I need to be honest with this show.its something I can't leave without.thanks to baTaps and crew I m from Rusape I do also watch from others but this Dare hmmm I addicted to it.
I remember back in the 90s my mzukuru ainzi Raymond Rupapa, he grew up with my dad maChigodora imomo. I wonder if he was part of this family. Sadly he passed away after a long illness in the late 90s
She is playing her role perfectly according to our culture. If you notice, she chooses when to speak so that she doesn’t disturb the proceedings. Have you seen or heard anyone admonishing her? Just like parufu unoona vamwe vanhu vachiita majokes ne zita remufi.
❤❤❤ kwaHeadman munhu anodzoka kumba atwasuka Vanhu muri kuona nyaya yaSimba here ari kwasekuru Tasvu? Now akutaura I wonder kuti vaye vaiti ndezvedrama zvekwaTasvu or vaiti Headman vari kubira vanhu nekuvaendesa kwasekuru Tasvu vari papi
Headman Chigodora you deserve kuvakirwa Hall yakakura matare enyu ayambitsa mhuri dzakawanda nekuporesa(kusunungura ) mhuri zhinji keep it up
Chokwadi chizere
Chokwadi Marange ndiye unofanira kutongera panze coz apana zviripo
Chokwadi chemahara anoziva zvaanoita muchinda uyu vana vari kuchema kunze uku vachitsvaka rubatsiro zvokwadi
Ko headman kuriva chii ko ❤❤❤
@@Fortune997 kkkkkkkk haaaa uyo ummm handina remuromo
kwachigodora takaenda takenda ❤❤❤❤
Baba Taps ndipo # ya headman
I need a dose of headman everyday im addicted....all headman Chigodora fans gather here😊😊😊😊
I need to be honest with this show.its something I can't leave without.thanks to baTaps and crew I m from Rusape I do also watch from others but this Dare hmmm I addicted to it.
Family problems is now common
I'm also from rusape, wedu chief imbavha
Lol my mom is from rusape
Neniwo I’m from Rusape Ndenge ndakutoita stress kuti dare how far ?
Tasvika tasvika tipakurirei nadzedu
Rova ngoma duzura. Jake hammer
My addiction pfeeeee Gucci baba angu Soko.
They tried to discredit Dare Guru zvakaramba Chigodora by public Demand u r the best
I love headman Chigodora for (1)Advice.(2)Discipline padare. (3)Headman Chigodora is not biased.Kudhus to you our headman Chigodora.❤
Our King Solomon, our Headman be blessed
❤❤❤
Headman Chigodaro i believe now vanokodzera kuchiita chief cause mamwe ma chief haagoni kutonga
Sevaya mudhara vekungozi yekugwesha
Is it only me or this court attendance keeps multiplying.
"Rova ngoma duzura😅😅😅"
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 moms iyo ndinonakirwa ndabvuma hangu 😂😂😂😂😂😂😂
Moms iyi kuserii ndatii😂😂😂😂 ndafa
@@ruvimbomachokoto7529 😄😄😄😄😄😄😄😄😄 usafa ndichiri kkuda panyika
ni inondinakidza manje
Best Headman ever...mune huchenjeri hwa Mambo Solomon
To those in 2040; this is Mr Chigodora. He is the wisest Headman in Africa. He presides over cases with the wisdom of a thousand Chiefs.
