Mambo, sando dzenyu🎉. I strongly believe you are one of the best Chief's in the Country: no zvinyadzi, you give each one an opportunity to speak, no shouting, no threatening, no handcuffs. Amwe enyu ma Chief eih!
Mudhara weMukwasha(Dube) ari right...problem ndimai vemukadzi natete. Mudhara wemushakabvu anotongwa nemukadzi. Also, how is it the mother in law's business, kuziva kuti mukwasha anotambira marii.
Rega New Constitution Of Zim Iti Kuroora Haisisiri Mandatory...$2,500 Rusambo Rwemunhu Afa, Ko Dai Ari Mupenyu Hanti i$10,000 Chaiyo. Kuroorerana Kutsvaga Hukama Not Kukamana.
@MichaelNgobeni-v1p why are you so still primitive? Pension yemurume it's the wife and kids to benefit. Pension yemukadzi has to benefit vabereki vemukadzi, if the husband and kids benefit it means murume irombe!!! How many women bought houses with their husband's pensions? Read the constitution, it says the remaining spouse inherits everything. The children inherits only when both parents dies...hapana ana bamkuru or anatezvara ipapo.
woti uku urikuchema new marriage ye4 years, munhu achangofa muna March, uku ukunetswa nehundyire hwana tezvara🙌. sometimes boy child haana anonzwira tsitsi
You are right but how many of us do this, kungo mhanya ne mujolo ne ma lodge nekugocha. Ndoosaka kare vaiti roorenai vematongo but time has moved on so ndizvo zvave pa ground.
I feel for this guy. Afirwa and seems yave mhosva yake. We often talk of gender equality but seems man are handled badly pa nhau dzekuroora. They got married in for abt 5 yrs and in this period Zim was not in good shape at all, it wont be easy to sustain family (wife and kids) aside urikunzi pay roora rese iro. Dai zvachingobviswa zvekuroora izvi kuitisana uku. Dai akafa because of abuse l would understand, it was an accident and everthing is now due and payable instantly. Sadly Mambo gave in to anaTezvara's greedy demands. Pedzezvo vochemera kumhoreswa.
Hapana kumboyadzorwa kwaaiywa mukwasha.he should have just paid Toora.veduwe saka munhu akafa zvotonzi no roora? Ndovakwasha nhubu vanoda kungoshandisa vana vevamwe asingade kuteedza tsika dzedu.dai anga akapedza or pakasara padiki diki pasina zvese izvi.also vabereki vemukadzi are like your parents. Respect is needed nyangwe zvidii.
@@RutendoMarume seems you are not anwering in context of what the Zim situation was. Being charged around us10 was too much for him to clear roora in 5yrs time. Roora is i a life long commitment to pay. This lady was only a teacher and they would get only US75 covid allowance as pay and they had kids to look after. Mukwasha ahasiriye akauraya mkadzi uyu so no need to punish him this way. Pedzezvo vakitoita makwikwi nemuridzi wevana only coz they need mari yeroora.
@@paulinegwati8782 ku commenter zvinhu zvausingaziye kuvhengedzera kana usingarware...what does the law says abt the surviving spouse? If the husband dies the wife can freely skip and whistle all the way to the bank...potse potse dzinza rese. When the wife dies ma in-laws still wants the pension??? How abt the kids she left behind? Kuda mwana haisi love but kuteya kuti vawane child support...this is 2025 fambiranayi nenguva.
Mambo manyatsodedemura zvinorema Rutsambo. Ndazvifarira. Iwe murume ndezva ko ukada mwana 1 or 3 asi Mombe dzongodiwa 7 kana 8.kkkkkk.chirongekayi vanhu pakuzvara vana. Kkkk
Side remukadzi vakadzi ndivo vanotonga vanoita then side remurume baba vacho ndivo vanotonga apa baba vemukadzi vacho vane pride futy cz kakutarisa kavo mudenga ndekemunhu ane i don't care attitude vanhu ngavakure.
Zvakangonaka kuti kana watora mwana wevanhu wobisao shoma kuitira kugadzirisa hukama nanatezvara to avoid such cases. Zvinorwadza both parties , mkwasha akubisira pfuma munhu asisipo ukuwo vabereki vanorwadziwa kuti mwana wavo akashaika asina kubisirwa pfuma inova yavavakupirwa kudare. Both parties vakaremerwa muhana dzavo zvinova zvavatadzisa kana kukwazisana, its so sad.
