Zvinorwadza Mushandi Akadyirwa Bota NaBoss Vake Vane Nhengo Hombe Hombe Kudarika Yake / Chief Makoni

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 янв 2025

Комментарии • 285

  • @MosesSitishe
    @MosesSitishe 9 месяцев назад +13

    Chief ava ngavadzidze kutaura kwechikuru mamwe mashoko avo havazogona kuremekedzeka

  • @meg1846
    @meg1846 10 месяцев назад +18

    Hmmm these shows are showing a different side to women honestly. Why are the women never held responsible?

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 9 месяцев назад +1

      Because they are Antichrist

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto1274 10 месяцев назад +33

    Zigo unofanirwa kupa vanhu yambiro kana uchinge waita upload video dzinotaurwa zvino nyadzisira, kuitira kuti vanhu vasawone nevana, kana vanyarikani. Mambo Makoni havagoni kutonga basa kungongwarira kutaura zvino nyadzisira. Madzishe ndiwo ma Custodians itsika dzedu dzechivanhu kwete marabishi aya.

    • @FlorenceLikwakwa-ub7io
      @FlorenceLikwakwa-ub7io 10 месяцев назад +1

      Haunyepi ,ko kitsvagawo ma words anovanziridzawo mbichana even zvichinzi mu dare hamunyarwe

    • @johnmhakaofficial416
      @johnmhakaofficial416 10 месяцев назад

      Ichokwadi madyira

    • @johnmhakaofficial416
      @johnmhakaofficial416 10 месяцев назад +1

      ​Vanoda kusungwa cz mudare munetwuvana

    • @mectildamufoshori1692
      @mectildamufoshori1692 10 месяцев назад +1

      Were comparisons between the two necessary!!!!!Haibo

    • @mectildamufoshori1692
      @mectildamufoshori1692 10 месяцев назад +4

      Purizi vakuru vangu kusvira kunonzi kusangana.mboro = nhengo.Ko zvamuri munhu mkuru waani.ahhh munonyadzisa

  • @brytonnduku774
    @brytonnduku774 10 месяцев назад +2

    Zigo hour equipment is good very audible clear

  • @burlingtonphiri2297
    @burlingtonphiri2297 2 месяца назад

    its business and Chiefs are benefiting from such cases ,

  • @mcgalaxyzim1515
    @mcgalaxyzim1515 9 месяцев назад +14

    Vanhu varikuita ma business nevakadzi vavo sure

    • @Nenyashadzadze
      @Nenyashadzadze 8 месяцев назад

      Iye anotorerei vakadzi vevanhu

    • @DebraIke
      @DebraIke 7 месяцев назад

      Taura hako

  • @1841Rdp
    @1841Rdp 9 месяцев назад +6

    Chief ava vanonyadzisira zvakawoma.

  • @valentinezulu8018
    @valentinezulu8018 10 месяцев назад +6

    😂😂😂 i dont regret subscribing😂😂😂

  • @johnmhakaofficial416
    @johnmhakaofficial416 10 месяцев назад +7

    Zigo Zigo 👏👏👏👏👏👏👏 uri kupakura zvinonaka

    • @crispenrakafa6255
      @crispenrakafa6255 10 месяцев назад

      Mombe gadzifudzwe nemazita adzo ,they must jst put a disclaimer thats all

    • @shupimatava6108
      @shupimatava6108 10 месяцев назад

      Kkkkk 😂vakomana ka

  • @EmmanuelMupangani
    @EmmanuelMupangani 26 дней назад

    It's unfair woman must be charged also

  • @burlingtonphiri2297
    @burlingtonphiri2297 2 месяца назад

    Vanhu varikuita ma business nevakadzi vavo sure-TRUE

  • @luckybeta468
    @luckybeta468 10 месяцев назад +11

    Mambo uyo is 100% right moda avige zvenyadzi pakudii iyo nyaya iri mudare iri yechi hure there is nothing to protect language apa ipo paka Hurwa munoenderei kumatare echihure kana musingade kunzwa nyadzi

  • @hazeldambaza3035
    @hazeldambaza3035 6 месяцев назад +1

    This is not fair judgment, Chief uyu ndewe kumama

  • @yayaedgun7664
    @yayaedgun7664 9 месяцев назад +3

    thats unfair saka mkadzi akanyengwa akabvuma achiziya kuti mkadzi wemunhu haana mhosva?😢

