Ava mambo ndimambo rudzii vanokundwa nesu kuona kuti sithole anobira vanhu ...chokwadi mhuri dzatambudzwa na sithole. Cant vanhu vemutemo do something about sithole uyu. Ko van ZINATHA nana ZINIPA murikufungei nenyanga dzakaikadai nemadzimambo akadai akanodya mari nenyanga dziri corrupt?
Thanx Mambo Mushonga ndaadzosere mombe dzemunhu. Sthole zita rake rabuda pawanda l think avekukodzera kudzingwa also n'anga dzinorombesa madzimambo neZinatha rambidzai n'anga idzi mhani
I love tete varikutaura ku background she is not backing down 🤣🤣
N'anga iyi ndeye kumama kkkkkk
Zinata ati pachena saka awo waakuti zinata mozobhadhara seiko imi .Vanzi pachena.
Sithole uyu anetsa
KwaMakoni ane nyaya dzakawanda
Madzishe Dai Vaona zvekuhuta nenhubu iyi
Regai tione kuti zvaakusungwa naChief Saunyama anouya achitii kuDare.
Namambo uyo varivese
Vanhu varikubirwa nen'anga nemadzimambo acho zvese. N'anga dzinenge dzine mafiles emhuri, kunongedzana etc
Sthole anetsa kwese Kwa Makoni Mutasa also Saunyama
Macheef must act now otherwise vanhu vanopera
Zvakaoma,
Kwa Tanganda kwaiva na Sithole akanetsa zvakare ,achiteera mishonga dzake paakafa
Mambo endai munotore ma motes kwaMambo Mutasa nekwa Headman Chigodora
dare ra baba angu kuseri mukuruwe
Dare rakadhakwa Mambo tedzererai Mutasa pakubata nyaya
Ehe panyaya hapo asi inin zvangu i like the environment nature
Iye Sithole uyu ka akutoonererwa nekudya mari dzavanhu nezvikwambo zvenhema izvi anomboziva here kuti arikufa manje soo
Sithole ari kungobira vanhu ne style imwe chete vari pamwe chete namambo iyeye pahumbavha
Mambo uyu sei asina kushañdisa maninutes akaverengwa nemupurisa wake
Order mudare ipanayi nguva yekutaura
Zinata yenyu ngairege kugara Padalecki, muisei Kure nedare
Sithole imbava
Vakomana musamanikidza munhu kubvuma zvaasina kuita... Sithole kana anesimba ngaaende kunonongedza pachiri... Imbavha idzi.. Sithole aripakutsvaga mari..
🤣😂😂😂 asi mhuri iri kupera ka manje, regai tione paanouya Sithole wacho. Zvekare babamunini vanonzi vakabatwa kunhu 5 kwavakaenda uye apa muDare vabatwa neZinata pamwe chete naMadzimai wani zvekare.
Sithole ngasungwe
Nyaya yaakateerera padare, maita rasta achati kudii
We need to write a Petition to ZINATA regarding Sithole and Kafera...Chinangwa chedu ndechekuti vanhu vapone not kushungurudzwa
Hahaha nyorai sure.
Chinonetsa ndechekuti ivo vemuhurumende vacho vanonotorawo ikoko
@evansdzinzi3152 🤭😄😄😄 chimirai
😂😂😂@@evansdzinzi3152
Unganzi endai unotaura nemubetsere wedu uyo Ari apo iye atonzwa nyaya yacho kudhara mutasa muhombe pakutonga nyaya
Order mudare ra Chief Sauchama
Ko imi mambo sei musingadzingi n’anga dzinorombeza mudumhu menyu???
Sithole anetsa mmmmmm
Imbavha ngaasungwe
Mubatsiri ngaachinotoraka hari yacho
Rasta ava vanodhomoka muporofita auya but akuramba achitaurei futi
Daidzai Mukotsanjera apedze nyaya iyo.
Raster uyo imbavha
Rastar monyepera vanhu
Mukomana nemunin'ina vaifamba vese but mhuri irikusaidhira mufi why
Vanhu awa ngavambofambe kumwe awa
Ndoona sokuti baba Ava vakaromba but not kwasthole ndoona sokuti akatora kwasthole ndibaba vakazofa avo vane mkadzi Ari kurwara musandippikisa
Sitole anetsa uyu.nekutora zvipfuyo zvevanhu
😂🤣🤣 ari kupisa Sithole
Munondiudza kuti ndizvo zvatinotenda usu seVashona?
Chokwadi chokwadi here? 😢😮😮
Ko chief Saunyama vakachinja here ava sandivo vandinoziva
Ehe
Sithole haana kumira mushe paruwangwe apo akagadzira pamba pewamwe wanhu wabirwa mombe yainzi zanzibar wanhu wakatanga kukuma semombe ku bonda hospital dzikazouya dza 7
Mbuya Gagaga weiko muchitadza kusimbisa kuti mambo dzidzoke
Mudhara usanetsa uchitaura zvisina basa mhani! Wanga waenda kwaSithole kunomupa Test yekushopera mazita evanhu here; zvawava kusimbirira kuti akatadza kutaura kuti ndini ani? Dammit!
