RETURNED, FOUND HER BEER-HARDENED: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP4

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 дек 2024

Комментарии • 419

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 День назад +132

    To those that don't miss an episode pliz hit the like button..maybe one day Mugabe will buy us a car😂😂❤🎉

    • @fadzaijinga4048
      @fadzaijinga4048 День назад

      Which episode is wakandiruma I missed it

    • @shingiekachemukuya
      @shingiekachemukuya 23 часа назад +1

      Kana kutengerwa data

    • @sethumpofu9248
      @sethumpofu9248 22 часа назад +1

      Or a bus 😂😂😂😂😂❤🎉

    • @sethumpofu9248
      @sethumpofu9248 21 час назад

      @@fadzaijinga4048
      Sha join you will not miss episodes😂

    • @lerossybae
      @lerossybae 21 час назад

      𝐀𝐚𝐚𝐚𝐡 𝐚𝐭𝐢𝐢𝐭𝐢𝐫𝐞 𝐩𝐚𝐫𝐭𝐲 𝐨𝐭𝐢 𝐬𝐩𝐨𝐢𝐥𝐞𝐫 𝐳𝐯𝐨𝐩𝐞𝐫𝐞𝐫𝐚𝐩𝐨 𝐳𝐯𝐞𝐦𝐨𝐭𝐨𝐫 𝐤𝐚𝐧𝐚 𝐛𝐮𝐬 𝐚𝐳𝐯𝐢𝐛𝐮𝐝𝐢 𝐦𝐚𝐤𝐞𝐲 𝐚𝐧𝐞𝐧𝐠𝐞 𝐚𝐢𝐧𝐚𝐧𝐢 𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤 𝐧𝐝𝐨𝐳𝐯𝐢𝐤𝐰𝐢𝐫𝐚 𝐧𝐝𝐢𝐜𝐡𝐢𝐞𝐧𝐝𝐞𝐩𝐢 𝐟𝐭 😂😂😂😂

  • @joycemabanga488
    @joycemabanga488 16 часов назад +52

    Story of my life ini pekutotangira handina. Ndakazongozvitambira kuti ndiri mwana wa Mwari 🙏 uye Jehovah ndiye mufudzi wangu😢

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda День назад +50

    Pamwe ikoko kwaarikurambwa nfokwake ngavatestiwe

    • @elmudkap6564
      @elmudkap6564 День назад +2

      Yah, zvekunzi mbudzi what what ndezvimwe izvo

    • @raphaelmuneri6420
      @raphaelmuneri6420 16 часов назад +1

      Exactly what I am thinking also

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 8 часов назад

      ​@@elmudkap6564the concept yembudzi vaishandisa pasiripo zvavo. Ndeye kungoona kut atambirwa ndiani nemufi waafarira zvake. Even muzukuru anodira mvura ikazunza.
      Ndakazvionera ndega izvi.
      Hazvisi zvekutsvaka kut uri mwana wemuno here or not.
      Kwete.

  • @annymaru5295
    @annymaru5295 21 час назад +15

    Ngatibvumiranei kuti maporofita zve DNA hazvisi zvenyu and kufana hakunei ne DNA 🧬

  • @yebo-gogo
    @yebo-gogo День назад +62

    Face-wise they look similar....but what do I know? DNA hatina zera nayo. 🤞🤞🤞

    • @TanyaBhokoro
      @TanyaBhokoro День назад +4

      inini murume wangu akatanga kutamba na Mugabe mumba hatichatowirirane

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo День назад +8

      Kana uya ainzi wababa vaTinashe Mugabe vese vaiti akafanana na late sister wozoona 0%
      Haa ini ndave kutemwa nemusoro neDNA iyi😢

