1. For the sake of improvement zvinogona kubatsira kuti munyore maquestions enyu pasi kuti interview inyatsoflower from A to Z kwete kuzoramba tichiti tikaenda mberi todzoka. 2. Pay attention to details panenge pachipiwa maanswers to avoid asking unnecessary or unreasonable questions for example paataura zvekuti vanga vari vangani pakucommiter crime nepaataura nezvekuti haana hama. We want to see you again giving us a captivating episode kuti tizive kuti feedback yedu ikushanda.
Thank you girl this is the best interview you did and i watch ,Excellent well done keep it up.Sin no more Mkoma Brighton .Avoid bad friends they cos unnecessary pressure , There is no hurry in Africa ,Slow down !
I dont blame brighton panyaya yekuuraya unotoona kuti aisaziva zvaari kuita akatofurirwawo and haasiriye akabaya saka asina kutiza mhosva iyi real mhondi ndodzakatiza
Next time presenter bvunzawo kuti mumba mavanopinda vanopinda sei ..we want to learn from these thieves kuti tingwarire Plus kubvunzawo kuti ko makaziva sei kuti mumba maive nemari Uyezve pakati pavo ndiyani akazobaya mufi
Kana munhu akati anobuda August isu tiri muna March panenge pasara maMonths mangani????? SISI RUDHENYA mati pa 8months dzasara..... bhoo ere maths dzamaita
Ayehwa wangu, personally I'm not a journalist Ska zvekuti heeee imimi minozvigona here kudhara. Rangu randinoita ndotorigona zvekudaro. Kana iriyo journalism yacho hahaha ndeyekuMM
I always comment about Slymedia maybe ndakutovengwa kuti maybe l hate Slymedia, but honestly ma interviews e Slymedia anobhowa guys the interviewers havatogone both Sokostina Mupurwa, nekababa kaye as well as this girl too, please leave these for Tete Tilder if musingade copy and paste Tilder. If l meet you ku Chikurubi muchiyenda ku jeri ndirikuda kukuudzai ma notes sure coz ndomboona mota yenyu np200
Presented well but some of the questions are repeated more than 3 times, draft the interview 1st before you attend to avoid repeating same questions it becomes boring to the interviewe
She's not even listening, she kept on asking about how many they were, and even after ati taive 4 ndakapiwa 500, she ask again saka ava 4 vakagovana 13000?
I always tell u to prepare questions befor your interviews...wakutibhohwa iwe
1. For the sake of improvement zvinogona kubatsira kuti munyore maquestions enyu pasi kuti interview inyatsoflower from A to Z kwete kuzoramba tichiti tikaenda mberi todzoka.
2. Pay attention to details panenge pachipiwa maanswers to avoid asking unnecessary or unreasonable questions for example paataura zvekuti vanga vari vangani pakucommiter crime nepaataura nezvekuti haana hama.
We want to see you again giving us a captivating episode kuti tizive kuti feedback yedu ikushanda.
Waonawo zvandaona.
She still had a lot to learn.
I'm sure she will take down your notes
Taura hako uye munhu wavakauraya aitanezvei vakamuziva sei
Point
True that
Mataura ipapo, she should learn from Tilda
I see this guy going back to the game, his got nothing to lose. No family no kid , no wife no dreams of rebuilding new family
Great interview . Worried this one has not reformed
You think so?
@@tatendamuchini4073 perceptions differ. That's my own' guess you have yours too
Haaa zvamanje manje achiri mumbishi uyo
munhu zitsitsi iro inzai tataurire hake haaaa ndapenga hr ndingabatsire zimhondi
Zvamanje manje Brighton akufarira kubuda u deserve anthr chance brother
Kufarira kubuda mujeri while wamakauraya will never be out of his grave . Zvakaoma
Thank you girl this is the best interview you did and i watch ,Excellent well done keep it up.Sin no more Mkoma Brighton .Avoid bad friends they cos unnecessary pressure , There is no hurry in Africa ,Slow down !