@TheChekas lalela we skothen eyakho impendulo iyibona incono phoo if ngiphundule ubustupid wena ungenaphi...uzofela into engekho uyezwa wena golo lenja
Vana tezvara magona imbwa idzi dzoda kugara nevana vevanhu mahara vasingadi kubvisa Mari munhu Ari mupenyu he deserves even more than that Pamwe imari yemwana wenyu yamuri kupiwa why akafambira zvemari yamkadzi Ari ega pasina Hama yake hudyire kachingoti tugrazi Mari ngaibude
Atezvara naambuya pese pano taura baba vemkwasha vane kamwe ka body language kavanoita so😢😢😢. Ko ambuya ziva kuti kuti mkwasha ano tambira $650 sei? Uuuum inga anenge ari ku co-operator wani mkwasha?
Ava mambo vanonzi ani? Vanogona zvokuti bhee. Vanovaka, second to Mambo Mutasa. Bambo Dube baba vemukwasha imechisi - kulighter nekubhebha at the same time.
Varume vanojairira too much ,sei kuzoroora munhu afa apa akazvarirwa vana 3 akati ziiiì zvake apa achiitirwa zvese nemwana wevaridzi , ngaaroore yese mari iyoyo
Our culture is so abusive and stupidity and nonsensical why should a son in law pay lobola for someone passed on like he's the factor of her death shona culture matuzvii
I'm here because of this mambo he is so humble vanotonga zvakanaka chose uye vanetsika
He is the best...Nyamaropa & Mutasa must learn from him
Very calm zvawo excellent job
Mambo munogona vakadzimara vagova mbatya haabuditsi mari
@TheChekas nhaimi kutadza kugova mbatya for the why nhaimi hanti udyire munhu abisawo 1600
@@ROGUE406vese vamataura apo vanogonesa chaiko kkkkk pane vamusiri kuziva😂😂😂
Ingodzidzai kt kana wakagara nemwana wevanhu roora zvipere zvese zvinodi chete chete ndivho chivanhu zvese zvirikuitika munyaya iyi zviri normal kumunhu asina kupedza kuroora
Mambo, sando dzenyu🎉.
I strongly believe you are one of the best Chief's in the Country: no zvinyadzi, you give each one an opportunity to speak, no shouting, no threatening, no handcuffs.
Amwe enyu ma Chief eih!
Ndokuti justice zve cool,calm,composed.Mambo munogona imi you must train tumwe tumambo tumadpfo twatinoona..Well-done
Especially mambo Bushu and Nyamaropa haa those guys need a strong and thorough training
This is A grade stuff!
Zvese zvakarongeka
Mwari komborerai mambo uyu... Very straight and direct uye haasi bias.
Mambo ava ngavakomborerwe zvavo he is so humble hey vanozvininipisa kwete kungopopota ku abuser vanhu
eg Makoni 😂😂😂😂😂
Mambo Ava,Mambo Ava,Mambo Ava,Mambo Ava my respect munotaura Shona inonaka munogona kutonga zvinoyevedza mativi ese uyezve nesu vateereri kuno kwatiri kuUK ndinodada nemi-i wish muri mambo wekwedu please 😢😢😢😢😢😢😢
Mudhara weMukwasha(Dube) ari right...problem ndimai vemukadzi natete. Mudhara wemushakabvu anotongwa nemukadzi.
Also, how is it the mother in law's business, kuziva kuti mukwasha anotambira marii.
@@zvemunyati4866 kkkkk hanzi anohora 650 kkkkk ibasa wani
Amen, my observation too.
