I think the man missed it pakupa munhu gupuro mozouya kudare claiming compensation. If it was an appeal yafanira kunge yakambotongwa kana kwasabhuku zvako.The women of course did infidelity but hazvichashandi apa
The Manchester City guy next to that Drunken Representative of Chief is Disrespectful. Picking his nose having a stick in his mouth. Haafanire kunge ari mudare. Kuve brother of Chief anodya sadza mudare talking on his mobile hazvirevi kuti agare kumberi.
uhmmm extortion iri pachena iyi. chii chakatanga chipfambi ne gupuro. mhosva inorova here, its like underage ikaitika this year msikana ane 15 years. then ozororwa following year ane 16 years saka hapasisina statutory? first time kuti mukadzi hura obhadhrwa futi this is wrong judgement.
Uyai mudzidzire kutonga nyaya kwaMutasa😅
I don't normally comment but on this case l support Mambo fully.
Apa mambo hapana kutonga kwakaita tongai nyaya senyaya iri pachena kuti akahura mkadzi uyo mombe ngai dzoswe
Akahura kupi
Akahura nani he brought his case kudare without evidence, well done mambo dzidziso, whether kuhura or not people has to know protocols dzematare,
Panyaya ye Gupuro ndipo pafira museyamwa vazviruzisa Vega after that akusungisa mukadzi waakaramba😂
I think the man missed it pakupa munhu gupuro mozouya kudare claiming compensation. If it was an appeal yafanira kunge yakambotongwa kana kwasabhuku zvako.The women of course did infidelity but hazvichashandi apa
Zvausingazive bvunza vamwe haikona kungoimba woga Mambo,kunyange mkadzi akaramba bt mombe inodzoka umbavha haiko shona yakadaro kubhdhara hure
Kumasvingo hatizvizivi gupuro chero ndikanonga chitanda ndikakupa ndizvozvo zvemombe izvo vakangoda kudyawo
Makawoma mambo😮
Mambo zero hapana zvamatonga😂
Mambo uyu akadhakwa
Mhuri yemukadzi imbavha, dyire,Mambo I dofo, Zuzu, Dofo, Mbiti , Rwushirt rwusina tie
Munoda kushandisa chivanhu pamunodira, Chirungu pamunodorwa, Dhemeti Mambo.
Haaah kutonga nyaya like jokes veduwee akati mambo anogona kutonga ndiani
Mambo dhoti rake😢
good cheaf mogona kutonga nyaya .
Kkkkkkk kuroora Blessing Shumba here😂?
Apa mambo mukwasha dai apuhwa mombe yake.,akabvisa nokutyisidzirwa hapana zvamatonga kutokurudzira chipfambi kwamaita
Ongorora chikonzero chaita musoro uteme😢 age difference mmmmmm
This case is biased. Mambo makatengwa. Mombe ngaidzoke. Iri ihure romukadzi. Vatete, munyai, nevabereki vomukadzi vanozviziva kuti Blessie ihure.😊
Amen
Camera improve please
chief handiti mapaona
Senior munozvipa stress namajoki, chengetai vana 2 avo kana varivenyu 🤣🤣
Mambo mudhidhi wenyu unesare
Mambo munenzungu dzikamai
Bucket redzungu chairo
Court yese ine dzungu
Gupuro remombe kumukadzi wakakuhurira unedzungu sahwira
Mambo vakadhakwa , this dare is pompous and thinks they have missed the whole poin
Masvingo ine mahure nemaroi 😂😂😂
Uridako
Ukwane iwe
Chief avo ngavatonge nyaya kwete kupinda munyaya kasi vakapiwa bribe kani
vari right cheaf avo
Senior mati akauya ku Chegutu kuzotestwa sevhaikal cancer🤔🤣🤣
Mambo uyu munhu ihure chairo baba vaneudyire dzosai mombe muri mbavha
Mambo hamugoni kutonga..
Chimambo ichi chinotaurisa hachitongi nyaya chinongo gwauta
Uyo akapfeka Man city top ndiani , Ava ndivo mambo chaivo here kana kuti ndi caretaker chief?
kana uchida kungoitawo a bad day wona dare iri. or ukada kuramba munhu tanga waona , unoita hasha chaizvo
Chimambo ichi hapana hapana
Dare iri xemm
Aiafforder kuramber ane hure Mumba Aida kuti riende azoita report sezvaaita
Kutonga ibasa
KuMasvingo gupuro imombe veduwee unototya kuramba nekuda kwekushaiwa mombe vakadzi vazhinji veMasvingo vanongosvika pakusumika pasina gupuro nokuti unoiwanep mombe
Uhmmm iwe unonyep iwe panodihwa chero mari
Dare iri rakadhakwa
Imasvingo yekupi iyoyo
Yaa nyaya yaraswa zvayo asi murume ngaatsvage humbowo hwema messages odzokera kudare achitsvaga kuripwa nechikomba,nekuti chakatanga chihure chinova ndicho chaparadza musha gupuro ndokuzotevera.
Mambo havagoni kutonga ava extortion pachena
Kudana nekuhura .....nyama yakaora ndoino mharwa ne nhunzi .....kuputsa imba nemaoko ako
😭😭😭😭😭😭😭😭
Havagone kutonga mambo ava.
Musaroore vakadzi veMasvingo vegupuro re mombe. Handiti Mapaona!
Kkkk
KuMasvingo mukadzi akaita chipfambi imwe pfuma yakabviswa nemukwasa inodzoswa semombe or anything. Vakuru vanotozviziva ndotsika dzedu but apa ndikutoshamisika kuti ko zvadii futi.
@ handiti mapaona
Kkkkkk handiti mapaona
Mambo muri mhata yemunhu
Apa matongero mabhaiza hure iro richaenderera mberi nekuhura kusika rakubuda honye
Yekuhura yakaprdzwa negupuro
The Manchester City guy next to that Drunken Representative of Chief is Disrespectful. Picking his nose having a stick in his mouth. Haafanire kunge ari mudare. Kuve brother of Chief anodya sadza mudare talking on his mobile hazvirevi kuti agare kumberi.
uhmmm extortion iri pachena iyi. chii chakatanga chipfambi ne gupuro. mhosva inorova here, its like underage ikaitika this year msikana ane 15 years. then ozororwa following year ane 16 years saka hapasisina statutory?
first time kuti mukadzi hura obhadhrwa futi this is wrong judgement.
Hapana zviripo apa waste of time and I won’t subscribe to such poor content. Unfinished story too. Ahhhh Zimbabwe so ka
Haapana ku tonga apa kukurudzira chuwure zvino munovaka sei dzimba dzevana makura kudai
Mambo munogona imi kukunda uya anodyira sadza mudare handiti mapaona
We sadza nedoro ngaagare kwaari ikoko. Handiti Mapaona!
Handiti mapaona
😂😂😂 iwek 😂😂
Mambo hagoni kutonga ..please refer this case to a Civil court
Poor judgement and ruling... miscarriage of justice..poor man
Murume uyo irombe and that woman is not guilty
Check yourself first mukadzi ihure uyu
Dzotongawo nedemo idzii fokoro
Avo baba nefon mmmmm urwere chaiwo, bad example of a leader
Luka 8: vs 17
This guy ndiye mambo here or anobatira nyaya pamusoro. Haa gone kutonga, he is biased.
Very bad quality
Mambo uyu hagoni kutonga
Haabhemi mbanje here uyu.....apa anotaurisa ....varungu vanoti empty vessels make the most sound....hapana chinizivikanwa apa
Bena keep quiet