Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 22 (BABA ZIII VACHIDYA BOTA)
HTML-код
- Опубликовано: 5 янв 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 11 Episode 22 MAZOWE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
This woman deserves a position in the Zanu PF politburo. Imagine achiramba kuti hatina kumborigga ma elections isu 😂😂😂😂😂😂
apa wabaya apa
😂😂😂😂😂 watanga
😂u killed me 😂😂😂
Straight
On point
Tinashe is right not to educate her she s playing dump, anoziva chokwadi. Akawana baba ava kunyarara akati kupusa, this man is sound minded and mature👍
I agree with you
Kungwara nhema tsotsi yemunhu 😢😢
Ayitoziva kuti mwana .ndewe baba .vevana vake
She is so ignorant and delusional
Benzi of mapenzi ese. This guy must not even accompany her kumusha kwake, anoda kumomuitei. He must just get a peace order against her. Chupeti yemkadzi
As a fellow woman haiii im so ashamed...i dont know kuti is it ignorance or dzanga dza nyadzi but iìii mkdzi uyo ndamunyarira😂😂😂😂
Taura halo zvotitukisa izvi
Haunyepe amai ava hmmm vandityisa nema response avo 😂😂😂 kuvhara vhara nyaya nezita raJesu
Nhai zvenyu ko kuti sorry, kunyepera hake kudzungaira
Inyadzi munamato rudzii iwoyo kana aiziva kuti ava ndivo baba vemwana.ko kuzoda kuperekedzwa kuvabereki vavo ndochii ichocho ngangoyenda kumba kwavo akanyarara ega .kunyara kuenda ega kkkkkk
There is no need to beat around the bushes.Kana zvisisaite zvinenge zvisisaite.Mukadzi kumba kwavo anowanawo vamwe.
On behalf of all women we apologize to Adam's cousins tirikunyara🤦🤦
😂😂😂😂 ok
Shuwa
She lost a good man who had accepted her together with kids from previous marriage. This man deserves a loyal wife
ndozvatiri kufira zvechi good man izvi. if he accepted 2, why not accept the 3rd one.
@@larrywild because the the first 2 are from the first marriage they can be reasonably accepted, but the third one is is a result of betrayal so ndopane musiyano wacho. Wechi 3 anorwadza kuchengeta uyo
haaa cmon my guy if you can accomodate vana 2 from baba vapenyu surely another 1 is not a problem. HAPANA BETRAYAL APA. @@kudakwashenobertmakwiyana2051
@@larrywildpfungwa dzako dzoshanda bhoo
This Man should run for thr hills and not look back
Education is key to life.
Prayer can not change the paternity of already born baby.
😂😂😂 hanzi God answers prayers. He gives you what you ask for. Matthew 7 vs 7-8. Kwai Mwari Vapindura 😂😂😂 this is a new one. I surrender
It's either akatodzungaira mukadzi uyu kana kuti arikunyepera kudzungaira.
😂😂😂😂😂 Mwari ane nhamo chokwadi
Ari kuziva zvaari kuita
@@henrymubwanda4242kunyepedzera kuzungaira uko.
I totally misjudged her. She has the ability to tame a black mamba! So calm. No wonder there was silence in that house.
They are both very calm ❤
Tinashe is very professional ❤
😂😂😂😂😂
😅😅😅Silenve is golden😅
😭😭😭😭😭I'm soo hurt for this man, may God bring him a loyal wife
COMMANDMENT NUMBER 3/10
Usareva zita raJehovha Mwari wako nhando, nokuti Jehovha haaregi kupa mhosva anoreva zita rake nhando.
The DNA man is very observant, he quickly noticed how she was trying to cover up her guilt by adding God's name , People should really understand many are now aware of this show and programme so they tend to prepare for such moments, thats why the drama of different reactions never ends, there was really no need to say results came like this because she insisted God provides such, Mwari haasi wemunhu 1 😅😅😅...
😂😂😂😂
this woman ndamunyarira Shem sry Man you accept her with 2kids she did not appreciate you vakadzi muchatishaisa chimiro imi
The lady is good at reverse psychology, shes not even remorseful. One man down
Taura hako kana sry really
Mastery in reverse psychology 😂😂😂
Ngatichinjanise ma couples to perfect match 😂😂😂robby tomupa ava mai then memo tomupa baba ava ❤❤❤❤toita wedding pa bota family
Was expecting this lady to bug his husband for sorry not that result was what he was wishing for what shame woman to the community
🤣🤣🤣I will be the best man pa wedding ya Roby namai ava vanonamata zvikuru ava kkkkkk.