    • @mc_martie
      @mc_martie День назад +2

      Une muono wangu

    • @yebo-gogo
      @yebo-gogo День назад

      @GladysRumbidzo 🤣🤣🤣

    • @President-zd5lb
      @President-zd5lb День назад +8

      *THIS IS A PAINFUL & MOST UNBELIEVABLE DNA TEST RESULT BECAUSE THE CHILD & ALLEGED FATHER LOOK VERY SIMILAR. FROM NOW ON I'M NOW PERSONALLY DOUBTING THE INTEGRITY OF GLOBAL DNA TESTING. TO USE CHOICE WORDS, I TAKE THIS RESULT WITH SHIPLOADS OF SALT, NOT SPOONFULS.*

  • @faithdorcasmushayabasa2959
    @faithdorcasmushayabasa2959 День назад +34

    I was not expecting that result Mwari vakusimbise dear😢😢😢

    • @sandychitauro9715
      @sandychitauro9715 День назад +3

      Same here ...vabereki tisadaro veduwe mwana akudzungaira

    • @MellisaLovenessTaruvinga
      @MellisaLovenessTaruvinga 21 час назад

      @@faithdorcasmushayabasa2959 I feel like myb kudzinza kwaari ndiko kwako

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 17 часов назад

      I knew it was soo transparent. Her age not knowingbher father? and live so nearer....mum knew she wasnt from him...

  • @julietndlovu2476
    @julietndlovu2476 День назад +19

    When God said NO to fornication He meant it for our good. This is very sad.

  • @tsitsikufa7083
    @tsitsikufa7083 18 часов назад +5

    Machine yavamugabe munomboi servicer wo here this result ne result yehanzvadzi ya Tinashe broke my heart veduwe hope kumamachines uko kwakachena

    • @TherryMhofu
      @TherryMhofu 18 часов назад

      wati service here😂😂😂

  • @MellisaLovenessTaruvinga
    @MellisaLovenessTaruvinga День назад +8

    VaMugabe chinjai time shuwa atleast 8:00 iri nani ini nhasi ndatoita zvokuisa makumbo mu bucket remvura kuti ndisarara

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 День назад +20

    Don't be quick kuramba dzinza rako rekwaShava, uchiva nyomba, baba ava vanogona kubuda vasiri vako

    • @muzikabababsithole9744
      @muzikabababsithole9744 День назад +3

      There's another similar case which was done by Global DNA, vana mainini ava are sometimes misleading. Izvezvi anochidzoka kudzinza kwaaka kudzwa, kwake, after ambonoita DNA test neumwe munhu wekunze, how will her siblings take it, despite kuti zvagara zvaiita sepane friction mumhuri but havana kumbomuti haasi wepamba ipapo. Now ave kuchida kudzoka kunoita DNA nevanhu vaamboti haazvarwi navo?
      Let's not use emotions pama decisions edu, pamwe panenge pachida common sense. Shuwa ungango simuka pamba pawaka kurira, roora rako rikadyiwa ipapo, wongoenda kuno testwa DNA neumwe munhu wekunze musina kumbogara dare?

    • @BernardNyamupingidza
      @BernardNyamupingidza 21 час назад +3

      Hapana kunyomba kwaaita angotaura chokwadi chirikuitika

    • @mwana3982
      @mwana3982 21 час назад +2

      Aramba dzinza rake papi? Did I miss something baba ava took her kunoita matests for confirmation based on zvakaudzwa. The family was also segregating her because chivanhu chembudzi hachina kuita zvakanaka paari. She needs to have matests with the other family.

    • @muzikabababsithole9744
      @muzikabababsithole9744 20 часов назад +2

      @@mwana3982 how will you feel ukanzwa kti your sibling aenda kunoita DNA test nevamwe baba, mushure mekunge baba venyu vashaika. How does that sound to you? Hakusi kuti haasi wepamba ipapo here? The actions she took says a lot, even if asina kuzvitaura direct but ndizvo zvazvinoreva

    • @muzikabababsithole9744
      @muzikabababsithole9744 20 часов назад

      @@mwana3982 she was supposed to do the test with the first family first, or have a sitting navo, address their differences, kana zvichizoda maDNA test zvoitwa, kwete kutanga nekunoitwa DNA test nababa vepanext usati waziva kuti pauri kubva ndipo pako chaipo here kana kuti kwete. If you see nothing wrong there, well mafungiro anosiyana

  • @GeniusLila
    @GeniusLila День назад +19

    Yeoh, this is so unbelievable, they look so alike. . .

