Thanks chief ,nedzidziso yamapa kuvana ava vakapara mhosva nekudzikisira chivanhu chedu, kusvora varidzi wenpasi.ndinovimba this is a lesson kwavari I hope thy will return kuchikaranga .
This story is a lesson to us as Zimbabwean people that we are people of culture, which we need to understand the norms and values of traditional path of life in the sense of belief and respect to our traditions
They did a lot of wrong stuff: 1. Kukwira mugomo vasina kukumbirirwa 2. Kurara mugomo 3. Kuimba mugomo 4. Kutema huni mugomo 5. Kuvesa moto mugomo 6. Kukanganisa mombe iyo 7. Kusavhunduka zvinhu zvese zvaiitika mugomo imomo and many more People should be respect sacred places
😭 so sad , l hope he will get help and ngatikoshesei nzvimbo dzinoera, elders please stop accusing mamwe mapositori kuti ndo vakonzeresa kupenga kweumwe, ko kana iye akapinda asina kuchena or zve dzinza ndo zvamupengesa.
But period yavapihwa vanenge vazviona nguvai kuti mombe yekuchenura nzvimbo,mbudzi 2per person x 2 equals 16 mbudzi.Plus mombe.Nekunetsa kuri kuita mari.Ndanzwa tsitsi hangu ini
Chief varikuomesera vanhu... Vanhu ava vakaenda nekusaziva just like any other pentecostal churches... Zvashamisa nekuti mapostori here... Ivowo mapostori different statements ndidzo dzave kuvasungirira... Kkk Chief kwedu makudo anotopinda mumba chaimo kuba chikafu😂
Shame this brings back memories, one of my ex school mates akatofira mujeta imomu. Iyo nyaya yekuudzwa woita nharo wopikisa iyi. Vazhinji from Mash central especially those around Bindura tese tinozviziva kuti Jeta rinoyera whether you believe in chivanhu or not at least show some respect kunzvimbo kana warambidzwa terera.....hameno sei vasina kunge vaudzana .
@@mwanawapauro2944 chokwadi chinodzimba. Vanhu ava vaiziva zvavaivinga. Mwari anokuratidza semuporofita, haarege, ku you doubting mapowers aMwari Kani!??? Ko akazopora here muporofita nhaiwe mwana waPauro!? Tiudze, how far!??
This country has God and our ancestors who fought for us,shed their blood for us to be free of slavery.we have to Respect our culture indeed.i pray fr his speed recovery 🙏 him and her wife.
Your chief is very rude. So is the woman who says makudo anga Ave kunzwa Mweya....munhu uyu werudzii. Isusus.kasowee tinonamata kumasoweee kumakomo chaikooo
Mapositori vazviita zvakare last tyme kune vakafira mumvura this tyme vakupenga ,,the best ngavabhaniwe kuenda mumakomo nemuma dams nemuma rwizi full stop bcoz zvichapedza vakawanda
Chief and his people questioning this people are ignorant. They don’t have respect at all. I wouldn’t want people like him to resolve our community issues.
They are lying and the chief knows this.. he wants them to confess. They know exactly what they did in that mountain and they know they were warned by the strange animal behaviors. Ngavataure chokwadi mapostori aya
Yea chikaranga chiriko shuwa, but haaaa pasvikiro apo I have a question kkkkkkkkkkkkkk. Muchembere anezwi rechirumee and always ask "Nhai Hwata" vanozvipedza sei?
Ummmm as much as I know that mountain is very very sacred, even in my childhood I never never attempted to be close to that mountain. If possible that mountain should be fenced with assistance from the local chief
Mwari ndiye muridzi wezvose hakuna anesimba kudarika ramwari....musadzivisa vanhu kunamata pavanodira ......vadzimu vamurikutaura they are not God's they are under the foot of our heavenly father ....
