VaNeshamba mukutaura zvhinhu zva ikozvino Pashoma akatanga kushanda Ku Radio 2 1985 Mukutaura kuti zvinhu zvaive zvakaoma here From 1985 ya akatanga kushanda.
@@TheresaMapstaura hako kune vanhu vakashanda before 2000 vaka benefit those people tine Ma Teacher akawanda aka vaka misha inoonekera We not say he suppose to be Richer but dai achigarawo panhu panoonekera
Neshamba this guy joined radio 2 in 1985 up to 2000 zvinhu was ok in Zimbabwe mukanha wakatambisa let's face reality akatomboita teacher for 5 years before join radio teaching ichabhadhara
Paipihwa vanhu minda ku Zim a lot of masalad laughed vakatiza kuenda ku UK. Vamwe vakapererwa zvekushaya zvekuita but if they had taken that land vanga vari somewhere right now
Wedzera volume Andrew ma Zimbabwe tine problem yekungo jaja vanenge vakabudirira vacho vanobva vada kuti munhu wese aite saivo asi vasingazive zviri kumashure
Zvinoita kunge muri ku deepisa but murikutaura chokwadi🎉🎉🎉
Taurai zvenyu murikutaura chokwadi. Drewmasmedia❤❤❤❤❤❤❤
Thank you shumba
Muhupenyu mhanza haisekanwi
Taking you to another level with ,thanks vaNeshamba mataura choqwadi
Matigonera Mukoma Neshamba, nekutaura chokwadi Mwari ngavavaitire nyasha Baba Simon Pashoma
Mapedza baba ❤
VaNeshamba mukutaura zvhinhu zva ikozvino
Pashoma akatanga kushanda Ku Radio 2 1985
Mukutaura kuti zvinhu zvaive zvakaoma here From 1985 ya akatanga kushanda.
Chokwadi even vabereki vedu vakavaka misha nakore iyawo haaa
@@TheresaMapstaura hako kune vanhu vakashanda before 2000 vaka benefit those people tine Ma Teacher akawanda aka vaka misha inoonekera We not say he suppose to be Richer but dai achigarawo panhu panoonekera
Life happens hazvisekanwe izvi
Haa vaneshamba mune wisdom. Ndinokufarirai
mashoko makukutu thats very true mukoma
Mashoko anovaka thank you Shumba 🎉
Shuwa arevesa chokwadi
Thank you sekuru Andrew,well said aiwa muri rudadiso ❤❤❤
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Thank you Drewmas Media 🎉❤
Myself served government as teacher up to head level and resigned after 25 yrs and was given 90us equivalent in 2020 as graduity its shameful
😂😂😂😂😂
😂😂 sorry
Shame zvakaoma hazvo 😢
shumba ngatirege kuramba hurombe, kudisa madhirezi nemhamba. ko iwe wakazvigona sei. munhu haangangopihwa zita remadunhurirwa rekuti comrade kunakirwa pasina zviripo
You nailed it.
Sahwira ndasvika ndandanonoka kuuya
Asika simon pashoma akashanda akashanda kare zimbabwe ichiri kushandisa mari yayo ....tarirai ma sides ese
Chivhayo ndiye ava kupa vanhu penjeni here
Pashoma Ncube was just supposed to start his own broadcasting channel like you did Neshamba. Chero FB or pano pa RUclips or TikTok aitowana something.
Zivai kuti vanhu vazhinji vakanyudza na Gono paaive Governor
Neshamba this guy joined radio 2 in 1985 up to 2000 zvinhu was ok in Zimbabwe mukanha wakatambisa let's face reality akatomboita teacher for 5 years before join radio teaching ichabhadhara
Very true
@Bvanyangu352 vanhu havadi chokadi mukuru enjoyed his fame not thinking for 2moro
Life is a journey good lesson
Murikutaura Chokwadi vaNeshamba vanhu vanogotaura kwavasina kuswera zvinhu hazvina kumira mushe
Ndarwadziwa, ndarangarira 2006 ndiri mu local government ahhh zvakaoma hama dzangu mwari Dai vapindira😢
Mukoma Andrew ko kumbo cover story ya Admire Taderera I had akamboita strock long back
Tanonoka asi tauya
Thanks baba neshamba
😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤ndiri rudadisoooo
Mursei henyu mukoma neshamba
Well said
Thanks Drewmas media
Zvakaoma
Mataura chokwadi vane Shamba vanhu vanotaura vasati vafunga
Mukana upi waanotaura munhu anotaura kutaura nekusaziva
Neshamba I saw his interviews arikubvuma wani kuti mari dzaimbobuda
maswera sei Drewmas media
Zimbabwean government haibhadhari vashandi
Haaa hurumende yedu ma shit
Paipihwa vanhu minda ku Zim a lot of masalad laughed vakatiza kuenda ku UK. Vamwe vakapererwa zvekushaya zvekuita but if they had taken that land vanga vari somewhere right now
Yowe ingazvakaona
Government workers and parastal workers receive less money almost to nothing sure mukoma Andrew but life maone
Yaa true but pamari Shoma iyoyo you've to be focused and try to start something
@@isaacmahoza8870 matambudziko anosiyana hama,
Mashoko makukutu iwawo timbonwira mvura
Vanhu vakaita mukurumbira ava vakafara vakakanganwa ramangwana hupenyu hwahugadziriswi nemari ye pension
Zvakarema hazvo
VA neshamba nyaya yenyu yandi bata
Drewmass media taking us to the next level
Mataura dama Shumba
Andrew Neshamba Firimon wepa gringo uya akutambura zvakaipa ku karoi
Mukoma mataura chokwadi apo
Neshamba wataura chokwadi chinorwadza
Zimbabwe yenyu iyi hameno
Wedzera volume Andrew ma Zimbabwe tine problem yekungo jaja vanenge vakabudirira vacho vanobva vada kuti munhu wese aite saivo asi vasingazive zviri kumashure
I understand panyaya yemaJournalists but vebhora nevezvibhakera vanodyiwa nevakadzi
Mazviita Neshamba ichokwadi hurumende ngaitevere vashandi vese Ava shame ndarwadziwa shame!!
Mukoma nguva yakashanda Pashoma mari yaitenga kwanga kusati kwane inflation yaveko dai kumusha ikoko akatoita zvirinani
Tinokudadisai uye munodadika naye
Mukufamba nemonemo mukurumbira haisiyo mari shuwa vaudzei mkoma
Mataura chokwadi baba hapana zvekutadza kushandisa mukana apa chokwadi chiripahurumende yedu yakafa haina mari yakazara nehuori
Sekuru Shumba muri rudadiso
Vanhu vanongotaura zveudoto. Unenge uchipiwa mariiko yekunzi ronga ramangwana? 😢 Mbavha ndodziri kuudza vanhu kuti hamuna kurongeka. Nxa
In every country state pension is rubbish. In Britain chembere dzirikufa nezhara coz haikwane. Pple shud do work bases pension or private pension
Well sedhi mukoma wangu
❤
❤
Chokwadi