  • @mandymutambirwa1290
    @mandymutambirwa1290 День назад +4

    I love you soooo much my Son. You’re a wonderful creature of GOD.❤

  • @edinamutawa1090
    @edinamutawa1090 15 часов назад +5

    Ngaaitwe matest kwembudzi kuya ndiko kwake

  • @zanelebango2904
    @zanelebango2904 День назад +18

    Shuwa vakadzi tirivaroyi kuviga baba vemwana till death nhaimi.mwana anotangirepi kutswaga baba 🙌

    • @mcdonaldkaronga3583
      @mcdonaldkaronga3583 21 час назад +2

      Akaviga here, hanty mwana akaudzwa iye akuita zvemapirofita

    • @spcmercygrace
      @spcmercygrace 20 часов назад +1

      kusatoziya nekuti vaidhakwa mbuya yacho yairarane vanhu vaisingatozive mazita

    • @rufarosharonborerwe3689
      @rufarosharonborerwe3689 19 часов назад

      Zvakaoma my dad is now 65 upto todate he don't know his father .now he don't stress he belong to God.gogo vakatofa vasina kutaura.

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw 5 часов назад

      ​@@rufarosharonborerwe3689pakayipa give him loads of love semhuri don't disappoint him

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw 5 часов назад

      It takes 3 varume hauvazive mushe yavanoita kuti yakaworasei

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa День назад +12

    Ndarwadziwa kusvika pekupedzisira so sorry mwana zvinowanikwa😢😢😢😢

  • @rutendosopa6550
    @rutendosopa6550 14 часов назад +3

    Shoko ranhasi ,maprofita musiye tsika yekuita maDNA ziyai chibodzi ,zvepiece of mind mosiira vamugabe

  • @MunenyashaBena
    @MunenyashaBena 19 часов назад +3

    I think she has to also test nekwaari ikoko kwaanoti haadiwe maybe the mother vakatotaura chokwadi ndokwake ikoko

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 18 часов назад +4

    😢so sorry , l hope u will go back and get tested with the first family.

  • @GloryMabs
    @GloryMabs 21 час назад +10

    wakandiruma episode iriko rinhi 😂😂😂

  • @cronwellmukodzo
    @cronwellmukodzo 15 часов назад +1

    Wise last words from mdara uyo thanks mdara wakuma apo

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 День назад +9

    Mothers let’s not do this to our children. Now wafa and you never told your child who her father is. It’s evil mhani

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa День назад +1

      Imagine

    • @Chris23-q2r
      @Chris23-q2r День назад +1

      Ko variwo veku Magunje. Mapostori and all these people vanoziva how to play mind games. Kana vachiziva kuti mwana ndewekunze they'll say haasi kudzinza kwake and blame illness on that.

    • @mcdonaldkaronga3583
      @mcdonaldkaronga3583 21 час назад +1

      Uyu haana kuudzwa here

    • @jujujunior2735
      @jujujunior2735 14 часов назад

      Uyu akaudzwa kwaaive aenda anga akuzia seyi

  • @lizytakavengwa5179
    @lizytakavengwa5179 23 часа назад +4

    Well done to Horizon solar system at last a company being advertised by an accent l recognise. Most adverts not all has American accent yet advertising for Africa. Why

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 День назад +11

    Maporofita zve DNA izvi siirayi vaMugabe🙄🙄

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa День назад +8

    Zvakaomaa not the father so sad vedu veeka😢😢😢 hugs sis or muninina

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 21 час назад +1

    Uuuuuuu these results touched me , vanamai tinoitei nhai shame sori sis uchavavana🙏🏽

    • @mcdonaldkaronga3583
      @mcdonaldkaronga3583 21 час назад

      Ko Mai vaita sei, hanty mwana akaudzwa iye akuita zvemapirofita aaah

  • @NgoniMutyavairi
    @NgoniMutyavairi День назад +3

    Tough luck sister wangu life yatopinzwawo nevabereki sometimes inozotivava mberi especially anamai vana ngavazive rudzi nenguva coz now ravadambudziko kumwana muridzi wenyaya azorora hake