Vanhu vese ku area iyoyo know kuti harikwirwe gomo iroro but vakakwira vasina kana kunosuma mambo so they should be punished. Dai vaka disappear imomo handiti mambo aipinda busy kuvaitira chikaranga chacho ndiye. Saka let them be punished. Isu kumapako ekumusha kwedu kwakabiwa zvinhu zvaove zvaiswa imomo nematateguru edu. Vese vari 3 vakaba vakafa firo inorwadza. Vanhu ngavarege kudheerera chikaranga
Mhosva ndeye ku kwira mugomo zvisina mvumo kubva kuna sabhuku naMambo. Kukuhwa moto i part two yemhosva. Part three kushaya kuvhunduka mombe ichidya moto. Part four kusachechuka vanhu vavaiona. Part five kusachechuka mapfeni ayo. Part six kutema huni. Part seven kusa chechuka danda rakawa from no way. Haa vane zvivindi varume ava chokwadi. I think mweya yepasi yave kuda kuti mwana wese weZimbabwe azive kwaakabva paku berekwa.
Thanks chief ,nedzidziso yamapa kuvana ava vakapara mhosva nekudzikisira chivanhu chedu, kusvora varidzi wenpasi.ndinovimba this is a lesson kwavari I hope thy will return kuchikaranga .
This story is a lesson to us as Zimbabwean people that we are people of culture, which we need to understand the norms and values of traditional path of life in the sense of belief and respect to our traditions
We are Black people and we should respect our Culture. We can't runaway from it. Its real it's not a game.
Yes ko macamera anodikanwa here mumatare?
Chivanhu chiriko makomo anoera siyanai nawo motikanganisira zvakawanda nharo dzenyu idzo idzo
I wish i can understand the language, the music is speaking to my soul... my soul is dancing.
they climbed a sacred mountain some got mad 8 of them so they are now all in trouble
Well Done Chief 💯💯🔥🔥🔥
Christians must learn to respect other religions and nzvimbo dzinoera
Amen
Haaverenge Bible saka anoshandisa mweya upi
truth be told mapositori havanokumbira kana vapinda munzvimbo inoyera vanotora sedambe vachiti ndezvemweya wetsvina
Madzibab avo ngavareurure chokwadi chakaitika vari mugomo vakaita zvakaita zvipi zvisingataurike izvozvo
They did a lot of wrong stuff:
1. Kukwira mugomo vasina kukumbirirwa
2. Kurara mugomo
3. Kuimba mugomo
4. Kutema huni mugomo
5. Kuvesa moto mugomo
6. Kukanganisa mombe iyo
7. Kusavhunduka zvinhu zvese zvaiitika mugomo imomo and many more
People should be respect sacred places
Muporofita ndiye ane mhosva first ask yoself why him not others haana kureurura maporofita anozvitutumadza anoita sekunge ndoMwari wacho maporofita they are jus something else haana kureurura zvakakwana sometimes maporofita akatadza akaona kut akurangwa nengirozi anokushandisai kukwira gomo pazvinhu zvisinei nemi kunochemera iye kut achenurwe maporofita ane hutsinye kudarika muroyi anotasva bere ndinongofara kut zvabata iye
Mweya we mapostori watadza kushanda vayenda kumudzimu for solution #respect
We mapostori ayo chete not ese
Kkkkkk mapositori vabvuma kuchivanhu kkkkk
Respect chivanhu chedu munyika mumbomira nhema dzenyu dzamukuita mumasowe idzi .its a good lesson .pple need to listen .
😭 so sad , l hope he will get help and ngatikoshesei nzvimbo dzinoera, elders please stop accusing mamwe mapositori kuti ndo vakonzeresa kupenga kweumwe, ko kana iye akapinda asina kuchena or zve dzinza ndo zvamupengesa.
Buchwa mountain in mberengwa has got a dam on of it.
Tt true sis
The mountain rinoera u can’t evn say zhanje rakaora u can spend the one week uchitenderera usinga one kwekubuda napo...
Ndozvakatoitika ipapa, ngaareurure hake
But period yavapihwa vanenge vazviona nguvai kuti mombe yekuchenura nzvimbo,mbudzi 2per person x 2 equals 16 mbudzi.Plus mombe.Nekunetsa kuri kuita mari.Ndanzwa tsitsi hangu ini
This is a very big lesson to us all. People should respect other people's culture and beliefs
Ehe isu makudo tinomaona pse pse isu inga wani dzimwe mombe dzinodya hembe hazvishamise iZvo
True
Chief varikuomesera vanhu... Vanhu ava vakaenda nekusaziva just like any other pentecostal churches... Zvashamisa nekuti mapostori here... Ivowo mapostori different statements ndidzo dzave kuvasungirira... Kkk Chief kwedu makudo anotopinda mumba chaimo kuba chikafu😂
Mukoma Sly is there an update video for this mapostori case? If yes please post it takaimirira
Vana baba havana mhosva vakadii kupenga iye muporofita nmkadzi wake ndovane nyaya dzavo dzinovatera
zvenyu zvekuti chivanhu huroi muchishora chivanhu nemidzimu yedu muchisimbisana zvisina basa . ngatiremekedzei chivanhu chedu madzitateguru edu fullstop
Ende futi ka ndatya
Vanoshora chivanhu mhani ava
Hezvo? Zvisina basa kureva Mwari here?