  • @spiwemabge2769
    @spiwemabge2769 10 месяцев назад +3

    Take it further imi baba vehombe

  • @elephantstreetprinting874
    @elephantstreetprinting874 9 месяцев назад +1

    Aaah Iwe zigo ka wakunyanya manje😂😂😂😂

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 9 месяцев назад +7

    Kana isina kuchecheudzwa saka Muri kumupireyi mhosva Uyo mukadzi it's like akaudzwa zvekutaura nemurume

    • @tinashekamhapa4803
      @tinashekamhapa4803 9 месяцев назад

      I have it inenge yakangofanana neyakachechedzwa

    • @peace6296
      @peace6296 9 месяцев назад

      Ndazvishayawo ini

  • @MosesSitishe
    @MosesSitishe 9 месяцев назад +3

    Nhau dzema chief tinowanzo teeters semhuri but Mukuru Ava vanonyanyo rasika pamashoko ezvinyadzi

    • @admoremabhunu3
      @admoremabhunu3 9 месяцев назад

      Hamurev nhema avakubhaiza mambo uyu

  • @Chikonaz
    @Chikonaz 9 месяцев назад +1

    Mmmmm unfair judgement zidare iro nderekupenga

  • @bikers-rd5sm
    @bikers-rd5sm 9 месяцев назад +2

    Bt murum uyu seems innocent..mkadzi uyo itsotsi uyu nemurum wake

  • @NgonieGotore-ls2zv
    @NgonieGotore-ls2zv 10 месяцев назад +27

    Chief ngavarerutse mamashoko avo,,,vamwe vanoona maprogram Aya nemhuri nevanyarikani

    • @Marky33
      @Marky33 10 месяцев назад +7

      dare harisi program..bvisai vana venyu pamatare iye mwana anoona dare kuti adii

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour 10 месяцев назад +1

      Court yese yemuZimbabwe inotaura zvinhu nemazita azvo. vana vaduku ngavarege kuona zvevakuru

    • @meg1846
      @meg1846 10 месяцев назад +1

      @@Marky33 even children these days are encouraged to use the actual names to avoid abuse. That's our language.

    • @tawandabrightonmupisa34
      @tawandabrightonmupisa34 10 месяцев назад +2

      You shld direct this issue to the youtube channel. They should bleep these words

    • @lassmenthryce8546
      @lassmenthryce8546 10 месяцев назад +1

      Chief havachinje dare because of you

  • @dereckchapasuka3095
    @dereckchapasuka3095 10 месяцев назад +4

    Chief Makoni ibasa chairi

  • @delishfire5515
    @delishfire5515 10 месяцев назад +24

    mboro inopedza pfuma

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 10 месяцев назад

      @ delishfire5515 he not wrong though coz shuwa mboro inopedza pfuma coz kwese kwauchabatwa danga rese rinoperera kuripa varume vevakadzi auno batwa uchikwira either you will pay dzino tsika or the cash value of the fine imposed by the chief.Asi chief Makoni my chief from kumusha kwangu havana mukanwa vano taura nemonemo and he's not one to watch one of his dare's nevanyarikani coz vocabulary yavo does not contain mazwi echurch pnenyaya dzekuita nezve madyirwo ebota( of which he says the S word in shona as it is and I cannot write it on this platform ndosaka ndatorerutsa kuti bota pane kuti svi**ro😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊

    • @MichaelFisher-xl6nh
      @MichaelFisher-xl6nh 9 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @lorrainemazhawidza6790
      @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад

      😂😂😂😂😂

    • @WilsonMatenga
      @WilsonMatenga 9 месяцев назад +2

      Mupfanha iwewe ndokumbirawo kumbokuona 😂😂😂 aaa wakanyanya

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 9 месяцев назад

      @@WilsonMatenga matiiko king mukuda kundiwina kupiko kwacho?

  • @Rodneymukarakate-ry6sr
    @Rodneymukarakate-ry6sr 9 месяцев назад +2

    You're not fair judges.. Haina kuchecheudzwa saka sei muri kumupa mhosva?

    • @timothynjoromora1887
      @timothynjoromora1887 9 месяцев назад

      Kudya kwekuburira kunonetsa kut angatarise zvekutoiziva kut yakaitasei

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 6 месяцев назад

    Vakadzi nevertheless varikuita business ava zvaivapo kare izvi panevaitoita business years back

  • @burlingtonphiri2297
    @burlingtonphiri2297 2 месяца назад

    Managagwa to dissolve all chieftency in rural areas

  • @ConciliaZhanje
    @ConciliaZhanje 3 месяца назад

    Mambo please choice of words hamuna Hama here nhai chief

  • @GervasGweshe
    @GervasGweshe 9 месяцев назад +1

    akakwana here chief uyu??