  • @AuxilliaChiwanika
    @AuxilliaChiwanika 17 часов назад +3

    Myb mbudzi haina kufara nekuti pfuma yakadyiwa kwamai

  • @skido2134
    @skido2134 2 часа назад

    Yhooo haaa sorry sister. Just wish you could get closure 😅😅😅. Am terribly hurt

  • @mandlashumba6107
    @mandlashumba6107 2 дня назад +5

    Waiting ❤❤❤

  • @brendagwere
    @brendagwere 5 часов назад

    Ndarwadziwa hangu l feel for that lady. Dai Mwari vakuitira zvakanaka my sis

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 День назад +9

    Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍

  • @Royalioness
    @Royalioness 2 дня назад +2

    Waiting patiently hangu❤😂

  • @Bethbee138
    @Bethbee138 День назад +2

    Aaahhh I was 💯 confident that the alleged father was obviously the one judging by the facial similarities.....iiiiiiiii mushina wataurawo zvawo, BP yangu yakwira 🥵

  • @propro9957
    @propro9957 День назад +9

    Another day another episode, take me to the couples 🧬🤞 please... it's bibiliking mntanami!

    • @kudakwashemawire7893
      @kudakwashemawire7893 День назад +1

      It's going crazy it's going bananas😅

    • @propro9957
      @propro9957 День назад

      @kudakwashemawire7893 nazoke ziyakhala!

    • @tatendamanyozo
      @tatendamanyozo 22 часа назад

      Wake take me home

    • @alicechigwaza2016
      @alicechigwaza2016 16 часов назад

      King giiiinger

    • @propro9957
      @propro9957 16 часов назад +1

      @@alicechigwaza2016 Umfana wase ngingindlovu bhodla manzi aba4kazana bebhodla utshwala!

  • @KamuraiTakaendesa
    @KamuraiTakaendesa День назад +6

    That's very wrong munhu kufa asina kutaura chokwadi especially panyaya dzakadai😮😮

  • @user-zm8nj8zt9y
    @user-zm8nj8zt9y День назад +3

    Haaa madzimai ndatimbozameyi kuvimbika aah ndarwadziwa ini

  • @BernardNyamupingidza
    @BernardNyamupingidza 21 час назад +1

    Very sorry my sister hope you find your father

  • @NomaterTigere-ql8bx
    @NomaterTigere-ql8bx День назад +7

    Zvinorwadza mai vaifanira kuudza mwana chokwadi panekuzoshungurunga mwana mupfungwa achitsvaga baba vake 😢😢😢😢

    • @Chris23-q2r
      @Chris23-q2r 22 часа назад

      But mai never changed kuti baba vekuma Magunje ndewake. Problem is vana mainini nehama nemapostori. She was supposed to test with the Magunje family first.

  • @MusiyiwaMutowo
    @MusiyiwaMutowo 5 часов назад

    Very sad anamai dai taita tsitsi neupenyu hwevana. It is well sis dai Mwari vakubatsirai😢

  • @tsitsi1974
    @tsitsi1974 19 часов назад +1

    Respect to baba. He showed up but sad outcome.

  • @NormanMupfudze
    @NormanMupfudze День назад +2

    Kuzvarwa namai vasina kurongeka idambudziko hombe some mothers are careless and reckless

  • @MuchengetiMudyirapo
    @MuchengetiMudyirapo 18 часов назад +1

    tough luck sis sometimes life gives you lemons

  • @marymadzivanyika3107
    @marymadzivanyika3107 День назад +1

    Waiting for results 🎉😅😅

  • @annahmuziyirwa3553
    @annahmuziyirwa3553 19 часов назад

    be strong my dear sister you are not alone ,i have a cousin sister with the same situationnd the waste thing is her mother is still there but just doesnt want to talk, and she wasting money on prophets

