To tell the truth we grew up doing mistakes too but our parents didn't kill us..they had been never a perfect person in this world. Let's pray for our nation
Mmm vamwe vanhu vane utsinye....kunyanya kurangwa nemunhu asiri baba or mai vako vanokurowa zveutsinye chaizvo....unonzwa vamwe vachiti jee akajaidzwa uyu..rovai....Asi vavo vana havarove like that utsinye
Another sad story of unreasonable punishment. For mr I’m thinking outside the box on this one. Babamukuru ava havana kumbonyambita nemwana uyu here? Otherwise what kind of anger about a missing $10 is that? I don’t trust these family members nevanasikana vedu. Dzimwe hama inhubu dzevanhu. People out there, please don’t trust nobody with your kids, boy/girl. You are the one to lose and nyipura dzacho at the end of the day you’ll see them walking on twos cos they’re prematurely out on bail or evading prison altogether. Munhu dzidza kuranga mwana wako. Rega mwene wemwana arange mwana wake. 😢
Ndinombo shora South Africa vachiti ukarova mwana unosungwa I think ndo type yemutemo wakutodiwa..... Vana vacho vanotadzaneiko kurangwa iye mutungamiriri wedu achiti kana mwana atadza kwabura kutaura kwemunhu aneshanhu dzinodhonza
Tafadzwa Chidawa akaisa advert nezuro for December class . Yavemo muno. Mukaenda pa page pa Tafadzwa Chidawa kuFB munonoiona. Better kutoendesa mwana ikoko than kurova
Munenge muchirowereyi what is ten dollar hapana pnaorohwa rowa madziro kana waita shungu kune mhepo dziri kupswaka pekugara zvino waene ngozi uchanzwa bata 🔥 fire
Inga kupondwa kwevana kuri kutoramba kuchiwedzera. Mhondi ngadziyendeswe kuJere, dzigareko dzisadzoka, lock them in mobva makanda maKeys kunyanza . I think this girl was a victim of abuse, murder yakazouya zvayo but mwanasikana ayitongogara achiAbuswer from the word go.
Zvakaoma shuwa vanhu havasisina matyira. So sad daughter rest in power. My brother with white kopisi asi chii nhai mukadzi anenge ari kutsikisa dzinogara dzakadaro mumagasi mubhawa rekanzuro iri.
Kuba kwakayipa yes but kuzorova zviri beyond we are loosing lives. It appears a lot of people are living with peer pressures of hard life in Zim wopedzera shungu pama situation which is wrong. Uyo atawura point yekuti ve counseling dai vabatsira muma community to avoid loosing more lives plus kuti mwana atadza ayendeswe kunevemutemo ,or church elders chero vakuru venzvimbo
This guy with white cap vane shungu dzakawandisa 😅 I think in the end he forgot what he was suppose to talk about. Vabva varamba vachienda nedondo kusvikira votoshaya kuti ndanga ndichienda kupi, kunodii? Saka ndodzoka sei cos I can’t remember where I was anyway? 😂😂😂😂
Social workers are needed not only police. Mapurisa eZimbabwe unorohwa ukafa futi duze mwana Ava ne heart attack kurova hakubvumirwe hurumende yenyu haite inokurudzira kurova isakurudzire kurova
I think a whirp is not the solution to end the problem guys i remember another one was beaten by the police so there is no diference we need to have enough couceling between the parents and the child no matter whose child a child is achild dont be too hush we all make mistakes their is a saying in ndebele which says kuwonakele ngomlpmo kuyolungoswa hiwo futi uuuum this is so painful the person is so heartless think about the children our leaders of tomorrow 😙😙
