Mungataura zvenyu Kuti Sekuru Mukotsanjera wadii kungoita fire fire ycho ipapo ..muvhunzo wangu unoti makambosima mbeu yechibage Pasi ikamera same day hre ..Vhumai kubatsirika imi vanhu
Vana madzibaba matsotsi. Masimba ekuromba nema basket. Sekuru vanozvipfumura zvese. Sekuru MK is adorable ❤. Soro ever dutiful foot soilder👌 I never knew secretary isvikiro.
Homwe ya Mandi atambudzwa kubva awonsa kudayi , hama musava nyoka inkruma chaisingadyi, keete! muRudo muRudo. Wakaipa God is watching His anger will descend on you all , for God neither sleep nor slumbe , His Chosen beloved he rjghts and protect & ensure Justice is held so that this victim lady has a flourishing life ahead reuniting with her husband & children. Blood of Jesus over all members of family helping Mandy 🙏🏽
Ma Journalists ekuZimbabwe, learn from others like you from all over the world. Whenever they are talking about a deceased person, they always show their photos. This gives better connection and understanding of the content!!!
Shuwa Life is Spiritual, there is a llt to learn about these Ngozi issues , which noone should learn no matter who you are , if you kill gods ritribution will hunt you jhst sad nevasina mhaka, but if the doer is alive should do more companstion even if family is helping and Ngozi should fight enter home of the murderkr so that he feels the pinch not to innocent relatives l beg God.🙏🏽
Ivo vanamadzibaba ndozvavajaira kurasira mhepo dzevafi asi zvisingazoperi vanhu ingonoripayi ngozi kumusha kwayo zvipere
Havasi ana madzibaba ava in,anga idzi dzakapfeka magament madzibaba vekumasowe havaiswe raster mweya wasatani wakapinda nezano rawo kurikuda kushayika nhau yaMwari wajohane akatumidza kt madzibaba nemadzimai
Mukotsanjera sekuru wemadzisekuru Zimbabwe yose💯💯💯🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼❤️❤️
Mungataura zvenyu Kuti Sekuru Mukotsanjera wadii kungoita fire fire ycho ipapo ..muvhunzo wangu unoti makambosima mbeu yechibage Pasi ikamera same day hre ..Vhumai kubatsirika imi vanhu
Mukotsa to the fullest. Great singer kushaura dzechipositori
Angaasiri nguvo Tsukuba here uyo
@@alicendebele1136 anoimba dzose uyu chero mukat Methodist aripo Roma aripo pake chaipo hatipazive
Taitombonamata naye mukotsanjera kuNyanga
@@alicendebele1136😂😂😂😂
Thanks Andrew Neshamba. Finally Nyaya yavakufamba zvayo. Please remember nyaya yekuDarwin as well. Mukotsanjera ano famba. Job well done drewmas media
Balance me dea nyaya yeku Darwin ndeyei😮
Ngozi pambudzi vakuda kuita zvavajaira vana Madzibaba ,ngozi inoripwa muchivanhu ndosaka vakuru vemachurch vachitendera vanhu kumbogadzirisa zvemusha
Vanenge vakatumwa Na B
Kushaya nyadzi varume watatu waye nyoka chaidzo
Vanenge vaitoda Ivo kuinda chipinge avo kotsipika mandi
Vaida kutsipika
@@lovemorechinyadza6603ichi ndichochokwadi uye havasi ana madzibaba in,anga idzi
Vana madzibaba matsotsi. Masimba ekuromba nema basket. Sekuru vanozvipfumura zvese. Sekuru MK is adorable ❤. Soro ever dutiful foot soilder👌 I never knew secretary isvikiro.
