DOMBOSHAVA..... MADZIBABA VAIPOROFITA NENYOKA

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 559

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 Год назад +25

    Nyangwe zvazvo vemhuri varipanguva yakaoma, respect vanayo zvavo kumuroyi wavo

    • @rachelmoyongewenyu355
      @rachelmoyongewenyu355 Год назад +4

      Muroyi haiitirwe dzungu kutotaura naye zvakanaka kuti huroyi hake hugone kupera echitaura zvese

    • @annahloicemafunga4642
      @annahloicemafunga4642 Год назад +2

      Vangada kudii vakasamurespector vanopera within some seconds mawandire akaita matombo arikumirira vanhu vakafa ayo shame!

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Год назад +11

    Madzibaba wenyoka wandinakidza kuti hanzi nyoka yakuita zvemusoro wayo kkkkk kkkkk

  • @rudolovenesschigonde759
    @rudolovenesschigonde759 Год назад +4

    Yaaa zvinotyisa zvinoshamisa nyika yedu yakatakura ummmm waye vanombozviita vana mazvikokota ndopatinoda apa kukuonai .listening all the way from Johannesburg

  • @ivyndakodya3395
    @ivyndakodya3395 Год назад +3

    After all said and done, mhuri ine respect naBaba Muroyi, kusiyana kwevanhu

  • @justinkazhazhe5984
    @justinkazhazhe5984 Год назад +29

    This is one of the best interviews. Iko zvino nyaya yacho yave kunyatsonzwisisika pane kwatanga tamboinzwa.Wanga uchitoshaya kuti zvirikuenda nekupi zvichibva nekupi.

  • @jackyshitto822
    @jackyshitto822 Год назад +5

    Munogona basa renyu Drewmas.pamasvika imimi nyaya inonzwisisika .keep on the Good work hama

  • @fadziechinomwe1284
    @fadziechinomwe1284 7 месяцев назад +1

    Just watching nyaya iyi nhasi chaiye @drewmas media nyaya iyi yakazopera sei

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Год назад +5

    Baba ava vakangwarisa ngavabude pachena, kamunzvengero kavanoita maquestions and answers and as far as i know munhu anotura ega zvinhu zvake not kuti huyai muzvitore ivo vasingade nazvo...

  • @esaumadzura
    @esaumadzura Год назад +10

    Tider, Neshamba, Sly(Sylvester). Vese vaiva kuZBC and these are credible people. Nyaya dziriko idzi.

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Год назад +12

    Muchiri kunetseka munhu anopedza varoi muzimambabwe here endai kwasekuru tasvu sekurukanengo na sekuru nyangatayani

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Год назад +4

    Daidzai baba Bond vanozviti ndivo Vakapiwa tsvimbo yenyika

  • @bertinagoko3246
    @bertinagoko3246 Год назад +5

    Thank you drewmas media its now making sense you are good at reporting munekamwe ka that so kandoda when you are doing your work. But why kuita mushonga apo mukutambura kungonakidzwa nekuuuraya vanhu for no reason

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +4

    Shame zvakaoma shua zvimwe zvacho zvinonzwisa tsitsi
    Thanks Drewmas media👏👏👏👏

  • @tsitsikapurura2742
    @tsitsikapurura2742 Год назад +2

    Ndaida stand ku domboshawa mmmmm ndasarenda ini kuita neibour na sekuru ava

  • @alenmukogo590
    @alenmukogo590 Год назад +6

    Dremas Media the best interview so far zvakunzwisisika..

  • @Bridge_M
    @Bridge_M Год назад +10

    so many people reported about this but you are always the best

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +2

    Handina kana remuromo. Thanks Andrew and crew, taingonzwa se ngano.

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 Год назад +9

    Good interview Andrew big up !!!!!!!!!!!!

  • @elizabethjonga7946
    @elizabethjonga7946 Год назад +1

    Saka tichiti chipositori chiriko asi ndiani awuri kuti muporofita mapositori vashandirwi ngatiziveyi atiri kuti muporofita.