Imagine mai avo chavo kuda kutora vana nxa
Very Hubble chief ndovanofanira kuve patio ten Nana chief mutasa
i like this Chief
Ava mambo he's so humbled man
Ndadisingazive kuti danga ndozvarinoreva, ooook. ini ndakachajwa 5 ndine vaviri ndofanira kufamba nebhora hanti 🤣🤣🤣
😂😂😂😂waisaziva nhai ukateerera muviri hameno zvako ukadarikira vana 5 dzinowedzerwa futy mombe idzodzo
@@flywithme29thheven ini mdara wangu charged danga hobho inotonyadzisa kutaura apa ndazvarira mkwasha 2 vanhu hameno kuti ndinokwanisa kuenderera mberi here apa makore ndachova.shem🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂@@Sharon27Dee
@@Sharon27Deesame here ini mombe 8 apa ndakazvara 2 and not having anymore. Maybe mukuwasha should go back for refund yemombe 6 idzo kkkkk
Neniwo ndiri kudzidza
Mambo wangu mutonga zviri zvakanaka chose tipeiwo pekugara mudunhu menyu❤❤❤❤❤❤
Haa zvakaoma hazvo veduweee. Hamheno kuti zvinonakidza sei kudya mari yacho.
Dyire mukwasha arikutorora nemari yemwana wevanhu yekubasa achiti mukadzi wngu
@TheChekas wavadzwa ambuya hanzi anohora 650 dollars kkkk kuziva pay yemukwasha .ndosaka vaitora mari kuti vapuww mari yemukwasha
Mari yacho yakawandisa
Ndochivanhu. Iye aigara nemwana wevanhu asina kuroora zvisvinu sei.
@@stacey4012vanhu vanopasaiza ipapo😢
Varume ngavaroore
Rega New Constitution Of Zim Iti Kuroora Haisisiri Mandatory...$2,500 Rusambo Rwemunhu Afa, Ko Dai Ari Mupenyu Hanti i$10,000 Chaiyo.
Kuroorerana Kutsvaga Hukama Not Kukamana.
Udyire
Mari yepenjeni yemufi chete yakatotengera rombe imba dzidza nhau
@@MichaelNgobeni-v1p hoooo aishandepi ndafunga anopa vabereki imwe shoma mari
@MichaelNgobeni-v1p why are you so still primitive? Pension yemurume it's the wife and kids to benefit. Pension yemukadzi has to benefit vabereki vemukadzi, if the husband and kids benefit it means murume irombe!!! How many women bought houses with their husband's pensions?
Read the constitution, it says the remaining spouse inherits everything. The children inherits only when both parents dies...hapana ana bamkuru or anatezvara ipapo.
Rusambo rwemnhu mupenyu it's more than $5000 this is a new list Raisa kuti mnhu hapachina , hauna kunzwa kuti suit yababa yazonzi $200
Pfuma inotodiwa saka pachizotaurwa nyaya yekuroora guva
Magonesa mambo munhu ngaaroore kwete kungogara nemukadzi pasina chiripo
True
Anoroora chitunha here..hundyire chete uhu..you can't put a deadline paroora hakuna chivanhu chakadaro
@@mukonoful anotoroora chave chitunha coz akazvitadza mukadzi achiri mupenyu now akwanisa kubudisa $1600 why kureva kuti anga adingadi kuroora zvino azviwana zvaaida ende chicho chivanhu chaicho ,chitunha chinoroorwa zvakanyanya kutodarika munhu ari mupenyu
Kwamambo Bushu
Nyamaropa
Kandeya
Dotito
Tongoti Mash central yese Rusambo rwakacheaper zvekudaro kana 500 unenge wabaya chaizvo hameno kuti ibarika here or chipfambi chakonzereswa kucheaper 😅😅
ndidzoo tsika dzekwedu inhau yekuti tivake ukama asi ndizvo zvinozopa varume manyemwe ebarika
But tete kwanai imimi mukureva here kuti muchada kugova nhumbi kana pfuma yapera kubviswa dai muri tete vangu ndaikumukirai cz right now mufi akagara pahembe dzake musaomesere mukuwasha tete imi munehutsinye hanti rusambo at least rwabviswa half here.
Zvamai izvo zvagara zvinouya hazvitizike.govai nhumbi idzo.
