Ten years usina kumborohwa wozorohwa pane umwe mukadzi... That speaks volumes... Vatadza havo dai vamusiya mukadzi aenda hake nekuti kudiwa haachadiwa hake zveee!!!
Chief Bushu your dare is strong nekuti munobvumidza makurukota enyu to respectively disagree with you. Vamwe maChief vanorasika nekuti vanenge vane ma yes yesman. Hazvivake izvozvo. Long life Chief Bushu
Thank you Zigo for the best uploads, your videos are always on point. & Thank you for removing that background music which used to play in the previous videos. Your sound is always perfect. 🙏
Madzimambo l think munosungirwa kudzidzisa vanhu especially vakadzi vemunyika yenyu kuti kana vachitenga stand mukadzi ngaaiswe pazita restand. Pliz this is painful .
@@b1nice923 ukatoona usina kunzarwo haudiwe but ini ndakazviitwa ndaisatoratidzwa nekwairi kusvika basa rimuperere ndobva aitengesa zvamuomera ini ndakatenga yandrikuvaka ndegawo USA truste munhu anenge ambokudaro anenge aine imwe plan yekuroora Ari special
I think its wrong to force people to stay in marriage, its not up to mambo to say stay in marriage, he has no right picture of how one lives and how it affects on day to day living kwete a picture he got from 30mins court session. Life is bigger than 30mins summary. Its not to mambo to be satified with reasons of divorce but munhu saying his/her reasons no matter how stupid they look accept them but then if they look stupid advise a grace period of rethinking or separation. Then come back after period of separation/rethink and state whatever has changed or not. Then to fellow varume, please do your research on barika if you want to have second wife. Especially how it affect the 1st wife muface you has no clue in running barika. 😂😂😂 Shuwa you havent finished buying stand watove busy getting another wife
@ true in some merits however lets to accept kuti kana munhu achiti haadi, then accept it imi muri busy creating good memories umwe is being given both scare yemupfugwa and yepa nyaya .Take each case ye divorce with its merits
@08:10 kubhadharwa it’s a cultural protocol but hazvitadzise munhukadzi auisirwa mumwe mukadzi kunzwa kurwadziwa nazvo. I think it takes a female to understand impact of sharing your husband with another woman. We can take it so lightly but it’s a great deal. For those in polygamous relationships it takes time to accept and normalise the situation so they say.
@nomsanyika151 Uri right but problem ndeyenyu imimi vakadzi munomhanyira kuroorwa musati majekesa zvamunoda nezvamusingade. Kana mukangemabvumirana nemurume kuti hapazoite mumwe mukadzi kana girl friend munofanira kunyorerana pasi nema consequences acho. Kune vakadzi vanoda barika nevamwe vasingaride.
@PatriciaManyika Harisi shanje. Murume is abusing her because he now has a new toy! If she leaves him he will get another one and then the 2nd wife will be in court with the same complaints. He should be fair distributing his time with each fairly.
@08:10 kubhadharwa it’s a cultural protocol but hazvitadzise munhukadzi auisirwa mumwe mukadzi kunzwa kurwadziwa nazvo. I think it takes a female to understand impact of sharing your husband with another woman. We can take it so lightly but it’s a great deal. For those in polygamous relationships it takes time to accept and normalise the situation so they say. @19:35 mambo just confirmed that kuti barika the man enjoys but is the first wife enjoying it despite kubhadharwa? No woman wants to share murume wake.
Mukadzi Ari humble hake even Murume wacho jojina akauya ndiye honzeri ,thank you madzimambo munoumbiridza misha yevana
Mukadzi haasi humble why kuita shanje ivo vakapihwa mombe yekutaura kuti ndakuroora barika rinonenetsa esp. ..kuna maiguru ...zvinozonaka kufamba kwenguva
Chief Bushu nachief Mutasa Mwari vakuchengetei
Mabenzi vafana ava, vanonyebera kudzidza ivo vachiita condone humbwa huri muchivanhu. Barika hubenzi
Chef Bushu nemakurukota enyu muri number 1❤
Ten years usina kumborohwa wozorohwa pane umwe mukadzi... That speaks volumes... Vatadza havo dai vamusiya mukadzi aenda hake nekuti kudiwa haachadiwa hake zveee!!!
Icho chipare hachiitewo, tisanyeperane.
Nice to see other chiefs there.
Barika ini hangu noooo
Kana tazogara barika harina kunaka guys. I grew up pa barika ini I experienced a lot life was not easy at all
I think zvamuri kuita zvekubatsirana kutonga zviri so good and helpful, zvinodzidzisa ma assessors kuona nekudzidza kubvunza mubvunzo. Thanks so much.
