Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Shumba junior Muri rudadiso Mapositori ari kuside kwaBee vachenjere kutora ngozi zvakare .Tsoka tomuziva Mkono❤
Neshamba junior...big up, well done
Shumba diki uri rudadiso watora matsimba eShumba hombe ndaisa zvanza.👏👏
Ndinotenda hancu 🙏🙏
Iyi shumba diki itori nenharo keep it up
Yaah he's nw gaining confidence. At first aisanyatsosununguka maybe anga asati ajaira camera.
Well done baba Neshamba for grooming young shumba . Drewmas media taking you to another level
Ndamufarira mufanha uyu anogona basa
Thank you nekubata basa hombe mwanangu Jnr.#proudmother
Asi munhu haasvipwi ndapota musazviita ,chero ❤akanhuwasei
Much respect to Neshamba Junior. Much Respect.
Neshamba junior very calm ,steady and mature
Thanks shumba makakudza shumba junior zvakanaka anotaura zvinerespect well done
Sekuru mukotsanjera ndinotemba nemi zvekudaro big up
Mwana wenyu ane respect shumba
I love sekuru Mukotsanjera wanobata basa chaizvo
And he advocates for the dead and the living.
Andrew Neshamba jnr is a genius,hey apa paita zvenyanzvi handifungi ari ega anenge akatogarwawo
Kkkkkk kkkk musazodaro
Shumba Junior inodika keep the fire burning ❤
Sando dzenyu baby Shumba. Ndoda kusvika kumhatso kwangu. 🎉🎉🎉
Yaaa 🙌🙌🙌 Bee anoroya zvake
Uuuummm zvakaoma kuita movie. Munhu haauraiwe sehuku
Watching u from chipinge ndokanyi munhu haaurawe sehuku bee ngaasafa ngarwadziswe na mandi kusvika ati mhai
Good job jnr muri kurova basa
Tsoka mukono wemikono zvekudaro chibaba ichooo thanks for updates
Shumba you are training shumba yedu diki so well👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 weldone weldone ndapa kutenda zvangu
Chokwadi Junior rufu raB runorwadza
Inga vekwana Bee they are not afraid nengozi ,kuda kuuraya vamwe vana zve ,kuisa poison muchikafu
Vanozivei sure vana ivavo
Vane mweya usingaite but ngozi inozviita kuti murambe muchipara mhosva
Kkkk Shumba diki matauriro aurikuita ndachema zvangu nekuseka
Me too.
A story teller thanks dreawmas
Weldone Mandi
Welldone shumba junior you are star mbudzi kudya mufenje hufanan'ina😊
Yoweer chipinge changu mhaaaai
Thank you Drewmas is in good hands first time to see junior Shumba.
I love sekuru Mukotsanjera chitova chinotovedza nedzavamwe makaoma sekuru munobata basa sekutamba sekuseka muchifumura vanhu sekutamba basa richitofamba
Murisei mkoma Andrew tinemi..❤❤🎉🎉😅
Nhai mwari, asi chii naBee, ada kuuraya mhuri yaTsitsi futi, aaaa, uyu imhondi ,nyoka chaiyo
Vana madzibaba avo vainge vatumwa naBee.Iyo ngozi inoda zvechinamato here
Drewmas k7seri kwekuseri.Sando dzenyu skr Mukotsanjera ❤
Big up Shumba Eddy rovai basa mzaya
Kule ndeip
@drewmasmedia3856 mushe Drewmas media
Shumba Jr mataura chokwadi, kana munhu mupenyu haasvipwe, mate acho haabude, ukaona achibuda une shave rengozi mhepo yakaipa
I like the way you smile Junior simba sa Baba thanks
Mwana was Andrew neShamba here?
Gadzirai.beee amboona moto.mandie moto.kuna bee
Weldone my jnr handsome shumba
This is nice father and son to work together.🎉🎉🎉
Hoo mwana waneshamba nhai
@nyashabuwerimwe-sw6qu Ehe. Very calm young man.
