I love that you are not blaming anyone young man for making wrong choices, chiita move on in right direction , you sound very inteligent too. Hupenyu inhava wena dai mwari aku batsira waita a new life after jail 🙏🙏
Toda kuziva kuti akasungwa sei ,akazvarwa vari vangani iye ndewe chingani ,akazoziva sei kuti vakuru ava varikuita marobbery,ko driving akadzidziswa kupi aiva nelicence here aidriver mota yani mibvunzo yenyu ngainakidze kuterera
Yah uyu judge akamuona. Because kupihwa $400 usd , offered laptop and phone just to be a driver it means he had influence within the crew . NdiMasendeke uyo
Nyasha anga atoshata mbavha hombe chaiyo hope jere richakubatsira kuti brain dzidzokedzane because kumwe kunzwisisa uko inzara but unoda kuti deep inside your heart uponeswe
Mwana asina kuzhangandira ,we all makes mistakes and we learn from them May God keeps, protects, gives you strength, until you fulfilled your dreams Like Joseph, was sentenced for something he didn't committed, but it was an advantage of him to become a governor May it be to you too little man, in Jesus name
But zvese zvaaita it’s a sign of a criminal. If you harass teachers , don’t listen to parents . Kurova vanhu mumaraini to make a name . Kufamba me200 usd ari form 2 . All these are signs of someone who will not be afraid to commit crime . Police know how to question people sometimes kakapihwa maximum force kakafunga kuti kavakufa kakabvuma zvakakaita
Mpfana uyu aive mbavha chaiyo sei waitamba nevanhu vakuru uye sei wai driver usina licence uye sei wakabvuma ku driver mota mpfana iwe gara mujeri matsotsi ose anotanga ari muzera wako ini kubirwa ndoziva kurwadza kwazvo zvezera hazvina basa
The influence of substance abuse at a tender age. The young man akashandisirwa chisimba nevanhu vakuru vakamusiya munyaya iye asina mhosva yaakapara but akafurirwa thinking arikuita zvakanaka but ma tsotsi got the better of his innocence and calmness bvavamusiaya mukati ivo vakabaya.
Ko vano commenta journalism apa is everything well @ home??😂 Nyaya haina kunzwika here?..kumufana uyu intelligence ne criminality plus maturity itoripo..kuda kutamba kwakaita nemahure ..background yechurch helped him also..Jere richakupa mamwe malessons youngman..Go deepeeer Champ!!
This one is guilty, his behaviour towards teachers , parents and walking 200 us kuchikoro, blaming covid 19 , walking kumaraini vachirova vanhu to make a name . The judge did him a favour to be away from society he has potential to be like masendeke
His behaviour was too rebellious, being a gateway driver was nothing to him . Munhu anorova teacher nerekeni ? A teacher who is trying to help you . He is a thief . Police vakamuvhundutsira akataura chokwadi
Waaaaal nyasha unoratidza kti wayivamwana ayiterera zvakangoitika zvakaitika hazvo asii ndafarira mashoko ako kuma Youth keep it up kuvamujere akusikuguma kwehupenyu ❤
Aaah hauone saka ishit mfana uyu
Paachabuda tichamutuma kumba kwako akupedzere, Imbava iyo
@@expedition1017 but ukatereraatauriro ake apfidza gyz ..and anozvininipisa nekutadza kwake ftii
Inhubu iyi..
Imbavha iyi
He is very intelligent this yung man may God help him pull thru🙏
Such a sweet soul....very intelligent...tinodonha tichimuka chakaipa kudonha zvachose my boy....u will pull through mwanangu.
@@PeeCee-yy1vc yes and ukanzwa matauriro ake nw anoratidza kti apfidza
Wadziidza ka. I wish you all the best Nyasha. I hope one day we will hear your testimony. God bless.
This boy is sharp!!! He is also a good public speaker!!!
How can we help with small things like books for the young man
I love that you are not blaming anyone young man for making wrong choices, chiita move on in right direction , you sound very inteligent too. Hupenyu inhava wena dai mwari aku batsira waita a new life after jail 🙏🙏
Toda kuziva kuti akasungwa sei ,akazvarwa vari vangani iye ndewe chingani ,akazoziva sei kuti vakuru ava varikuita marobbery,ko driving akadzidziswa kupi aiva nelicence here aidriver mota yani mibvunzo yenyu ngainakidze kuterera
Open your podcast and do your expectations
@@ArnoDigoxin what's wrong with her comment,stop being bitter and negative.