What ? This is poor interview on so many levels
Zvamanje manje aewa unenge watendeuka Brighton, sin no more be blessed❤
He is not remorseful... ngaaqedzerwe makore
@@Tinospakwa musamudero veduwe
I like the way you interviewed this guy my sister
Girls normalize kuona ma behind the bars aya musazoorwe nevanhu vasivo
Siyayi humhondi mukoma idyai zveziya renyu
Good Job Chisikana. You managed this interview very well. Keep at it zvirikuita
Thank you sly media
Mom kubvunza kwenyu kunobhowa dzidzayi kugona kubvunza
Yes and the way she says ehhh ehhh ehhh in a every sentence she talks it's so annoying
Ndinodavira vachaverenga comment yenyu. Ko dai machivaudza pavari kukanganisa kuti mangwana vagoziva. Mukangoti hamusi kugona kubvunza musingapi mienzaniso vangazive sei? We want constructive criticism.
There is a room for improvement
Pekutanga pawaibvunza kwana Tapiwa Makore mubvunzo 1 anoramba achiibvunza
😂😂😂😂
Iwe Brighton usanyanya kuseka nekutaura sleng bcoz makauraya. Tokuisa kuvamwe vako 3 izvezvi kurufu uko
I can feel his happiness veduwe 🔥😭❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
thanx bro nemuono wenyu ummmm hatigoniii kukupai mutongo bt only God
I dont blame brighton panyaya yekuuraya unotoona kuti aisaziva zvaari kuita akatofurirwawo and haasiriye akabaya saka asina kutiza mhosva iyi real mhondi ndodzakatiza
Next time presenter bvunzawo kuti mumba mavanopinda vanopinda sei ..we want to learn from these thieves kuti tingwarire
Plus kubvunzawo kuti ko makaziva sei kuti mumba maive nemari
Uyezve pakati pavo ndiyani akazobaya mufi
Chokwadi
Nyangwe waive mudiki aaah $500 wakunyepawo iwe
500 chete chete
He wants to maintain statement yaakapa mapurisa achiitira leniency.
He is trying by all cost to avoid maContradictions
You are right @@Dalailama3674
Saka Dai ati ndakatora 13000 vamwe ndikavapa 500 ndizvo zvamaibvuma kk ati aive mudiki matsotsi kaaya atiri kutaura ne zvawo anenge achitotyawo vakuru
Akazama kurerutsa mari kuita shoma kuti asatongerwa makore akawanda
Vanhu regai kutaurisa mukadzi uyo ari kutadza kubvunza papi, kushora kwenyu kwakanyanya
Aiwa dzokerai kumusha kwenyu henyu makuurayira munhu zvinhu zvake makasiya vana dziri nherera aiwa dzoka hako kumalawi shaa
Siirai Tete Tildar izvi imimi hamuna chamunoziva
Siyana nekubatsira nemhondi dzese neni kubatsirana nezvirwere nenherera
musikana uyu anogona kubvunza naquetions 🎉🎉🎉❤
Yes
Kabhinya ako uuuuu kakabuda kachapedzazve vanhu yoooooo ngakafirewoko
A murderer will remain a murderer.
Poor man was killed for 13 500
People change..
@@jahmunetsi2997aewa , mbavha will always be mbavha ngaafire mujeri
Chokwadi you can actually see he has no remorse for what he did. Imbwa yemunhu 🚮
Ahhhh imbavha iyo. Ngaagare ikoko. Very dangerous in the community.
Choķwadi mhondi chaiyo ,ngafire mujeri imomo
Kkkkkkkkk 😂😂😂😂
Chokwadi here
Why muri weaked
At list vakadya mari vakabatwa vakatongerwa mhosva yavo😊
Hamuna Bright Zhantali here
Life in prison is not a Death sentence. Kutongerwa rufu is a death sentence.
Zvino ukunangepi Brighton musiye chimbavha babamunini
Brighton pfungwa dzako dzakadhakwa terera mubvunzo usati wadaira
Ummmm imi munogonei varume vakutotya kukusiirai mari yemadomasi ndimi type dziya dzekti mwana azochemera ma zap ndikatora mari yamasiya ndikamutengera
Kana munhu akati anobuda August isu tiri muna March panenge pasara maMonths mangani????? SISI RUDHENYA mati pa 8months dzasara..... bhoo ere maths dzamaita
jeri usiku iday, masikati iday
Kkk kudara
Adzoka zvakare mwana wekwaRudhenya, uya uya anosimboshaya respect nevanhu vakuru but nhasi THANK YOU my sister wamboedza kuitawo respect
Taurai today she is number one she is learning from mistakes
Brighton anga ari mwana mudiki tinovimba haachapamhi fut zvakaita nnkt kugarira 20 yrs apa wopiwa 500 ummmm
Ndinotya kuti achibuda anenge atove mumbishi chaiye
Akagara 14years kwete 20..6 dzakabviswa.