  • @MissTinky_OG
    @MissTinky_OG Год назад +7

    @drewmas media please please please sicela ama sub titles when the guys being interviewed speak. Kukhona okusiphicayo Uma kukhulunywa ngesi Shona

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Год назад +4

    Ngenyi varoi varimarombe. Kana nhingi yemumati Havana nxaa

  • @frankmulambo482
    @frankmulambo482 Год назад +1

    Always following u from Zambia 🇿🇲

  • @tendaigumbo2608
    @tendaigumbo2608 Год назад +18

    Thanks for the best interview Shumba amd team

  • @leobungare9511
    @leobungare9511 Год назад +23

    You have revealed the kingdom of darkness,We just have to stand up as Christians and overpower the devil

  • @lizzyruvarasherukapidzo7098
    @lizzyruvarasherukapidzo7098 Год назад +14

    Ngavabate sekuru Tasvu

  • @happinessmahachi9987
    @happinessmahachi9987 Год назад

    Zvakaoma chokwadi Mwari pindirai ana man of God where a u huyai mubetsere mhuri iyi vana sekuru vana mbuya huyai mubatsire mhuri irerukirwe

  • @forgiveforgie8187
    @forgiveforgie8187 Год назад +11

    Sekuru Tasvu vakudiwa APA,

  • @gragumbo5432
    @gragumbo5432 Год назад

    Mmmmm nyika yakatakura kurema shuwa ini ndazvitya izvi

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Год назад +2

    Thank u mkoma Andrew n Thando .baba Ava vanongozvipa Basa risingabhadhare veduweem adzibaba Andrew mabatwa asekuru Shumba😂😂😂

  • @cdemajorjakarasi7677
    @cdemajorjakarasi7677 Год назад +7

    Andrew Neshamba best journalist forever, I am happy with your work homeboy. Simple analysis: This old man has one taboo: never to point where the snake came from. A fact: Divisi is a very good scapegoat kune vakaromba vachiziva, and the transition of mushonga, is a weapon to mislead angry family members. As long as arikunyepera kwakatora something is not meeting. Why he has never pointed out, something to do with late mother. Zvanzi ndakapihwa divisi nevamwe gogo. This is not making it clear if he is a big witch in the place. Hangapihwe huroyi hwakakura kudarika vamwe ka, hunotobva kunamai. If there in those circles kutoita whakakura is rank, so aitopawo muzukuru wake, uyu akapihwa namai. Now a point mai vakafa vari svikiro was spiritits who has been also a great witch using this snake. A question, why is this snake still keeping on giving revelations to this man. Nyoka irikutoziva kuti is safe. Why ataura zvemvura, he knows it kuti vanhu want motivation vasatya. and people celebrated, the spirit has already calculated, the gullible. The man is at ease, and is even enjoying the calmness of his family, and has already invoked fear. Conclusion, nyoka has alowed all these things to happen, because there were competing spirits dzisina kufarirwa nenyoka or the real spirit with power. Question is nyoka irikutiiwo nezvirikuitika izvi.....I think ipapo all journalists have failed to ask that question coz irikuzviziva. Why is it not cursing some people? Or the man himself is the snake that people are looking for.

    • @Rebhara
      @Rebhara Год назад

      True kuStarfm akati akasiirwa zvinhu namai vake

    • @hahahahah67
      @hahahahah67 Год назад

      Oka

    • @Rebhara
      @Rebhara Год назад

      Nyaya iyi has many loose ends plus jounalists not asking pertinent questions. Nyaya yekunzi hee mushonga wakachinja kutsvaga kurerutsa, munhu anenge achiziva zvaarikutsvaga opihwa izvozvo abatwa akutaura ngano

  • @lolachogo7846
    @lolachogo7846 Год назад +1

    Thank you for sharing ❤

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Год назад +3

    Maita basa mr neshamba nekunyatsoti buditsira zvirikuitika vamwevaingo budita zvisinga nzwisisike

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 Год назад +4

    was waiting for this thank you

    • @hazelchihoro4465
      @hazelchihoro4465 Год назад +1

      KKKKKK NDATONYORA KWA UNCLE SAINT KUT NYAYA MADI MASIYIRA DREWMAS MEDIA IYI..