May tha holy spirit take over in tha name of Jesus Christ
Some prophets do not have the Holly spirit they use ancestors spirits that's why they are facing this
Sure
Pamberi nechivanhu chedu ... musatambire mumasango edu chinyakare chedu Zimbabwe yedu.
Zvichida Mapostori vakaita nekusaziva,,, asi tose ngatizive kuti Chivanhu chiriko hama dzangu. Kwatigere ngatiremekedze chivanhu uye madzishe edu. Mambo ndinokutendai nekunzwira tsitsi kwamakaita 🤝 Asi kumutori wenhau ndaida kuti utipewo paitaura nyakubudirwa wacho.
Ndatenda.
Same ne incident yekugomo reMasembura ku Bindura.Avo vaingotemwa nematombo husiku hwese.Vakagara kwemazuva kusvika vaitrwa chivanhu ndokukwanisa ndokuzokwanisa kubuda mugomo haaa lets respect our scared areas and our culture
Thank you slymedia, zvinovaraidza
This story needs a followup cause it gives us lessons for our culture and african traditional beliefs
I agree
Vanhu ngavaremekedze ivhu rinoyera.
This has to be a lesson indeed
Saka murikufosa mapositori kuti vataure kwaasina kuswera here
Sabhuku musatonga nademo nekuti vanhu rikuti vakakwira nekusaziva hama dzemurume arikupenga ndidzodzino fanira kubvisa pfuma inodiwa na chief nekuti vamwema positori vaitoteverao wavakupenga nekuti ndiye aibatwanemweya mweyawake waifanira kumuudza kuti goma harikwirwi kuita munana
Everything that is under the sun is the footstool of the Most High God.
The demons and and demons,,, kumasowe hakuna simba raMwari asi zvirombwa.
My last comment mapostori mandinyadzisa muri vatendereri kwete vatendi nokut ingadai Mai Tenda kuizwi makachena musina zvisakatirwa hamaitadza kuisa rupfugamo muchikumbira kumbiri yevatumwa nokut Simba iroro makaripihwa asi murivavarairwi murikuteerera izwi chinakidzwa kwete kumitumbi mitatu mapfugamiswa nemasvikiro akaimbirwa nemweya mutsvene kut makurukota nemasvikiro vanomuziva Tenzi wedu chinanara zvino imi ndimi mananaidzwa munoti kudiii kana mapedza izvozvo dzokerai munobatwa pamusoro patsva mese nemuporofita wenyu uye ngaadzokere kuva mupostori ambomira kuita zvemweya Tangai mayera munamate
@Slymedia, hamuna follow up ye this story here? We want to know if the couple yakazobatsirwa. Matisiya in suspense.
Ko ava mapostori vakazodii nhai mukoma Robert
Lesson learned...nzvimbo dzinoera ngadziremekedzwe
Ivo vepasi vanouya semombe ,vachirambidza vanhu kunamata ,asi vachikwanisa kusiya nyika ichitambura aah haihwao
Shame this brings back memories, one of my ex school mates akatofira mujeta imomu. Iyo nyaya yekuudzwa woita nharo wopikisa iyi. Vazhinji from Mash central especially those around Bindura tese tinozviziva kuti Jeta rinoyera whether you believe in chivanhu or not at least show some respect kunzvimbo kana warambidzwa terera.....hameno sei vasina kunge vaudzana .