Welding machine nemaRods unenge wacheka ney haa kambavha aka
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 haayaa
😂😂😂😂
Zvamamanje chiiko i type yekunopara mhosva futi
we need more reality shows like this ☝🏾
Please may you interview Bright zhantali I think he's at chikurubhi maximum
Vanhu ma complain enyu so 🙄🙄imi mukazvipihwa munozvigona here aaaa mazimba kutaurisa 🙌🙌
They think it's as easy as eating sadza😂
Ayehwa wangu, personally I'm not a journalist Ska zvekuti heeee imimi minozvigona here kudhara. Rangu randinoita ndotorigona zvekudaro. Kana iriyo journalism yacho hahaha ndeyekuMM
Nhai zvako
urisazita wangu Brighton Siyana nezvekuba
❤❤❤😂😂,,
Kachimwene ako nganoweredhera kumalawi kanotibira ft n mhuri yezimbabwe musabatsire mhondi iyo pliz
Tenda Mwari sure Brighton. Chitendeuka mumweya nemuzvokwadi .
Uyu aende kwavo ku Malawi plus kune drought.
Haaaaa cc hachisi chipo chenyu Ichi hamugone zvachose iri bsa Dai muchituma Elizabeth zvake anogona zvekuti kwete Ava cc dzingori nharo
Anenge mwana wemuridzi we Channel cause takutaura zvebasa hapana chozivikanwa
Mhandu yemukadzi mukadzi
this reporter's question are very in-material---REALLY ABOUT THE PERSONS FEELINGS'
Why uchidzokera kumashure watadza nei kubvunza nguva yacho
Chekutanga ane kwekunogara here since asina hama achiti haana hama vabereki vose vakashaya
Ati ane imba ku Bindura wani
Improve your interview questions and ask specific questions that can help
Ma pastor ari busy kuparidza havadi kutendeuka now kuda kuziva Mwari nyimai sadza mboko idzi
We need another interviewer uyu aka dhakwa uyu
Anoda kuti atsvage a journalist notepad, onyora mivhunzo yake ovhunza achidzika dzika. Nenguva ichifamba achagona sana Mukoma Reuben Barwe
Anenge achingoti ehhh ehhh ehhh zvisina basa rese
Ko kungoramba achiti tikudzosei kumashure
Was supposed kubvunza kt achaenda kupi abva mujere
I hope you have reformed Brighton
Uyu masekero ake haachinji . Akabuda anondotanga futi
He doesn't speak like someone who has repented.
Akufanira kutaura achiita sei kuti muone kuti ari sorry
Slang talk doesn't mean anything.. u fool,ukuda kuti ataure achiti chii..?
Its like he regrets his time spend in prison not wasted life. No remorse
@@margaretthomas1177 with remorse
I always comment about Slymedia maybe ndakutovengwa kuti maybe l hate Slymedia, but honestly ma interviews e Slymedia anobhowa guys the interviewers havatogone both Sokostina Mupurwa, nekababa kaye as well as this girl too, please leave these for Tete Tilder if musingade copy and paste Tilder. If l meet you ku Chikurubi muchiyenda ku jeri ndirikuda kukuudzai ma notes sure coz ndomboona mota yenyu np200
Future tense in prisoners yakanyanya. Hameno kana ndiri ndega ndinozvinzwa
Ndozvinzwawo nhy
Sure
Mibvunzo yacho ikuita kunge irikubva mu creche chaimo ,Haa yaas
Ukabuda Brighton dzokera kumusha kumadzitateguru ako
Kkkkkkk hamuskuda here kuno
True, porisi must make sure he goes back to Mozambique
😂😂😂😂😂😂chokwadi
Eeeeh eeeee myb ndingangokudzoserai kumashure 🙄
Mkoma varimujeri havana phone musavasendere zvisina basa ...but iiih 500 hre mkoma
Presented well but some of the questions are repeated more than 3 times, draft the interview 1st before you attend to avoid repeating same questions it becomes boring to the interviewe
Zvamanjemanje brighton kkkkk wadzidza mfana wangu usapamha zvakare
Good job ZRP
you are improving presenter well-done
Kufara kubuda Jeri koo murungu uyo wakauraya nemukadzi wake akaona muchiuraya murume wake urikuvafunga here.