True
Very biased
Karanganda Tv, please tinokumbira kuti mupote muchitiridzirawo ka"Intro" kenyu kaya kamaimboridza . . . . . . 'waiyepo 'ere" . . . . "usasochora, usasoshora!" 😎😎❤❤
chief chigodora to the world i wish karanganda you can post cheif chigodora everyday❤
Thank you headman for the great job. God bless you
Mr chigodora one munhu anotonga zvandofarira ❤
Ambuya avo vanokwesa kkkk hanzi jack Hummer 😆😆😆😆
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Headman chigodora to the fullest. You are the best headman ever
Heishee rova ngoma duzvura
heiiiish heiiish heiiish 'rova ngoma iwe jack hammer'
Headman Gosho ibasa
Uyu akufanha kuita mambo. Marange itsaga rakabooka mboko yakaora zvayo
Toda nyaya dzakarebesa cz nyota
I remember back in the 90s my mzukuru ainzi Raymond Rupapa, he grew up with my dad maChigodora imomo. I wonder if he was part of this family. Sadly he passed away after a long illness in the late 90s
I can confess that I'm addicted to Headman Chigodora 😂
My crush
@@FaithNyawata-id1br Pana Headman Chigodora tambira Kure ndevangu🤣🤣🤣🤣
Order mudare orderdhaaaaaaaaah we been missing you the great🎉🎉🎉🎉🎉
❤❤❤Karanganda TV family alongside Headman Chigodora 🎉🎉tinokudai
Mother avo vane masasi hanzi lshe Chigodora taane nzara kkkkkkk
Headman Chigodora pfeeeeee tapinda tapinda nedare ravo❤❤
😂😂😂😂Rova Ngoma duzvuraa mbuya yakangwara iyiii
Pamberi naHeadman Chigodora nevamwe vavo❤
❤❤
Kty chuuuuuu baba taps and headman chigodora ❤❤❤
Usasosvora 😂😂😂 baba huchii
Karanganda ndikumbirawo part 2 yamukotsanjera vari kwacheif mtasa
Gucci, hanzi makachena here imi 😂, ndanga ndasuwa team iri 😂😂
Finally ishee chigodora vazviita 😂😂😂😂😂
I’m so happy with this dare rakaita kuti ndione friend yangu and my teacher after 8yrs😢😢😢
Mwari ndokumbirawo mumbotichengeterawo headman wedu neteam nababa Taps🙏
Heiiishhhh was the best part
Karanganda TV ndokumbirawo mugare muchitikandira nyaya dzokwa Headman Chigodora vanogona kuyenzanisa
❤❤❤ ariyo baba Taps anokupai kuti chuuu
14:06 inzwai zviripano. Makachena here imwi , ko imwi
Avo mai vataura pekutanga vanondibhowa😊😮 vanongotaura taura zvisina musoro apa vanhu vachinzi nyararai ndovaona pakawanda
She is playing her role perfectly according to our culture. If you notice, she chooses when to speak so that she doesn’t disturb the proceedings. Have you seen or heard anyone admonishing her? Just like parufu unoona vamwe vanhu vachiita majokes ne zita remufi.
I love this show Headman Chigodora to the president
Waiyepoo here....ndaiyepo ndaiyepo😂😂😂 karangandaaa
I think reality show ndoyakudiwa KwaHeadman ❤
Mudzimu ‘Heyiiiiiiiiiii’ Allan Orderer😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Baba Taps Koo yekwa sekuru Mukotsanjera yakabva yapera here ko party 2 iripo waiting
I am addicted mudare rino Dai muchitiisarawo everyday
Karanganda weeee waivepo hre ndaivepo ndaivepo🎉🎉🎉
Usasosvora 😂😂😂 kuti chuu
Vanhu vanouya nehuwandu hwavo kudare raheadman Chigodora,zvekurima ratove drama kkkk
The whole day varidare lkk😂😂😂 kumunda vozozviona next day
Kkkk ko mvura hkuna
Uku kunospaka ukuc
Kkkkk kune zuva vanorimeiko
@@patriciamarangwanda5188I think time yekurima they go to dare nechisi
Kkk Na Bae wangu hatisikuwirira ini ndirikwachigora kumatare ndikamboseka ndobva ndatoita Boo😂👐
Gogo inobuda ichitaura ino spicer chirongwa cha Headman
❤❤❤ kwaHeadman munhu anodzoka kumba atwasuka
Vanhu muri kuona nyaya yaSimba here ari kwasekuru Tasvu? Now akutaura
I wonder kuti vaye vaiti ndezvedrama zvekwaTasvu or vaiti Headman vari kubira vanhu nekuvaendesa kwasekuru Tasvu vari papi
❤❤❤for the love of this dare i wish dai vavakirwa shade
Headman neteam renyu mune favour mbuya kanzama vanodeedzera zvavanoda mudare umoo but hamumbovanyaradzi asi zvikaitwa nevamwe unotonzwa Alen magrazi Magada akutoti ORDER MUDARE
12:02 rova ngoma duzure. Kkkk.
