CHIPINGE........MAI MANDI VANOTAURA PAMUSORO PEMWANA WAVO

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2024

Комментарии • 463

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 7 месяцев назад +13

    Love you mhama zvizhinji siyanai nazvo ndiyo life yamakapiwawo neMusiki

  • @PrudencePaulaTete
    @PrudencePaulaTete 7 месяцев назад +7

    kkkkkkkkk mandi ndiye akatungamira vanhu kusvika pana mai saka mukutiiko vanhu....
    zvakajeka izvi musatombotenderera misoro zvakatorongeka so .
    thanx drewmas ko th fire burning❤❤❤❤

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад

      Mandi akagari pan'anga vangwarire kuripa ka2

  • @mit1656
    @mit1656 7 месяцев назад +5

    Very intelligent lady
    Thoughtful talk.

  • @josephinemapfumo4209
    @josephinemapfumo4209 7 месяцев назад +5

    I like the honesty yamai mandi kuti vaihura

  • @ClementTahuona
    @ClementTahuona 7 месяцев назад +3

    Daidzai Mukotsanjera ndiye national anofambira nyaya dzengozi zvakanaka watching from Canada

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 7 месяцев назад +1

    Drewmas thank you for being ana Sekuru nana Tete wanhasi kuti dzidzisa kn words & in practice the African Tradition nokugara kuti onesa kuti hongu chianhu uye Ngozi haitsipikwi & lnoripwa, ropa re munhu rinopfuka sandi re huku baaaa, zvanza Kwamuri Uncle Andrew & Drewmas tari kudzidza & convinced kuti chianhi diko chiriyo,

  • @RumbieChikura
    @RumbieChikura 7 месяцев назад +4

    Drewmas media taking me to another level I'm waiting for you mukoma wangu munogonesa

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 7 месяцев назад +5

    Zita rekut letwin ndorakataurwa nemhepo payakapfembwa ndisekuru mundebele vaya.and vanogona wow zvaiita sedambe Ivo vatori serious nebasa ravo .big up sekuru

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 7 месяцев назад +1

      Endezvedi rakataurwq

    • @CookingwithPauline
      @CookingwithPauline 7 месяцев назад

      Eee shaa ​@@mesiMutepfa

    • @TaygenIsley-wb8zm
      @TaygenIsley-wb8zm 7 месяцев назад

      Sekuru vakaronga dhiri ne hanzvadzi yavo Kuti vadye Mari chete vakatofuratidza mhepo yaitaura pamusikana uya vakafemba zvavakazwa pa media nhau iyi yakada kufanana neyakabuda pa karanganda ya josphat kagura badza yainzi vakaenda nemuprofita kumazoe koripa ngozi yemunhu aiti anobva Mozambique vakadyirwa Mari ngozi yacho nanhasi ichiri kungonesa mhuri saka vanasekuru avagondeki mazuva ano vaifanirwa kudai vakarega ngozi ichibuda pamusikana uya yananga yega pamba payo kwete zvekufemba zvavakazoita vobva venda kuhama yavo yavaronga nayo pakauya police mai avo vanotaura zvese zvakarongwa apo

  • @angelinesigauke4707
    @angelinesigauke4707 7 месяцев назад

    Proudly ndau . From mapegi mahlaseya paVheremu apo 🥳🥳🥳! Mwabaaanase kuxasa mazvarira woye ! Yachaye dhoyo , vaashirei mweya wechinukuna changu udzorore🫂🫂.
    Watching from 🇬🇧

  • @ChiheraChihera-hf5eu
    @ChiheraChihera-hf5eu 7 месяцев назад +21

    Baba vacho vanoitsvagiwa sei mhepo yakatungamira kwaida kuti zviiende mhepo itori bho yakaenda kwaakarerwa yakadii kuenda kumusha kwababa vacho pamwe vakatoramba mimba yamandi saka Mai vakachengete mwana varivega

    • @archfordmandizvidza6894
      @archfordmandizvidza6894 7 месяцев назад

      Don't use feeling

    • @chikunyapauline8776
      @chikunyapauline8776 7 месяцев назад

      Uuuuu

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад

      Chero yakaramba irimimba kurikuroodza ndivo vaitora mari ya baba hre, vanhu musanakidzwe nekungotaura zvamusinga give pliz zvechivanhu chedu

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад +1

      Ko Havana hama hre ivo nemwana wavo chete ko hama dzevavabereki vavo

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад

      Ndosaka vana sikana vasiri kugara kwavari kuroorwa coz animal vari kudya mari dzisiri dzavo zvakaitwa apa zviri wrong

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 22 дня назад

    This mother's story is painful hah! Mandi must have been beautiful like her mother. This is Chipinge proper and it's a beautiful place as someone who lived there sometime. Love the lingo😊

  • @cobradube3827
    @cobradube3827 7 месяцев назад +2

    Thanks dreawmas media , waiting for checheche news.