Kwete, hakusikuti vaisaziva. That's why panga pachinzi vataure chokwadi. To begin with, handiti varume ava vanga vachifamba nemuporofita. Anotadza seyi muporofita kuwona panoyera uye achiwona pamweya. Vapostori vanesystem yekukwira makomo anoyera kuti masimba a o awedzereke. Vanhu ava vakatouya pagomo rinoyera vachitoziva zvavanga vachiita nokuda. That's why vaireurira ka, nekuti vaiziva kuti panoyera. Nekuti manje pane zvakanganisika, vakuti vanga vauya zvavo kuzonamata. Imi!????That's why the council kept on insisting kuti taurayi chokwadi. Vanhu ava vangavachitoda kunamatira panzvimbo inoyera hence coming to this mountain. How many mountains akazara nyika, even kwavanogara, kwakusiya kwakunanga irori, nekuti vanga vazviudza kuti pane certain powers achawapo kana vakwira iri gomo. Manje kubva zvaenda nepamwe. Nekuda kwekuti uyu wacho mutungamiri anga akasviba.
Vanenge vachizviziva asi kutsvaga mbiri ndokunovauraisa
@@winnetmazibuko3098 tibvire kumhepo iwee. Mwari anokuratidza zvaanoda. And not everyone anoratidzwa. Vamwe vanoratidzwa differently. Zvakafanana nen'anga dzenyu idzo vamwe havagone zvese asi vamwe vanogona. Saka USA hukure iweee. Tikwanire semari yeZupco. Mwari ndiye mukuru. Kunamata Mwari ende denga nepasi ndezvaMwari. Musazomhanya kuenda kumaPostori iwayo Jesu ouya. Isu tichati hatikuzive iwe Winnet Mazibukoo
@@mwanawapauro2944 chokwadi chinodzimba. Vanhu ava vaiziva zvavaivinga. Mwari anokuratidza semuporofita, haarege, ku you doubting mapowers aMwari Kani!??? Ko akazopora here muporofita nhaiwe mwana waPauro!? Tiudze, how far!??
@@winnetmazibuko3098 ehe akapora. Hallelujah in the Highest!
Hongu pakatadzwa but tths chief is cruel,..itsotsi,..a chief is nt allowed to charge more than 2 heads of cattle,...imbavha iyo
2heads Ashwin ishoma sahwira tibvunze
Come on guys ingozi yaitaura pamuporofita uyo akapembedzwa mweya wengozi this is a clear sign yekuti arikuporofita nengozi
Mamwe mapostori havanzwi veduweee, chivanhu chiriko why kuzvidza masango anoera
This country has God and our ancestors who fought for us,shed their blood for us to be free of slavery.we have to Respect our culture indeed.i pray fr his speed recovery 🙏 him and her wife.
Yet we also have reptilians living underground most parts of Zimbabwe, who play most of these games.
Iyi nyaya yakazopera sei mukoma sly
Well done chief vachazvirega zvemasowe izvi chivanhu to the fullest
That's true mapostori haanzwisise anoshora
JESUS CHRIST IS LORD
mwari ndiye anoziva iwe ahuna chaunotonga nekt unori rimawo + ahuna chaunoziva .....saka shhhhhh
nekunyepa kwega kwega vanhu ivava vanozviti mapositori
Kuona kwangu muporofita a asina kuyera zvachose muporofita akatotangira kupenga mugomo uyo asi nekuti vase vaiva Rima Havana chavakaona ende HAVASIVO VEKUTANGA KUKWIRAMO Dai aive akachena Dai akaona kwaaienda ne vanhu ndisati charovaiye ndiye ane mhosva plus a kabva achitaura Dota achitindosimba kwakupengesa mukadzi GOMO HARI KWIRE MUNE HUPOMBWE HURIKUDONHA MVURA MHANI vanonamata mukayi pasowe hapaiti 1 muporofita ndopamotoona kuti hapana zvikuita ipapo
kuyera nduitasei?
Madzibb Lacken vainzwa ngoni ava kwete zvekutamba
Well done chief ,Simba ngaridzokere kumadzishe ,the owners of land
Your chief is very rude. So is the woman who says makudo anga Ave kunzwa Mweya....munhu uyu werudzii. Isusus.kasowee tinonamata kumasoweee kumakomo chaikooo
@@mwanawapauro2944 not my chief,if you know masowe and understand baba johane teachings handifunge kuti zvingade kupikisa
@@smartchishaya1670 simba kuna Mwari please. Chief munhuwo akatosikwa naMwari ari pasi PaMweya Mutsvene. Iwe hauzive ngoni iwee. Unonamata Mwari upi anotungamidza chief?