Balance me roby ndiani
@@user-df7jk6ky6q Enda pa episode iripama Shure pane mface anokakama
When this lady disappeared for 2 months, she went and met with the father of his children from her first marriage. It is probable that that's when she conceived. These things do happen. This man is not a fool. He had questions regarding these two months and rightly so.
The way my gender makes us believe the probability is 99,99 yet deep down they know the child is not for the allerged father 🙌🙌🙌🙌
Uritsotsi usapemwana munhu. Asiri wake
Fona iwe
Ge ge ge ge panebasa amai ava .Mwana ndewekumurume kwavakqnogara 2 mnths
Tsotsie remukadzi
Mwari Vapi ipapa nhaimi,mai ava sooka
Koo kudzikama ne0% yenyu nhai amai nhiya muwane kubatsirika.
0% is leading 🙌
Nhaiwo kuda kungwara iye munhu awana zero
Nhai hako
She is embarrassing. Ndakunyarira
At first she was boasting that if he tells me that he doesn't want me in his home I will pick up my kid and go back to my parents..yet when the guy said she needs to leave she suddenly started refusing to go..when she came to the man she came on her own now wants to be returned to her father's house by that man for the why?? Rubbish
Rubbish rubbish, she is a pathological lair 😂😂😂 capable of having another pregnancy of other man, when she gets home, an claim that it belongs, to this guy😂😂😂
She has abusive tendencies
She was explaining her lies very well.
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
She knows what is doing. I feel sorry for the guy.
textbook narcissist. the delusion is real.
Tinashe i think paepisode iyi wainge wakaneta hako coz u didn't go dipper panyaya iyi baba handifungi kuti wawana closure kana kt watya kuudza mai awa kt munamato haupinde pakadai bcz mai awa waita sekuti wahwina nyaya nekuda kwemunamato ndaona kunge usina kupasakura zvakanaka ipapo
Angakona kuneta nezvakadai, chero powe unorishaiwa
😂@@tarisaimunengiwa6034
Robby finally found his life partner 😂
Umm wandinakidza😅😅😅
I had to finish to the end of the story and I agree with you😂
😅😂😅😂 On point.... 😂
Kkkkkk please contact him on behalf of Bota family
Uuuhm but uyu arinane hamadzangu...but of coz they will make a good family
I have never felt so disgusted by a woman like this. Unoda kuti ayende kuna baba vako, akambokutora kuna baba vako here. Promiscuity at it’s high level.
Akauya ega asi aakuda kudzoswa kuna baba vake, apa murume wauri kuti akudzose haasiye baba vemwana wako. The disrespect is on another level.
What puts me off more is that she's citing chivanhu yet she didn't even consider it when she was cheating, mnxmmmmmmm I'm disgusted
Mukadzi anoshatirisa.😡
Kungotora zvinhu zvake wokanda panze wonyarara wosiya zvakadaro
Kwatezvara vapizve kwaakutaura nhasi ibenzi remunhu
Mai ava vari kutozviona senge vari kupa mapoints anobatika 😂😂😂😂 nyadzi dzinokunda rufu
Taura hako, ndukuita kuvanyarira
Kuita kuvanyarira chaiko
She’s crazy. Diverting from the fact that she had the child with someone else. God does not change genetics to cater for someone’s prayers. She’s also pretending that she’s pleased about the outcome. Instead of apologising, she seems angry with the guy…..strange.🤔
Mukat ahasi hanzvadzi yaRobby here uyu?
@@dornamunatswakkkkkk
Ndafunga kuti pamwe ndini ndirikupenga. Have never seen nor heard of such nonsense pa show iyi. Ndaita confusion, same as how confused that guy is. I am sure chikiti cha mai avo is out of this earth. Vanotembei
aizviziva kuti mwana haasi wababa ava kudhara. Kuedza lucky kwaari kuita uku
They are cruel this gender
the silence from 41:18- 41:40 🙌🙌 Tinashe apererwa namai ava
I cant imagine how embarrassing it is to be sent back home 🏡 as a woman 👠 because of having another child 🚸 out of wedlock. Ma1 chaiwo.