  • @Manondo34
    @Manondo34 7 месяцев назад +4

    Vaneshamba ndokufarirai ❤and ndofarira the way you ask questions 😅

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 7 месяцев назад

    Maitabasa chaizvo drew mass media ndavekufara manje nekuti masvikawo kanyi kwangu haa much love drew mass ❤❤

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 7 месяцев назад +1

    Kwachecheche apo ndipo pakanyi pa Kujokochera ,drew mass ndimhoreserei vanhu vepa Kujo vese😅😅😅

  • @emilychikura
    @emilychikura 7 месяцев назад +3

    I can't wait to hear about Mandi

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi 7 месяцев назад

    Musaone kunonoka ndanga ndichiuya My brother Andrew murirudadiso ❤❤❤

  • @normanmusomekwa1766
    @normanmusomekwa1766 7 месяцев назад

    Thank you so much Nechamba nekufambira nyaya dzacho, Saka tichikudai guys rambai makadaro 👏👏👏

  • @ClementTahuona
    @ClementTahuona 7 месяцев назад

    Taurai zvenyu vanhu vanonyatso tarisa nyaya vasingatore side thanks nekuvhura vasingaone vanotanga kutaura vasina kudzwa nyaya kubva pekutanga

  • @BraineMuchenaMuchena-nl2lq
    @BraineMuchenaMuchena-nl2lq 7 месяцев назад +22

    Ndafara zvikuru,kutenda Ngozi kuripa,asi b ngaasungwe

    • @BraineMuchenaMuchena-nl2lq
      @BraineMuchenaMuchena-nl2lq 7 месяцев назад +1

      Mandi haana baba sekutaura kwaita amai awo,sekuziwa kwangu pangangodiwe yehukama kuti zvinyatso gutsa rujinji

    • @mollensaungweme1188
      @mollensaungweme1188 7 месяцев назад

      B ngasungwe

    • @mollensaungweme1188
      @mollensaungweme1188 7 месяцев назад

      Mandi akatotaura wani kuti ndarerwa nambuya zvichireva kuti its true akati mbuya vangu havazivi kuti ndirikupi coz mai vaiva vasina nguva naye sekuti vaiva vachitsvaga vamwe vana vakazotevera mumashure maMandi.

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s 7 месяцев назад

      @mollensaungweme1188 veduwe, before we support, let's connect the dots, Zimbabwean takadzidza veduwee, mai ava vati Mandy vakaguma kumuona auya 2013, negore raakazvarwa ravataura ivo, she was 14, anga atove pabasa, mai vaivepo pamba. Vati vana ndaingoita. 3 weeks ago mweya waMandi wakati ndakaudza B kuti handina vabereki baba namai vakafa, listen again, ndakachengetwa nambuya. Let's be wise veduwee we don't need another dhiziri pa Chinhoi, ini ndorwadziwa kuona vanhu vachidyiwa vakasvinura. Havangashayewo masahwira, chero hazvo aiwa vakazvariraka vana ava apa.

  • @EmilyMbizi
    @EmilyMbizi 7 месяцев назад +2

    Zvinoita here apa kuti sekuru hanzvadzi yamai mandi pasina baba

  • @EmilyMbizi
    @EmilyMbizi 7 месяцев назад +20

    Nyaya yacho yakakora muto pakuda kutotsvaga baba mandi pangabviswe zviripwa pasina dzidza here

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 7 месяцев назад

      Asi nezuro mai mandi vakati ndichandotakura katsaga kuenda kundoturira somewhere handizivi kuti where kwavachaenda nemari pane akazvinzwawo