  • @mercyg4397
    @mercyg4397 Год назад

    Ngavabate sekuru Tasvu or sekuru kanengu vanobatsirwa. Dai mwari varamba vachikuchengetai kusvika mabatsirwa. Stay blessed

  • @wanzi6461
    @wanzi6461 Год назад +2

    Ndashama Mkoma Andrew muchiti Ameni pachiprofita cherima. Mabvuma demon kaimi. Mangwana munochema nazvo izivi, I hope not neSimba nenyasha dzaJesu.

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Год назад

    Muzukuru wangu Neshamba ndakamutaurira kuti prophet Neshamba

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 Год назад +2

    Drewmas media, muri number 1

  • @lisamutambrika9159
    @lisamutambrika9159 Год назад +13

    🙆‍♂️🙆‍♂️😭😭tiri kunzwa zvedu zvinotyisa nezvinoshamisa asi izvi zvakanyanya ndatya zvangu nazvo

  • @hazvineipmadziviremadzivir1115
    @hazvineipmadziviremadzivir1115 Год назад +4

    Imagine apa vanhu vanenge vachiti heee madzibaba ava vanogona apa vachishandisa Simba renyoka 🙌🙌🙌🙌🙌vanhu musadaro

  • @rufarogudo
    @rufarogudo Год назад +12

    Ako Kane jacket neblonde mumusoro kanenge kangochani kkkkkkk

  • @grootaub7216
    @grootaub7216 Год назад +6

    Kwasekuru tasvu. Kanengo vanozvipedza

  • @tafadzwamurimirwa2693
    @tafadzwamurimirwa2693 Год назад +7

    Chandafarira ndechekuti Baba ndiBaba

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 Год назад +16

    Has anyone noticed how poor these people are vanobata mishonga

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад +1

      Mmmmm..vamwe vane mari dzavo wena. And vane maproperties masvinu chaiwo. Vamwe mabhazi nemagonyeti chaiwo wani

    • @chiedzahogwe-xh8pi
      @chiedzahogwe-xh8pi Год назад

      Varikutoedza vanhuzve ivongavangobata nyoka yavozve

    • @chiedzahogwe-xh8pi
      @chiedzahogwe-xh8pi Год назад

      Ngavatsvakezve Ivo mudhara ivavo zimuroi

  • @blessingchivhunga2086
    @blessingchivhunga2086 Год назад +1

    Watching from capetown .... haaa zvinotyisa sua

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +8

    Kkkkk hanzi yakungoita zvemusoro wayo kkkkkkkk

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda5380 Год назад +10

    Salibonani ma fans eDrewmas Media....Namuhla sokungelinye ilanga taking us to another level ❤️❤️🔥

  • @lorrainechingogoro6980
    @lorrainechingogoro6980 Год назад +8

    Torai sekuru Tasvu ndivo vanopedza izvi

  • @thembinyoni1880
    @thembinyoni1880 Год назад +1

    hmmm this is interesting waiting for episode 2

  • @florancechirara797
    @florancechirara797 Год назад +5

    Wait for sekuru Tasvu for now vakavhara matare but soon vanenge vave available hope mungabatsirike ,very sorry family so painful

  • @thandolwethu4878
    @thandolwethu4878 Год назад +3

    Zvakawoma Sokostina na Shumba zvamunoona 👐👐

  • @Babamutingi
    @Babamutingi Год назад +2

    Ini ndisheedzei bt tsvagai mucheka weblue seven mitazi ndouya baba avo chinhu vanogonha kuchisheedza Vega ASI ivo sechinhu chavasingachade now chechakuda ropa manje ipapo ma1

  • @achillesrandazha2732
    @achillesrandazha2732 Год назад +1

    Imi svigwai uko spiritually

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +16

    Sekuru is not telling the truth ava.