Yeah the fear of women is the beginning of wisdom. DNA show is the best reality show ever in our motherland exposing ana tsuro magen'a vose
Vanhu SIYANAI NAMWARI Mukomana iyeye haatombopinde ipapo😂😂😂😂😂😂😂😂
Don't worry haasi kutawura Mwari wako ..... Munhu naMwari wake kikkkk saka siya vanhu vataure zvanaMwari wavo. Iwe woita zvako naMwari wako muri two zvenyu 😂😂😂
😂😂😂 nhai. Haana kukwana mukadzi uyu
The way she keeps involving God in her lies😂😂😂
Imagine
Kana ndimiwo
😂 uphambene lowu usisi
@@ZeblonNgomane-pg2jo uzkhulumela ngathi nguye o right kule situation 😂
😂😂😂😂
Juju ramai ava seemed to also have weakened Tinashe as well
Mkoma Tinashe is now out of words kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I think Tinashe was really annoyed nekutambiswa kwezita raMwari
Tinashe is always like that. Haataure mafungiro chake kupa DNA nekuvhunza kuti vachadii otherwise anoswerera or kugona kutaura zvisizvo but eish pamwe pacho unonzwa shungu yekuda kutaura.
😂😂😂😅
This lady is like Robby.
Ndiri kukuona zvangu😂
Robson must marry this lady
Dangerous combination iyo
Ahhhh Robbylady is full of drama
Robby ari nani because he has a condition this one what is her excuse .
So we are jus going to ignore Mr Mugabe's shoes😅
I love them!
definitely not ,saw them and was like whatbthe heck
That's a nice shoe ukaona price yacho unozorora inopfekwa nevane mari dzavo
😂😂😂😂😂😢😂😢😂😂😂
hazvina basa kuti inodhura... the design is just not it.
I first believed the dad, then saw the mother and believed him even more. But when she started talking ndangoti haaaaa maybe there is an explanation. I started liking the couple rooting for them. Then she explains what happened during the 2 months. Hanzi "mapurisa akatengwa vakanditi ndofana kudzokera kumurume." Excuse me what? Is this the enslavement period? Which police be that? We should look for them tovasungisa akuna mupurisa anoti kune mukadzi asinga chada murume atorwererwa vana zvechisimba dzokera ikoko kumurume imika. Haaa ndabva ndatoziva kuti 2 months dziya she was busy with the ex. Hanzi ndaisakwanisa kutiza coz kwaive ne durawll. Really?? Haiwa that gave it away. See how she used God's name in vain in such rubbish. Sad!
I can apologize on behalf of her because that man deserves an apology 😢
True
😂😂😂Amai ava vauyawo neimwe angle. Havana kungwara. If she had been honest from the get go this man is descent he would have looked after her and all her kids.
This woman is so manipulative. She got pregnant the time she was away. It might be her ex baby father. Plz don't involve God in your mess. 😂🤦♀️
Pachada chivanhu check apa mkadzi akapusa uyu ,shame,
@@petronellachiweshe9915 she is manipulative. anoziva kuti mfesi uyu kuti aende ku,musha kwake anotondoda kunobvisa mari first yekupinda mumusha then ozobvumirwa kutaura nyaya yake. so mfesi aka delayer kuita izvi this bishu nemwana waro will be taken care of by the husband or achadya bota futi oita mwana wake then otogara semukadzi wake. she is manipulating this guy.
@@Olcoolndinobvumirana nemi. Mukadzi uyu anehutsinye. Anga achichengeterwa vamwe vana two.
Chivanhu cheku hura here
Mukadzi uyu ibenzi akopihwa pamiri Na x wake mwari mwari kudii kwacho
Asi madzimai omuZimbabwe chiiko kutinyadzisa kudaro kusadzidza here inhamo here inoita kuti wazvichipise kudaro. Vana baba vazhinji wari kuchengeteswa vana vasiri wavo. Thumbs up to your show.
Anzi munotaura pafon ere mashoko akarema kudayi 😂😂😂😂 yooo mkdz waRobby chaiye uyu
Mwari maivanamata kuti zvidii imi muchiziva ainge arara nemi😂....Mwari vachinja ma results through prayer here😂😂😂???