    • @lewispanganayikunze2501
      @lewispanganayikunze2501 7 месяцев назад +1

      chokwadi hazvina kujeka

    • @DrKays
      @DrKays 7 месяцев назад

      ​@@l.a.t.dm.d.w5582vaiturira vanasekuru vakavhengeta Mandide, nevabereki vavowo kuti vaashire mweya wemwana

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Inga vataura kuti handichazivi vana baba vacho ko kana vaisanganisa kkkkkkkkk

  • @Muchadoaboutnothin51
    @Muchadoaboutnothin51 21 день назад +1

    Ini ndakutoda ne zva Bee chete hapana mai vanotadza mwana wavo and amai vataura kuti ndaihura vana vangu so mukuda baba vanobvepi pakadai😊

  • @LazarusNdavambi
    @LazarusNdavambi 7 месяцев назад +1

    I like the way u handle ur stories Andrew, u try by all means to update pple, but this story ndasara ndinemubvunzo yakawanda kudaro mhinduro

  • @MafirakurevaStephen-lc3yy
    @MafirakurevaStephen-lc3yy 7 месяцев назад

    We ar following u

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 7 месяцев назад

    Drewmas Muri Rudadiso Makatendeka you put us first & willing to cross all bounds to deli deliver enriched tsika chianhu chedu raw as it is unquestionable & contested, naizvozvo endai mberi isu tichi ita share like subscribe because muri goridhe rinopa ruzivo sezvazviri live no drama but true reality that we will forever cherish, sandizvo here antu? God Bless you & be covered with blood of Jesus for your sacrifice.

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 7 месяцев назад

    Iripo tinyepei henyu Asekuru. Shumba👏👏👏

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 7 месяцев назад

    Tavepo maswerasey team❤❤

  • @nomattermanex6142
    @nomattermanex6142 7 месяцев назад +6

    Mukomana uyo ungatadza kuziva sisi vake zvavaifarira here

    • @PATIENCESYMON-MANCUBE
      @PATIENCESYMON-MANCUBE 7 месяцев назад

      Haziv hake

    • @NTM308
      @NTM308 7 месяцев назад

      Uyo ndewa 2005

    • @Manondo34
      @Manondo34 7 месяцев назад +2

      Ummmmmm pandinetsawo ipapo pluz hanzi ndaingozvibudira ndichizviendera kubasa ..ummmmmm hazvisikubatana

    • @tarryngwere8960
      @tarryngwere8960 7 месяцев назад

      Haa ini hangu ndine question mark pakuzoshaya anomuziva hanzvadzi haatozive kana chii?

    • @eliaschuma5897
      @eliaschuma5897 7 месяцев назад +2

      Ndowona sekuti vanhu varikunyepa kuda mari chete

  • @mollykunedzimwe1748
    @mollykunedzimwe1748 7 месяцев назад +6

    Kandai Shumba tiri paWIF kudai I can't wait

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 7 месяцев назад

    Taking us to another level ❤❤

  • @JacobMasarirevhu-s1l
    @JacobMasarirevhu-s1l 7 месяцев назад +3

    Haaa varikubirwa mari vaka divert mhepo

  • @Laku969
    @Laku969 7 месяцев назад

    Ndivo chaivo here mai va Mandi

  • @alicemteta3586
    @alicemteta3586 7 месяцев назад +2

    Haa Bee hazvina kumurwadza kuripirwa hake mhosva yake. Achaurayazve umwe munhu kuitira business rake hama dzoripazve.

  • @MeganMuchineuta
    @MeganMuchineuta 7 месяцев назад +1

    I think chipinge is a blessed region am seeing maguta yet nyika inenzara

  • @M_Maluva
    @M_Maluva 7 месяцев назад +2

    2013 she was 14, since she was born in 1999. Do they have photos of her or birth certificate to help with identity. Drewmas interview neighbors as well, pangabva pashaya anomuziva! Also her photos can help kumusha kwaMutoko maybe pane anenge akamuona muarea.