Pitbull from GORONGOZA 💪💪
😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
Ana madzibaba avo matsotsi aBee makaionepi Ngozi ino rasirirwa pamuti kwete kuno iripa mushonga wengozi kuripa chete
Mapositori aitisa vanhu varase chivanhu ndosaka vanhu vave marombe
Mandi ngaatibva apfukira vana madzibaba futi same team nabee wacho ndavaona pamweya kkkkk
Tsoka takes his time, teaching mhuri, kunyengerera ngozi, kubatanidza.. Svikiro rine rudo ne tsitsi
Mutsanjera harisi zvikoro inga arikutaura wani kuti ndakarombwa kugorongoza chirikutaura paari hachisi chedzinza rake so shana kusiyana namadzibaban,anga avo vese varikushandiswa hurombwa asi zvirikuitika namukotsa ndiro gwara redu vanhu vatema
Kkkkkkkk nhasi magonekwa vana madzibaba vanonzi sekuru mukotsajera bvondo bheju
Sekuru kana vasheedzwa there is no need to consult ana madzibaba ava. Vaivepi all along kuda kuita ana muchekadzafa
Hakuna madzibaba akadaro anopfela heti yemurara
Kuzoipfeka mumba😅😅😅
Nhai zvako kuita kunge mupostori kunge n’anga iye Ari madzibaba
Hama simudzai hat yemurara ini ndakashaya yangu yakadaro😅. Zvipiko ana madzibaba ve jiti ava😂
He remind me of baba Harare vashaya yavo yemurara
😂😂😂😂😂@@PaloSant
Hoyooo tsoka simboti wekwedu awo sjandai simboti wedzinza tirikuona hedu murikutifadzs❤❤❤
Kuimbirwa zvekupinzwa mumweya na Sekuru Mukotsa ❤
Izvo zvakambosangana kupi chivanhu na ereruya
It's the same thing kwose kuroya ndosaka ndarega chechi
@@blling8500kuroya here amana😂😂😂
Kkkkk n'anga nenguwo tsvuku same same...pamberi nasekuru Mukotsanjera
Sekuru wakataura wani kuti mukaona ava vemagemenzi kuseri kwavo kuneni.
Ndivo vanoti vamwe rasai mudzimu vekwenyu ivo vachienda kunana sekuru Mukotsachenjera vachiitirwa matare avo nemidzimu apa iwe warasiswa wako
Ndakazviona kuti madzibaba avo ndevenhema sekuru shandayi mega dzingayi mapositori enhema ayo
Manga nemasvusvu zvikasangana zvotovavana muositori ne zinatha hazviwirirani❤❤
Siyanai nana madzibaba avo vakakaira kutsotsa vanhu plus sekuru mukotsanjera itai matare eñyu ega musina àna madzibaba ,vanonyangadza
Ndapindawo mu top 10😂😂
Tsoka nabrother solo I realy love you guys, muno bata basa
Dremas Media taking you to another level apa paita Shumba mbiri Mkotsanjera naAndrew tnokundai
Vana madzibaba voda kurasika zvamambotambirana zvakanaka zvee siyanai nekurasisa mweya yevafi imi vanhu venguva chena chiiko nemi😢
Say that again. Varivo vakaurawa vanozvida here
Umm apa marasika kutaura vanhu venguwo chenza havaende mudzimba dzevanhu vavasinganamate navo kunoita matare uye vanhu venguwo chenza havaisi raster mumusoro uye mukatarisa vidio tichitanga nguwo dzakashongwa nevarume ava hadziisi dzichena dzakafanana nedzamukotsanjera
@@ChipoMpofu-hl2ll mapositori ndoatinodaidza kut nguvo chena zvekupatsanura zvotozikanwa nemi manje tsoka havabvume munh anotsipikwa never
@MAVISDADIRAI vana vevaroyi nevabereki vacho vanovenga nekutuka postory so vanonetsa anodaro Robert tapfumaneyi
@ChipoMpofu-hl2ll isu chatoda munh anopedza dambudziko zvekuvenga mupositori ratoo drama tsoka to the fullest
Vanamadzibaba sit down moda kushungurudzireyi mhuka yadii
Kkkkk varikuda kuzoitora mbudzi iyoyo vonodya
😂😂😂😂@@vivianmugowa3918
DDREWMAS MEDIA NDANGOTEWERA SEKURU MUKOTSA NJERA CHETE DAKUSINA HANDAISA VHURA PAGE RENYU HAMUCHAGINE .ndatewera mukotsa njera chete karanganganda waiwepo ere 💃💃💃💃baba tapis wanobudisa ipapo ipapo nyaya dzacho
Vana madzibaba ava ngavakwane asi varimowo here munyaya yekuuraiwa kwamandi ngavasiye zviri mweya uendeswe ngozi idzokere bee nevana vake
Wakatengwa na Bee ndosaka wakauya kovhara asi manje pasimba wakaita vana pana Sekuru Mukotsanjere
@shingiraikambarami1274 kkkkkkkkk
Sekuru vanoziva Basa ravo uuuumm ngawedzerwe mamwe makore uuumm batsitaii vanhu
Mukotsanjera and Nyangatayani my favorites
Kna ini 2 vanhu vandohwisisa
@ForgetSiziba true vamwe ava ummm
Shamwari dza Ekedhi Maodza vana madzibaba
😂😂😂😂😂true
Wapedxa
😂😂😂😂😂😂😂