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana5341 Год назад +6

    Domboshava yakapenga uuuum hurobwa hwese ndokwabwuri kkkk ndovaka ginimbi kkkkk

    • @newonen9397
      @newonen9397 Год назад

      Zviri kwese hama ,ingoti hamusati mazivawo zvekukwenyu

  • @felistussengamai5598
    @felistussengamai5598 Год назад +4

    Ko sekuru mukapinda muhurunde nyika hainganaki here I come in peace

  • @vincentndlovu4380
    @vincentndlovu4380 Год назад +2

    Tateguru Tasvu vakapingudza varoi vanenharo vakawanda, Walemba akaita nharo akafa

  • @getrudemariwo4092
    @getrudemariwo4092 Год назад +2

    Ummmm baba vanonyepa vanoziva zvavo kuti inoda kudya vanhu

  • @blessinggwiranenzara872
    @blessinggwiranenzara872 Год назад +1

    Mmm kana vachiti hanzi ndine nyoka hanzi yakazopanduka taieresa waya ah ini hapana chandanzwisisa ini shuwa

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Год назад +3

    Zimbabwe 🇿🇼 Mozambique 🇲🇿 pane basa

  • @kelvinmarovu7442
    @kelvinmarovu7442 Год назад +2

    Andrew tsvaga maporofita abatsire baba ava

  • @sukoluhlefuzane
    @sukoluhlefuzane Год назад +3

    Cleanup Zim please especially in Mashonaland yoooo they hold the world in their hands with witching

  • @taffdee1329
    @taffdee1329 Год назад +1

    Yaah haa pakaipa yoo,um Watching from Port Elizabeth (SA)

  • @shailetmtetwa6756
    @shailetmtetwa6756 Год назад +4

    lnyoka here or munhu akafa ngavatiudze ipapo

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Год назад +1

    Ngaivauraye vanebsa Rei vavarikuuraya ndovakadin,, humwe huroi sooka aaaah

  • @elizabethchikona5166
    @elizabethchikona5166 Год назад +6

    Vaendesei kwa sekuru Tasvuu

  • @patriciamusizvingoza1754
    @patriciamusizvingoza1754 Год назад

    Sekuru tasvu hero basa mhuri yatambura domboshava iyo vanhu ngavabatsirwe kuita bonde nenyoka iiiiii zvinorwadza mufunge batsiraio mhuri idzo

  • @omaromarlo8283
    @omaromarlo8283 Год назад

    Ko vaya ana sekuru Gona ngavachiratidza kuti varipo hewo mukana

  • @sarahgomez8621
    @sarahgomez8621 Год назад +1

    Imi baba imi pamakaona zvashanduka makaregerei kuno zvidzorera maizvida makaoma

  • @lovenesstshuma2711
    @lovenesstshuma2711 Год назад +6

    Apo havana chavainacho inongovawo tsuro yemu book

  • @cm2541
    @cm2541 Год назад +1

    hayi Jehova apa ndabvuma hangu Mmmmmm satani aripabasa

  • @yolandasamson130
    @yolandasamson130 Год назад

    Hanzi yavanyoka ,, hanzi nani mudhara uyu haagone kutaura uyu yavanyoka hanty ndomataurirwo azvinoitwa.

  • @aishakambuma1258
    @aishakambuma1258 Год назад +5

    Pasi pano panevaroyo zveshuwa reblue iri vashoma vacharipinda.

  • @sithandaziledube6635
    @sithandaziledube6635 5 месяцев назад

    Baba mesanyepera vapositora nekuda kehuwori hwenyu

  • @SamsungJ-uj3nq
    @SamsungJ-uj3nq Год назад +2

    Madzibaba ava vanonyepera map0sitori ndavasakanganisa chinamato havasi mupositori ava vanohwanda nechipositori

  • @patriciagutuza5037
    @patriciagutuza5037 Год назад

    Mmmmm zvakaoma dai Mwari varangarira mhuri iyi.Musha une kurema uyu.