  • @TaygenIsley-wb8zm
    @TaygenIsley-wb8zm 7 месяцев назад +10

    Ndirikuona sekuti parongwa dhiri rekudya mari apa mai ava avanawo hama dzavo ere chero dzababa pasina hapo mai avo ne n'anga vakaronga dhiri uuummm munangwarira kuripiswa ngozi kakawanda

    • @windshafiq9341
      @windshafiq9341 7 месяцев назад +1

      Chokwadi 😊

    • @taurainyamanjerere2801
      @taurainyamanjerere2801 7 месяцев назад +2

      Chokwadi panoda kungwara apo pamwe musikana atori mujoni zvake kana mosqen

    • @NatashaSimango-p4i
      @NatashaSimango-p4i 7 месяцев назад +4

      Uuuummm imika kwanai zviriko ku Chipinge izvi ini ndakakurira kwaana sekuru uye ndokwandototi ndokumba kwangu

    • @tauraidube
      @tauraidube 7 месяцев назад +3

      Ausati waziva ngozi yevanhu veku chipinge ....😂😂😂😂ask anyone akambosvika pazvoitw

    • @TaygenIsley-wb8zm
      @TaygenIsley-wb8zm 7 месяцев назад

      @@NatashaSimango-p4i kunyange makakurira kwasekuru kana mafa Hama dzenyu dzinodiwa uye kana Hama dzenyu dzisikazikanwi Hama dzamai dzinofanirwa kuvapo akuna ngozi inoripwa pane Munhu 1 neniwo ndinobva kuchipinge pa Rimbi apo uye ndiri mwana wekuumambo chindau chizhinji ndochiziva akuna ngozi inoripwa seizvi kupatisa vanhu uko uye parikubirwa vanhu apa makamboona vana vanobarwa vese vasikazivani ere sei mwana komana asina kuziva zvaiita mukunda wake uye sei mai varamba kusheedza zvigarisano amuoni kuti pakatsveyama ere apo

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 7 месяцев назад +12

    inga chipinge kwakaibva

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 7 месяцев назад +2

      Kwedu mvura inonaya hatina nzara isu

    • @KutendaManjekeye
      @KutendaManjekeye 7 месяцев назад

      Harisi basa revari kuripa rekutsvaka baba vaMandy.mufi ndiye akavasvitsa pamusipo akati pano ndipo pamuzi pangu.Munhu wandakanzwa achitaurwa naMandi ndimbuya vake vanova vanonzi vkafa avo.kana vekwaMasawa vkaripa zvinouya zvinobata vkagashira zvinhu.munhu asingafaniri kugashira Mari ihazvanzi yaMandi haasi verudzi rwumwe.

  • @VirginiaMapindu
    @VirginiaMapindu 7 месяцев назад +3

    Haaaa poshaya vanhu vangazivawo mandi veraini veduwee mhai musadaro

  • @JacobMasarirevhu-s1l
    @JacobMasarirevhu-s1l 7 месяцев назад

    Uuuuuuu padakuonekw ngavaburitse beth tigutsikane

  • @OdiasMushohwe
    @OdiasMushohwe 22 дня назад

    Zvinovanika muupenyu mhamha chikuru kurarama barayi vana venyu

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 7 месяцев назад +3

    Uuuuuuumm mai ava seyi varikuti vemuraini vangashaikwe here vapevo humbowo uuuum pari trick apo

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 7 месяцев назад

      Vataura wani kuti Mambo vanovaziya vese vana vangu

    • @TafadzwaMarange-i6f
      @TafadzwaMarange-i6f 7 месяцев назад +1

      Kune manew stand vanhu vazhinji vakatama kubva nzvimbo yqvaigara uye magenation edu aya havachawanike kumamisha

  • @eliaschuma5897
    @eliaschuma5897 7 месяцев назад

    Imi vanhu havanyepe here ngozi ingadai yakaenda kumusha kwayo idzi ndonhema

  • @richardkatsande2478
    @richardkatsande2478 7 месяцев назад

    Bee ngaasungwe

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 7 месяцев назад

    Home now waiting to hear about Mandiii

  • @abigailuzizo6798
    @abigailuzizo6798 7 месяцев назад

    Kkkk Mai Mandie ka hamudaro ndoska murikupira mwana wenyu mega ndaishaya kt ko Ska mandir haana kana ana bamudiko hre vanopira.kati ndimi Mai ndimi baba

  • @PatriciaMachikiza-r3w
    @PatriciaMachikiza-r3w 7 месяцев назад +3

    Cy mai mandi vachingove Vega Havana kana hama here wongororai ipapa

    • @medina3002
      @medina3002 7 месяцев назад +2

      Vachaunganidzana musi wekuripwa vanogona kutya kuti ndikaudza vanhu vanozoshereketa nyaya yekuripirwa ikatsikirirwa ne mishonga musi wekuripa ndiwo uneyese hama tichadziona