  • @brandonMutsa-gy7pt
    @brandonMutsa-gy7pt 2 дня назад +4

    Endesai vana vese Kuma DNA kana madhara nevakaroorwa inonzi operation ziva dzinza rako..vakadzi imhat*

  • @CharletteChihelele-d5v
    @CharletteChihelele-d5v День назад +5

    Testa mhofu pamwe ndivo baba
    Madzimai ngati itei chihure chine musoro nhyka, kwete kutambudza vana so

  • @Donnie-WillisGore
    @Donnie-WillisGore 21 час назад +1

    Kamudhara hakanzwee aka, hanzi sei famba, ndopaungajamuke here

  • @f.madzivire1731
    @f.madzivire1731 4 часа назад

    Zvanga zvingori nezi question mark. How would they keep quiet dai vaive baba vacho ivo vaive neighbour? Mai vacho it's obvious vaisatozivawo baba vemwana since vaihula mubhawa

  • @lindasongore6770
    @lindasongore6770 13 часов назад +1

    Imbozama kwa prophet Miracle Paul or prophet Freddy, you might get your answers

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana День назад +1

    Awaiting 😂😂

  • @brightmavedzenge4664
    @brightmavedzenge4664 День назад +1

    I was hoping that this mudhara would be the biological one for her. They so look alike facewise!
    This must be a lesson to all the mothers out there; don’t be this selfish to your children. Now it’s tormenting this child as if she was part of the problem! It’s very bad mhani!
    Mudharawo iwewe Une mskanzwa haikona! Ndaona nekakepesi kako ako.

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 12 часов назад

    Sorry cc kuzalunga. Yiiiii yoooo akuthambanga

  • @yeukaichidemo432
    @yeukaichidemo432 День назад +3

    This is sad😢 vanamai tisadaro veduwe

  • @Chris23-q2r
    @Chris23-q2r День назад +6

    She's supposed to test neve ku Magunje ikoko. Already the equation wasn't balancing. Baba ava said he was with the mother in 1993 But the lady was born in 1985.

    • @kandariraanna
      @kandariraanna 22 часа назад

      Nofunga 1993 ndopavakadzoka mai vakuira zvechibhawa bhawa charehwa hameno.

    • @Chris23-q2r
      @Chris23-q2r 22 часа назад +1

      @kandariraanna Anatsa kutaura zvisina kuzeza. He saw her in 1993 akauya after 1 year. Chero kurikuti akazouya muna 1993 after one year zvinoreva kuti vanenge vakaonana muna 1992. Time frame yake is early 90s. Not mid 80s.

    • @PetronellaGonye
      @PetronellaGonye 16 часов назад

      I think he meant 1980 something

  • @faithdadumalikongwa6006
    @faithdadumalikongwa6006 13 часов назад

    You are best dressed Mr Mugabe

  • @MapopeVimbai
    @MapopeVimbai День назад +1

    Watching from capatown

  • @jonasikapungu
    @jonasikapungu День назад +3

    Pamwe mwana wehama

  • @nai6474
    @nai6474 17 часов назад

    Vakadzi munonetsera pakunyepa 38:13😫 ndozvamagara muchiziva saka maisiya mwana achienda kumba kwevanhu kunoviga nekunorova makuva kwese ababa vamwe sei😢. Mharapatsetsetse dzevanhu. Zvemvudzi izvo pamwe wakangopinda mumusha usina kumbobvira waitirwa party yekutambirwa and intoduction to the ancestors. Dzokera kana vaine vana woitwa DNA navo

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps День назад +3

    Vana mai chiiko kutambudza vana

  • @MuzvareShongaNemuseso-rj7br
    @MuzvareShongaNemuseso-rj7br День назад +5

    Mai vakasiya vakiudza dzinza rako kutambirwa or not deno wakatanga waita dna tests navo hino nw andifingi vachada kunzwa nezvako