Kkkkkkkkk rova ngoma iwe mbuya avo ka
Tishikowo pona popadare redu naaheadman wedu nemachinda edu hendei❤
Thank you headman for facilitating freedom of your subjects. ❤ again thanks to karanganda for giving us this court news
Imi Makachena here inondipedza mfunge 😂😂😂😂😂.
Musatishotesa movie yekwaHeadman ininakidza kudai please
,,,😂😂😂😂 dare rinokomborera zvangu iri tengayi vanhu Headman
Gogo avo vanonakidza vari funny 😂😂😂😂
kkkk vakudadzira kut jack hummer ere kkkk havashake pa dare
Hamuchamwi maSting here kumusoro ikoko 😅😅
Headman pfeeeee nedare ravo.Thank you
Good
Headman vedu na ba taps vedu
😂😂😂😂 order order mudare apoooooooooo😂😂😂
Munotonga mhanhi ndazvifarira kutonga musina kwenyu sezvazviri hasaaaa sandodenyu
❤❤ headman ndipeiwo land .timboswerayo kunet Flix yamahara
Kwachigodora hakuna mastands here ndikudawo pekugara😂
Karanganda huchi baba 🎉🎉🎉❤
One of these days ndirikuuyako Headman
❤❤❤ headman venyika
Ndauya, hi Headman
Vachigodora sando dzenyu makanyanya mese ne team renyu
Yanga yatosvika midzimu eiiiish bhuuu😂😂😂
Makachena here imimi
Inini ndiri right
Tichakunzwirai zvedu 😂😂
Haàà kwachigodora kunozara akamana vanhu vanoda nyaya ndapota
I wish headman Chigodora vari mudunu redu myb ndayibatsiraka chose
Vaera shoko muriko here zvekurima imwe nyaya tyaya ngadzitongwe
Anhu vobudirwa mudare kkkk dare ravachogodora rinonakidza weduwe
Its makachena hr imimi 😂😂😂😂 for mi
Mabhachi awo boe here😂😂😂
I like your judgement Headman Chigodora .
😂😂😂Midzimu iyi hezvo wange wave musoro wechitima mudare
nhasi kwachigaz kwakaipa hoooooyooo
Hoyooo wadzova
mukoma taps ko Ko ngozi chipikiri paguva yakaxodii hatichaioni toionera papi yakazodii
Vabereki vedu ava headman hazvivarwadze ava ende vanotiregerera mufunge vana sei vasingapihwe na Hana kuti vana hatina rugare gadzirisai shuwa
Headman wenyika hoyiiiiiìi
Julie for Soko😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤
1 Dare rino unganidza vanhu vakawanda ✊✊
Taapo🎉 ❤ waiyepoo hre
Chachaya!!!!!! Ooooooodhaaaaa odhaaaaa odhaaaa
Baba Taps dzosai ka intro kaye “waiwepo ere usasoshoreba”
Had missd order order from magirazi
Moyo wangu wakange warwadza pakange panzi dare ravekuvharwa
Kwenyu ndiyani apedza vamwe,tisataura mazita purizi
Usasoshorabaaaaa🎉
Pane banga kwarakabva 🔪 🗡. Ka village aka kane drama 🎉🎉🎉😅😂
Bekan imikhoba ngemva kwezivalo headman 💯
Oxamu abavalelwe kkkk
@@ayinagwebu8278 futhi bayadina abaloyi Laba liyaz