The problem facing youth in Zimbabwe is lake of jobs that is why all these things are happening educated you roam around the street in town around in Village with no hope nothing to do you end stealing from your relatives
Saka kureva kuti mutemo wemunyika medu hausi kushanda,vanhu havana chavari kudzidza kubva pakusungwa kuri kuitwa vanenge vauraya.vanhu vakungourayana sehuku naiwo ma bail out aya for munhu auraya anotsvakei panze
To tell the truth we grew up doing mistakes too but our parents didn't kill us..they had been never a perfect person in this world. Let's pray for our nation
so true no one is perfect after all life is more important than material things
Baba vecap yewhite varikutomhan'arawo zvavarikusangana nazvo mumarriage yavo. Vanotodawo help
chokwadi vatori nysya yavo
Ndazviona vakutowana chance yekureporter
Trikutaura zvekufa kwevana unenge warasanyaya boy nguva usatipedzere tym
Ndavanzwa kt nyaya yavo yatove personal
😂😂😂😂haa baba ava vatori nebitterness nezvrikuitika mumarriage yavo vanga varikushaya pekuzvitaurira
Babanamai vemwana uyu varipiko.ini ariwangu andiuyipo munoita yamoita ikoko.RIP mwana sikana
Kunyange akadherera saka kuuraya anozoterera hre 😢😢😢😢😢
Zviri kwese zvinhu izvi both parents and kids pane mhepo dzikutenderera
Ukasarova ukatuka chaiko anobuda wozonzwa azviuraya asina kurohwa😢
Mmm vamwe vanhu vane utsinye....kunyanya kurangwa nemunhu asiri baba or mai vako vanokurowa zveutsinye chaizvo....unonzwa vamwe vachiti jee akajaidzwa uyu..rovai....Asi vavo vana havarove like that utsinye
Very true,mhepo dziriko mufunge
Very true
Hie maCc Stella ❤ greetings to you
Kushungurudzwa nemkadzi kusvika waita off topic
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 zvakaoma hazvo
Nhaim kokutozopihwa nguva refu
Vanenge vatowanawo pekuti varerukirwe
😂😂😂😂
😂😂😂😂
Baba ve Hat yewhite yah varikutotaura zvirikuvanetsa vabatsireiwo please
Ndazvionawo vanenge varikuhurirwa
Very true
Chokwadi veduwe
Pliz help baba veCap yewhite avo he is not doing well emotionally mkadzi arikushungurudza kumba uko
Please batsiraiwo baba vane white cap vatoriwo nenyaya yavo irikuvanetsa kkk
Chaai baba.vewhite cap vari pama1😂
@GodfryChibaya 🤣🤣🤣🤣 usandisetsa kuseka nhamo serugare
@talenttsuruseni862 chakafukidza dzimba matenga wangu Dai tete Stella vambomupa mukana ataura nhunha dzake veduwee
Kkkkkkk ndazviwonawo
Please batsirai baba vane cap ye white avo ....shuwa vanoda betserwa sis stella
Another sad story of unreasonable punishment. For mr I’m thinking outside the box on this one. Babamukuru ava havana kumbonyambita nemwana uyu here? Otherwise what kind of anger about a missing $10 is that? I don’t trust these family members nevanasikana vedu. Dzimwe hama inhubu dzevanhu. People out there, please don’t trust nobody with your kids, boy/girl. You are the one to lose and nyipura dzacho at the end of the day you’ll see them walking on twos cos they’re prematurely out on bail or evading prison altogether. Munhu dzidza kuranga mwana wako. Rega mwene wemwana arange mwana wake. 😢
Vanogona vaitomurepa shuwa
Vakarapper vakamunyaradza ne$10 asi mwana anga oramba kudzokororwa vakamuitira hasha akati ndotaurira vanhu vachibva vauraya....mafungiro anguwo
😢😢😢
i thought ndini ndega ndine stress , same boat na baba vane cap ye white
Kkkkkkkkkk sorry hako
Communication is the Best Medicine. Zvekurova vana muchazvirega.