😂😂une mari.here murume iwe kuroora vakadzi vaviri tibvirepo weldone Mambo magonesa
YAA GOOD QUESTION
Madzimambo angu vanoita yekuviya vakabatirana kana ukaipihwa unoitakunge uchadya yakadaro ndakutendayi madzimambo munotidzidzisa nekutiyananisa kamuyananisiro kamunoita kanonaka kunge nyamayemugango inenge yakanzwa moto kana supuyacho inenge yakakora sakandakutendayi ❤❤
Condoning chipari mukore uno hubenzi. Dai vachitobatirana kudzidzisa kuti hubenzi hwebarika ngahuregwe
Ndafara kuona Chief Dotito mukati medare.
Barika rei ndobva zve ndonotsvaga wangu ndega nekuzara kwakaita mabhachura...
😂😂😂😂😂
Imagine. You can never satisfy 2 people ka1. Pane ano shorta chete.
Dare irindorega randakaona rinocheniwa sevanhu wanoenda kuchechi❤uye rine vanhu wakuru wakawanda
Ndoona sekuti wakadzi weuku haadyi varume wawo sezvinoita kunewamwe matare 😂😂😂😂😂
Mambo Bushu, namambo Dotito ndabvisa ngundu. Munogona kutonga. Dzimba hadzidi kungoparara nezvinhu zvinogadzirisika. Ndatenda hangu
Haa barika kuufza huroi neruvengo mumusha..kudzidzi mumadzimai huroi iye ainamata..aah no mhan
.vatadza kutonga..Jesu ngaauye aoune chihure chiri pachena
Thanks so much chief Bushu munogona.
It's very normal Chief ..akuna mkadzi anotambira barika ..kupinda ,vachibuda kurwadziwa
These Two Mamboz are Good
Excellent judgement, Mambo Bushu. You're always on point and kind.
Chief Bushu your dare is strong nekuti munobvumidza makurukota enyu to respectively disagree with you. Vamwe maChief vanorasika nekuti vanenge vane ma yes yesman. Hazvivake izvozvo. Long life Chief Bushu
sekuru bushu vane leather jacket avo is my favourite
Taura zvako
Me too ndovada zvekuti vane wisdom baba ivavo❤❤
Vane wisdm
Mutongi wemene
Mambo Bushu tinotenda mashoko akanakisa asi barika moto unetsotso😂😂😂😂😂
Ko chii chiri pa mhino yababa avo iri kubhowa mhino yavo ,😮😅
Kkk ndatombopukuta screen refon 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndafa
😂
Ndikutodawo kuziva
Mamboooo imi munogona mhanii very justice and fair hamutore side sando dzenyu
What a good ruling
Barika mukore uno kudhara
Taura hako
Huroi nekuvengana mumusha
Mukadzi haachadiba uyo love it's not byforce
Weldone mambo nematongero enyu zvirambe zvkadaro zvinoita kut dzimba dzisaputsuke tozvitenda chaizvo
Muvhamema mumwe auraya munhunor afa roga
Elders full of wisdom ndadzidza hangu
Apana chihure chega icho ungada mumwe mukadzi iweuchitadza kuchengeta mukadzi kunyepa uko akabvuma kupi kuti anoda barika apana mukadzi anobvuma barika usatinyepera iwe atisi vana vadiki isu
barika rinoda proper management mufanha wangu. Rinodazve vanhu vakafuma kwete ana samungemunge dzvinyu risina gushe
😂😂chokwadi
Thus very true chipare chinoda mari
Munhu ukaona ofunga dare anenge apedza nazvo moyo uneewanyatsoorukutika!
Barika rakafanana nokunzi dyira sadza mutoilet hama dzangu murume kana angoita mumwe mukadzi zvakangooma😮😮
Mambo Bushu is soft and wise
Thank you Zigo for the best uploads, your videos are always on point. & Thank you for removing that background music which used to play in the previous videos. Your sound is always perfect. 🙏
i love this Chief.
Zigo your videos are the best especially aya from chief Bushu
Madzimambo l think munosungirwa kudzidzisa vanhu especially vakadzi vemunyika yenyu kuti kana vachitenga stand mukadzi ngaaiswe pazita restand. Pliz this is painful .
@@b1nice923 ukatoona usina kunzarwo haudiwe but ini ndakazviitwa ndaisatoratidzwa nekwairi kusvika basa rimuperere ndobva aitengesa zvamuomera ini ndakatenga yandrikuvaka ndegawo USA truste munhu anenge ambokudaro anenge aine imwe plan yekuroora Ari special
@@jaspernambalabut inenge ichiri imba here iyoyo, marriage yefake, a marriage without trust,
Var right maiguru unoda ndimudii mukadzi wako waroorera inn hr
Ukaona mukadzi asingachataure hapana hapana zvinenge zvapera
I think its wrong to force people to stay in marriage, its not up to mambo to say stay in marriage, he has no right picture of how one lives and how it affects on day to day living kwete a picture he got from 30mins court session. Life is bigger than 30mins summary. Its not to mambo to be satified with reasons of divorce but munhu saying his/her reasons no matter how stupid they look accept them but then if they look stupid advise a grace period of rethinking or separation. Then come back after period of separation/rethink and state whatever has changed or not.