Mupfanhaa wangu ,mupfanhaa wangu waiziva zvawaita nezvavaiita .
Anotori kanhinhi,kadhururani,asi jeri rinosukuta,kambwa kanyoro handina tsitsi nemhondi nyoro yakadai.
Kana mwari akamuitira nyasha ngaachinje hunhu .
Imbavha iyiii aiziva zvaiita
Nyasha story touched me bt ndangofarra kt mwana ari intelligent plus mwana aneramangwana rakanaka
This interviewer is very poor, musungwa ndiye atozomuyeuchidza kuti haana kutaura how he was caught and arrested iye akutovhunza zvekuCourt 😅😅
I have said this kakatowanda, she is very poor, journalism yekumama iyi 🚮🚮
Amai ava havagone interviewing for sure, 1st question: mhosva yako ndeyei? Next question: saka mucourt makazodiiii?? Hauchabvunza kuti akazobatwa sei
Nhy hako unotoshaya kuti asi vakumhanyira kupi
Matomboterera here nhai
Hanzi ndakabatiswa nemupfana wemuchinda wawaitamba naye
Havatogone shame
Such a swt boy u reformed my boy u hv learned ur lesson ,munhu wese anoita mistake bt u deserve another chance Jeri rinopera
Shem Nyasha lshe vanokutungamirira wish you the best results
Sokostina mibvunzo yake haina order at times...
Kana aresva muudze munhu wose anoresva nekusaziva
Haunyepi
Siyanai Sokooo wangu😂😂
That young man is very intelligent
Nyasha is very eloquent. Mashoko ataurwa hatina zero nawo. Maturity at its best. Akangotamba newrong crew chete otherwise, his brilliant this one.
You are wise young man. Keep focused
Lesson learnt for you my boy makore awakapiwa ndeekuti ushandure magariro awaiita
Mazwi ako kuvabereki ane hudzamu
Shungu dzako dzinokusvita pauri kuda
Rambai wakadaro
Rega zvipore vakabva mukutsva
Vakagona vakasungisa Nyasha aitozopedzisira auraya munhu kanakuurawa iye . Anga anyanya mukomana misikanzwa yacho yanga yanyanya
Stay blessed My Youth ❤❤❤
Mwari variko❤❤
Uuuuuu hamunyatso kubvudza nyaya zvinowaraidza hameno kuonawo kwangu zvinenge zvakatonhora soo
Kuziviswa mambuya mamai vasikana🤔
This boy is a good actor... I doubt he regrets what he has done
@7:07 Nyasha Ada kutaura chokwadi Havana Kuba ka 1 vanhu ava changa chatove chigebenga icho kunyepera kunzwisa tsitsi zvemahara
Yah uyu judge akamuona. Because kupihwa $400 usd , offered laptop and phone just to be a driver it means he had influence within the crew . NdiMasendeke uyo
@@expedition1017😂😂😂 aitambira mari asingazivi zvaitika here aitorimo mugame
I hope akabuda haazowedzera coz handione hangu kushanduka paari .plus judge kutomupa.makore akawanda akatoona hunhu hwake.
Nyasha anga atoshata mbavha hombe chaiyo hope jere richakubatsira kuti brain dzidzokedzane because kumwe kunzwisisa uko inzara but unoda kuti deep inside your heart uponeswe
muzukuru wangu akamirira kamukomana kadiki pabustop yepaNorton manheru pakabva pabuda madhara achijambirawo mumota syndicate inodaro zvayo kushanda nemupfana mudiki
Ya seems honest and matured
He has a bright future ✨️
I wish you all the best Nyasha. I hope one day we will hear your testimony. God bless.
Zvakaoma wakasangana nema wrong ftiends mwanangu ndabatikana fani
Shame zveshuwa mataura zvenyu. Such an unfortunate case. He sounds repented zvake which is good. God bless him so that he can re start zvakanaka.
Hapana kacriminal aka
He could bully people that's when elders sees a best recruitment kwavari.
@@Bvanyangu352shuwa
He was also a bad guy
The young man appears very regretful and very intelligent.God forgive him and bless him.
good adviser
Very sad, stay strong, young man. I wish you all the best.
This is so sad, and he is full of regrets, God will see you thru
pakangofambawo mhepo apa but this child deserves better friends and better parenting guide ,akafuririka through hudiki .