    • @PamelaRukata
      @PamelaRukata 21 час назад

      Taura hako havachambomuda nyangwe akabuda ari wavo

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw 5 часов назад

      Vakagara vasingadi...they pushed her away

  • @collenguti2461
    @collenguti2461 День назад +1

    Mudhara mudhara ❤❤❤

  • @winnetzembe260
    @winnetzembe260 19 часов назад

    Soo painfull sorry sis

  • @rumbidzaimichellechironda2010
    @rumbidzaimichellechironda2010 6 часов назад

    Sorry sis 😢😢

  • @keithoracle
    @keithoracle 17 часов назад +1

    Inga mai vaive vari vepa touch line saka it means amai vaisatozivawo ... kwaShava akarambawa nembudzi uku akusi again....
    Sorry sis zvitambirei henyu thats life, move on.
    Lesson: vanhukadzi siyai zvekuiturika pamuti yoti ada arova Ada arova mosira vana nhamo hezvooo 😢😢😢😢
    .... ama2k inherited chemambuya ekuma 80s 😂

  • @ellenchiwanda1723
    @ellenchiwanda1723 День назад +1

    Hello bota family

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 День назад +6

    Mwana arikuti ane 39 years baba varikuti vakatamba namai in 1993 zvinhu zvacho zvirikutopesana zvakanyanya which means mwana akazvarwa 1985 haaaa zvinhu zvacho

    • @ruemkhula163
      @ruemkhula163 День назад

      Confusing

    • @1zimbabe
      @1zimbabe 19 часов назад +2

      if i understood well he came back in 1993 amai vakuita zvebhawa bhawa mwana atozvara kumashure

    • @rutendosopa6550
      @rutendosopa6550 14 часов назад

      Baba vakazodzoka 1993

    • @emelykapita4181
      @emelykapita4181 14 часов назад

      Ok, that's clear now

  • @TalentHambirepi-xn2wq
    @TalentHambirepi-xn2wq День назад +1

    Ndaisa like yangu 🎉🎉🎉🎉

  • @FaithBushu
    @FaithBushu День назад

    ❤ dressing 😅yatina bho here

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro День назад

    Vana Mai ka denga muchari gugura ndati 😊

  • @faithmbutsa7837
    @faithmbutsa7837 16 часов назад

    Wasn't expecting ma results aya zvangu coz wanekakufanana

  • @MargaretNdhlela
    @MargaretNdhlela 2 дня назад +1

    Waiting 😂

  • @MaiA5Gwatsvaira
    @MaiA5Gwatsvaira 14 часов назад +1

    DNA haipotsi here guys?panoda kukandiwa fodya pasi haa chivanhu chinobatsirawo futi.

  • @AlphoncinaKoke
    @AlphoncinaKoke День назад +2

    Tagadzirira kunzwa ma results😂😂😂😂😂

  • @memoryemmanuel7964
    @memoryemmanuel7964 День назад +1

    Zvinonzi wafa wanaka asi amai vemwana vakasiira mwana dambudziko rekutsvaga baba

  • @moreblessingmercy7844
    @moreblessingmercy7844 19 часов назад

    But musikana uyu akafanana na babab awa hope ma results wont come negative

  • @BeatriceTakaza-e8f
    @BeatriceTakaza-e8f 2 дня назад +1

    🎉🎉

  • @GervasGweshe
    @GervasGweshe День назад +1

    9pm dzaita kure mhani

  • @euginechikasa679
    @euginechikasa679 18 часов назад

    I feel for the child, vanamai tinotyisa

  • @BrendaMoyo-p2l
    @BrendaMoyo-p2l 2 дня назад +2

    Waiting

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 День назад +1

    😅😅cc ava vamhanya speed yembwa nhatu usatuke garwe usati wabira gwizi

    • @charitymutirwara3920
      @charitymutirwara3920 День назад +1

      Kutuka havana hako bt vangoti ndanga ndakusarudzwa

    • @TawandaMatonga
      @TawandaMatonga День назад

      speed yavaita ndeyipi seyiko muchingovhumuka

    • @apoloniamachona7055
      @apoloniamachona7055 15 часов назад

      @TawandaMatonga ari kuto vhumuka ndiwe wadii kunyora maonero ako wakazvimirira unotonga ku den kwako nt pama comments edu tikushandisa data redu so tobvumidzwa kutaura zvatada

  • @BrightMpofu-u9k
    @BrightMpofu-u9k 16 часов назад

    Shem asi vakadzi tisadaro kutambudza wana iyezvino mwana achaita seyi very sorry hako yama😢😢

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 12 часов назад

    Nyaya dzekuti hee mwana ndewanhingi idzi, siirai varidzi. Pane munhu angatoti handidi kuroorwa, not their generation, she knew and vakatoona better ndizvichengetere..am sure she had no idea who the dad is.