Vanopenga mother ava
Ava mai vakangwara zvisina basa kutaurisa kusina basa Mwari havana pavanokwana apa.
Mwari ndiMwari we chokwadi, she prayed and God revealed the truth
@@samanthachangachirere5998 iiiiii Mwariii nematauriro avarikuita ayo...ekti vakarara na baba avo Vega asi DNA roti haasi wavo??
Haanamate uyo. NdiMwari rudzii waanonamata
Kudenga kuchanorohwa munhu ndati 😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 Mai Ava Na Priscilla Chigumba same same 😂😂😂😂
😂😂😂 taura hako
They deserve to be blood sisters
Mai ava vakanogara havo na Robbie inoita good match😂😂
Aaaa makunyepera mwari imi tawurai muridzi wemwana apo
Ngaasiye mukadzi aende..munhu arara nevamwe varume otaura kuti ndikuda kuona kuti muchaitasey..she is rude and wants to act clever pazvinhu zviri pachena
Matanda nyadzi
Kutsvuka kumeso makumbo nemaoko matema, itya Mwari ufunge usaona kunyarara kwemurume uyo ukati kupusa. Maybe you left your first marriage because of infidelity pona muchipfambi, kungwarisa, hutsinye nenhema. Usanyebera Mwari mukusavimbika kwako uri pfambi
This lady is becoming a victim, shame on her.
That lady haina common sense.Kudzidza kwakanaka even grade seven yakadoforwa inobatsira pareasoning.This lady is not even apologetic she is even against the science of Mugabe.This man must leave this woman alone and move on with his life
Agreed with the other righter... Mukadzi Aida vana vedzinza rimwe chete... Saka AKAWIRIRANA nababa vevana... Two months kuitira KUDZIMA proof yekuti new husband haasi mwana wake... Very painful it is... Hure iro NGAARIREGE riyende... Tinashe Mugabe ipawo baba avo number dza Memory please.... Iwewe wobva waita MUNYAYI wavo... Thanks a ton.
Amai ava vadyisa team ., i wasnt expecting this nematauriro avanga vachiiti kunge mudzimai aka rongeka ,kanti vanotorovesa beans kuviri😂
Something wrong with this woman. Her logical thinking is crazy.
Nothing wrong she is manipulative haanyare.
She is a very dangerous woman,a pathological lier.kutozoshinga kuti haufoni kumadzitezvara unotoendako,asi nevabereki vako muri rimwero kani.iwe blaz iwe usaendeko unonosvikoiswa brain mupoto ukadzokera naye mukadzi uyu ukamuchengetera vana vake 3 already 2 ukuchengeta apa waunzwirwa futi umwe wausingazovi baba vake,later on muchaunzirwa babu no" 4 from another father
@@chikukwachinowawa he should go back to his MaiRopa... Simpru. Ari kuda bag remukorokoza.
She's very manipulative. She's gaslighting him to divert from the fact that she committed paternity fraud.
@@TheKatangeseDollar blaze avo will kick her out as soon as show yapera he won't take the rubbish
Haiwa ndimi vakadzi muri kuparadza nyika imi muchizvara madiridzamwa anozotinetsa munyika. Endesa mwana kuna baba vake Mwari Mwari kuitasei
Hunzenza here,hudofo here,kuzungaira here .mukadzi uyu ummm i surrender 🙌🙌🙌
The alleged father of the other two might just be excluded if her prayers are answered trust me😅
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
lol
😂😂😂haunzwe
No remorse at all, she ought to be ashamed of herself,
Vamwe vanhu vane midzimu yakasimba. Blaz dzaienda paFlight mode muden. A big shout-out to vana Mhofu.
Haiwawo mai imi kwanai kutenda chii uchichengetesa munhu mimba isiri yake wambairwadziwa 😊😊😊 kushinga nhema mimba ndeye murume wako mhani wakarara nemurume pawakamboenda apo xaaaaa
Am l the only one who tries to predict the outcome through reading Tinashe's face when he will be about to read the result but it's most of the times difficult.
Oh same😂 but it’s kinda difficult thou
Kazhinji mukanzwa Mugabe achiti sungqi mabhande patiri kudzoka nemaresults...fasten your belts..totoziva kuti pane nyaya
I don't think he knows the result before opening the envelope@@Beloved5
You are not the only one kkkk
Does this imply that tinashe knows the results beforehand? Tricky. Tinashe needs to explain on this one.