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Dziripo hama wani

  • @preciousphirizigozho7712
    @preciousphirizigozho7712 7 месяцев назад +4

    Mukoma andrew ngavawane birth ramandi. Kana pachikoro cha aidzidza kuti pane record yake here ne gore raakadzidza.Mai vanonzi vakamutora kuendakubasa havana fone here vaite chapupu chedu.Amai vati vakasiyana nababa zvotiratidza vanovaziva kwavari saka ngavadanwe muko Andrew plz zvijeke.Ivo havana hama here ma brothers kana masisters ivo mai mandi ngapa jeke ipapo .

  • @nomattermanex6142
    @nomattermanex6142 7 месяцев назад +3

    Nyaya iyi nharaunda yose inofanira kuziva kuti mumusha umu mune mwana akaenda akarova

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 7 месяцев назад +2

    Andrew thank you for that question. N'anga hairambirwe mumadhiri

  • @Mamak-r6s
    @Mamak-r6s 7 месяцев назад +8

    Kwedu pachivanhu kana pauya nyaya dzakadai mumusha, vanhu vanokokorodzana paukama neushamwari. Vochionerana pamwechete vasati vagamuchira zvinhu, mai Mandi havana kukasika here kugamuchira mari vasati vanyatsobata nyaya. I hope hapana zvichazobuda mangwana zve. Mandi uyu akanga achienda kubasa pai at 14? I guess housegirl. Aishandira ani? Vakambonzwawo here akazofamba sei?? Haaaaa apa kana moyo wangu waramba

    • @TaygenIsley-wb8zm
      @TaygenIsley-wb8zm 7 месяцев назад

      Patambwa chikiribidi apa chitsotsi chemene vanhu ava varikutorerwa Mari ne n'anga iya ndaona sekuti mai avo vakafanana ne n'anga iya chiso chavo nekakusviba kavo nehudhafu hwavo

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s 7 месяцев назад +3

      @TaygenIsley-wb8zm ini from the previous video haaa moyo wangu waramba. Ndati dhiziri pachinhoi style chaiyo. Varikumhanyira kupi kutambira Mari pasina kana shamwari, kana hake umwewo kurutivi rwavo?? Chivanhu tochiziva takazvidzidza izvi, vaitoti uuu nyaya yamauya nayo yakura regai ndidane vamwe tiite munzwira pamwe. Haisi Mari yechikwereti cheshuka ka inongotambirwa. Kana tsvakirai kuno mukazodeedza kana sahwira wani. This is a scam!!!

    • @LazarusNdavambi
      @LazarusNdavambi 7 месяцев назад +2

      Yaa neni ndaita doubt, am not buying this story uuum

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s 7 месяцев назад +3

      @@LazarusNdavambi this mother is and was prepared for the questions. You can tell she was not caught by surprise. Who under normal circumstances angangobvuma kugashira Mari yengozi from nowhere?? You obviously call vamwe , huyai mundinzwire zvakaitwa mwana wangu. Haaa no mhani, it's painful kuona mhuri dzichitorerwa Mari pachena sooo

    • @giregrace317
      @giregrace317 7 месяцев назад

      Me too this story is not adding up mai ava Havana hama here? N'anga iya yekutaura ndebele yakaita dhiri zvekuti mari yakabhadharwa vachasheyana vanosuma midzimu yaMandi vakamira saani ? Hanzvadzi hatizivi sisi vake aah imi chii chakadaro

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya 22 дня назад +3

    Chindawu chonaka

  • @LoreenMandi-mh9ik
    @LoreenMandi-mh9ik 7 месяцев назад

    Hyioooo nhasi kwakunzi ndofirst born yangu. Tixo loo

  • @MevisRuvengo
    @MevisRuvengo 7 месяцев назад

    After all munhu haaurawé sehuku

  • @DrKays
    @DrKays 7 месяцев назад

    Mai vati vaindotumba vana, zvinoreva kuti munhu waindohamba eiitiswe vana ngevaisa vaasikazive kwaanonobva, vainge vasina kuroorwaba vakandozvariswa saka vana vakarerwa kumba kwamai😊