Ndinombo shora South Africa vachiti ukarova mwana unosungwa I think ndo type yemutemo wakutodiwa..... Vana vacho vanotadzaneiko kurangwa iye mutungamiriri wedu achiti kana mwana atadza kwabura kutaura kwemunhu aneshanhu dzinodhonza
Baba veCap. Bho ere
Murume we cap re white akungotaura kunge Kasongo 😅 😅😅😅😅😅 off topic mudzimai wake apinda papi
😂😂😂😂😂
Lol depression real
Mmmm ini ndukutofunga kuti maybe bamukuru did something kumwana and kuzorova kuda kuwandisa zvavanga vaita. 😒
Ndozvanda fungawo
😅😅😅😅uumm baba ava vane stress zvavo😊
Kkk off topic batsirai baba avo
GOVERNMENT must open ma Despline Camps
Sekuno kusouth vana vamwe vakuteerera through desplune camps,ndosuwira wo kut Dai zvaitwa kuzim
Tafadzwa Chidawa akaisa advert nezuro for December class . Yavemo muno. Mukaenda pa page pa Tafadzwa Chidawa kuFB munonoiona. Better kutoendesa mwana ikoko than kurova
Baba vecap, vabva vasiya havo nyaya yese yemwana hevo nemudondo hevo havachamboziva zvavabvunzwa
😂😂😂😂😅
Vane stress yemukadzi wawo😂😂😂😂
Anyatsozoona pekuzvitaurira,😂😂 hanzi dai mukapfuura muchiona zvirikuitwa umo nevanhu varikubika.Ndoo mune mukadzi wake imomo arikumushungurudza😂
Mbuya vangu vaibva vati i "tress iyi " 😅😅😅😅😅😅
Kutobuda zvavo musaga
Hezvoooo baba varikutaura vane white cape avo iiiiiiiiiiiiì varegerereiwo varikushungurudzwa mumaŕrìage mavo chtè.varikutaura Off topic 😂😂😂😂😂
Zorora murugare hako mwana siķana😢😢😢😢😢😢
Kkkkkl
Kkkkkkkk taura hko off topic chaiyo
I think dzayishaya kwekuzvitaurira.
Aaaaaah vabuda musagi baba ava chokwadi endi munhu asingagoni kutaura kurembesa aaaaaaaaaah
Mudzimai wababa avo uuuh inga matambudza murume wenyu
Munenge muchirowereyi what is ten dollar hapana pnaorohwa rowa madziro kana waita shungu kune mhepo dziri kupswaka pekugara zvino waene ngozi uchanzwa bata 🔥 fire
😢 baba weCap awo wabatsireiwo nekukasika pls
Zanu😊😊😊
Hello ST ❤❤❤❤
Ini ndirikutsvagawo angandirangirawo vaba vanonzi Misheck Tom, vakatora mari yangu
😅😅😅ummm zvatozosvika pakuoma manje😂
@PrettygirlTato 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk
😂😂😂😂baba ve cap chena hnzi kudiko kurasika kudayii
😂😂😂 Baba vecap ava sooka 😂😂😂zvinhu zvega zvine musoro zvavataura ndezvekuti vanhu ngavanamate
Bamkuru havana kubata Mwana chibharo here mwana ndokuti ndakunomhangara bamkuru ndokumonya mwana to silence her cause $10 ndoyaunga rovere Mwana kusvika pakuuraya😢
😢😢
ko mujaya uyu akumbotikudii😀
Inga kupondwa kwevana kuri kutoramba kuchiwedzera. Mhondi ngadziyendeswe kuJere, dzigareko dzisadzoka, lock them in mobva makanda maKeys kunyanza . I think this girl was a victim of abuse, murder yakazouya zvayo but mwanasikana ayitongogara achiAbuswer from the word go.
Ammm baba ava vanoda kubatsirwa because varikusangana nezvakawanda
Mweyayi nhaym 😢😢
Kushungurudzwa namadam kusvika wakuita off topic white cap vakutotaura zvirikuvanetsa vakutodawo kubatsirwa ava
Iii baba ve cap bho here
Baba ve cap chena vatoriwo ne nhunha dzavo😅😅
Kudomboshava kumusha kwangu- kwaita mhondi Veduwe 😢
A boy child is crying 😢🙏.
Baba ve cap ye white vapeiwo help vakuto complainer zvavakuitwawo mu marriage yavo vakutova off topic pliz help him
Murume uyu akambowanilwa futi paye sister....haisi ngozi..vana baba ava 😊
Zvakaoma shuwa vanhu havasisina matyira. So sad daughter rest in power. My brother with white kopisi asi chii nhai mukadzi anenge ari kutsikisa dzinogara dzakadaro mumagasi mubhawa rekanzuro iri.
