Mudzimai Wekuisira Murume Muchetura Odzingwa Munharaunda yaMambo Saunyama paDare.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 янв 2025

Комментарии • 99

  • @KudzaiMujajati
    @KudzaiMujajati 10 часов назад +1

    Hmmmmm paita udzvanyiriri apa,,, dai mai ava vano winner nyaya yavo karume ako kapinde mujeri,,, ndiyani akaona mushonga wacho nxaaaaa,,, chief Saunyama mutikwanire imi munotonga nedemo nxaaaaa tsek mhani

  • @priscilladawa9505
    @priscilladawa9505 15 часов назад +4

    Ko which part of Zim ine vanhu ava, zvinhu zvacho so

  • @poipoiboyone
    @poipoiboyone 19 часов назад +2

    very good mukadzi anozvidza dare uyo ngaafambe hake anogara kwaanoda kutongerwa

  • @GodwinSHanyani
    @GodwinSHanyani День назад +2

    Haa nyaya iyi iripachena asi haibvumike

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 часа назад

    Dare iri ndekumqma uyu mambo uyu hapana zviripo ndeye anodya mari na Sithole 😊

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 14 часов назад +1

    Volume please

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h 23 часа назад +1

    Tarisaiwo matongero anoita chief mutasa kwete izvi

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 16 часов назад +1

    Unomukonyo mukadzi uyu😊

  • @AnnaniasNyoni-u1h
    @AnnaniasNyoni-u1h День назад +1

    GBV yeinhaiwe Kurai iye akadyisa murume plus ari stubborn mukadzi uyu ungaudza mambo kuti handidikutongwa pano iye ari mudunhu ravo, murikurasika papi koimwi

  • @beatricemaidei109
    @beatricemaidei109 4 часа назад

    Dofo mukadzi uyo

  • @KnowledgeGota
    @KnowledgeGota День назад +1

    Mambo vari rty mukadzi uyu haasi kutsanangura arikuratidza kuva stubborn akuziva nhau yake

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 20 часов назад +1

    Murume kamukono ketsmbarafuta. Kanoshusha kababa ako. Haiwawo hamugoni kutonga imi.

  • @BerniceMayibongwe
    @BerniceMayibongwe 19 часов назад +1

    😂😂😂😂 ndisabhuku here uyu

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 15 часов назад +1

    Mukadzi uyu eish akaoma moyo muroyi hake

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi 7 часов назад +1

    Ummmmm judgement yakadhakwa Hakuna mutemo wakadero

  • @DenzelMurambiwa
    @DenzelMurambiwa 16 часов назад +1

    😅😅😅mukadzi uyu soo

  • @VimbaiKufakunesu
    @VimbaiKufakunesu 16 часов назад +1

    Madhara imi makakurira nhema hamugoni kutonga nxaaaa

  • @kwanisaimapfuwa9210
    @kwanisaimapfuwa9210 4 часа назад +1

    That was an unfair judgement listen both sides that man was fabricating nyaya yako

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 4 часа назад

      Both side kanjani iye asina chisvinu chaari kutsanangura zidofo renyu iri

  • @candile7663
    @candile7663 16 часов назад +1

    Mukadzi uyu akaipa stereki dhemeti

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 часа назад

    Handina chandinoziva ndo mhinduro

  • @juniafogao8688
    @juniafogao8688 День назад +2

    Musaumanikidze kutaura zvaasingazive

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 14 часов назад

    Ma chief Imi mukuita henyu mafunnies, takanzwa kuti seri kwe churu kurikuzarurwa Friday ino ino

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h 23 часа назад +1

    Poison mumazai ,muboora ,chicken, zvisingaurai. Mubatsiri anorapa adya poison ka4

  • @MaiGeeMlambo
    @MaiGeeMlambo 17 часов назад +1

    Ngaaende kujeri

  • @CarolineRukuni
    @CarolineRukuni День назад

    Chief Mutasa udzai mamwe maChief Kuti munhu akabva kudare anoenda kudare repamusoro kwete kudzoka pasi

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 23 часа назад

    What an irrational judgement 😬 In Zimbabwe munhu is allowed to chose who should hear their case especially if you think you’re not heard properly. So who gives these elders the right to kick her out of her home cos she don’t wanna choose them for matare? That’s ridiculous.

  • @Alice-q9p1n
    @Alice-q9p1n День назад +3

    Murume haachada mkadzi chete.munhu adyiswa poison haaendi kobatsirwa anonanga kuchipatara .