Akaromba uyo kuda kuvedzera masimba musiyei apenge
mapostori akazoripa here, if yes so munhu akazosunungurwa here. ndosaka ndichida Hangu chiKristo, Mwari haana zvekuomesera vanhu achida kuripwa akatoripwa kare nemwanakomana wake Jesus Christ. izvi zvekuti munhu arikutotada kuenga tshirt womuti ngaaunze mombe
Inini uyo arikupenga arikusasa zvaanoda kkkkk hanzi bikai doro vapostori vodhakwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 one of the best shows
Kkkkk dzoda shamu dzirikuda kudhakisa vamwe vake 😂😂😂😂
Kkkķkkķk iwewe
Yes ngavabike doro vapire kubadzimu ve nzvimbo
🤣🤣🤣🤣🤣 wandiuraya
You've killed me 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Tipeiwo pati 2 yacho zvakazomira seii
Uum kudzidza hakuperi shuwa kwahi kana uchida kuita something tanga waenda kuvaridzi venzvimbo unokumbira mvumo then after that mhinduro yaunopihwa inokupa simba rekuenderera mberi nezvauri kuda kuita. Shuwa ukadero hausangani nemiedzo yavadai kusangana nayo uum something fishy. Titange takumbira varidzi vedunhu!!!
True
Mambo itsotsi ava mmmm
Respect nzvimbo dzinoera madzitateguru edu vaiziva kuri hazviitwe. Imi munofunga kuti gemenzi rino dzivirira chivanhu. Musatambe
Yakazopera sei nyaya iyi Mukoma Robert S Tapfumaneyi
Haaya ma chiefs aya imbavha chaidzo
Eish zvorwadza shuwa mwari dei vavasunungura amsure munhu wese akuziva kut hauyeri kana kusvora mukutenda
Our ancestors look down on us ,they plead for us to the Creator.
This chief mambo guy is having a blast kkkk going round in circles asking B.S questions . just another opportunist.
Mapostori vanozozviwanza big time
Apa kunyepa kwavanoita nhaiweee
@@tatendagudo8620 ndanakirwa nemutongo wavapihwa😂😂😂😂😂
Hamupamhi imi ana soro bhangu. Zvimwe zvinu benzi vhunze rakanaka
Mutongo wapiwa na mambo murefu ivo varidzi varipasi vatonga netsitsi iye akuitawo hudyire apo
only va positori ve africa can pray mugomo rakadai
Igomo remasvikiro not mapositori e Africa
Ko part 2 yakazodiyi, ndoda kuz8va kuti vamuporofiti vakazobengenuka here
Uyo mupengo uyo ane message yaakatopihwa, if you listen to him he is saying some important stuff
i like your eye n observation
Ehe arikutaura ngavamuteere
These pple are so arrogant.Chero dai munhu aine mhosva haungaite varume vakuru kunge pwere kudaro.
This is culture at its core...
Umm zvakaoma .zvinokunda Ngoma kurira
Uuummmm Dai vavaoawo nguva yeku tsvaga muripo wavo 🙏🙏🙏
Dzidzai kuziva kuti chinyakare chiriko
Mapositori vazviita zvakare last tyme kune vakafira mumvura this tyme vakupenga ,,the best ngavabhaniwe kuenda mumakomo nemuma dams nemuma rwizi full stop bcoz zvichapedza vakawanda
Kkkkkkk
Waiting for part two
Tinofanira kurespecta nzvimbo dzinoyera chivanhu chiriko guyz let's respect that
But who was verifying if the Mapostori were telling the truth or not? It looks like a battle of culture. Well i Pray for the sick guy to be healed.
Because vechivanhu vane against nema postori. They try by all means kuvashora nekuvadzikisira.
I second you let him healed
@@Lolotynash True that
@@Oriel_M Yeah I saw that. The problem apa munhu achirwara.