Ungashore mari kuti kamari kashoma kuti wangawaiwana nenzira yakanaka here.
Asi handisati ndambonzwa munhu anopara mhosva anotaura kudai.
Man the way hate kamutauriro kekuti zvamanje manje kudhara 😭😭 it doesn’t even make sense
Pliz can you interview Ndebele also
Hakuna musi usingasvike sure I am happy for you brother
Anorambireiko achimubvunza zvehama Iye anguri ati Hana hauna mibvunzo imwe here why reapeting the same question
Imagine
wish you the best bro
She's not even listening, she kept on asking about how many they were, and even after ati taive 4 ndakapiwa 500, she ask again saka ava 4 vakagovana 13000?
Madam maths dzenyu correct here...u said muri 4 ...iwewe tobvisa $500...saka vari4 vakashayana marii?
Mukadzi iwe ahugone basa iri wasiya kuvhunza zvinhu hobho uchivhunzana nezvisina basa nxaaa ,,
Achanogarepi abuda
Vakaudzwa nani kuti murungu anemari
Vakapinda sey.
Zvakawanda zvawasiya kuvhunza unotobhowa
Matsotsi haagerani, kuuraira munhu $500 here, haaa munogumbura. Sisi pahutatu hwavo vakagovana $13 000
Hes smiling and loving recollection on the crime
kkkkk Tarumbidzwa is like '.... pa 13 thousand?'
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Ka journalist kechidiki kacha master zvako chi game chacho
Tarumbidzwa ane ka slow thinking, kuramba achidzokorodza mubvunzo one here shuwa ,
Gungwa dzukuu ,😅ibva wafidziratu ukapamha ukuyendeswa kugungwa dzukuu
Sly media tibvisireiwo Rudhenya uyo zvema interview ekujere zviri kumu kurira
She deserves a chance to learn and improve. Achadzidza sei kana mukati abva akandwa panze
Kunyepa 500 yei ? Urimbavha iwee 20yrs dzishoma
Brighton uri mbavha mbishi hausati waibva
Musungwa ari intelligent kupfuura journalist ati ndakaita panel beating, machanics ne welding, less thn 5 mins akubvunzwa futi zveku workshop😂😂
Kkkkkk
Kkkkkk
Sly media verengai macomments
Zvakaitika gore ripi uyu haagone hu journalist
Musikana unomboverenga c section here uchinzwa zvichemo zvedu zvekusagona muvhunzo. Nxt time nyora mivhunzo yakakosha pasi indaa uchine kakuvhunduka kuvhunza. Wanzi tanga tiri 4 wongoramba uchivhunza pahu4. Zvimuvhunzo zvako zvakadhakwa
Ichiri mbavha iyi. Anodzokera akafarsa
Sly media haa team renyu ngarive prepared nyorai mibvunzo pasi zviri kunyanya kusanganiswa
Vana Brighton ndovaziv vaZhinji vacho vanoba 😂😂😂
Taura chokwadi mari yawakapuwa iwe, 27-40years kushandira hurumende. Hona loss yacho yawakaita
Umm ndasiya tozoteerera kana maunza zvinhu kwazvo not mbuya ava
Achibuda ngaaende kumusha kwake czy tinenge tichingonzi maZimba izvo vamwe ndivanaChimwene
Akamama. As long uri mbavha worse wauraya munhu firamo
Zvakaoma Chero muno Joni varikuuraya vanhu ma Zim nevemuno zvakaoma hazvo veduwe
Wakapenga Brighton, Chitsotsi kudhara
Mybe soulmate yangu irikujeri😂
Unosvika pakuzorora 😂
@@justicemunyoro5408 kkkk
Katsotsi plus kakurwara and kakunyepa kushaya hama why mhondi Tsotsi
Slang hako haina musoro kudhara kudhara kudiko
Sly media improve zvima mic izvo itaiwo twekuisa pa hembe not kuchinjama one mic
Poor journalism mivhunzo nhando
true arikungobvunza kuti vamubatsire