    • @Hapy875
      @Hapy875 День назад

      Kana pane mishonga imwe isingade cgipatara zvechivanhi

    • @KuraiMutema-dx1sv
      @KuraiMutema-dx1sv День назад

      Kana munhu angoti muchetura kana Kuti poison hazvibatsirwe Kwa madzibaba baba Ava panekakurongerana

  • @MemoryKufakunesu-j6t
    @MemoryKufakunesu-j6t 20 часов назад +2

    Munhu apiwa muchetura anofa tanga wafa iwe murume wozouya wave ngozi uchitaura nyaya yako hauchade mukadzi chete ibva apa

    • @VimbaiKufakunesu
      @VimbaiKufakunesu 16 часов назад

      😂😂😂😂😂😂 mainini mika musadero chipoko mochida hre,pliz inbox mainini

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 23 часа назад +1

    If it was poison for four times ipoison hwai isina simba rekuuraya? I think he’s making up a story. Otherwise he would’ve brought his witnesses to this headman. He just wants to get rid of her. That’s it.

  • @KuraiMutema-dx1sv
    @KuraiMutema-dx1sv День назад +1

    Pane pasina kujeka akomana muchetura munhu ondoraramira kumubatsiri kumuporofita ini hazvindiitire mushe tinenge tisingachadanani

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 23 часа назад +1

    Nyaya iyi inenge manyepo futhi in that he said she once admitted that she did it 4 times then within a min he says she admitted having done it twice. So iwe mumhangari wacho what’s your truth then?😅

  • @MemoryMudhari-db7eb
    @MemoryMudhari-db7eb День назад +2

    Stabborn woman

  • @nashemashie7301
    @nashemashie7301 День назад +1

    Mupfuhwira rudo 😂😂😂😂😂

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День назад

      Kkkk ko kana wave kuzorwarisa umwe wako manje?

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 40 минут назад

    Nyaya iyi inofanirwa kuenda Ku police nekuti ine murder dai munhu akafa mukadzi uyo she is rude

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 22 часа назад

    Iri idare rekumama must come to end

  • @arnoldsigauke6687
    @arnoldsigauke6687 17 часов назад

    Mkadzi uyu anodherera chaizvo zvaarikubvunzwa nedare arikunyarara but kumurume arikubvunza

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 2 часа назад

    Nhimbe TV haaaaa iri dare siyai iri rakafa.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 часа назад +1

      Kune nyaya dzinonakidza manje ikoku nedzinodzidzisa. Vanhu vazhinji vakatozodzidza zvakashatira kuromba mushure mekubuda kwenyaya yehurombwa hwekwaSithole through Dare irori mufunge.

  • @KuraiMutema-dx1sv
    @KuraiMutema-dx1sv День назад

    Hatichadi kukuonai Zimbabwe ndeyemunhu wese hondo yakarwiwa i one kuma court chaiko vana chidhumo nana masendeke havana kumbonzi hatichakudiiii muzimbabwe vakatoteerwa kumoza kudzorwa muzimbabwe kuzotongwa izvi zvekudzingana dzingana hazvisi bho

    • @SueEland-y7s
      @SueEland-y7s День назад +1

      Very true doesn't make sense so where in the world muss she go , what a ruling

  • @SimbarasheMoyo-y3m
    @SimbarasheMoyo-y3m 23 часа назад

    Aristabborn mwana uyu arikudherera dare mwana uyu

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 8 часов назад

    Chief Saunyama wandoziva haapo apo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 часа назад

      Wamaiziva haasiye Chief, iyeyu ndiye Chief.

  • @juliehandityi5784
    @juliehandityi5784 8 часов назад

    dare rekumama

  • @juniafogao8688
    @juniafogao8688 День назад

    Mambo ndaona sekuru munhu asi nhasi ndazoona kuti muri mbeva.

  • @LuwizaBenga
    @LuwizaBenga День назад +3

    Haiwawo hapana apa vatongera favour yemurume apa

    • @nashemashie7301
      @nashemashie7301 День назад

      Vaitonga sei iye mukadzi asiri kuda kutaura hre arikutoita hushwindi

  • @yukonmutetwa6959
    @yukonmutetwa6959 23 часа назад

    Vagonesa varume ava. Ngaaende kumusha waari kuda kutongwa

  • @MagretNyabeze
    @MagretNyabeze День назад +1

    Pasii nevaroi

  • @KuraiMutema-dx1sv
    @KuraiMutema-dx1sv День назад

    And ndikuoona kakudzvanyirira kunyangwe kubva kuna mambo nedare GBV dare rinofanira kuiita moyo murefu nekuterera nyaya pasina kutora rutivi kunevano netseka kutsanangura nyaya dzavo zvichibva ne kushungurudzwa kunenge kwaiita munhu nenguva ari mukushungurudzwa

  • @phillthedrill
    @phillthedrill День назад +2

    Pane biased apa,

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День назад

      Taurai tihwe ☺️☺️☺️

    • @phillthedrill
      @phillthedrill День назад

      @ 1 murume says nyaya was dismissed ku courts shows us the proof 2 murume says there were witness why did he bring them 3 he says even the person who gave her the muti testifies kuti akamupa why not bring him or her 4 we all know such cases needs cross examination pane hama dze accused to avoid being bias or being gang upon why didnt allow a fair dare kumba kwavo ? 5 he claims kuti n'anga gave her the muti so both n'anga and her should stand the trial there both dangerous under the assumation if its really true. 6 Zimbabwe constitution allows free movement, mazimambo have no power to banish a person not live in a certain area

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День назад +1

      @phillthedrill Nyaya dzacho i2 dzakasiyana. Pane yemushonga neyakazonomhan'arwa nemukadzi kuMagistrate Court yeAbuse. So yanzi yakaraswa ndeyeabuse asi yemushonga ndoyazunzwa kwaMambo.