This woman can act
She is not even a good actress. Just rude and stupid pakuti DNA rinochinja nemunamato zvinhu zvakapusa kudaro. Apa hakuna munhu anoziva Mwari ane rough yamai avo.
Aaaa mai ava boe here vanganamate kuti mwana asaite wababa ava ivo variivo,nxaa vanonyepa fani, siyai Mwari mai imi
this lady definitely knows muridzi wemwana and she can't wait to go to him!
Mwana ndewa Kingdom 😅😅😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkk Kingdom
Kkkkkk
Kkkkkkkk
This woman is like Robby.
😂😂😂😂
Robby chaiye
Full of drama😂😂😂😂
Siyayi Robbie he has a condition uyu no excuse matanda nyadzi chete
Robby kumberi 😂
Ummmm zvakaoma pamusoro pekuresva mava kunyepera kuzungaira dai muri vamwe makumbirawo tsinga yenyadzi kuna Mwari kwete kunyepa muchiti mwari anzwa munamato wenyu huye bodo 🙌🙌🙌
Feel the pain!!! For this man... I hope he finds a good wife ❤.. He seems to be a good husband
Zvivindi zvenyu amai munozvihodhakupi kana kusanyara😂😂😂😂
Ndinonzwe kutsva
I’m so embarrassed for her
😂😂
She is a total psycho
Havana ganda kumeso hushinji hunenge hwemanyoka 😂
Common sense will never be Common,😂😂😂🧠 dzikatiza musoro panosara....
Mwari zvimwe zvinhu zvavanopinzwawo futi 🙌
Mwari ndovanyadzisa murume 🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️ aaaah ndapererwa😂😂😂😂😂
Saka mharidzo iyo ndeyekudii,, Hanzi Mwari anokupa zvaawakumbira , mukadzi uyo nyanisi😂
Yooh ndanyara fani....kwa Mugabe tichadzidza zvakawanda
She must appologiz to that man
I think men know better than women when the kids are not theirs.
This Woman Aka Tsotsi….. 🙌🏾😫
2024 so far😂all for the streets 0% ..stay awake gentlemen..the father of her children gave her another child 😂😂😂as bonus
Musi wa1/1/2023 takawana 99.9% asi guvhu plus chidya cho mbudzi hazvisati zvawanikwa. The stummering Robby our ver own Robby is waiting.
You’re so right
Lol! 🤣🤣🤣@@forogonya-howcometoyou5727
Vana shave muchiuno ndo danger yavo muchazvirega mhofuzvekungokambirakambira sachimusoro😂😂😂nema hwaga emukomboni😂😂😂😂😂😢😢😢
Think so too.
The gas-lighting is crazy.
Haa makahura zvemhando amai, surrender gumbo newoko 🙌
Agreed with the righter... Mukadzi uyo Aida vana vedzinza rimwe chete. Saka AKAWIRIRANA nababa vevana. Two months kuitira KUDZIMA proof yekuti new husband haasi baba vemwana. uyoo. Very painful it is.. Hure iro NGAARIREGE riyende... Va Tinashe Mugabe ipawo baba uyo number dza MEMORY please... Va Mugabe mobva maita MUNYAYI WAVO... THANKS A TON... CBJ
She is a disgrace to women for her to keep on talking about praying and yet she knows she was sleeping with another man 39:11
Maybe murwere wepfungwa
Haunyepi 😂@@P.N-vv6qd
If you listen to detail you never go wrong. 😂The lady was enjoined by 'our courts' to get back with her ex-husband. Subsequently, she was trapped there, at the ex-hubby, against her will until she finally managed to escape back to the new hubby. Do we need to know who the father of this child is under the circumstances? Wise men of old would have categorically decided this case without much thinking. Some woman once told me that she will never have kids from different fathers despite second marriage. Of course this should not be imputed to all women. 😂
Haunyepi mwana ndewe first husband
There is nothing like that. No court forces anyone to live with anyone. Was the court also forcing people who were calling saying that woman is pregnant by 3 months. She is playing dump but a crook. She knows the father
@@EddiDubemaybe aifona ndivo baba veboys
You can hve your kids with same father but be truthful kuti ndo zvandada ka.
