Anatezvara varikuda kubatira ma benefits. The current law ma benefits nde spouse regardless of who passes on first . But ana vatezvara vanoda ari mukuwasha ashaika mwana wavo achitora pfuma .
Mambo murikumberi ndaona nyaya dzenyu dzakavanda best mambo mu Zimbabwe pakutonga ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ ndirivenera asi ndoda kuti ndigare kwenyu kana ndikaita mbinga shuva
Mambo ava vanoziva shona ,mombe dzedanga dzinoreva vanakomana not just vana ukaita vanasikana chete mombe dzinodzorwa ndiyo shona yedu chaiyo ,thank you mambo
Iye arikufunga here kuti kumhanyira kumari ndoozvinotanga kutorwa ko muridzi akazomuka akamukwapaidza nembama kuti ko vabereki vangu. Mukwasha has been greedy haana kuita zvine discipline especially akaroora nema Bond 😂😂😂
Mukwasha akaroora mumwe mukadzi munofunga here kuti vana vadiki awa vanochengetwa zvakanaka. Vana ndavagare na Amai vemukadzi vanonyatso chegeta vana ne moyo vese,mukwasha achivabatsira.iye aroora hake mumwe mukadzi.
Mambo with all your powers invested in you Pleeeeeeeeeeeeeeeeeeeeezzzzzeeeee STOP THOSE buses making those hooting bipppppppp ! Why do Africans misuse bus hooters…? Making noise is pollution that is why hearing is a concern in your area.
My opinion is when you enter into a contract,it’s binding.Ko dai on the day reroora mukwambo akange apedza zvose rufu rwozouya paizoita refund here.Mukwambo should pay everything to the last cent.
@@nomsanyika151iyeye mubereki wemurume wamuri kuti haagone anenge aine mwana muskana futi achinzi ngaapihwe mwana then all of a sudden akugona kuchengeta vazukuru here?
Nhaiwe unoreva kuti Mai vako vanogona kuchengeta vana vako vashaya asi havagone kuchengetera hanzvadzi dzako vana vadzo? Mafungiro ako pamusoro pamai vako akaipa
@@natifmobile2923 asi kupa mwana surviving parent ari murume ? mwana anyatsoitirwa hutsinye nastep mum plus care yemunhu rume nekadzi two different things
@@paulinegwati8782ko dai arimurume akafa yaidyiwa nani but mukuwasha adzoka oita wechirungu chishona haachizive plus speed neattitude towards anatezvara ndiro raanaro.
Chinoshamisa baba vemukadzi havasati vatopedza kuroora kwacho asi ivo vakuda kupedzerwa. Hudyire chete, asi kana munhu akatombobvisa munomuziva anofanira kubvisa mombe yehumai nemombe 2 pavana vake 2 mari zvinenge zvakavharana.
Mambo woye mutemo unoti the surviving spouse ndiye anotora all the benefits. Kana ivo vabereki vomikadzi vanongopiwa mari vodya holidays mota and whatever vana vemwana wavo aripo. Tumari tunganiko woye iwe vanofunga kune kana ka 100k chaiko😂 shame vanhu vanoirayirana 5-10k
Asi chinonzi danga paroora zvinoreva kubereka vana Dzinotobviswa vana vamazoita pachenyu ndimi henyu asi mukadzi haana simba rekuramba kuita vana pachishona chedu
PART 2 ruclips.net/video/hTp9jAsD_5c/видео.html
Good Judgement, you are a star Chief Chinhamora
My favorite Chief.Justice same whats app group na Mutasa.Wisdom
But Chief Mutasa adresses anyone saimi
Havati iwe
Vane respect
@@tafirenyikashylet4707 Mutasa is good and respectful, but doesn't involve his counsellors. He is Mr I-Know-It-All. For me, this chief is GOAT
@@tobs7968mhata ndiwe manje
@@tobs7968 grow up
Good observation 😊@@tafirenyikashylet4707
Pfuma inofanirwa kubviswa,ini daddy vakashaya 1998 vasina kuoedza in 2021 moms vobva vashaya ...pfuma ndakabvisa yaamai munezvakanaka. Tiri kudzidza veduwe vanamukoma nevan'in'ina ngatiroorei kwete kuti tioneserwe zuva rinoshaya mudzimai zvisinei kuti anotanga ndiaani. Ngatiroore ndoodonzvo zvekuti torerutsirana zvinopa vamwe vedu vanomirira kuzofa kwemudzimai kuti varerutsurwe. Ngatiroore ndinopamhidzirazve❤❤
Fair judgement chief magona kamukwasha ketsambaramafuta ako kanga koda kudya csh remukadzo
Anatezvara varikuda kubatira ma benefits. The current law ma benefits nde spouse regardless of who passes on first . But ana vatezvara vanoda ari mukuwasha ashaika mwana wavo achitora pfuma .