  • @MusaMadhuna
    @MusaMadhuna 7 месяцев назад +1

    Mai avo vane hushingi aaaaa kushinga kubata ndiro kudira vedzinza remwana asipo haaaa avo vanhu vari kubirwa mari masikati machema

    • @tabethmukombe
      @tabethmukombe 7 месяцев назад

      Vaiwana varume vacho kibhawa zvoperera ipapo kkkkk

  • @MeganMuchineuta
    @MeganMuchineuta 7 месяцев назад +2

    This is a very clear ngozi case

  • @nbkhafula8381
    @nbkhafula8381 7 месяцев назад

    Shumba ka, hatidi Shumba 🆚 Shumba, hondo because of Madzimai. Muri kufamba mega Chipinge yo! Madzimai edu, aripi 🙇🏿‍♀️

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 7 месяцев назад +2

    Mukomana Andrewn tinoda kuziva hama dzababa vaMandi bcz hazviite kuti paripwe pasina nzinza rake kuitira mangwana

    • @RosemaryMachingauta
      @RosemaryMachingauta 7 месяцев назад +1

      Ko iye mandi akadii akanga kwababa vake ikoko ndokwake she knew father hapana

  • @BraineMuchenaMuchena-nl2lq
    @BraineMuchenaMuchena-nl2lq 7 месяцев назад +9

    Pane vanhu vasina kunzwisisa mhepo vakataura kuti mbuya wangu wakanditswaga wakandiwona pandainga wakati andina chandinokupa muzukuru wangu,Enda kune dzinza rakakuuraya,muteeresese zvakanaka

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад

      True apa hapasi

    • @anitahtokyo4119
      @anitahtokyo4119 7 месяцев назад

      True ini ndakapanzwawo ndatoshamisikawo kuti ana mai ini

    • @MemoryNyama-g9u
      @MemoryNyama-g9u 7 месяцев назад

      Ndakapanzwawo ini

    • @DeliciousDodza
      @DeliciousDodza 7 месяцев назад +5

      Ini ndakapanzwa but hazvisibkureva here kuti ambuya pavakazofawo vakaonana nemuzukuru wavo vakaona paakarasirwa aurayiwa ndokumuti dzokera kune vakakuuraya? Kuti vakazoziva kuti akafa pavakafawo. Asi mwana wavo anova amai Mandi vacho she didn't know. Vaingoti mwana achadzoka kubva kubasa

    • @DrKays
      @DrKays 7 месяцев назад +2

      Ndakanzwawo achiti ndakarerwa nambuya, which was confirmed by the mother vati ndaindotumba vana ndeiunze kumba. Saka paitenderera Mai mumakomboni vachizvariswa vana vaigara nambuya vakazoshaya 2022. I think like another person said, wakazosangana nemweya wambuya akavaudza zvekufa kwake ndosaka vakati handina chandinogona kuita. Hence akanzi enda undorwa kunevakakuuraya nemweya wambuya I think

  • @seminagweva
    @seminagweva 7 месяцев назад +6

    Veduwe iyi ingozi,nzvimbo nenzvimbo dzinemaitiro,Saka mofunga Mai avo varikunyepa here kti mandi mwana wavo

  • @NMarange-nd7dp
    @NMarange-nd7dp 7 месяцев назад

    Blaz Enduru maguma kai kwangu
    Chirikungena ere chindau mukoma

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 7 месяцев назад

    Hatibve pano😊

  • @NaomiGadzikayi
    @NaomiGadzikayi 7 месяцев назад

    Dawmas media itai bsa ndaona sekunge mai ava nen'anga vanozivana

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 7 месяцев назад +3

    VaNeshamba umu handimo mumusha maMandi umu muri kunyeperwa.
    Mhepo yaMandi inofanira kuenda nevanhu vekwaMasawa kudzinza rake kwete kwaakakurira.
    Mandi anoziva kune dzinza rake. Unless kana atangira apa buti pfuma inofanira kuenda kudzinza raMandi

    • @MeganMuchineuta
      @MeganMuchineuta 7 месяцев назад

      Get the story from the beginning

    • @DouglasMakore
      @DouglasMakore 7 месяцев назад

      Mai vaMandi Inga vataura kuti poto vsingopalurira munhu wese wese vachizvibarira havo vana gavo.Saka angazoziva Baba vake here nokuti apondwa akahurwa uyu saka dzidza rinoti netsei

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 7 месяцев назад +1

      Inga makanzwa wani kuti Bee akatsipika futi mhepo kuti isadabuda....guys Saka moti madzimambo nemasabhuku vanganyepa here?