Yoooooooooooooh kubuhlungu okwehlela lengane. Hope and trust it's good lesson more kids
Zveunoshuwera zviise kuna mwari zvoita 🙏
Wrong friends...the young boy is intelligent and it was proper he had to go through prison process so that he could establish the base of his life
Amen, you are a jet pilot, i already saw you there, be blessed
interviewer improve ask and arrange your questions properly...
Mwana asina kuzhangandira ,we all makes mistakes and we learn from them
May God keeps, protects, gives you strength, until you fulfilled your dreams
Like Joseph, was sentenced for something he didn't committed, but it was an advantage of him to become a governor
May it be to you too little man, in Jesus name
Mwana ngabude uyo please
Why
Police and the judge are experienced in these things . This boy is a thief
Why ,kana akasangana newe achida zvishandwa zvako ndipo pauchaona kuti haasi mwana
Say no drugs
Haasi mwana asi imbavha dai wakambobirwa waiziva kuti zvezera hazvina basa mbavha ngaigare mujeri
Please come back with an update kana wabuda today kuzouya kuchechi ikoko just fo hear your testimony.Mwari vakuchengete
The way he is honest nezvaiita zvese kubva kuXul l believe akutaura chokwadi
But zvese zvaaita it’s a sign of a criminal. If you harass teachers , don’t listen to parents . Kurova vanhu mumaraini to make a name . Kufamba me200 usd ari form 2 . All these are signs of someone who will not be afraid to commit crime . Police know how to question people sometimes kakapihwa maximum force kakafunga kuti kavakufa kakabvuma zvakakaita
Mpfana uyu aive mbavha chaiyo sei waitamba nevanhu vakuru uye sei wai driver usina licence uye sei wakabvuma ku driver mota mpfana iwe gara mujeri matsotsi ose anotanga ari muzera wako ini kubirwa ndoziva kurwadza kwazvo zvezera hazvina basa
Sorry young this is not the right way to start life
Kutadza kunowanika mwanangu tinodonha tichimuka and ndafara kuti wazviona kuti wanga wakarasika, wish you all the best
Chandafarira nyasha adzidzisa vamwe vana vezera rake kusatamba nevafuriri kuterera vabereki kusatora zvinodaka mwari ngaatungamirire mukomana uyu
Shemu vadzidzakq nyasha mwari vanokuitira zvakanaka ❤
The boy is now reforming zvinofadza
The influence of substance abuse at a tender age. The young man akashandisirwa chisimba nevanhu vakuru vakamusiya munyaya iye asina mhosva yaakapara but akafurirwa thinking arikuita zvakanaka but ma tsotsi got the better of his innocence and calmness bvavamusiaya mukati ivo vakabaya.
Ndangodzidza kuti sevabereki ngatiwanewo nguva yakawanda nevana vedu😊
iii sisi hamugone ku interviewer, kumhanya ku conclusion . learn from stella Muusha, she is by far the best interviewer.
wish you the best bro kutadza ndekwedu tose God will change your life bro
Weldon sonnie kutadza kunowanikwa and munhu dzimee nguva ndopanenge pane breakthru yako kuburikidza nekutadza. Ndangodzwa kudamirwa nemashiko ako. Zveshuwa hakuna mubereki anofarira downfall yevana
Kana Amnesty yoitwa ngai ku loketewo mwanangu.ndokushuwira rombo rakanaka shinga unosvika chete
Pamuchabirwa nevafana ivava munochinja mind . Mabhanditi akawanda anoedza kuita inocent
Kujeri vanadzidzisana one statement hapana anobvuma mhosva.
Aitoziva kuti varikuno robber
Ko vano commenta journalism apa is everything well @ home??😂 Nyaya haina kunzwika here?..kumufana uyu intelligence ne criminality plus maturity itoripo..kuda kutamba kwakaita nemahure ..background yechurch helped him also..Jere richakupa mamwe malessons youngman..Go deepeeer Champ!!
Sheem sorry I wish you can come out
He's now regretting his actions
Sorry young man wadzidza
It shall be well
Ma book anopiwa na mai na baba vake ndovakarega achiyenda ikoko
Tildar bho Mai iyi haigone Basa
Ndakadzidza naye uyu 😢
Yoo this boy mwana mudiki atove muprison kare 😮
xem boy,ndarwadziwa zvekuti mwanangu…unooneka kuti uri mwana akanaka and you are also showing remorse pane zvese zvawakatadza,Mwari akutungamirire kusvikira wabuda mwanangu………and uri kuoneka kuti ukabuda haudzokorore Zvekare............ayo madhara akakusungisa ndobva vakufurira semwana mudiki waisaziva iwee kuti kutogezerwa maoko dai Mwari avaitira nyasha nekuti kubereka kumwe chete kunongorwadza whether mwana wako or ndewemumwe…………nyoka dzemudumbu dzinotorira…………ndabatikana chose😢😢😢Dai Mwari vakutungamirira mwanangu❤️🙏❤️
Very sorry my son
Kutanga kwehumbavha uku kachatozopisa kampfana aka group rakaitamba naro kakangwarisa kakabuda kanogona kuenderera mberi
Sis Pella ndaona makubvunza verse ...Uyo ndiye Pastor venyu ...