Ndapinda parinani nhasi 🎉🎉
Tsoka to the people
Tsoka sings & paridza zvidzikisa Mweya 🙏🏽 Ne misodzi😭🙂↕️🥺
Thank you Drewmas media.. tirikudzidza
Vana madzibaba hakuna ngozi inoiswa pachipfuyo chichabereka mumusha imomo vana wacho vanoitwa cy kureve kt muri kushandisa ngozi mumusha ngozi kumusha kwayo ndoosaka zvechinzi endai munogadzirisa chivanhu mosodzoka muchinamata hakuna ngozi inorasirirwa kugona ngozi kuiripa
Ipapo ndipopamunofanira kuona kuti havasi ana madzibaba in,angaidzi
Siirai basa Shumba yengozi SaMukotsanjera
Maporofita ayongabve apo kudakuvhiringa zvinhu wajaira chiporofita chawo chenhema
Havazi vanamadzibba musavasvibisa vanhuvo avo vangotsvagwaa
Pamacoments ese arimuno ndimimataura chokwadi
Kkkk aaah apa nemarasta pamusoro pazvo wopfeka hat yemurara
❤❤❤Tsoka kuvanhu imbwa yengorongoza ndivo vanogona bsa rengozi Ana madzibba vakuda kuporonga
Tsoka to the people
Kumbudzi zvakaitwa Nguruve muBible. Itai mUshe vana maDzibaba.
Shuumbaaahhh aiwa basa murikutibatira tinotenda nekutirakidza zviitiko izvi uhhmmm what an eye opener nehondo idzi mufunge. Naro basa Shumba
For the first time to hear you shumba muchiseka muchitaura,,,,kkkkk drewmas media take you to another level😂😂😂😂😂
Vana madzibaba avo ishamwari dza Bee musavatevedzera
Nyaya yacho handitunzwisisi bee wacho aripi
@NaumeChiwandika haapo haasati abvuma mhosva take nanhas so vaenda kunoripa imwe mhuri yekwaMasawa.
@@Mamoyo-d8b ok ok Mandi wacho ndiye arikunzi akawurayiwa ko uyo ari kunzi mandi futi musikana uyo wani
Ndiye akagarwa ne mweya wa mandi@@NaumeChiwandika
@@NaumeChiwandika kkkkkk Mandi ndiye akauraiwa mhepo iri kubuda pane uyo
Munhu akauraiwa anonobudawo pamunhu Kuti ataure zvaanoda
Ndozvataichemera izvo thank you Tsoka ,batai basa tinoziva munozvipedza izvo,Mandi anoda kuzorora
Usadherere Mukotsanjera 🎉🎉🎉🎉🎉sando dzenyu sekuru
Sekuru handsome🎉🎉🎉
Eishh 😢😢😢munhu wangu zvachatorwa nhai mwari
Makomba mumatama😢
Ndaiti ndini ndoga
Murudo murodo chokwadi, vanhu vanonwa doro vane rudo
Mandi dzokera vanhu vanotengwa kukutsipika iwe vakaurawa. Imi ana madzibaba matamba nasiri iye muri vatete pana Dr Tsoka
Ana madzibaba chipinge avasi kuiziya musagota mwoto wembavha
Nhasi ndiniwo manje 😂😂😂❤❤
Hatidi🎉 history isu endai panyaya
Madzibaba ve sunhat murima avo havana chavanoziva, shamwari dza Bee
Homwe ya Mandi atambudzwa kubva awonsa kudayi , hama musava nyoka inkruma chaisingadyi, keete! muRudo muRudo. Wakaipa God is watching His anger will descend on you all , for God neither sleep nor slumbe , His Chosen beloved he rjghts and protect & ensure Justice is held so that this victim lady has a flourishing life ahead reuniting with her husband & children. Blood of Jesus over all members of family helping Mandy 🙏🏽
Madzibaba vatadza kudaira kuti ngozi vanoipedzai pachitendero chavo😅😅😅😅
Ndozvandavonavo kkkkkkkk
Vakuruvakuru oi aizvi atibate sekuru mandiuraya samandi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Job well done Drewmas. One of your best episodes
Thank you Sekuru Mukotsanjera for the background history of Gorongoza Vabarwe Tsoka
Iiih unonyarira munhu
Tsoka igamba rinorwa rimire no retreat no surrender
Basa sebasa sekuru
Ndawepo.musandione kunonoka ndange chiuya
Haaa Mukotsanjera muhombe haasiye Mwari pazvinhu zvake that's why achiita zvemusoro...Chivanhu chiri n Christianity iro anozviconsider
Ivo ana madzibaba pangozi vanodei
Kumasowe kwajohane wechokwadi ngozi inotodaidzwa yototaurazvainoda kuitwa vakati votoenda kunoita zvataurwa nengozi asi Masowe amurikuenda ndiwo efake
Bee anenge vatenga vana Madzibaba
Asi na Tsoka havabudiriri
@@mesiMutepfa chokwadi Tsoka haatambi nengozi
Ndakqzvionawo
Ko zviri clear ndiye akawadaidza imbwa dziya,manje zvinonyadzisa nhau yakaonekwa nepasi rose
Tawepo Tsoka ❤❤❤❤ hazvaimbopera vachiwirirana
Matsotsi ana madzibaba ngatiitei zvekuita kt mhuri isununguke plz siyayi zvekutengwa anamadzibaba
Rugare rugare, tasvikawo Sekuru Mukotsanjera for the pple.