  • @williammadya-pq1ry
    @williammadya-pq1ry 10 месяцев назад +3

    Hanzi blambi inopedza pfuma 😂😂 haaa chief vacho ndoma1😅

  • @NomatterChiripanyanga
    @NomatterChiripanyanga 9 месяцев назад

    Huh chief ava zvinyadzi umm

  • @TafloMugs22-qe3mo
    @TafloMugs22-qe3mo 8 месяцев назад

    Zigo bhoo hre chief

  • @1841Rdp
    @1841Rdp 9 месяцев назад +2

    We must block ZIGO because haatiwudze kuti video rine zvinyadzi so that we don't open it.kana takagara nevanyarikani

  • @CleverMarongwe
    @CleverMarongwe 10 месяцев назад +2

    😂😂😂 Kuroorwa kwakanaka unogona kutoita business 😅

  • @NomatterMatikiti
    @NomatterMatikiti 2 месяца назад

    😂😂😂Mota yacho ihombe zvakaoma

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki 9 месяцев назад

    Kkkkk chief makoni to the people heyiiii kakakadaaaa

  • @normankuwengwa8519
    @normankuwengwa8519 9 месяцев назад

    God forbid

  • @MathiasDororwa-ur9vi
    @MathiasDororwa-ur9vi 9 месяцев назад +2

    Ava Chief vanosiyana nemamwe machief havana justice havagoni kutonga pluz kunyadzisira

  • @Shumbapazvese852
    @Shumbapazvese852 9 месяцев назад

    WOMEN SURELY SUFFER IN THESE TRADITIONAL COURTS

  • @elmenciatapfumaneyi5393
    @elmenciatapfumaneyi5393 9 месяцев назад

    Mambo ava sooo ko anehombe ndiani 😂😂😂😂😂😂

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 10 месяцев назад +2

    Mambo ava mahwani 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndachema hangu hombe yanetsa

  • @MarlonKandemiiri
    @MarlonKandemiiri 9 месяцев назад +2

    Madhara Aya haagone kutonga nyaya arikungoshingirira kutaura zvenhengo vasingacheke ma sides ese,,,this guy was trapped,,,anotaura Kuti akaendeswa pamuti xcly pakaburuka murume wemukadzi uyu,,,izvi zvakanga zvakarongwa

  • @MbwandaKenedy
    @MbwandaKenedy 10 месяцев назад +4

    Zimbabwe haina vatongi chaiwo

  • @CelinechiedzaMaredza
    @CelinechiedzaMaredza 9 месяцев назад

    Mambo kwnai

  • @bankerhill9790
    @bankerhill9790 10 месяцев назад +7

    Mambo ava ngavasanakidzwe nezvinyadzi pachiwanhu hazviratidze rukudzo kuCommunity uyemadzimai arimo

    • @briannyamowa7329
      @briannyamowa7329 9 месяцев назад

      tsatsa wanyadzisa zvauri munhu wekumusha

  • @TafloMugs22-qe3mo
    @TafloMugs22-qe3mo 8 месяцев назад

    Zigo bhoo hre apo 😊😂

  • @achimwene_simjoe
    @achimwene_simjoe 9 месяцев назад

    Avo baba vaenda kunoona vholoso vadzoka vakatsamwira mr vholo kuti vane hombe kusvika pakuti inzvonyo kuti munhu anzi ndiye chete😂😂🙌. Kuvengerwa hombe 😂

  • @SweetBoyTv-i4vmhofela
    @SweetBoyTv-i4vmhofela 7 месяцев назад

    Kkkkkk mukadzi aka nakirwa neye chikomba

  • @davisonzuka
    @davisonzuka 9 месяцев назад

    Dude was trapped, line , hook and sinker.

  • @stanleymbarume75
    @stanleymbarume75 8 месяцев назад

    Maybe shona iyo yatadzisa mvura kunaya 😅😅😅.