🥹 sorry 😔
This one is guilty, his behaviour towards teachers , parents and walking 200 us kuchikoro, blaming covid 19 , walking kumaraini vachirova vanhu to make a name . The judge did him a favour to be away from society he has potential to be like masendeke
Yes, he openly admitted but he also shows remorse and deserves a second chance in life.
@@FanuelHlabanuyeah anopihwa second chance , Jeri is not to punish but to rehabilitated . He is alive and breathing anobuda soon
Justice for this boy, ndarwadziwa
You reckon he was unlawfully convicted?
His behaviour was too rebellious, being a gateway driver was nothing to him . Munhu anorova teacher nerekeni ? A teacher who is trying to help you . He is a thief . Police vakamuvhundutsira akataura chokwadi
Mwari vane zvavakada kunutaridza anobuda anaka. Ngaagaremo abuse anyatsova munhu
@@YvonneCija-mm7jxtrue aitozoita worse lmagine kutadza kusubmita mapepa vechikoro kutuka vabereki kubulla vamwe kumaraini
Very sorry hako Nyasha , Mwari vanokurangarira kana uchitaura nekurevesa
Wagona Nyasha wataura kuti wakabatwa sei not kumhanyira zvimwe tisina kunzwa kuti police yakakubata sei take notes sister ubvunze zvese kumsungwa
Waizviziva
Sokostina still has a lot of learning to do, doesn't know how to answer the critical questions
Kazhinji pane hukuru Mwari unenge Uchida kusvika or kukuratidza .Nyasha anoratidza kuti agamuchira JESU zvizere
This man mst be released he learn his lessons
Iwe usanyepere COVID-19 wagara wandmga utori ndururani
Dangerous boy
Nyasha itirwa nyasha naMwari usdzokera sure nyadzisa Satan thus is your chance to make your parents proud of you ndarwadziwa asi ndovimba unokunda❤
Aka kakabuda kanotonoita gang leader i dont think kuti kachadzoreka kakatanga kubata ma$400 kari kamu 17 apa kachitoenda ku xul kaka loader $200
Hausi Mwari
Ibhanditi iro, no mercy. Kana wakambobirwa you don't feel sorry for mbavha
He is a criminal , gororo
Guruvhani chairo chairo new version Yana chidhumo
@@expedition1017guruvhani 😅
We are all criminals, just that we haven't been caught chete.
@@irvineboonstra7836 l am not a criminal, l bet with my life.
So sad ...mwari komborerai vana vedu
Ngaangozvitora seari kuboarding school
Parents always say tamba nevezera rako
Akarasirwa nyaya
Mwari ngavakubatsire Nyasha vakuitire zvakanaka vazadzise zvishuvo zvemoyo wako wadzidza uchiri mudiki ukatendeuka usatsauka kuna Mwari hapana chinoramba
Nyasha Nyasha
Uyo mukomana anonyepa vakomana vemuKwekwe ma1
Ndatozvionawo hangu
Hatisi tese tine hunhu wakadaro mbimbo dzemukwekwe hadzibe mafon aya
Ubopasa Nyasha uite pastor chaivo
Ohhh very sry wakapinda mujere uchiri mwanana 😢
Great oreta
Ahhhh very Sad SDA pathfinder akaita wrong choices
Wakatamba nematsotsi... nyasha unoratidza kuti waiva mwana anoteerera Mwari ave newe mwanangu
Arikunyepa uyo statement rambavha
😅😅😂HOOOOKEYIIII NDIMI MAITAURWA KUTI MAIROVA MA TEACHER NE REKENI IMI😂
Correctional servicemufana, your parents will make your way home soon.
So madhara ane 45 akasiiyiwa coz aifurirwa nekamwana kane 17 haa this world has no balance woo
Sorry hako you learnt a lesson
Mai ava she is clueless nebasa ravo ,her line of questioning is very poor ,she lacks coherent in her interviewing