    • @phillthedrill
      @phillthedrill День назад

      @ its short of 2 becoz this dare didnt really explore kuti which case went to magistrate court. They never bothered to explore all avenues the court case and this one. And this one is it yekuda mukuuraya here or mupfuhwira, kana iri yekuda kumuuraya then havana right to seat over it (its a murder case) then kana iri yemupfuhwira then they need n'anga yacho to tell us mupfuhwira here or kuuraya

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 23 часа назад +1

    Why are you paying deaf ears on this woman’s claim of domestic violence that led to pregnancy termination? Yes that’s not the story yamhangarwa but you simply can’t ignore her though. Apa monyepa kuti her story was thrown out by the magistrate. Hudzvanyiriri varume and I smell misogyny about this dare.

  • @juniormasukusa
    @juniormasukusa 12 часов назад

    Mkadzi uyu inhinhi. Again tendency coz akukupedzerai nguva.

  • @MaiGeeMlambo
    @MaiGeeMlambo 17 часов назад

    Nyaya ya2002 asi moshaya nyaya hre manga muripi imi baba hatidi drama

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  17 часов назад

      Yanzi last year October.

  • @BerniceMayibongwe
    @BerniceMayibongwe 19 часов назад

    Kadare kakapora aka

    • @Ndakaziva
      @Ndakaziva 15 часов назад

      + office , muzasi memi banana 😔

  • @BerniceMayibongwe
    @BerniceMayibongwe 19 часов назад

    Usavi mix

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 часа назад

    Dare ripi rinombunyikidza munhu dare rekumama Satan

  • @LancelotChitumba
    @LancelotChitumba 11 часов назад

    Ndine mubvunzo guys mushonga unganoponera kumuporofita here ???

    • @beatricemaidei109
      @beatricemaidei109 4 часа назад

      Kune madzinza asingadyiswe ukaziva izvozvo haupikise kana chipatara hachishande pakadaro

    • @chinakatracy187
      @chinakatracy187 2 часа назад

      Maybe waive mupfuhwira not poison

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 20 часов назад

    Sorry vatete muida kusosa munda wenyu asi zvakazomira nevamwe eshiii

  • @ElinahChari-qb2ke
    @ElinahChari-qb2ke 22 часа назад

    Chidare chekumurmur

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 17 часов назад

    Bhinya Gadzi herooo 😡😡😡

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 8 часов назад

    Kari rude kamukadzi ako

  • @DhavaMamvura
    @DhavaMamvura День назад

    Iye mukadzi ngataure kwete kunyara ra

  • @ignatiusmachingura
    @ignatiusmachingura 21 час назад

    Idare raaniko rekupenga iri or i drama

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 22 часа назад

    Aapa pashaika zivo nyaya irikwa magistrate inodzoka kudare diki sei Uyu murume kana akahwina nyaya angadai auya be judgement yacho. Of cause mukadzi uyu attitude yaratidza dare yakashata ndozvamushaisa mukana wekutsanangura nyaya yake zvakanaka.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  22 часа назад

      Nyaya idzi i2 dzakasiyana. KwaMagistrate kune yeAbuse yakamhan'arwa nemukadzi. KwaChief kune yemushonga yakamhan'arwa nemurume. Ichokwadi haidzoki kuDare diki kana yave kumusoro asi kungoti pabatwa nyaya mbiri.

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 21 час назад

      @nhimbetv ok because nyaya yemurume iri weak kana pasina ma records ekuchipatara ekuratidza kuti akadyiswa poison four times achirarama .

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe 19 часов назад

    Chief Mutasa muripi huyai muone 😂😂😂

  • @EmmanuelMupositori
    @EmmanuelMupositori 17 часов назад

    Mhondi

  • @sophymatsika1719
    @sophymatsika1719 20 часов назад +1

    Dare iri rakaneta ummmmm

  • @GinaDeep-s5n
    @GinaDeep-s5n 22 часа назад

    Rubbish redare

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa День назад

    Pakaipa

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa День назад

    Kudzingisana mudunhu hakusi ryt kana usisadi munhu just divorce please ko akazozviuraya ashaya kwekuenda yatova ngozika iyi😢😢😢

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День назад +1

      Mudzimai azongokanganisa pakuudzawo Mambo kuti handitongwi pano. Zvinoda kungozvirerutsa nyaya yodarika woita hako zvaunenge uchiita

  • @Chidhuwa
    @Chidhuwa 18 часов назад

    Chidare chakadhakwa ,biased.