Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
First time kuonna mambo muchigona kutonga nyaya❤
Mambo Makoni iyi nyaya magona kuishanda zviri smart and fair. Thank you Nyati maigonesa. Gudo iro sabhuku idambudziko akaramba ari sabhuku kuchatemana vanhu nematemo ipapo panogona kutotanga huroyi sabhuku uyo anogona kutotsvaga huroyi or mabhinya ekuuraya mai nemwanakomana wavo
This has to be the first time yandaona mambo ava vachitonga zvakanaka. Sando dzenyu mambo
Mr Chibanda great job,
Magona kutonga Mambo vangu first time in history 😂❤
Manas good video. You are improving, thanks wena
Good judgement apa matonga samambo not zvimwe zviye
Magona
Magona kutonga nyati
Mambo matonga thanks
Gudo guru dyire sabhuku mbavha yapeteswa muswe. Ko tukadzi twemumusha wasabhuku tunosapikira. Shame on you munhu wemukadzi anofanira kuchengetedza runyararo anouya nedemo nebhemba ko kuzoda kunyebera munhu kuti ndoti wandi raper. Shame on you mbuya
Mama kkkkkk mama
Nyaya yeminda ummm
Saka kana mafon enyu akuvhara vanhu vacho tovaona seiko
Mambo marova apo
Mambo matamba nyaya apa keep it up