Asi pachokwadi hapo haafaniri kudya mabenefits iye asina kupedza kuroora.mari yaakaroora ishoma iyo ngaabvise zvinoonekera.
Mambo murikumberi ndaona nyaya dzenyu dzakavanda best mambo mu Zimbabwe pakutonga ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ ndirivenera asi ndoda kuti ndigare kwenyu kana ndikaita mbinga shuva
Yowe ngavapihwe pfuma yavo
You humble shemu God bless you so much
Redcliff my home town ❤️
Indeed he is an excellent judge.
Mukuwasha unodherera iwe nevabereki vako
They were customarily married and the parents are greedy and hardhearted.Pfuma yenhaka inoparadza hukama!
Mambo ava vanoziva shona ,mombe dzedanga dzinoreva vanakomana not just vana ukaita vanasikana chete mombe dzinodzorwa ndiyo shona yedu chaiyo ,thank you mambo
Very brilliant, vanoziva chivanhu
Zvinosiyana nezvimbo kumhondoro kana Gokwe ukazvara mwanasikana unobvisiswa mombe 2 kana arimukomana mombe 1
Chokwadi
Kumusha kwenyu imi kuda zvodaro. Kwedu mwana mwana, kwese kuzvara. Mwana umwe ne umwe imombe
Avo varikuti haubvisi rese saka ukaroora ukabvisa arimupenyu akafa roora rodzoswa here nhai.vakwasha ngavaroore fullstop
Hesi Rutendo. Imhosva here kuva murume regai kuroorwa kwacho kana makativenga
Kwedu unotoroora chitunha chisati chavingwa ende unoibvisa nekuti munhu haavigwi
Asi rufu nderwe tsaona Ka Urwu
Hazvichaitwe ezvino mutemo wenyika hautendere, anopedzisira avigwa nemapurisa (state)
zviri right nekuti matsotsi aya haarore kana uchiri mupenyu
Tongozvisiya ka ko roora ndere ku fikisana here ?
haa madzimambo havachatendere hudyire munhu anotovigwa
Bva mberengwa hakuite 😅baba Dube muri baba vangu but soro renyu harishandi zvakanaka
I now have respect for Mambo as a Domboshava citizen.
Well done chief
Ecxellent judges
😅😅baba vemurume vakuda kuti mwana wavo apihwe chigadza mapfihwa but chinopihwa kana mukuwasha asina chikwereti kwanai tezvara.Dube bvisai balance imi guva rinoroorwa
Wise Mambo
Iye arikufunga here kuti kumhanyira kumari ndoozvinotanga kutorwa ko muridzi akazomuka akamukwapaidza nembama kuti ko vabereki vangu. Mukwasha has been greedy haana kuita zvine discipline especially akaroora nema Bond 😂😂😂
Pakadai panobviswa mombe each pamwana. Handizivi vanhu inzara or kukara. Plus hamutore vana vemukwasha. Handizivi vanhu chirombe or. Kana mwana afa muchida roora rese mopa mukwasha chimutsamapfiwa ndo tradition. Kwete kukara but mwana wemukwasha haatorwe navatezvara unless pane hokwadi kuti vana havasi vemukwasha.
Usually hama dzemukadzi dzinochengeta vana better than vana vemurume
Mukwasha akaroora mumwe mukadzi munofunga here kuti vana vadiki awa vanochengetwa zvakanaka. Vana ndavagare na Amai vemukadzi vanonyatso chegeta vana ne moyo vese,mukwasha achivabatsira.iye aroora hake mumwe mukadzi.