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 7 месяцев назад +1

      Dzinza ripiko imi muchiramba vana wachiri ropa mudumbu ,

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 7 месяцев назад

    Nherera chii nhai , mwana wesingle parent inherera here

  • @PrettyMachingura
    @PrettyMachingura 7 месяцев назад +1

    Pakushaikwa kwevakidzani vanotaurawo nekuziva kwavanoita Mandi , ummmm panenhau apa

  • @TawandaMatonga
    @TawandaMatonga 7 месяцев назад +15

    baba vanodeyi pazviripwa ivo vasina kuchengeta mwana kungosiya wakwira munhu opa mwana no kuzodzoka uchida kunzwa kuti mwana wandasiya uya how far ozoda kuya nekuti panechabiswa kna achiuya anowira mutemo otherwise hapana chanobva nacho

    • @Mamoyo-d8b
      @Mamoyo-d8b 7 месяцев назад +1

      Zvino jaira zvivarume izvi

    • @fortunatechipfiko8781
      @fortunatechipfiko8781 7 месяцев назад

      Zvakaoma hama

    • @muchenyuradorcas4538
      @muchenyuradorcas4538 7 месяцев назад

      Shona ishona wangu..vakasadaro hapana zvavanenge vaita vanotozotangidza fut...Time time shona iri stubborn but ndozviripo ende zvototeedzwa

    • @ClementTahuona
      @ClementTahuona 7 месяцев назад

      Kungotambira vari ivo zvotosara kana mai kutambira ndozvakakosha coz vekwama sawa vacharipa kaviri am telling you the truth

  • @OdiasMushohwe
    @OdiasMushohwe 22 дня назад

    Chipinge chindawu chenyu chinondinakira. Mhamha makangwarira pakutsanangura kwenyu

  • @masasi70
    @masasi70 7 месяцев назад

    Mmmmmmm ndiro plus nhekwe iyoyo haingobatwi mkadzi uyu akashinga

  • @FaithShoriwa
    @FaithShoriwa 5 месяцев назад

    Zvakaoma

  • @NhamoNyakupinda-jc5uz
    @NhamoNyakupinda-jc5uz 7 месяцев назад

    Taking me to another level

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 7 месяцев назад +11

    Mai mandi zvevanhu vezimbabwe vamwe vanotaura nepavanoda asi mandi ndewenyu

    • @LovenessNgwenya-ut8qj
      @LovenessNgwenya-ut8qj 7 месяцев назад

      Shuwa it's Mandy's mother vunhu vano tauri zvavanonda

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 7 месяцев назад

      True

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Mandi akadaro vani pavaichema vakagara kumashure akati mhayi musacheme ndomai vake ndofunga baba vakatofa nekuti akati ndirinherera

  • @ChasuraChatimbwege
    @ChasuraChatimbwege 7 месяцев назад +1

    Pane nyaya apa umhuuu andina hangu chekutaura .... vakasadaidza baba vacho vacharipa futi nharaunda kushaya kana mamai vemumaraini vakatadza kuziva here

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Mandi angatorova baba benzi awo vanenge vakuuyepi yooooooooo anovabhura

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 7 месяцев назад

    .......chipinge Mozambique kuchembera nezwayo since 1967......Tsholotsho or Gwanda or Masvingo hazviko Dai ndakazvifambira Kuti ndiwe chiremba or porofita Dai ndakure 😂😂...fulstop.......