@@Oriel_M true vane against kutya kufumurwa
Ityai Mwari
Have been waiting for this
Hesi
Vanakirwa basa kunoromba masimba mumakomo munoyera...muchinda murefu uyo arikuvanza chokwadi senge akangwara
Ichokwadi havasi kuda kutaura chokwadi asi mamuhwa here uyo ari kurara ataura zvekuripisiwa vasati vaudziwa kuti mombe inotsika nembudzi ndamunzwa
Chief and his people questioning this people are ignorant. They don’t have respect at all. I wouldn’t want people like him to resolve our community issues.
Why must we have respect with people who disobeys the defects of our land.
They are lying and the chief knows this.. he wants them to confess. They know exactly what they did in that mountain and they know they were warned by the strange animal behaviors. Ngavataure chokwadi mapostori aya
Mapositori makareswa kuromba apa ,ndozvopengesa mumwe wenyu apa
Remekedzai vakuru venzvimbo Mapositori Tsika dzedu hadziraswe tapota dzidzai kubva nhasi. Sei maida kutora simba mugomo rinoyera ,ku.ba ka uku. Kumbirai ruregerero nemazvo muchiro gusvu
Inga bhaibheri rinoti ..*potai muchinyengetera muri pamusoro prmakomo* .... Kunamata kugomo hakuna kuipa asi anoyera Aya hayiii
Ngatitopindei imomo kuti kutenda kwedu kusimbe
We need to follow our culture and respect our ancestors
Chivanhu chiripo varume respect
Mombe neMbudzi zvepasi,Mombe neMbudzi zvaIshe kozoti Mbudzi mbiri pane wese akakwidza Gomo chiki rikapera yava Mombe,,,anaMadzibaba woye Hatina kukurambidzai kunamata àsi panevaridzi vepo remekedzai mambo varerutsa avo
yakazopera sei mukoma Sly
Yea chikaranga chiriko shuwa, but haaaa pasvikiro apo I have a question kkkkkkkkkkkkkk. Muchembere anezwi rechirumee and always ask "Nhai Hwata" vanozvipedza sei?
Vamwe havachinje voice vanoshandisa voice rehomwe.
Ama2k always doubting and qstning everything 😂😂😂😂
ndaseka hangu
Ngaauye timuteurire muzita raJesu apore uyo. Kunyeperwa nemademon uko. Hakuna rimwe Zita rinokunda zita raJesu. Hakuna nzvimbo yatinorambidzwa kutsika nemashavi
Benzi endaka unotsika mwari akasika zvakadaro
Endazve
Mambo haazive netumidzumi twake ngavarape vatonge nyakupara uyuo vamwe vanozivei
Tangai marapa baba imi kwete makaro mambo
Akazorapika here muporofita uyu tinokumbirawo update lets hope akapora🙏
Ummmm as much as I know that mountain is very very sacred, even in my childhood I never never attempted to be close to that mountain. If possible that mountain should be fenced with assistance from the local chief
Nothing special about a mountain. You are scared of the devil in the mountain
Maposistori haapikiswi panoera ndopanoda chaizvo siyai vakadero ko vanoti hakuna nzvimbo inoera isingatswikwi navo
madzishe tinomarekedza but mutongo wapuhwa apa wakurisa nehupenyu hwatakatarisana nahwo vedu then vanamati remekedzai nzvimbo nechivanhu chavamwe pamutongo madzimambo Mur kunyanyisa henyu mombe nembudz mambodya henyu
Havanzwe ma postori anenharo.
Mapostori haanzwe ,arerutsa nzv8mbo dzakawanda
Ava vakaona gomo vachatiza
Kunamata kwakaoma ndapota.
Mwari ngaakubatsirei ana madzibaba mumwe wenyu asunungurwe nemhuri yake.
Zvaivako panguva yaJesu.Vana Peter vaishungurudzwa vachirohwa asi hazvina kuvatadzisa kunata Mwari.
Zvakaoma chvanhu chiriko
Yoweee the mutongo is too much mmmm anomboramba achipenga chete it's sad vanozviwanepi
Apa munenge muri anajatiwero henyu mbudzi 2 pamunhu plus mombe 3 here amana 🙆🙆🙆 😳😂 mapositori kaaa mwari variko asi plz respect ATR ts der ts real
Vacjazvirega zvemakomo izvi
Masowe haana kuipa asi vanhu vano namata kuma Sowe ndo ma trouble makers.Chivanhu hachina kuipa it's depends kuti uno believer zvipi . Bt chandino kurudzira nzvimbo dzinoera ngadzi remekedzwe
Mwari ndiye muridzi wezvose hakuna anesimba kudarika ramwari....musadzivisa vanhu kunamata pavanodira ......vadzimu vamurikutaura they are not God's they are under the foot of our heavenly father ....