Then to fellow varume, please do your research on barika if you want to have second wife. Especially how it affect the 1st wife muface you has no clue in running barika. 😂😂😂 Shuwa you havent finished buying stand watove busy getting another wife
Very wrong
Traditionally we don't adorn kuramba na ende kana warambana ari kuendepi
Marriage is not just for 2 but for the community . Children raised in a marriage set up is the best community built up.
@ true in some merits however lets to accept kuti kana munhu achiti haadi, then accept it imi muri busy creating good memories umwe is being given both scare yemupfugwa and yepa nyaya .Take each case ye divorce with its merits
@@chirashitamuka7777 Wrong! Children raised in a HEALTHY marriage set up ...! It's VERY IMPORTANT for the atmosphere to be VERY HEALTHY!!
weldone mambo munotigonera zvakanyanya mwari vakuchengetei ne team renyu
@08:10 kubhadharwa it’s a cultural protocol but hazvitadzise munhukadzi auisirwa mumwe mukadzi kunzwa kurwadziwa nazvo. I think it takes a female to understand impact of sharing your husband with another woman. We can take it so lightly but it’s a great deal. For those in polygamous relationships it takes time to accept and normalise the situation so they say.
😂😂😂😂😂😂 kanopenga kamurume aka mhino yakareba ine dzibwa kkkkkkkkkkk
Kkkkkkl mainini kana vanga vachifunga gules vakuenda zvadhakwa
Mambo to the world
Barika ishit yemunhu unogara uchikwira zvisina zororo saka vakadzi bota hatizogutiswe panenge pakuitwa zvejongwe
@nomsanyika151
Uri right but problem ndeyenyu imimi vakadzi munomhanyira kuroorwa musati majekesa zvamunoda nezvamusingade. Kana mukangemabvumirana nemurume kuti hapazoite mumwe mukadzi kana girl friend munofanira kunyorerana pasi nema consequences acho. Kune vakadzi vanoda barika nevamwe vasingaride.
Hakuna anoda barika@@rascocky6366
Ndirikuno kumozambipu ndafunga kumbonoona kanzvimboaka kanemujorowakadarika zimbabweyose hakutongwe imwe kunze kwemujoro
Madzimambo asangana ❤
Mudhara mukuru uyo anogona kutonga ndatenda zvangu Mwari ngavawedzera makore akawanda ekurarama ❤
Haiwa munhu kana asisade musiyei haaa zvinorwadza after watorerwa mukadzi orohwa futi
Iko kwa bushu barika ranyanya aaah asi murume uyo anenge anoda mukadzi vake asi maiguru ishanjewo 😢 zvinongorwadza
@PatriciaManyika Harisi shanje. Murume is abusing her because he now has a new toy! If she leaves him he will get another one and then the 2nd wife will be in court with the same complaints. He should be fair distributing his time with each fairly.
Well done Mambo
Huh iro barika harisiremunhu vese 😂😂😂
Atembo to the world! nyaya yatambwa zvakanaka
Chief musamanikidza mukadzi kugara nemurume iye asachadi
Maiguru natural beauty
Chief bushu matonga zvandafarra itirwai nyasha
Ini handidi barika
Dambudziko rakaita kuti atore umwe umwe mukadzi nderei????
