Sithole Oudza Vana Kuti Bamdiki Vavo Ndivo Vakatora Chikwambo Chake Chakuuraya Vabereki Vavo.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2024

Комментарии • 15

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 24 дня назад +2

    uyu sithole itsotsi mambo musamurega achibira nekutyisa vanhu

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 25 дней назад +2

    Sithole uyu apedza mari dzevanhu nana headman
    Sure baba ava havana mhosva hakuna kusingafiwi Babamudiki dont pay these people imbavha
    Baba ava havana mhosva Sithole imbavha yapedzera vanhu mari

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 24 дня назад

      Uyu anoda Nyangatani akapedzera umwe aiyiita saSithole airombesa akt ndoda mari yangu then Nyangatani akt isai nhau kudare ndiri kuuyako ndini ndichabudisa mari aaaa imika mambo aito support er murombesi achipedza mhuri akagwinha pamberi pamambo zvose zvikazonzi unonditeera harare ipapo Aiwa nekacoffin zvakaoma

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 25 дней назад +1

    MAMBO jazi rekutonga riripi

  • @jamesvutsvene8085
    @jamesvutsvene8085 25 дней назад +2

    Sthole imbavha

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 25 дней назад

    N’anga dzenyu idzi kaaa this is a scam promoted by Chiefs. Vanhu munoisa TRUST yakanyanyisa kumatsotsi without testing or validating hunyanzvi hwe n’anga. The trap people fall into ndeyekufunga kuti n’anga inochenura munhu. There’s nothing like that Kunzi prover zvausiri. Sithole is running a very good scam with blessings yemadzimambo anotya ku challenger tsotsi.

  • @ObertJonasi
    @ObertJonasi 25 дней назад +1

    Stole ngaambomira kuuraya vanhu

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 25 дней назад +2

    Ko iye stole vacho vadii kumbosukwa mhani murikumurengererei achiuraya vanhu

    • @NotJuliaHerbert
      @NotJuliaHerbert 25 дней назад

      How can they take action Ivo vainazvovo zvikwambo zvacho. They probably went to the same Stole

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 25 дней назад

      Achisungirwei?

    • @TeclaFrankson
      @TeclaFrankson 25 дней назад

      Anogaro taura kuti ndinorombesa zvikwambu kana munhu odzora ndinoda mari saka vanhu vanotoenda Vega kuna Sithole

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 25 дней назад

      ​@@shingiraitrevormboto2105asi wakatorawo here

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 25 дней назад

    Mr Landmine Madongondaaaa!!

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 25 дней назад

    Vqrombi ava vanenharo dzinopa hasha

  • @pabloshoko3955
    @pabloshoko3955 25 дней назад

    Zvinhu zvacho soo