Dats why suffering in our country will never end dai zvichiitika kuvatungamiri varikuondongawo nyika yedu
True
Kkkkkk
Ngava batsirwe zvonzwisa tsitsi
Devil is a liar God of Elijah
Kana Gomo richiera riri renyika why vanamunangagwa vasingaendi kundobvunzira zvinhu zvemunyika zvinake,
Iye vakati vana vadiki vakubvumidzwa kutonga ndyaniko kamuchinda ako kakuto funga project ye mbudzi nxaa
Kwete. Marasika mukuru wangu. Mutongo waitoda gumi remombe kana kudarika.
kkkkkkk taura hako
The mask for madzibaba for me
Vanhu ivai neruzivo.iye akati mweya unowanika mugomo ndiani.muri vemasowe api anokwira kugomo nekuti kuchishanu makomo haakwiriwe.
Kukwira makomo muchisiya mwari mumba mamabuda🤣🤣🤣
Vanhu don't judge inini I stay in Bindura vanhu munouya muchirara mugomo reZaoga iro but apa inyaya yekuti yu hate mapositori
Some are silly questions, dota ragara rinoshandiswa kumasowe, church imwe neimwe ine zvainoshandisa
Congrats Slymedia Tv for a well deserved 100k subscriber milestone.
Baba awa wakatotanga kupenga warimugomo asi maiti.mweya mapositori anenharo aperera munzizi dzinoyera mumakomo anoyera
if being humbled was a one hour four minutes eight seconds show this would be the one.
Dzimwe nzvimbo dzinevaridzi mapositori munongoenda musina kuenda kumadzishe
That's why ini zvangu ndisingadi kugara mu Zimbabwe at all
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk taura hako
Hurombe hwako ka kusada kumusha kkkkk
Mambo musatonge ne demo havazive ngavadzidziswe vazive kwete kuti mavawinirapo arikupenga uyo ndiye mupari we mhosva
Vanhu vese ku area iyoyo know kuti harikwirwe gomo iroro but vakakwira vasina kana kunosuma mambo so they should be punished. Dai vaka disappear imomo handiti mambo aipinda busy kuvaitira chikaranga chacho ndiye. Saka let them be punished. Isu kumapako ekumusha kwedu kwakabiwa zvinhu zvaove zvaiswa imomo nematateguru edu. Vese vari 3 vakaba vakafa firo inorwadza. Vanhu ngavarege kudheerera chikaranga
Madzibaba varikupenga avo varikuita kunge silent killer akuita free style
Muporofita uyo akaromba zvino zvamupandukira sei apenga iye chete zvobva zvanobata mukadzi wake
Hapana gomo rinoyera apa wakadii kutangakupengeramo ndezvekuroyana izvooo
Shem mapositori anenge achitotamburawo veduwee mutengo vacho vakakura
Kana muchinamata Mwari mupenyu mapostori,rambai muchimunamata besides kutukwa,kushorwa kuzvidzwa nenyika.Mwari wamasimbaose ngavatungamire vose vanovimba naye.
Chivanhu chiriko. Ndatenda ini.
Makomo anopinda vanhu two types, vanonamata Mwari mupenyu, nevanoita zvechivanhu. Vaye vanosanganisa ndoovanozosangana neizvi
Nezvikuitika izvi maporofita enhema Dai atendeuka
Mybe mhosva yavo ndeyekuvesa moto nehuni dzemugomo rinoyera🙆🙆😩😩
Mhosva ndeye ku kwira mugomo zvisina mvumo kubva kuna sabhuku naMambo. Kukuhwa moto i part two yemhosva. Part three kushaya kuvhunduka mombe ichidya moto. Part four kusachechuka vanhu vavaiona. Part five kusachechuka mapfeni ayo. Part six kutema huni. Part seven kusa chechuka danda rakawa from no way. Haa vane zvivindi varume ava chokwadi.
I think mweya yepasi yave kuda kuti mwana wese weZimbabwe azive kwaakabva paku berekwa.