  • @mectildamufoshori1692
    @mectildamufoshori1692 10 месяцев назад +2

    Haaa vakadzi vese vachatoidawo hanzi hombe inogara yakavhurika😮😮

  • @linahofisi2640
    @linahofisi2640 7 месяцев назад

    Tereraiwo varume please vakadzi vakuita bussness ava nevarume vavo

  • @timothykosi3113
    @timothykosi3113 10 месяцев назад +1

    Why ndainnoka kuona 😂😂😂

  • @maijojo8998
    @maijojo8998 9 месяцев назад

    Yowee ma words Rudzii iwayo

  • @VictorKamonere
    @VictorKamonere 9 месяцев назад +2

    Murume uyo haana mhosva iyo it's a tip off yemkadzi nemurume kuti waite mari

  • @GoddieNyims
    @GoddieNyims 9 месяцев назад

    Language iiiiiih

  • @testinggames6
    @testinggames6 10 месяцев назад +6

    Asi mambo ava vakushayawo here mazwi akareruka ekutonga nawo nyaya idzi.

  • @kimjongun1777
    @kimjongun1777 10 месяцев назад

    Zigo HD is needed 4k resolution

  • @nellyville234
    @nellyville234 10 месяцев назад

    Zigo you should warn us first of the explicit language in the content you are broadcasting.Taita play pane vanhu aaaah ndanyara zvisingaite😂

  • @Ethelsanyanga
    @Ethelsanyanga 9 месяцев назад

    Haaaaaaaa rerutsai shona Mambo chiii zvakadaro chinenge ngozi

  • @thomasmaguu-ey2fs
    @thomasmaguu-ey2fs 9 месяцев назад

    Mambo Dai waitarisa saide one

  • @JohnTapera
    @JohnTapera 20 дней назад

    Kkkk tsumo yamambo iyo yekupedza pfuma!

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 9 месяцев назад

    Sekuru vangu vaMakoni pliz zvinyadzi hatichadiba, zvinonyadzisa, zvinobvisa chimiro kwamuri kunemi imi Mambo. Yohweeeee ngatichengetedzei hunhu hwedu isu sevatema isu vana vevhu. Iiiii zvanyanya. 😮

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 9 месяцев назад

    Mboro inopedza pfuma kkk Nyati

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад

    Mambo ava kah......mbolis inopedza pfuma shuwa

  • @RuvarasheTumba-dg2wp
    @RuvarasheTumba-dg2wp 9 месяцев назад

    😂Saka chikomba chinehombe kudarika yemurume

  • @Washieoficial
    @Washieoficial 10 месяцев назад +1

    Kkkk its better than mamwe madzimambo anoita off topic uye kumanikidza vani handizi kutaura zita 😂😂😂

    • @HovaCarryen
      @HovaCarryen 9 месяцев назад

      Ari better than mambo Ngezi uyu .mambo ngezi chidhakwa anotonga akatodhakwa zvake

  • @kudajr
    @kudajr 7 месяцев назад

    Those saying language this language that have never been to a court before. Things have to be said as they are.
    It's not a family show, so don't watch with your kids.

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 9 месяцев назад

    Hombe ndeyaani yemurume wako neyechikomba...in chief Makoni s voice

    • @mectildamufoshori1692
      @mectildamufoshori1692 9 месяцев назад

      Imagine murume anoremekedzwa achibvunza such absurd question.Were the comparisons necessary though.

    • @MufarowasheMinzwa
      @MufarowasheMinzwa 9 месяцев назад

      @@mectildamufoshori1692 it was a total humiliation especially to the husband of the lady

  • @propro9957
    @propro9957 9 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 it's bibiliking

  • @lineagunhidzirai1938
    @lineagunhidzirai1938 9 месяцев назад

    Mujolo nation zim mauya kuipa vakadzi imi 😂😂😂

  • @maimonze2869
    @maimonze2869 9 месяцев назад

    Ichi chakabikwa ichi nemukadzi nemurume uyo chief hamuonewo here plus zvidare izvi very abusive

  • @Rodneymukarakate-ry6sr
    @Rodneymukarakate-ry6sr 8 месяцев назад

    Dare rakadhakwa iro. Kana isina kuchecheudzwa mukumuripisirei?