Chief Bushu vanogona kwete uye wekungovhundutsira vanhu
Mukadzi mukuru ndiye benzi akatendera chii kuti murume aroore mumwe mukadzi
My Chife ,magonna Mambo
Mambo siyai mkadzi ayende uyo, barika raiva rakudhara kwete ikozvo, zvinonetsa kuchengeterana hutano muri 3,anokuda chaiye haakuroorere umwe, siyai henyu aende mkadzi uyo mangwana munozofara hre pakaita amwa mushonga or kuurayana
Cheaf dotito.cheaf bushu.cheaf mtasa cheaf nyamaropa murikumberi
Pukuti kamhino ako kanoda zvinhu apa hakana kana bhugwa remukati
Hapana nyaya mkadzi haachadi murume coz akaroora umwe simple better aaende 🤣🤣🤣
Mazvimbakupa Tembo my favorite munotonga nehunyoro
Vanobata panenjere dzemunhu number1 Thembo
Izvo zvimikono zvetsambarafuta izvi, ndozvinoda vakadzi hobho hobho, apa hazvina nechiro futi, kuwedzera nhamo paneimwe chete, varume chaivo havambodaro
Mamboe vari ryt, semubereki haungoty mwana akangodzoka achitaura zvaataura hazvirevi kuty ari kutaura chokwadi kwete, ndoosaka vambopiwa nguva
Kkkkkkkkkk tora mudzimai ko kuzomubata.mkadzi shanje dzakamubata
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤😂 ndafara munotendwa madziShe
Kkkk vanhu awa wanodanana 😂😂😂😂😂
Ko imhino here iyo😂😂😂
😅😅😅
Gegegegegege aaah chauri kungoona imhino chete tsvee kunzwa nyaya😂😂😂
@@BensonMutegwe😅😅😅😅kana ini ndangoonawo mhino ndikatozoomer
usadaro bamunini vangu vakanaka kufana mwana wangu iweee kkkkk
@BensonMutegwe hameno paya gummha ikazara paint
Munovaka chief dai ndazivavo ndakauya kwamuri
Ko mhino vapotsa buri re mhino pakukweva bute here 😂😂
Wazvionawo ka😅😅😅😅😅😅
Barika rei une nduwe nhatu😂
Maiweeeeee
asi kana ari tadza barika regai mukadzi mukuru aende zvake. Veduwe barika chipiyaniso chaicho. Hazvi jairike
Ndahwarara madzimambo angu.
Ko iye muridzi webarika chii chiri pamhino ichooo nhymi ummm
Weduwe barika rinorwadza Kani vehama
Ukasarudza kuyita chipare wotowona Kuti wayita Duty roaster rekuti nhasi ndorara kwaningi mangwana kumwe otherwise Ane nzara achazopinza chikomba.😅
Madzishe edu vanogona. Well done
Muchinda wakairasa. Tezvara pihwai twenyu twese. Wakada kuzama kunfwarangwara wotoshinga nekuti pabarika ngoma ndiyondiyo kutaura kwacho achave mafuta ekuzora.
Madzimambo magara munogona henyu.
ZVECHIPARE SIYANAI NAZVO HAZVIKO IZVO
problem kuda kuita barika mazuvani usina mari futi ma1, ko kumbopedza kuroora first wife nekuchengeta
Mambo munogona zvenyu dai taiwana madzimambo anenge imi ndiko kunzi Nyika inowakwa nevene wayo, keep it up
Huh asi munhu kana vatora mukadzi mumwe tsvagai penyuwo namainini, wosiya maiguru varipawo. Iwomaparika acho anongoitwa maiguru vanperekana vangozi ava ndiwo mainini. Chiidiotic sytle achibude.
Barika ihondo
Baba avo ihure chairo
Ini hangu ndakamirira vakadz vesei zvebarika Bodo hazvitambiriki zvinorwadza 😮
Musaite sekuti hamuone kuti mhino iyo haina madzibgwa 😂😂😂😂😂
Ndashayawo kuti chiii
Both should go and get help from the ones varimudarika both man & woman.
Hakuna kuroorwa kwebarika uchirimudiki siyana nemunhu anoda madress! Iko kamukono kanoda barika kachakadai marriage yacho ndeyemamhasuru veduwee!
Mufana wangu vakadzi ibasa vamunotamba nawo awa😊
Iye barika anoridiii asati apedza kurora nukadzi wekutanga
Mambo magona kuvaka
Mukadzi uyu itype yekuti anofunga kuti murume wake akapusa iye ndiye aneyese but idzungu badzi
@SydneyDota Iwe ndiwe wakapusa. So you condone the abuse she is getting from her husband? Is that being clever?
Mupfanha barika unoriziva mushe iwe😂.Unofa nemipfuhwira uchivasiya vakadzi ivavo😅
Unodyiswa tsvina puuuuu
@08:10 kubhadharwa it’s a cultural protocol but hazvitadzise munhukadzi auisirwa mumwe mukadzi kunzwa kurwadziwa nazvo. I think it takes a female to understand impact of sharing your husband with another woman. We can take it so lightly but it’s a great deal. For those in polygamous relationships it takes time to accept and normalise the situation so they say. @19:35 mambo just confirmed that kuti barika the man enjoys but is the first wife enjoying it despite kubhadharwa? No woman wants to share murume wake.
Mabarika evanhu vasina mari anonetsa
Introduction haiitirwe mumba nemukadzi mukuru kanapachivanze pake zvaida kumbakwamakaberekwa kana kwasekuru
Ini ukangoroora mumwe mukadzi ini handigarire izvozvo
Yawatanga iyi uchafira ma hara iwe, unofa uri mwana mudiki mira uone