@@graciousmahonde1117 Asi ndiye surviving spouse
Zvinoenderana nemhuri, dzimwe mhuri vana vemwanakoma vanobatwa zvakanaja chose.
@@gracechowe1612vanogara namai vemurume
This is heartbreaking 💔
Hama dzemukadzi indyire
Dube hamunyari kunyepa. Ndobva Mberengwa and guva unotoroora. Munonyepa zvinonyadzisa
🎉chief munogona
Ayiwa mkwasha ngaaroore . Aidi kubisa pa 4yrs. Vakamupotsa apa vazomuwana papi. Ari kuda kuchenjeresa mkwambo.
Mambo with all your powers invested in you Pleeeeeeeeeeeeeeeeeeeeezzzzzeeeee STOP THOSE buses making those hooting bipppppppp !
Why do Africans misuse bus hooters…? Making noise is pollution that is why hearing is a concern in your area.
kkkkk the court is close to the teminus
My opinion is when you enter into a contract,it’s binding.Ko dai on the day reroora mukwambo akange apedza zvose rufu rwozouya paizoita refund here.Mukwambo should pay everything to the last cent.
This lady was a teacher, i really wonder how much was her pension, that they want so much.
Kkk ngaatangidze. Uyo
Pakafa bamukuru wangu murume watete aiva muC10 pension payakabuda tete vangu vakatoudza vamwene natezvara kuti mari yemwana wenyu yabuda vakatopihwawo imwe zvichinzi mari yemwana wenyu.
Tete varipahasha kkk iwe munyai usaite favour mirawo semunyai muenzanisi
Well done mambo
Moda kurambira vana Gemini mopenga here
Vabereki vemukadzi ndivo vanogona kuchengeta vana vemwanasikana zvirinani kupfuura Vabereki vemurume.
Chokwadi
Hauna kukwana ndosaka muchingomitiswa mochengetesa ana mai venyu vana. Akakuudza kuti vabereki vemurume havagone kuchengeta vana ndiani.
@@vincentkashaka394vazhinji havagone though vasiri vese vanodaro mwana wemuroora anoitwa muranda
@@nomsanyika151iyeye mubereki wemurume wamuri kuti haagone anenge aine mwana muskana futi achinzi ngaapihwe mwana then all of a sudden akugona kuchengeta vazukuru here?
Nhaiwe unoreva kuti Mai vako vanogona kuchengeta vana vako vashaya asi havagone kuchengetera hanzvadzi dzako vana vadzo? Mafungiro ako pamusoro pamai vako akaipa
Chinhamora 😂😂😂
Baba avo vanonyepera kudzungaira mberengwa kwavataura unotorooora vasati vaviga mwana wavo
You need to improve picture quality
Weldone mambo
Uuu Tete ava hey
vana ngavagare namaternal grand mother, mai vamai nekuti vari safe kwana gogo ivava,nekuti naturally ana maternal grand mum vanoda vana vemwanasikana
Surviving parent ndiye anogara ne vana,martenal grand mum ndo mai ve vana here baba varipo,kudhara ikoko kuchengeterwa vana nana tezvara
@@natifmobile2923 asi kupa mwana surviving parent ari murume ? mwana anyatsoitirwa hutsinye nastep mum plus care yemunhu rume nekadzi two different things
vana ngavaende kumubereki wavo ndiye ane decision nevana vake
@@natifmobile2923vana vadiki avo vachatochengetwa namaternal grandparents.
@@natifmobile2923saka baba vakapihwa vana vanozogona here kuvawachira nekubika ko kubasa anozokuenda sei
Bus stop Tv....bhazi renyu rine noise zvokonzeresa kuti parinoti mpee mpee mpee ,,zvino kanganisa kunzwa zviri ku taurwa ....ndokumbira kuti muderedze ruzha rwaro ..
