana vechikoro
@wellingtonmagazo8741 ndizvo chaizvo...vakomana vacho vazivewo kuramba kuvhurirwa makumbo nekushandisa protection
Kutadza kunowanikwa,but hairowe munhu wako pasi rese richiona, deformation of charator😢😢
Totally agree with you. Dai ari mukadzi arohwa people will be making a fuss about it 😢
There should be a character to defame first. Unfortunately on that boy there is none. Hapatorina character yacho zvachose. Lets not go there.
Ayewa violence is a no no, from either side❌❌❌
That clap. Oh I loved it.
Uuuuum pane nyaya vese vana vakakanganisa ,mkomanawo vabereki vake vanogona vasingade zvisina basa aitotyawo kutaura chokwadi. Mwanasikana haana kubatwa chibharo vakabvumirana saka mai kuti mupengewo kuti wakakanganisa life yemwana wangu its not good dzidzisai mwana kuvhara makumbo. Mwana ngaave ne pfungwa dzekuziva life yemubereki wake. Mwana haadi kutonzi ndafara nechipo chemuzukuru muchenjere anokuwedzerai neumwe. Chero muchifara musamuratidze chitosungai kumeso kuti hamuzvide chero simba rekutotaura raifanira kushaikwa. mkomana mwana mudiki munoendera iye kuma lawyer itai serious imi.
I totally agree with you we need to condone violence kumunhu wese. We have seen ma zero % and hatina kumboona varume vachirova vakadzi on this show this has to stop
Taurai zvenyu the way she’s defending her daughter kaa very soon vanounzirwa mumwe muzukuru
Zvakaoma izvi im speechless
I agree with you
💯 taura hako mwana haasi wekureerera, energy yaashandisa pamambama she should have used that energy kuramba kunodya bota musango.we need to teach our children mostly the girl child coz ndiye anosuffer the most
They are both wrong and young
Pamambama apo ndapadzokorora ndapadzokororazve ummm dzangadzichiuya heavy 😂
Dzaita shoma
@@tigerezovovo8513 iiii Dai dzapfuura paye nzeve yaivharika
Finally Robby finds his match. The friend to the alleged father is the match for Kingdom
😂😂😂hama usazosaro kingdom hre
@@user-yd7wj4lk2s hanzi naRobby Kingdom ndiye baba vemwana kkkk that show killed me
Kkkkkkkk@@similarmasese8710
sure..haunyepi
That moment when you thought kuti yako yapera it's now the family against the alleged father wobva wanzi nyarara zvako 😂😂
Ko mukomana uyu anga achinyepereiko? It's painful.
Welldone girl,anga achifarisa mufana uyu achiramba kti haana kurara nemskana nxaa kufarisa
Asi ini ndagara ndaona hangu kut pane zvichaitika kumberi pangonzi ezvino ngavarambe zvavo anditi maresults achabuda kkkk hooyooo abuda akazotonhorerwa zvake mukomana kkkk
@@SandileHopewellNdlovundazvionawo 😂😂😂😂😂😂😂
Well deserved claps...
As a male gender ka handisati ndakamboona mukomana akapusa to this level,,,,he deserves more 16claps on top of those 4
Hanzi ndakaitira friend Madhiri...nekupusa kwake😂😂😂
😂😂😂😂
Ini mubvudzo wangu uripakuti kana makuudzana mashoko makukutu pa show...pabed memambopinda sei pakuzopanana mhimba me mambotaurirana mashoko erudo here 🤔
I had to replay the first 10 minutes cz ndafunga handina kunzwisisa😂😂😂munhu ane nhumbu, suspect kunzi ndeyako but woti you never ate porridge
Ko zvaati handina kumbobva ndadya bota not even once ko 99.99 percentage yabvepi ...he deserves more powerful claps anoshota shamhu muface uyo
Better kutoramba hako uchiti madates apesana or she is untrustworthy aiwanza than kuti i never ate bota ....job well done mwanasikana