True the child is for the first hubby
The woman is crazy
She is Our Diesel N'anga in Chinhoyi
It can't....
Imi amai imi musada kutora advantage yekunyarara kwababa ava makangwarisa mai imi
Wese Aripa live chat let’s go and like this video
Asi uno sharea channel na Tinashe Mugabe here wangu
Mwana wa Ex yake ….. apa chidofo chakwandisa zvisingaite, kunyepera kuzungaira 😂 ari kuziva muridzi wemwana mukadzi uyo 😂😂😂😂
Haasi dofo mai ava. Vabatwa chete
Ehe zvenyu imi kuda kutemesa vanhu musoro mumoyo ari kutoziva chokwadi kuda kunyepera kuzungaira
She is staying in her delulu.😂😂😂
Hapana chekuramba apa amai,musanyebera Mwari,nyadzi dzinokunda rufu
Knowledge is power 🎉
Iyi ndiyo type inokunyudza pachena mai vane zvivindi avo.
Talk zvako...
This lady is crazy kunyepera kuzungaira uchiziva zvakaita just say sorry I feel sorry Pana bb ava
Education is good. This woman she's not even ashamed of herself and what she's saying . Kunyepera kudzungaira . Mwarii washandura DNA result ??😂😂😂
Mai awa hawana kukwana. She is playing dumb but is taking advantage of blaz.Ngazviende
if she is not a widow with kids DO NOT TOUCH GENTS
Nyaravo shaa mai manyadzisa
Ambhuya imi nyararai imi Mwari vadii zvavo. Zidofo!! Kusanyara😅😅
Zvekt madna anogona kuita negative cz ndizvo zvawainamata uchishuwira ndo drama manje😂😂😂
Sterek mai ava vanoroya straight
Saka minamato ndiyo yaita kuti mwana anzi haasi wababa ava, haa yah, make that make sense. She should get married to Robby uyu, perfect match. Nharo dzaMadam dzikutonyadzisa idzi, mmmmmm
This lady anotonga murume plus she knows very well kuti murume anomuda plus mudikisa kumurume anekakutonga so plus chipfambi ndokubasa a tori Profesional bishu amai ava baba tanhai dzamosvikira.
Yooooo amai vakangwara zvavo ava,itsotsi gurusa,yooooo Mwariweee
DNA TINASHE MUGABE IS THE BEST ❤
Nxxaaaaa stupid yemunhu,ungamakidza munhu kuenda kumusha kwenyu iwe wakamupa mwana asiri wake,waakuda kunosiiwa iwe wati matoita lucky mungadai maona ndaenda,so wats yo problem now,ingoendaka hanty wanga wagara waakuda kuenda,kusanyara benzi remukadzi,wakasiya varume vangani cz it seems like vana vako vekutanga vanenge vatori nana baba vakasiyana futi,haugarike newe iwe cz hadzishande and utori dambudziko kutaura lyk ukutaura zvine musoro apa hauna kana nyadzi,kutonzi navaMugabe mashoko enyu kuna baba ndoopanda bvaruka hangu nekuseka....ko vaMugabe vavhundukawo pavanzi ndizvo nhai kkkkkkkkk hanzi matiiiiiii,vapererwa kushaya zvekupindura a 😂😂
hure rekwamutoko
The explanation yekuti aifona ndiani 😂😂😂 mukadzi anonyepa uyu ihhh
This woman has no bit of shame. She was supposed to say sorry not to mention God's word in this matter
Pane kuti akumbire ruregerero, akuita blame game. Zvinonyadzisa. Ko kuzoramba kuenda kumusha kwake. Akanganwa kuti amboudza Tinashe kuti aita lucky kuwana aripo .😅
😂😂😂😂😂 this woman is crazy hanxi zvamainamatira zvaitika
😂😂imagine... the audacity.
Yes, kuda kunyepera kudzungaira😅
Zvinonyadzisa 😢😢😢udofo
This woman is playing dumb. She knows exactly who the father of the child is.
anoshota shamhu inemunyu uyu, akatovayera muchanza, baba ava sekanyama kepondo
Hunhu, nyadzi and respect zvinhu zvakakosha mulife
I don't really understand why she is trying to make herself a fool on front of the whole world