Baba vemurume pane basa
Akatopedza uyo ini vana three kanacent baba tambirai zviripo
Murume arikunzi akazenge amhanyaka uyu kuhead office yehurumende kunoclaima ma benefits. Zvinoita here izvozvo kumhanya kunobvunza zvemari mukadzi asati amboputika. Imika imi mari ine chitema ndatenda
@@Rene-u5r vese vakamhanya anatezvara vakatonzwa kuti kwasvikwa vaendawo . Vese vanoda mari
mombe yehumai haisi roora
Baba vemukomana he is misleading his son. Thank you Mambo
Tezvara murooyi chaiye.baba vemurume
Mambo atonga zvakanaka, mukwasha aita wechirungu. Haanzwisisi chivanhu.
Mukuwasha akutodawo mabenefits 😮😮manje kana morega kutaudzana pane vana
Atori emukuwasha cz ndiye muridzi we mukadzi
@natifmobile2923 kuti ndiye muridzi wemwana here tisaita hudyire kana usina hauna
@@paulinegwati8782ko dai arimurume akafa yaidyiwa nani but mukuwasha adzoka oita wechirungu chishona haachizive plus speed neattitude towards anatezvara ndiro raanaro.
@nomsanyika151 ane bad bad attitude plus vabereki vake are supporting him
Magona Mambo.
Munhu anoroorwa nyangwe afa. Musaite kunge makazungaira or kunyepera kupusa. Itai hunhu
Kujaira noise is an abnormal thing. How can your judgement be meaningful when bus noise is disturbing all your proceedings.
roora haripedzwe rese asi rusambo nemombe dzedanga zvinodiwa chero ukasapedza pamombe asi rusambo runodiwa in full
Iii ini ndikafa ndisina kubvisirwa yese,ndinofanirwa kubvisirwa yese yakasara
Vanhu murikuti dai murume ariye afa mkadzi aidya ega mabenefits,makanganwa hr kut hama dzemurume ndidzo dzinotorwira pfuma yehama yavo. Mkadzi anotogona kunyima kana kudzingwa pastand otorerwa midziyo yese. Vabereki vemkadzi vane ryt yekudya mabenefits emuscana wavo
Kana wafirwa unotorerwa vana vako here?
Chero murume akafa, zvakangonakawo kuti mukadzi ataridze vabereki nemurume mabenefits uye kuvapawo mbichana
The inlaws are a bit greedy , they supposed to give the kids to their father .
Ma benefits anosarira the surviving spouse.
Mabenefits nevana ndezvemukuwasha dai ari mukuwasha akafa vaizviramba here
Ndanga rechargeable maerorano ne vana vauchaita, rutsambo ndo value ya baba on you , vanhu kukura but havazive shona
Asi zvimwe zvinhu vanhu musade zvinhu kudaro murume uyu ngaazive mukadzi kana afa ahisihama yako zvinhu zvake zvogona kuzokunetsa mangwana
Mkwasha uyu so
Udyire vamhu vatema
Matare ngaaremekedzwe mabus Stop ngaabviswe panoramic tongerwe nyaya
..panoramic tongerwe nyaya..
Chinoshamisa baba vemukadzi havasati vatopedza kuroora kwacho asi ivo vakuda kupedzerwa.
Hudyire chete, asi kana munhu akatombobvisa munomuziva anofanira kubvisa mombe yehumai nemombe 2 pavana vake 2 mari zvinenge zvakavharana.
Vakwasha ngavaroore pane vana apa
Kuramba kugova nhumbi uchichiva property unoita ngozi musaite dzungu.
Chief mugotaura nevatyairi vari kuridxa hooter kuti vasaridze hooter dzavo zvisina hunhu. Varikukukanganisai basa renyu vachiita ruzha.
Roora rinotenga vana pachivanhu chedu
Chivanhu choti mombe 1 pamwana not roora. Hapadaidzwe maroora unless pava nehundyire uye kutora vana vemukwasha inhubu idzi
Inyaya dzekuda mabenefits chete hama dzemukadzi idzi
Makaikonewa nyaya yenyu Dai Makati Mwana wenyu asati avigwa pedzisa zvakasara mukwasha manje iyezvino Simba racho haachina otofunga muroora mumwe mukadxi
Munyayi anotsvagwa nani nehama dzemurume here kana dze mukadzi
Dzemukadzi kazhinji
Baba ava kana vakakwana ndavayendese vana kumuridzi nhy
Camera man camera ngaaiwandire kuvaranda vamambo kwete mambo tovaziva
saka munoti munhu haana kuroora sei pa2400$ musadaro imi,
Its Bond or RTGS not USA
roorai uko
Chisalad muchachirega hedu. Kana mukadzi afa ndipo paunoziva kuti waigara nemwana wevanhu.