  • @sylviasemba2249
    @sylviasemba2249 Год назад +4

    Gavaende kwa sekuru tasvu zvinopera

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Год назад +6

    Weird stories coming out of the motherland

  • @abianalobo77gmail
    @abianalobo77gmail Год назад +3

    Ngatigare kumba masowe ashata apa madzibaba🤷‍♀️🤷‍♀️

  • @crosbygovera8294
    @crosbygovera8294 Год назад +1

    Ngavaone baba Gibson Chinhevere kuChiweshe uko vanobatsirwa

  • @melodymanjeru339
    @melodymanjeru339 Год назад +2

    Yooooo Mwari nyika iri kuendawo kupi iyi

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 Год назад +8

    Watching from Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍

  • @sashasky9447
    @sashasky9447 Год назад +1

    Haa.. mu zimbabwe makadonhera bhutsu yasatan ne tambo dxacho

  • @edithnerwande6455
    @edithnerwande6455 Год назад

    Ummmm pasi pano ka, Mwari honaiwo zvoita nyika 😭😭😭😭

  • @tapiwamandiopera9931
    @tapiwamandiopera9931 Год назад +11

    Andrew is on point nemubvunzo dzake good wrk.

    • @ellenmashava215
      @ellenmashava215 Год назад +1

      But mamwe masituation nevanhu vanoroya haadi deep. Moyo wababa avo wanzi wakaoma vakapepuka vajamuķa munoisiya mota iyo mukazoitsvaga muhomwe masvika harare netsoka

  • @prosperchabvuta8374
    @prosperchabvuta8374 Год назад +1

    Nhasi wasangana nazvo Neshamba. Kana inzwi rako rinekakuzhezhera kekakutya mukati.

  • @rudobee6137
    @rudobee6137 Год назад +1

    Yeah makwikwi. Masganda ayo kuseri

  • @margaretmoffat7691
    @margaretmoffat7691 Год назад

    That's my village hey varimo vanadzo nyoka idzi mudomboshava plz tibvisireiwo

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад +1

    Pekuoedzisira apo vanga vaakuda kuramba kuti zita renyoka havarizive .baba vane zvakawanda zvavari kuvanza havo.chaitika vakapihwa miteuro yekuti zvibude pachena avo ndoo zvaakufosa kuti vabvume asi zvinhu zvavo vanozvida

  • @elizabethmakuleke1924
    @elizabethmakuleke1924 Год назад +1

    Watching in capetown pakaipa

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 Год назад

    Drewmas haaa unowanza maadvert iwe plus ndebele ndeyei. Sly media ndopasnokukunda ipapo

    • @IK233T
      @IK233T Год назад

      Kwanai baba imi muende kunotaurwa shona 1 way kamasvotwa

  • @audreytinorwirashe4489
    @audreytinorwirashe4489 Год назад +8

    Listening All way from Brits mmm yaa wonders shall never end

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Год назад +4

    Sometimes chikoro chakanaka honaiwoooo

  • @NaumeSimenti
    @NaumeSimenti 4 месяца назад

    Ko baba Ava vadii Kuti nyoka iyi iwauraye oiudza Kuti iende uye vavanoshandanavo vadii kuvadhura

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 Год назад

    Pakadoipa ngavaedze Pastor Jose

  • @memoestarr
    @memoestarr Год назад +2

    muporofita NeShamba, hey, pakaipa

  • @praisegod6292
    @praisegod6292 Год назад

    Andrew udza wanhu awo kuti wastage Mari 150 muende nawo muharare kwasekuru tasvu zvinhuzvipere izvoo hongu maporofita anoona but hapedzi dambudziko ASI sekuru tasvu vanopedza munoenda nawo muno wa enterview

  • @theresamukomondo3789
    @theresamukomondo3789 Год назад +5

    Danai sekuru Tasvu inyanzvi yazvo izvi

  • @g.karodza
    @g.karodza Год назад +6

    Uyu mdara anonyepa chete

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 Год назад

      Haasi kutaura chokwadi ane zvaari kuvanza chaiko

  • @kumbiraitsapo2869
    @kumbiraitsapo2869 Год назад +2

    Ichokwadi here izvi zvamurikutaura ummmm zvihombe

  • @memozits5598
    @memozits5598 3 месяца назад

    Ende takutyiswa kumapositori uku are we safe 😢
    Vanhu vakatakura kurema shuwa