Matsotsi vana madzibaba avo, vaida kufembesa bute
😂
Tsoka to the world ❤
Ndiro basa ravo vanamadzibaba vapei mvura vambozorora varikutsva
Mukoma Solo is hilarious & friendly, one by Tsoka left side 🙏🏽🤗
Sekuru mukotsanjera ndovada hangu varipa chokwadi panyaya dzengozi
Shumba yengozi
kkk hanzi munopedxa ngozi ne hareruya 😅😅
Mapostori ayo batai murove.
Kkkkk kana nyika ikaramba Eriya anodaira kkkk Mukotsa anopedza masports.
Mapostori ayo haazvipamhe futy akatumwa nemhondi haende futy munopedzerwa naMukotsa ndiye shamwari yengozi vamwe vese garai pasi ngozi haiende nemasowe.
Hetsaaa aaaaah
Hoyoooo
Sekuru mukotsanjere muri Simbi.
Ma Journalists ekuZimbabwe, learn from others like you from all over the world. Whenever they are talking about a deceased person, they always show their photos. This gives better connection and understanding of the content!!!
So why are you shouting!!!!
Kuda kuisa pambudzi kuda kurasiririra kabisira. They thought they are smart more than everyone else who is there
zvakaoma
Famba nebasa mukotsanjera
Sekuru ndokumbirawo musote vanhu vakaba Mari yemumwe mukadzi nezita renyu
Waiting rwendo rweChipinge
Ngavabvise hart ndimadzibaba vepi
Process yaTsoka ine hwaro,you can easly follow his processes,murikufamba Tsoka.
Haasi mapositori Aya zvigure izvi ,,havasirivo here vekwaEkedhi
@@Jujumunongi22 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndokwayave kkkkkkkk
@@primrosemarimirashiry8460 🤣🤣🤣
@@Jujumunongi22ini ndaona sevakuda mombe ini varwadziwa kuti dzakawanda
Vanopihwa neakavasheedza kkkk @@mesiMutepfa
Maswera sei mukoma Andrew neshamba fambai nabasa
Madzibaba vajaira kuisa mhepo pamuti ,nehuku manje vairasa
Drewmas media tokumbirao munyore maepisode please toziva kuti ikutevera ndeip cz now takungoplay dzimwe dzine dzirikumashure thank you 🙏
Teach madzibaba vazive kuti ngozi mushonga wacho inhaurirano nekuripisana chete
Sekuru vanobata basa guru
Vanamadxibaba avo ndavabve varikuda kungopinda pavasi kukwana .
Vachiva mombe kuti 10 dzoenda dzesere.ndosaka vakida kuisa mweya pambudzi
Dr Mukotsa to the people
Shuwa Life is Spiritual, there is a llt to learn about these Ngozi issues , which noone should learn no matter who you are , if you kill gods ritribution will hunt you jhst sad nevasina mhaka, but if the doer is alive should do more companstion even if family is helping and Ngozi should fight enter home of the murderkr so that he feels the pinch not to innocent relatives l beg God.🙏🏽
Sekuru vanogona kusofta ngozi
Hokoyo B chakachaya
Sekuru rovai vanhu mazisoro iwawo
Hat akapfekerei mumba mune vanhu
Mune something
Ini ndinonamata hangu asi kesare ngaapiwe zvake, anamadzibaba ibvaipo apo
👋😂😂😂😂😂😂😂ko mandi unonwavo doro kkkkk