Mukotsanjere kungozi haakundwe kunyepa chaiko bhejuuuuuuuuuuuuuuu🤞🤞🤞🤞🫰🫰🫰
😂😂😂😂😂😂 door Havana paye Chipinge, plus munhu haasi huku
Haaa bechuuuu Tsoka havakundwe
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Yaa Shumba diki ine hunhu. Totenda muzukuru❤
Sure munhu hassvipwe chero akanhuwa sei medza mate ako
Shumba makaoma ngozi ya Mandi muchamama henyu worse atova nehome ground advantage vachaona ndondo handeyi bhora mberi isa moto muteyi tsoka Dr Mukotsanjera haakundike
Shumba jnr in love with you taking us to another level . Apa mapinda ngozi dzese kuna Tsoka imbwa yeGorongoza 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Hana tsoka anokanda mapfumo pasi apo 😂😂😂
Thank you so much brother Neshamba, Drewmas media, taking you to another level now taapalevel rinonakidza
Kuita kubhururuka ndakaiona mhepo ichimhanya pana mai Tino ku Tilda kuita kubhururuka
😂😂😂paye Tilder akatadza kana kumhanya kuteera ngozi ichi flyer lol😅
Neshamba family and sekuru tsoka to the fullest I love you sekuru Tsoka woyeeeeeeeuch love sekuru❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ ❤❤❤❤❤❤❤❤you have
Bee bheju bheju uchawona 🔥 🔥 sekuru Mukotsanjera,,bt big shumba makatya kubaya kanyi kwana Mandi kkk
Jnr Neshamba pamberi nebasa ,kugona ngozi kuiripa
Shumba diki mwana washumba hombe here yedu iyi Andrew
Can't wait for next chapter. Drewmas media thank you
Good job junior Shumba
Hahaha Tsoka to the restless spirits
Mmmmmmmmm shumba diki iyi mmmmmmmmmm zishasha ❤❤❤❤❤ best commentator ❤❤❤❤ ndanzwa sendiriko kwazvaiitika ❤❤❤❤❤mmmmmmmm mwana uyu basa mmmmmm anorigona❤❤❤❤❤ hidden bhozhongora kkkkkkkkk❤❤❤❤❤❤❤ musandione kunonoka ndaga ndichiuya ❤❤❤❤ neshamba twins ❤❤❤❤❤❤
Kuwana vanoti ngatinatsiraneyi kuripa muwooma musoro kudherera
😂😂😂😂 ndaseka junior ❤ zvakayibva shumba nemupere wepa grongoza yavu
😂Shumba junior narration yenyu manje. Mandi akaita zvinorova, munondibatira kumhatso kwangu kkk ndobva vabatanidza mari kkk
Ndabvumirana na Shumba jnr ,usasvipa munhu akafa
Pfacha pa Chipinge 🎉🎉🎉🎉
Bee dei zvangobata uriwe bcz ndiwe waida Mari kuromba uku muchakurega zvenyu
Ndanga ndapiringishwa ndichimhanyira Drewmass
Haa vembatya chema apa vachepa paita Dr wengonzi Mukotsanyera ndoovanogana izvi❤
Batai basa Drewmas Media taking another level. 🎉🎉🎉🎉
Ndibaba nemwana hr vari kushanda vese zvinonakidza kudai
Big up shumba Jnr... proud nemutupo wedu mhondoro❤❤❤❤❤
Chokwadi tiri rudadiso mhondoro dzemusango❤
What a nice movie
DREWMAS MEDIA rudadiso sure munonyatso famba nenyaya kusvika kumagumo kwayoo vazhinji havazopedzi vanosiir muroad
Hanzi Mandy,amai,Tsoka,Drewmas,deadly combination ❤,hamheno ikoko Bee
Kunyanyadzi ndokwatinobva happy to hear that
Bee imhondi ende atoromba haachatya kana kuuraya ngaafe zvake Bee
Chokwadi asi mapurisa ekwa Mutoko asingatye😂😂😂
Thank you ana shumba nebasa 👏👏👏tinokudai maita basa neupdate❤❤❤
Shumba jnr matosimba zvekuona mhepo kudaro kp it up muri rudadiso panarration
I have enjoyed this especially when u both laughed❤ Pronounciation ye mhatso lil Shumba killed me. He's got a bright future in this, confafa iri tii
Mmmmm zviri pano zvikobvu
Shumba diki ayiwa i champion
Beee Beee kaaa usapikisana naMandi iwe uchazviona Beee unenyaya hauzorori zviro hoodoo svorororoooo haunyari zvino
Amana uyu achachema and nekuzobvisa mabhonzo wonokanda mumvura ummm
Mhunhu chokwadi haasvipwe mate zvachose
Nhasi rarimwe zuva thank yu drewmas
Munamato wangu kt vana vapore kunyadzisa vavengi
Shumba junior unogona basa
Bee ndiye aida kuti zvisafambe pakufa kwemota
Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe vakagadzirisa ma honde umu ana Duri, Muranganwa vakaita nharo ana Konoriyo nhasi varipi
Unofamba navo seni Dr Mukotsanjera shumba yengozi ndoitemba
Konorio ngozi yakandifadza iyoyo
Dr Mukotsanjera pamberi nebasa mhondi muchatwasanuka zvenyu
Ha pakashata hama
Drewmas tiritese kusvika Mandi azorora,i know Tsoka vanozvipedza izvi ndovatemba sekuru vedu
Amen iyoyo
Bee unoda kuita makwikwi na sekuru Mukotsanjera shuwa watch and see
Bee awe used twun'anga twemamutoko
drewmas media takes you to another level
Hello bro Neshamva dreams media take you to another level
Drewmas muri number 1munodzifambira ende muchitaura zvazviri
Mabasa aBee.. Bee musamudheerere he is busy to stop this process
Mukotsanjera Hoyee🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼💖💯💯💯
Mapostori vachatora ngozi vakupuwa mari na be chii icho icho
Haaa na Dr Mukotsanjera zvinodhakwa chete pasina time. Tiripano ka tichaonerera
Gadzirai B wacho amboona moto nekuti asikugutsikana nengozi
Shumba junior na Mukoma Andrew murirudadiso rambai makadaro mashanda nyaya ya Mandi na Bee zvakaoma kudaro.