  • @Mrcute2307
    @Mrcute2307 18 часов назад

    Dai Nyakutundira Azivikanwa DNA titende

  • @r3gachi
    @r3gachi День назад +1

    Shwada rakamatcher bhachi ne shirt ra Tinashe marionawo here?

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 День назад

    Sorry sister, munhu anosvika mukufa achingovigiridza dzinza remwana.
    I wish you the best in your search for your family.

  • @MichaelNgobeni-v1p
    @MichaelNgobeni-v1p 10 часов назад +1

    39 yrs nenyaya 93 handina kuona zvichisangana ini

    • @phinnyndhlovu8543
      @phinnyndhlovu8543 Час назад

      1993 ndipo pakadzoka baba avo kwavaive vaenda...But vakadanana before

  • @collenm8242
    @collenm8242 3 часа назад

    Ngaaende kwa Prophet paul miracle aaudzwe kudzinza

  • @mzee5533
    @mzee5533 21 час назад

    Mainini hapana chavanoziva parelationship yasisi she claims to know the issue

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 18 часов назад

    Vakadzi dzidzai kuvamwe udzai vana baba vavo muchiri mupenyu

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 День назад

    Aah tinashe northern side here nhaiwe asi handichazive Zimbabwe

  • @SharonMusokoma
    @SharonMusokoma День назад +1

    We a here..yellow yellow mami

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 19 часов назад

    Kune vese vanenge vane situation yakadai zvaita zero seizvi muridzi wenyaya akafa endai kwaMiracle Paul or KwaT Freddie....makaita zvenyu Amai vangu hamuna kundipa confusion muhupenyu

  • @chungavincent7802
    @chungavincent7802 9 часов назад

    haaa frommthe word go unless paine asiri kuziva areswakutaura sa baba ava vataura 1993 yet mwana ati she is 39 years. ini ndandati mwana wavo kufanana kwacho too much. hapana here zvakaitika tinashe mugabe?

  • @casimomalembo4696
    @casimomalembo4696 День назад +3

    totem kasongo

  • @NatashaHweru
    @NatashaHweru День назад

    Vabereki ngatìsaomeserei vana ufunge zvorwadza Cy mwana. haachatoziye ufunge 😢😢😢😢😢
    Ko iya yekuti akandiruma irikuùya rinhi nhai 😂😂😂😂😂

  • @liliangede2638
    @liliangede2638 День назад

    So sorry my sister😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @Mpansi
    @Mpansi 21 час назад

    Akashinga zvake mwanasikana, pamwe kaasingadiwe ndokusha kwake
    Chikaranga chaiitwa nembudzi pamwe aitova masaramusi
    Mwari dai vadairawo minamato yenyu, musaneta muchawana rudzo rwenyu

  • @williamchavhunga1432
    @williamchavhunga1432 День назад

    Zvinorwadza chose kutsvaga baba wakura apa muridzi akazviita ahasisipo, VaMugabe batsirai mwanasikana awane baba vake, anofanirwa kuitwa mamwe maDNA test nemhuri yekwaava ari . Pakaitwa chivanhu chokumwaya mvura mbudzi zvinogona zvakabudisa zvekunyepa

  • @pritchoechuma3483
    @pritchoechuma3483 10 часов назад

    vakadzi ngavangodzikame simple izvi zvekuzopinza mwana busy nehunzenza hwako hazvisi bho

  • @TanakaSango-k4u
    @TanakaSango-k4u 17 часов назад

    Sorry sure😢