Muchazvirega zvekuromba izvii Sithole aripakutsvaga kurarama vanhu ndivo vanonomutsvaga nekumuti toda kuromba
Hahaha vanhu vanonzwa here?
😂wanambo.awa haaa endesai wanhu kwakanengo Tasvu nyangateyani chete
😂🤣🤣🤣
Noise mudare , itai order pakutsanangura
Haaaa zvakaoma wakomna,iri idare here kana kuti kujata jata
Uyowo wemaHovhorosi kuramba hake since anenge akaudzwa kuti ukangobvuma chete unofa but arikuramba zvaanoziwa hake plus anokuoedzai sekutamba sekuseka achingokutenderedzai hake saizvozvi
Sithole anofanirwa kusungwa kubira vanhu😊
Unoda kuenderwa kuna sekuru Nyangatani vakapedzera umwe aiita saSithole iye aitodya namambo
Nyaya yaMasese wekushandisa musikana anga aroorwa akazomuitisa mukadzu wepiri yakafamba sei? Yakambotongwa naChief Mutasa
Ichadzoka muDare kana matare ekwaMutasa avhurwa. Parizvino mukadzi akurirwa nwpamuviri saka akanzi ambosununguka kuitira kuti akwanise kufamba zvakanaka.
Mungainda kun'anga yanzwa nyaya padare
Zvokupenga izvo
Taura hako dii
Idzi inhema idzi
Sithole uyu anoda nyere he is stealing from people
Mhuri yacho, dare racho mazikudofo ega ega. Kunyanya uyo wechukorobho mumusoro
Mambo anodya uyu anodya na Sithole
Mombe mbiri 300usd?, then ukuti ndakanzi bhadhara 300usd ndikatengesa mombe kubhadhra bt mukuti mambo akaziva sei kuti ndakatengesa mombe ndanga ndiine mari akaudzwa neAva...chakatanga chii kuripiswa nekutengesa mombe😢😢😢 makaenda kwamakazonzi bhadharai 300 matengesa mombe here or makazotengesa mombe maudzwa 300 fine?
Mambo uyo na sithole vanodya vese
Muriwadii hre changamire
Muroyi haabvumi
Katete ako karikuti hemen kamuroi
Sithole anonyepa akadii kutira hari yacho kana akati anenge achiziva kwazvakaiswa
Iyi nyaya inoda vanhu vaziva matare not raster ava haa mukutamba nenguva otherwise mudhara uyu haatorina nyaya
Ava mambo ndimambo rudzii vanokundwa nesu kuona kuti sithole anobira vanhu ...chokwadi mhuri dzatambudzwa na sithole. Cant vanhu vemutemo do something about sithole uyu. Ko van ZINATHA nana ZINIPA murikufungei nenyanga dzakaikadai nemadzimambo akadai akanodya mari nenyanga dziri corrupt?
Vazhinji vakuchema naye
Sithole nekamambo ako ngavaende kujeri
Sitole imbavha
😂🤣🤣 ahhh
Sithole ari kubira vanhu muZimbabqe
Sithole imbavha iyi mazimari aanoda haaite , sungai Sithole ari kusveta varombo
Ummmm Sithole wanetsa neumbavha
He must be arrested
ndikuda number dzachief Saunyama
Sithole akadiiko kutora hari yake?
Baba vane blue avo ma1 itsotsi.Sithole haaende kumba kwemunhu vanhu ndivo vanoendako vachiziva zvavari kunoita but munhu anosarudza kuti mhuri ipere iye achiramba.
🤭🤭🤭 pakaipa
@ Ndinobva kunowanikwa Sithole so todziziva nyaya dzacho ini zii hangu 🤐
@Alexis-ys4uj hahaha hakusi kuti muri wrong ipapo, sure nenyaya dziri kubuda dzacho dzawandisa. Kungoti apa kwazobatwawo baba ava kwawanda kani.
Kamambo kanembavha dozen;anga
Sithole ha surrender
🤭 anetsa ka
Endai kwa sitole kwacho
Arikuuya kuDare. Mambo vaendesa masamanisi
Sitole ita zvekubatsira kwete kurombesa vanhu
Pakaipa
Wacharega kuromba wanhu awa
Hahaha haaa vanhu havanzwi kunze uku.
Rasta hapana chaarikuporofita arikutonga dare imbavha iyendabate hari yacho
😂🤣🤣🤣☺️
Chokwadi hapana zvinosikamwa
Arikutobvunza vanhu vacho vanenge vakapusawo futi
Sthole imbavha
😂🤣🤣🤣
Next time learn to meet Tasvu ndiye anoita zvakachena mose mobvako makafara,mamwe madzimambo muri kutsipikwa
Tasvu usangomuona pa RUclips , kwedu akatirova Mari mahara, imbavha zvakare uchasangana zvako naye
Sithole anetsa veduweee
Arikupisa Sithole
Yasithole Ari kukanganisa nyika chief torai matanho naye
Regai tione kuti apa inosvika papi
Iyi nyaya inoda vanhu vaziva matare not raster ava haa mukutamba nenguva otherwise mudhara uyu haatorina nyaya