Mambo havasi benzi vanoteerera both sides@TheChekas
woti uku urikuchema new marriage ye4 years, munhu achangofa muna March, uku ukunetswa nehundyire hwana tezvara🙌. sometimes boy child haana anonzwira tsitsi
@@lm36339ana tezvara vatori right. Varivanwe airooreswa guva
ChiTete chacho apo chine hutsinye chakaipa moyo kana kwaakaroorwa panebasa tete moyo wenyu vakaoma
Amana ka zvakaoma hazvo veduwe mari iyi ine chitema😢😢 ndarwadziwa hangu
He is proving to be the best together with Chief Mutasa
Ini ndakanga ndisingazivi zvinoreva danga ...thanks mambo ndava kuziva.😊
Chief Mutasa dzidzisai vamwe venyu kutonga nyaya , vasatonga pachikorokoza
Family yemukadzi ina tete bho manje. Vekumukomana vakajaidzwa. Maita henyu mambo matonga zvakanaka. Ana Dube avo ngavabhadhare half yerusambo finish.
guys this is a lesson, take time to know who you are marrying and their family too. this is horrible.
@@chanadolu zvoratidza ambuya vaitonga imba yemwana kusvika pakuti anohora 650
You are right but how many of us do this, kungo mhanya ne mujolo ne ma lodge nekugocha.
Ndoosaka kare vaiti roorenai vematongo but time has moved on so ndizvo zvave pa ground.
Sando dzenyu Mambo. You listen with both your ears and your heart.
Mambo vane hunyoro ava...bt tezvara inotongwa nemukadzi shem
Famly iyi hayidi kuroorwa zvachose anatezvara vakawoma musoro
I feel for this guy. Afirwa and seems yave mhosva yake. We often talk of gender equality but seems man are handled badly pa nhau dzekuroora. They got married in for abt 5 yrs and in this period Zim was not in good shape at all, it wont be easy to sustain family (wife and kids) aside urikunzi pay roora rese iro. Dai zvachingobviswa zvekuroora izvi kuitisana uku. Dai akafa because of abuse l would understand, it was an accident and everthing is now due and payable instantly. Sadly Mambo gave in to anaTezvara's greedy demands. Pedzezvo vochemera kumhoreswa.
Hapana kumboyadzorwa kwaaiywa mukwasha.he should have just paid Toora.veduwe saka munhu akafa zvotonzi no roora? Ndovakwasha nhubu vanoda kungoshandisa vana vevamwe asingade kuteedza tsika dzedu.dai anga akapedza or pakasara padiki diki pasina zvese izvi.also vabereki vemukadzi are like your parents. Respect is needed nyangwe zvidii.
@@RutendoMarume seems you are not anwering in context of what the Zim situation was. Being charged around us10 was too much for him to clear roora in 5yrs time. Roora is i a life long commitment to pay. This lady was only a teacher and they would get only US75 covid allowance as pay and they had kids to look after. Mukwasha ahasiriye akauraya mkadzi uyu so no need to punish him this way. Pedzezvo vakitoita makwikwi nemuridzi wevana only coz they need mari yeroora.
Family yemukwasha haisi humble shuwa mungatadza kumhoresa vanhu ummm
@TheChekas iye aino claimer mabenefits wani emukadzi wake iye asina kubvisa pfuma
@TheChekas do you have to say unopenga for real fix your behaviour pano pasocial media
Ndiwe unorwara nekuti hauzivi
@@paulinegwati8782 vati wani hatide kuttaura zvakawanda wani .ambuya vanotonga too much
@@paulinegwati8782 ku commenter zvinhu zvausingaziye kuvhengedzera kana usingarware...what does the law says abt the surviving spouse? If the husband dies the wife can freely skip and whistle all the way to the bank...potse potse dzinza rese. When the wife dies ma in-laws still wants the pension??? How abt the kids she left behind?
Kuda mwana haisi love but kuteya kuti vawane child support...this is 2025 fambiranayi nenguva.
Moyo anotongwa nemkadzi, period.
Mambo manyatsodedemura zvinorema Rutsambo. Ndazvifarira. Iwe murume ndezva ko ukada mwana 1 or 3 asi Mombe dzongodiwa 7 kana 8.kkkkkk.chirongekayi vanhu pakuzvara vana. Kkkk
Vanhu vanotsigira vakuwasha Kuti vave cross Nana ambuya Hakuna kukwana nekuti hamusimi makafirwa saka muchidaro uye ndimi vamwe vevakwe vanozoroora vafirwa munofunga Kuti inyore here munhu anoita Vana vatatu asina kuroora ngaroore munhu afa zvinozoita izvozvo kuroora munhu afa
Tete avo is being selfish, you cannot say ka400. Vana havazi venyu imi mbuya imi.