  • @pamelamoyo6737
    @pamelamoyo6737 7 месяцев назад

    Saka mai ndivo vanodya mari yengozi pasina Baba vake

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa 7 месяцев назад

      Mai ivava ndivo vakatomutsa mweya vemwana vavo. Saka baba havasikukwana ipapa,

  • @OtiliaMutema
    @OtiliaMutema 2 месяца назад

    Hezvo ko ndonyaya ya bee hre yaairamba iya iyi

  • @NtandoM12
    @NtandoM12 7 месяцев назад +1

    Kkkkkkkk hanzi vana ava ndevekuhura

  • @Muchadoaboutnothin51
    @Muchadoaboutnothin51 21 день назад

    Handiti mbuya nasekuru vakafa here nhai hama.. ini ndatomirira kunetseka kwaBee chete ozouyawo koripa

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 7 месяцев назад +2

    Mapungwana! Yaaa! Mapungwana! Yaaa! ..... Chibwe Chitedza; Chiremera eri kure ari pedyo echitamba nacho! kkkkkkk Mambo ekanyi emene.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 7 месяцев назад

    Munhu haaurawe sehuku

  • @MusaMadhuna
    @MusaMadhuna 7 месяцев назад +1

    Mkoma neShamba mai avo vaudzei vasafara nemari isiri yavo kana vachiziva kuna baba vaMandi vanofanira kuti musvike kwavari cause aaaaa very trick nyaya yavo

    • @margarettsiga9614
      @margarettsiga9614 7 месяцев назад

      Mai ava vadzidzisei kt mari haisi yeropa ravo vanhu avo vacharipa ft kechi2

  • @faithchipere6126
    @faithchipere6126 7 месяцев назад

    Mushonga wengozii kuiripa

  • @NicholasChihwari
    @NicholasChihwari 7 месяцев назад

    We believe in you Drewmas media

  • @TapiwaSithole-x6v
    @TapiwaSithole-x6v 7 месяцев назад +4

    Imi imbomirayi mahubwee imi, ngozi inoropwa kuna mai nemwana chete pasina dzinza, bamkuru kana bamnini vedzinza here , that's why mayi vacho vachivhara face for what reason

    • @Manondo34
      @Manondo34 7 месяцев назад

      Ehe face irikuvharirwei iyo …Its not adding up..pane nyaya apa

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Imi zvebasa rei handiti vaihura unozoziva muridzi chaiye sei ende mandi hana kubvirs ambotaura zvababa vake aitoti ndiendesej kimusha kwangu kwana vanhu shona inokunetsai kumusha kwaireva ndekwanasekuru wake kwababa haasi kumbokutaura nikisi

  • @MunasheMutuda
    @MunasheMutuda 7 месяцев назад

    Good news

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 7 месяцев назад +1

    Drewmas Haitirasise😊

  • @annymaru5295
    @annymaru5295 7 месяцев назад

    Nyaya iyi kaaaa ichanetsa

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 7 месяцев назад +5

    Mai Mandi vanenge vanehasha

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 7 месяцев назад

    Musadheerere Chipinge munhu anogadzirwa achibarwa kuti akaita zvekuuraiwa apfuke

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 7 месяцев назад

    Hope gore rinouya Mandii azodzoka vanhu vakapera kutiza vachiti chipoko nekt dai n'anga yawana panemabonzo

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 7 месяцев назад

    Shumba 👏👏

  • @MevisRuvengo
    @MevisRuvengo 7 месяцев назад

    Ko mhepo yaiti mbuya wani kwete mama ngaimbouya izvidairire mhepo yacho panenyaya

  • @MafirakurevaStephen-lc3yy
    @MafirakurevaStephen-lc3yy 7 месяцев назад

    Deformation of character

  • @MeganMuchineuta
    @MeganMuchineuta 7 месяцев назад +2

    This is tricky nyange panororwa munhu hama dzinounganidzwa wani then ukama wowitnesser. Sabhuku vanotopiwawo cut yavo

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 5 дней назад

      Kuroorwa kwemunhu nengozi zvinhu 2 zvakasiyana mandi awaendesa paakakurira vana sekuru ndovanababa vake

  • @selebinamukandwa
    @selebinamukandwa 7 месяцев назад

    Mhuri yekwama sawa itai zvamukotsanjera hazvirasisi kwete izvi mucharipa ka2

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 7 месяцев назад +2

    Cooked story apa pakarohwa deal chairo

  • @beegee118
    @beegee118 7 месяцев назад

    Drewmas moms iyi saka yanga iri bishu, mmmmm this is interesting

  • @margarettsiga9614
    @margarettsiga9614 7 месяцев назад

    Zvese zvamukuita izvi mucharipa ka 2.dainzai dzinza ra baba va nandi

  • @evanszulu1913
    @evanszulu1913 7 месяцев назад +1

    Andrew chidobi icho Mai avo vakatengwa