Mukotsanjera wegorogoza ndomutemba ini
Excellent reporting
Kusvipa chinonhuwa hakupedze kunhuhwa kwechinonhuwa
N'anga yabee iri muharare tikuiziva. Vanotsipika ngozi nekurombesa n'anga iyoyo but manje manje ikufumurwa takamuona bee ariko kun'anga iyoyo
Imi maitsvagei ku n'anga inorombesa nekuvhara ngozi😂😂😂
Bvunzawo 😂😂😂😂@@WadzanaiRuthMashonganyika
😂😂😂😂@@WadzanaiRuthMashonganyika
Shumba junior Muri rudadiso
Mapositori ari kuside kwaBee vachenjere kutora ngozi zvakare .Tsoka tomuziva Mkono❤
Neshamba junior...big up, well done
Shumba diki uri rudadiso watora matsimba eShumba hombe ndaisa zvanza.👏👏
Ndinotenda hancu 🙏🙏
Iyi shumba diki itori nenharo keep it up
Yaah he's nw gaining confidence. At first aisanyatsosununguka maybe anga asati ajaira camera.
Well done baba Neshamba for grooming young shumba . Drewmas media taking you to another level
Ndamufarira mufanha uyu anogona basa
Thank you nekubata basa hombe mwanangu Jnr.#proudmother
Asi munhu haasvipwi ndapota musazviita ,chero ❤akanhuwasei
Much respect to Neshamba Junior. Much Respect.
Neshamba junior very calm ,steady and mature
Thanks shumba makakudza shumba junior zvakanaka anotaura zvinerespect well done
Sekuru mukotsanjera ndinotemba nemi zvekudaro big up
Mwana wenyu ane respect shumba
I love sekuru Mukotsanjera wanobata basa chaizvo
And he advocates for the dead and the living.
Andrew Neshamba jnr is a genius,hey apa paita zvenyanzvi handifungi ari ega anenge akatogarwawo
Kkkkkk kkkk musazodaro
Shumba Junior inodika keep the fire burning ❤
Sando dzenyu baby Shumba. Ndoda kusvika kumhatso kwangu. 🎉🎉🎉
Yaaa 🙌🙌🙌 Bee anoroya zvake
Uuuummm zvakaoma kuita movie. Munhu haauraiwe sehuku
Watching u from chipinge ndokanyi munhu haaurawe sehuku bee ngaasafa ngarwadziswe na mandi kusvika ati mhai
Good job jnr muri kurova basa
Tsoka mukono wemikono zvekudaro chibaba ichooo thanks for updates
Shumba you are training shumba yedu diki so well👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 weldone weldone ndapa kutenda zvangu
Chokwadi Junior rufu raB runorwadza
Inga vekwana Bee they are not afraid nengozi ,kuda kuuraya vamwe vana zve ,kuisa poison muchikafu
Vanozivei sure vana ivavo
Vane mweya usingaite but ngozi inozviita kuti murambe muchipara mhosva
Kkkk Shumba diki matauriro aurikuita ndachema zvangu nekuseka
Me too.
A story teller thanks dreawmas
Weldone Mandi
Welldone shumba junior you are star mbudzi kudya mufenje hufanan'ina😊
Yoweer chipinge changu mhaaaai
Thank you Drewmas is in good hands first time to see junior Shumba.
I love sekuru Mukotsanjera chitova chinotovedza nedzavamwe makaoma sekuru munobata basa sekutamba sekuseka muchifumura vanhu sekutamba basa richitofamba
Murisei mkoma Andrew tinemi..❤❤🎉🎉😅
Nhai mwari, asi chii naBee, ada kuuraya mhuri yaTsitsi futi, aaaa, uyu imhondi ,nyoka chaiyo
Vana madzibaba avo vainge vatumwa naBee.
Iyo ngozi inoda zvechinamato here
Drewmas k7seri kwekuseri.
Sando dzenyu skr Mukotsanjera ❤