5 yrs its too much
Side remukadzi vakadzi ndivo vanotonga vanoita then side remurume baba vacho ndivo vanotonga apa baba vemukadzi vacho vane pride futy cz kakutarisa kavo mudenga ndekemunhu ane i don't care attitude vanhu ngavakure.
But big up kuna baba vemurume kkk
Zvakangonaka kuti kana watora mwana wevanhu wobisao shoma kuitira kugadzirisa hukama nanatezvara to avoid such cases. Zvinorwadza both parties , mkwasha akubisira pfuma munhu asisipo ukuwo vabereki vanorwadziwa kuti mwana wavo akashaika asina kubisirwa pfuma inova yavavakupirwa kudare. Both parties vakaremerwa muhana dzavo zvinova zvavatadzisa kana kukwazisana, its so sad.
Kuomeserana chete apo.........vabereki vemufi vakaoma moyo kunyanya mai. Vanoda kutora vana vemukwasha.
Ndirini vana hamuzofe makavaona futi..selfish family esp tete
Aaaa anoiwana kupi mountain kuti mari inonhongwa here munhu auya ne 1600 moti hembe hadzigowewe
Nyamaropa anobva ati endai munogova zvitumba mozotaurirana by fire by force
Ndokutonga ikoko kwete izvi munhu abvisa 1600 achovavarira kuti hembe dzigowewe woti enda unotsvaga imwe varikuda kuti abe here aaaa @@nomsanyika151
Udyire mhuri yemukadzi
Ndaambhuya vekupi vanoziva salary yemukuwasha vakangwarisa amai avo haiwawo pitcoat gvt inoputsa misha yevanhu,mukuwasha gara nevana vako remerwa unavo cz anatezvara vako avo vakakuchengetera vana vanokuripisa futy avo vanenge vakuda kubhadharwa saka gara nevana vako since vabereki vako vese varivapenyu.
Mambo makarongeka zvekupfuukidza
Chief hamufanirwi kurooresa vanhu plus price dzenyu ndedze chikorokoza hamuna kurongeka
munorwara pfungwa mambo nembavha dzakauraya mukadzi wemunhu hudyire
Mambo wangu
Hakuna vanhu vauraya nyika sema chief emunyika medu. Mari dzavanotaura dzowanekepi koshandwa kupi vave vana igweee zveshuw
Vanhu ngavaroore zvavo inozongouya plus vana vanogarawo zvakanaka vafi ava vanomuka especially vakadzi
Pfuma ngaibhadharwe mufi awane kuzorora uyezve vana wakure zvakanaka.
😂😂😂😂😂😂@TheChekas
Tete avo ndivo vakauraya mukadzi wemunhu
Kkkkk imi
Well done Mambo that's so smooth ❤❤❤❤
@TheChekas ngicela ungazodakhelwa kucoment yam...on my side ungyinzela kahle .....so ngyacela singadakhelwana Lana...nawe unendlela obona ngayo so phuma Kimi hope ungizwekahle.
@TheChekas lalela we skothen eyakho impendulo iyibona incono phoo if ngiphundule ubustupid wena ungenaphi...uzofela into engekho uyezwa wena golo lenja
@TheChekas uyslima why ungafundanga wadlula kupost yam kahle kahle udinga mna...uzobamaz umntu.