😅chokwadi
Saka vabereki vemukadzi vaitora vana vachiitira mabenefits
Nop vana vadiki avo vanochengeteka zvakanaka zviri zvemabenefits mukuwasha dai ambodzora speed mbichana nekuda kutrier kublocker anatezvara hukama haupere nekuti mkadzi afa
Vana better vagare na baba vavo agh😮 hudyire chete apa. Vakutida kupfuma nerufu rwemwana wavo
Taura hako,vanoda kugara nevana ndevavo here
Pfuma yemukadzi haidyiwe nemurume asi yemurume hanzi ndiyo ngaidyiwe nemukadzi why? Ko murume haanawo kuberekwa here?
ndezveudyire izvo panofa mwana sikana vanenge vachida kutopihwa evrything
zvaiva vakare izvo mazuvaano hazviko asi chinodiwa mukuwasha anofanira kunge akaroora
wow spouse akunzi haasiriye anodya pension ye umwe wake. Law inoti kudii? Dai ari mkwasha akashaya pension yainzi mukadzi ngapihwe. Zvakaoma. Ko kutadza kugovera nhumbi dze mwana wenyu nekuda jeredzwa zvakanaka here?
Anodya but ukaongoroora mukuwasha anekadzungu nekaspeed kaarikuita unopedzisira wava suspect ka
Mambo woye mutemo unoti the surviving spouse ndiye anotora all the benefits. Kana ivo vabereki vomikadzi vanongopiwa mari vodya holidays mota and whatever vana vemwana wavo aripo. Tumari tunganiko woye iwe vanofunga kune kana ka 100k chaiko😂 shame vanhu vanoirayirana 5-10k
Mazim dollar ndoo mari yedu
Munhu ashaya anoroorwa mambo.Dare ngarirege kuita sezvitsva kwavari.
Vanhu vane hudyire vanoda tuma benefits nokuti mwana aive teacher dai akange asinga shande dai pasina zvose izvi.
asi mombe dzedanga hadzinei nekuti mukadzi aita vana vangani kana dziri 8 ndizvozvo chero paine vana 2
Asi chinonzi danga paroora zvinoreva kubereka vana Dzinotobviswa vana vamazoita pachenyu ndimi henyu asi mukadzi haana simba rekuramba kuita vana pachishona chedu
Munyai is biased that's true, Chief manyama panyaya iyi
Mdhara uyo igaro
Mutemo unoti baba ndovano chengeta vana
You are well balanced Mambo, tatenda
It’s really a shame nekuti mhuri mbiri idzi dziri kuchema. Ndiyo nguva yekubatana nekubatsirana kuchengeta vazukuru. Mufi haafare nezvavari kuita izvi, vanhu vakuru ava, vose vanofanira kuchengeta runyararo nekunyaradzana
Unopiwa mainini iwe usina kupedza kuroora, this Mberengwa mdhara ngaasataura he is way offside.
Chinhaz chinogona ichi chi baba
Mukwasha ane dambudziko kuda kudya mabenefits emwana wevanhu akayendeswa kuchikoro nevabereki vake chii chakadaro.kana munhu afa zvese zvinodzokera kumusha kwemukadzi.ingozi kuda kudya zvinhu zvemufi asiri hama yako kana mukadzi afa hasisiri hama yako
Ko dai zviri zvemurume mabenefits acho aiitwasei handiti anosarira surviving spouse kungoti mukuwasha akawanza dzungu zvake anoda mabenefits yekuzorooresa mumwe mukadzi
Mhuri yemkadzi ine hudyire
Trust fund in Zimbabwe manje…
Absurd
Mambo munogona
Unbelievable noise
😂😂