  • @gracioussinoluma1984
    @gracioussinoluma1984 9 месяцев назад +1

    Chief veduwe

  • @marumbi511
    @marumbi511 10 месяцев назад

    Apa nhasi ndano nzwira muToilet kkk.Hanzi ane zariro

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 6 месяцев назад

    Murume wacko akaroora here uyo

  • @TapiwaKepekepe
    @TapiwaKepekepe 10 месяцев назад +1

    Chief ava ngavaite kakukura

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад

    Chikomba chine hombe chine hombe kkkkkkkkk vanodiwa nokuty vane hombe

  • @enocknhambirwa
    @enocknhambirwa 10 месяцев назад +1

    😂😂😂 ko kundivhundutsa nhai ndandaka connect bluetooth

  • @AliBinali-o1g
    @AliBinali-o1g 10 месяцев назад

    😂😂😂😂 but chief makoni

  • @tailorsinstitute
    @tailorsinstitute 10 месяцев назад +1

    Ko mukadzi wacho anoripa chii, these kangoroo courts are biased😂😂😂.

  • @SweetBoyTv-i4vmhofela
    @SweetBoyTv-i4vmhofela 7 месяцев назад

    dayi ndirini ndayito tora mukadzi.

  • @KayChikwamba
    @KayChikwamba 9 месяцев назад

    Mambo dzidzai kutaura shona yakankaa

  • @AcidAgent-t3q
    @AcidAgent-t3q 10 месяцев назад +1

    Ndine hombe kumoma
    👇

  • @WellieThato
    @WellieThato 9 месяцев назад

    Please mudare vana vacheche vanodei,
    No no,

  • @lovemoretafirenyika6038
    @lovemoretafirenyika6038 10 месяцев назад

    Zigo hauna kuba video here iyi?

    • @zigo
      @zigo  10 месяцев назад

      Kuba kunani ?

    • @lovemoretafirenyika6038
      @lovemoretafirenyika6038 10 месяцев назад

      @@zigo kubva Kuna TichKach. Kana kuti ndiye akubirai.
      ruclips.net/video/fDYwVo20bnE/видео.htmlsi=eOjbtW6arJGixg3p

    • @lovemoretafirenyika6038
      @lovemoretafirenyika6038 10 месяцев назад

      @@zigo Kune anonzi Tichkach or something like that. I noticed later he posted his video after yours.

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 6 месяцев назад

    I paid munhu mukanwa please

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 10 месяцев назад +1

    Nhengo ihombe kudarika yemurume 😂😂😂😂😂

    • @AliBinali-o1g
      @AliBinali-o1g 10 месяцев назад

      😂😂😂 mukadzi wacho haanyari

  • @burlingtonphiri2297
    @burlingtonphiri2297 2 месяца назад

    chief makoni very disappointing and unfair

  • @NigelTanakaDARKBLACKA
    @NigelTanakaDARKBLACKA 10 месяцев назад +6

    hanzi chii chinopedza pfumaa????

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki 9 месяцев назад +1

    VKadzi vakaroorwa dzikamai kani zvaakubhohwa manje izvii heyi

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 10 месяцев назад

    Mambo zvese bvuu sezvazviri 😅😅

  • @tamukadube
    @tamukadube 10 месяцев назад +1

    Haaaaaa this is not a magistrate court kunotaurwa word sezvariri Mambo vari kunyanya kutaura zvinyadzi mudare ,this is a community court maybe pane mumwe anenge atori nemukwasha or muroora wake,kana munyarikani mudare imomo vanozodiii

  • @ediemutombe1868
    @ediemutombe1868 9 месяцев назад

    Zigo ndiwe watora chimuti kumatare uku, sound yako haaa magetsi wamai,,,ramba wakadzvanya

  • @MosesChipengo
    @MosesChipengo 10 месяцев назад

    Mboro inopedza pfuma shuwa😂😂😂

  • @tossomusekiwa9535
    @tossomusekiwa9535 9 месяцев назад

    Chivanhu chedu hachitendere kutaura zvinyadzi sezvikuitwa namambo

  • @Washieoficial
    @Washieoficial 10 месяцев назад

    Zigo kwanaa😂😂😂😂😂😂😂

  • @mcgalaxyzim1515
    @mcgalaxyzim1515 9 месяцев назад

    Ko massage Acho eku hacker fon aripi

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 9 месяцев назад

    Vese vari kuti heee zvinyadzi imi ndiri mwana wasabhuku vari pabasa avo chief vari correct

  • @JosephBangira-vc8wd
    @JosephBangira-vc8wd 10 месяцев назад +1

    Gays Kkķkkkķkk ma1 mombe mbiri chete vachahura vakawanda

  • @PatienceChinyoka
    @PatienceChinyoka 10 месяцев назад

    Maiweee maiweee chiii chakadaro chinenge ngozi hurai mega