Ndidzo Ngozi idzii padzinouya makuti kunyepera muchiparira vana varikuuya murangiro hwayikoo
Haaa hatisi takuzvinyanya hr sevabereki chii chakadaro ichocho
Mwana haarohwe please.
Kuba kwakayipa yes but kuzorova zviri beyond we are loosing lives.
It appears a lot of people are living with peer pressures of hard life in Zim wopedzera shungu pama situation which is wrong.
Uyo atawura point yekuti ve counseling dai vabatsira muma community to avoid loosing more lives plus kuti mwana atadza ayendeswe kunevemutemo ,or church elders chero vakuru venzvimbo
Rip gel
Maybe bamukuru vange vakubatirira ma gradge nababa vemusikana uyu ...😢
Vabereki mukwane nyika yedu haichina mapurisa
Vanhu ityai Mwari
Zvinorwadza purizi… Vana amai ngatizamei kugara nevana vedu patiri… Nekut 10 dollars haisi kuenderana nekurasikirwa neupenyu…. Uye hama kana musina kusungunuka kuchengeta vana vamunenge manz chengetai better kuramba pane kzouraya … 10 dollars ine basa rei??? Don’t trust anyone ft pamwanasikana vanhu vakuita zvese zvese hasha dzobvepi pa 10 dollars…
Baba ngavasungwe kurova mwana kusvika afa nekuda kwe 100usd 😢
vabereki kurambana uku kwakaoma veduwee pamwe pacho dai mai na baba varipedyo dzimwe mhosva dzirishoma
Domboshava ikuita zvinorova
Haaaaa tongotaura hapan chinochinja apa murikusvitsa here zvrikutaurwawo nevanhu
Vakadzi inzwai tsitsi, honai baba vane cap yewhite zvavave kutaura😂😂😂
Aaah Zvakaoma
Ngavasungwe
Vana vedu vema zuvano ma broila ..and ma handle with care havana kuaimba sesu
Zvinogwadza izvi. Nemapurisa acho ngaasungwe
Uuuuuum shame zvakaoma chii chakadaii mwari $10kuuraya mwana vana Mai itai moyo wekubereka paiuraiwa mwana maiguru Mai maivepi
Baba vane cap ye white vatori neyavo yemukadzi isinei nemwana… kamutiziro kava ita nyaya iri pa ground Kandi nzwisa tsitsi
Haa baba we white cap bho here zvawanoratidza kungwara wani
Mwana ngaarangwe chaizvo but rega kuranga wakagumbuka zvakapfuurira plus ranga zvine mwero....plus ziva pekurova not kurova pese pese
Baba vehat yewrite vane yavowo nyaya vabatsireiwo.
Bamukuru nemukadzi wavo vanoziva zvavakaita mwana,vari heartless , amaiguru maitarisa mwana achirohwa moyo wekubereka waiva kupi? Asi zvine hurombwa?
Ummm mweyayi chaizvo $10 hre chii mweyayi wapinda muZimbabwe
Ko baba wane top yeblak haisi yechikadzi here kkkkkk, sorii kumhuri yarasikirwa
😂😂😂😂Ehe kutoita kababe
@@cherr-v2p😂😂😂😂😂
Kutoshayao veduwe
This guy with white cap vane shungu dzakawandisa 😅 I think in the end he forgot what he was suppose to talk about. Vabva varamba vachienda nedondo kusvikira votoshaya kuti ndanga ndichienda kupi, kunodii? Saka ndodzoka sei cos I can’t remember where I was anyway? 😂😂😂😂
Depression is real
Social workers are needed not only police. Mapurisa eZimbabwe unorohwa ukafa futi duze mwana Ava ne heart attack kurova hakubvumirwe hurumende yenyu haite inokurudzira kurova isakurudzire kurova
Baba vane white cap. Vari kutaura off topic
Kubuda munzira kupinda musango chaiko
Ndatozvishaya kuti nyaya yaenda kupi
😂😂😂vanotori neyavo nyaya
Kudzongera big style kkkkk vakatorerwa mukadzi
Baba avo vane yavo nyaya kkkkkk Stella fambira nyaya dzababa avo vane bitterness
Wari kuda kunotarisirwa mukadzi here kubhawa, tikamuona tomuti chii
