@@nyaraingadella4924 this days tararama nguva yakashata yakanaka tinodzidza nekuona dayii pasina pasina vaiona murume uyuu aifa asina kana chinhu iye akashanda especially pataurwa kuti pane chikwambo haaaa vana aisatora
Think zvakonzereswa ne inda mumusha memukwasha vakamhanya kozoti history ye family tsano varikunzi vane nyaya ye mukadzi wemunhu futi plus briefing inenge yakaitwa naSabhuku family irikokayi 😅😅😅
Handidi hangu, zvechi vanhu asi ndatenda Mambo wano nyatso explainer. Very good, 👏🏿👏🏿👏🏿 ndatombo fundawo.
Much respect to you my chief loooong live 🎉
❤❤ In Zimbabwe andifungi kuti Kuna mambo vanotonga samambo Mutasa he is very intelligent 🎉🎉🎉 to the fullest
munoziva kuuya kwaladzimambo pamhepo kwakativhura meso vazhinji madzimambo vanongoti bhadharai
@@nyaraingadella4924 this days tararama nguva yakashata yakanaka tinodzidza nekuona dayii pasina pasina vaiona murume uyuu aifa asina kana chinhu iye akashanda especially pataurwa kuti pane chikwambo haaaa vana aisatora
Ichokwadi
@@nyaraingadella4924unobhadhara zvichienderana nenyaya not nyaya dzehurombwa ngozi nemiganhu yeminda hapadi kubhadhara
U are legend Mr Mtasa I respect you
Mambo munopedzera
Mubvuri vemanyika to the fullest ❤️❤️❤️
Well done mambo
I respect you my elders ❤
Mambo Mutasa u're the best
Welldone mambo wangu,munotonga zvinomwisa mvura
😂😂Haaaa padare ukaenda usina nyaya inobatika unorwadziwa ne hupenyu kkkkkkkkk😂😂😂😂😂
Eish Mutasa to the fullest greatest cheaf
Aiwa ndapa kutenda hangu,Mambo mune huchenjeri zvokwadi.
Chief Mutasa you are very wise
Mambo Mtasa you're very intelligent shumba ndatenda hangu
Enough respect to chief , ❤
Chief mutasa munopedzera nhubu 😂😂
Mambo mutasa king Solomon of our time
Chief MANYAMA ❤❤❤
Akomana weeeeeeeee ndokwazvazosvika uku😂😂😂😂😂😂😂
Family yema drama 😂😂🎉😅.
😂😂Mambo Mutasa munopedza ma sports Kutiii hwaaaaaaaa dzungu nehushasha haaaa zvopera apa
Mambo mutasa muri mberi. Ndopaunozoona kuti dzungu rese ramaiita rinopera kuti hwaaa. Mambo munogona.
Vanoti mutasa to the fullest 😢😢😢😢
Duro igupuro
Mambo mutasa ndikusvikaeo ikoko mundibatsirewo ndione Chiremba Mukotsanjera
Chero neniwo haa ndoda kuvashanyira
😅😅😅😅😅😅😅😅kutatana
Chief mutasa munogona
Dhara iro rakuda kuita zvibinge zvekunyepera kuziva chivanhu; dammit! Hanzi hee hee mukuwasha aifanira kuuya, bula, bula.., ko imi pamaiendesa mapanga enyu mumusha mavaridzi musina kuvasuma maishandisa chivahu chipi?
Mwari arambe achikupai unjenjeri mambo mutasa mutonfa nyati sezvsiri
Kkkk wakatotora mukadzi wemunhu tsanoka kkkkk
Bedziremunhu
Mambo mutasa edzerwai zivo ungwaru hurambe huripo
Chief avo vanogona
Narwo Shumba murikugona.
What's probrem 🤣🤣🤣
Mambo mutasa❤
Duro chiiko i duri hr ndatadza kuziva
Duro zvakafanana nekuti gupuro imari inobviswa panorambana mukadzi nemurume
Pakunzwisisa kwnagu duro igupuro. Hameno kana ndarasika. Mari inobiswa pakurambana
Gupuro
Gupuro ndo duro
@@GilbertNgunu yeah iGupuro ndizvo chaizvoo
Ririko riini dare ndooda kumbotererawo nyaya dzinonaka kudai
King Solomon vanhasi
Chief ipa vanhu avo nguwa vataurewo divi ravo pliz
Think zvakonzereswa ne inda mumusha memukwasha vakamhanya kozoti history ye family tsano varikunzi vane nyaya ye mukadzi wemunhu futi plus briefing inenge yakaitwa naSabhuku family irikokayi 😅😅😅
Yaa
This man was tortured
Imimi muri too much behind nenyaya, try to be fast cause munozotipa nyaya dzanguri dzauya ku karanganda uko
Kune varume vakanyorwa pamatoilet zveshuwa
Mambo munogona bassa datenda
Vanhu vakawanda vanotora mutemo vachiisa mumaoko awo apo vasingazive kut varikupara mhosva
Makadii Mambo Mtasa