@TheChekas ungibheke kahle angiyona into yokganga manijwayele ukuyeyisa abantu kumapost wabo uzogcina Lana mgodoyi ngizokhlanganisa nabokoko bakho....mxxxxm
Mambo wangu magona kutonga
ndiMambo vapi ava.vanenge vari reasonable
Mambo Chinamhora weDomboshava
Very reasonable
Mambo mbatya ngadźgoveqe vanhu vapuwa 1600 havatendi.mai ava kutonga musha udyire.mari hakuna inzwai tsts
Ndakufarirai Mambo
Vana tezvara ma scam aewa 😂
Mambo vagona kudzidzisa
Mkwasha ngaarore
Thieves , very greedy in-laws. Vanotonyadzisa
Saka vachamupa mukadzi umwe here
Dube achagadziriswa hake kkkkk
Vana tezvara magona imbwa idzi dzoda kugara nevana vevanhu mahara vasingadi kubvisa Mari munhu Ari mupenyu he deserves even more than that
Pamwe imari yemwana wenyu yamuri kupiwa why akafambira zvemari yamkadzi Ari ega pasina Hama yake hudyire kachingoti tugrazi Mari ngaibude
Vagona vanhu ngavaroore munhu arimupenyu chidzidzo
Imbwa dzamunogara nadzo muchitoita nadzo vana zvenyu😮
Ko kna ndisati ndawana mari ykakwana iwe munhu haanga pedzi kuroora one day inzwai tsitsi imi apa iwe unoda kudya kupfeka pekigara @@PatriciaNyamvura
Ko kna ndisati ndawana mari ykakwana iwe munhu haanga pedzi kuroora one day inzwai tsitsi imi apa iwe unoda kudya kupfeka pekigara @@PatriciaNyamvura
It's 2much
Hapana too much apa zviri fair
but vabereki vemukadzi vane udyire hunosemesa , shingirira ubhadhare but vana if possible usavaendesa kwavari vane hutsinye .
Masvingo hakuroroke vanouraya mwana wavo vokuroresa chitunha saizvozvi
Saka munhu ofirwa nemukadzi ..oti kuchengeta vana ari 1 onzi pfuma pedzisa haa kuroora impossible here
@@mukonoful apa akuchema fees but hapana akuita hanya nevana
Rusambo chinombova chii ichocho chinenge kutenga stand ku borrowdale
Vanhu ngavaroore
I agree with you.
Pamberi nekuroora
Uuum apa paifanira kungobviswa chirango chete che roora racho rakasara , $1600 inobvepiko munyika yakaoma kudai musadaro Mambo imi....
idotipa face yeshirikono iyo titarire ndoinoita chimutsa mapfihwa hope aiera Chihera mufi
Kutenges here
Muchatuma munhu kuba anoiwanepi mari nhy veduwe
Sando Kuna mambo havapapi havoo
Atezvara naambuya pese pano taura baba vemkwasha vane kamwe ka body language kavanoita so😢😢😢. Ko ambuya ziva kuti kuti mkwasha ano tambira $650 sei? Uuuum inga anenge ari ku co-operator wani mkwasha?
mambo is a one-sided life. vanatezvara havana moyo. vazukuru vavo vachadya chii?. there is nothing to learn apa....
Vatete vemushakabvu vane dzungu nxaaaaa
Ava mambo vanonzi ani? Vanogona zvokuti bhee. Vanovaka, second to Mambo Mutasa. Bambo Dube baba vemukwasha imechisi - kulighter nekubhebha at the same time.
Mambo ava uuuuu vanoona kwete zvekuudzirwa ndavafarira nyaya dzawo vanozvipedzera asi vabadziridzi vawo uuuuuuu? Vanopotsa nyaya vachizogadziriswa nehungwaru hwamambo
Amai vemufi I problem hombe vakakwarisa dude na moyo varume awa Havana problem but amai na Tete vemufi dzungu rakawandisa netwugirazi
Udyire wega wega
Munogona kutonga mambo
Uku kuroya uku hoti wafirwa nemunhu wako......maichengetana vanhu voita so. this is bad
Iii vakadzi ngatichetedzei varume vedu kuroorwa kunodhura asikana saka vakadzi vaya vanotsvaga vasikana vebasa havasi kuchengetedza rusambo kk
Chief morooresa chitunha murume uyu momupa chigara nhaka here ? Musada mari pane vana mufi unogona kutsamwa akamukira family yake
Iyi mhuri yemukadzi utsinye chete hapana zvimwe otherwise ndivo vakauraya mwana wavo so that they can display their irritate minds
Varume vanojairira too much ,sei kuzoroora munhu afa apa akazvarirwa vana 3 akati ziiiì zvake apa achiitirwa zvese nemwana wevaridzi , ngaaroore yese mari iyoyo
So ukabvisirwa mombe 5 u are expected to give birth to 5kids😮 tirikudzidza.
Our culture is so abusive and stupidity and nonsensical why should a son in law pay lobola for someone passed on like he's the factor of her death shona culture matuzvii
i don't subscribe to this life to hell with this
Regeraka
Wamanikidzwa here😢
Ndatoramba
Famly iyi hayidi kuroorwa zvachose anatezvara vakawoma musoro