Baba vecap yewhite tichiri kutaura nezvekufa kwemwana here or matamnudziko mumarriage yenyu
But vatogona vataura ndovamwe vamunozonzwa kuti vauraya Mukadzi nekuda kwekurwadziwa
Haa bba ve cap ye white vanenge vakatorerwa mukadzi chete
😂😂vanga vatoonawo pekutaurira matambudziko avoo
I think a whirp is not the solution to end the problem guys i remember another one was beaten by the police so there is no diference we need to have enough couceling between the parents and the child no matter whose child a child is achild dont be too hush we all make mistakes their is a saying in ndebele which says kuwonakele ngomlpmo kuyolungoswa hiwo futi uuuum this is so painful the person is so heartless think about the children our leaders of tomorrow 😙😙
Zvochemedza munhu anouraya munhu womuona achifamba futi DAI hurumender yaisa mutemo wekuti munhu akauraya munhu anochekwa me mushine ndokuti zvipere kunyange munhu akapika zvobatsira chii munhu pasisina
Nhy Zimbabwe chiiko imhepo hre
Siirai nguva kumain nyaya chaiyo ...nguva zhinji murikuipedzera tichiona imi muchitaura zvisina basa endai panyaya straight
Asi 10$ is cursed here vana vatirikunzwa vakurohwa vachifa 10$ ndoyacho inenge yabiwa am totally confused 🤔
Abuse inenge yangogara iripo maNext-door asingazviwone, kufa kwemwana ndiko kunozongoyita kuti zvichibuda pachena.
The problem facing youth in Zimbabwe is lake of jobs that is why all these things are happening educated you roam around the street in town around in Village with no hope nothing to do you end stealing from your relatives
Daisy akashungurudza vana vaTuku akapihwa mota nadumbuzenene uyuwo wekuuraya aifunga kuti achapihwawo
😅😅😅😅usadaro cuz
Rest in peace daughter asi dzokera vakakuuraya zvorwadzisa izvi
White cap, are you okay?
He has a lot awana mukana wokudutura
Depression is real😂😂
Mmm sad story cz of $10 hr Mmmm guys thic before act plz
My dear not even a million $10 yatofira munhu😢😢😢
Pamwe bamukuru ASI vakanga vabata Mwana chibharo kusvika pakurova Mwana kusvika afa mbamukuru ngavataure chokwadi
baba ve cap yewhite so ummm mental health is real vabàtsireiwo please mkadzi avashungurudza
Haaaa zvakaomawo shuwa....
Ava baba vewhite cap vaigara pagroup 6 chete
Mwana asiri wako unomuroverei ko vakadii kuudza mubereki wake kuti mwanawenyu atibira mari yedu havaimbotadza kukupai mari yatorwa nemwana wavo mhani
Akaba hr mari yacho ????
Vana ngavarege kungorohwa kani.mazuvano kwava nezvirwere zvakawanda.umwe anenge achirwara musingazivi.Mapurisa acho ngavasarova vana.Ruvimbo akaurawa nemapurisa iwayo
Bakadzi ndivo vane higher % kuenda kuChurch than imimi varume
Batsiraiwo baba vecap yewhite varikutoradziwo kuti vane nyaya yavo irikutovanetsa mumarriage yavo
White cap haaaa vamusei hope dzKawandisa varikutaura vari kutsi kwehope ....mukai baba musaita mararo aya dai madzikirira ere
Shame tsveeeee zvenyaya yerufu rwemwana nadzo dzemba yavo vakutoda cancelling baba avo vari mu abusive marrige 😢😢kuuraya santi kuranga purizi hasha rudzii dzokusvika pakuuraya
Saka kureva kuti mutemo wemunyika medu hausi kushanda,vanhu havana chavari kudzidza kubva pakusungwa kuri kuitwa vanenge vauraya.vanhu vakungourayana sehuku naiwo ma bail out aya for munhu auraya anotsvakei panze
Kana munhu akufira 10 us zim ma1: baba ivavo tirikuvada kuchikurubi maximum