Murume uyu was a Police detail with the other Police officer who were assigned to a cotton buying unit in chegutu. They were armed with AK rifles rifles each. He went to a beer drink and left his colleague at work. He wanted a girl friend his colleague was dating and promised to shoot him when back from the beer drink. The other officer did not drink, was very sober guy. Mindano would drink while at the cotton buying depot,zvekurembera chaiko. Paakadzoka akatowana mumwe wake akatofa nehope,kwaakutora pfuti yake ndokuiviga. Adaro akamutsa officer uya and he accused him of snatching his girlfriend akatizve wakaudza mashefu kuti handisi kushanda ndirikuita zvekudhakwa. Kwaakumupfura mumusoro and he fled nepfuti yake. Akazobatirwa kuHarare mu bank after sometime. Manje interviewer uyo haagoni kutora info from interviewees,
Sister , improve pa ku interviwer vanhu. First itai introduction , munhu wotaura mhosva yake then wobva ab=nzi tiudze kuti mhosva yakaparika sei, Second ndeye kuti wakazotongwa sei kusvika pakupiwa mutongo, then Chitiudza makuriro awakaita . but apa mamixer zvekuti hatichazive kuti murikuita interview yemhosva here or yemakuriro evanhu
Interview yenyu yakadhakwa ko kupa munhu nguva yekutaura tangonzwa chete kuti akapfura mumwe wake but hatina kuziva kuti chiii changa chaitika kuti azodaro wakangofanana ne loyer rake risina kumupa nguva yekutsanangura mu court of low 0/100
Mhuri yamukoma ava God bless u please ndinokukumbirai murambe muchinamata rimwe rezuva mwari vanofuma vakapa hanzvadzi yangu iyi mumwe mukana vakabuda ❤
SLYVESTER, your interviewers need to learn the proper way of getting a story from the interviewee. Its haphazard, one ends up not getting the head and tail of the matter. Why not just say Tirondedzerei kuti zvakafamba sei kuti musvike pakuzova mujeri? Then allow the source to explain, only coming in for clarifications and follow ups.
Though ndisina hangu kuzonzwa kuti mhosva yakaparika seyi ipo pa accidental discharge ipapo I learnt something from this guy, he’s wise. I hope he will acharangarirwa akabuda kana arikutaura chokwadi.
In the context of interviewing inmates, standardized questionnaires are crucial to ensure that the interviews are comprehensive, consistent, and effective in gathering relevant information. Kwete nyaya idzi
Indeed, individuals struggling with drug and substance abuse are often victims of circumstances, genetics, trauma, or mental health conditions. Blame and stigma can create barriers to seeking help and perpetuate the cycle of addiction. Instead, we should focus on offering support, understanding, and resources to help them overcome their struggles. By adopting a compassionate and supportive approach, we can help individuals overcome drug and substance abuse.
I really wanted to hear what exactly transpired that led to the accidental discharge, the points that his lawyer did not tell the court and his message to the family of the deceased as well as his wish to be parxoned.
Sister please the purpose of interviewing a person is so that we hear how they committed the crime...what kind of an interview is this without introduction???
@Pelagia or Slymedia guys please read people's comments they are good for you esp Pelagia ukuzororera basa chero watch other reporters like stella muusha...Elizabeth nyaguyo etc
Iri zidofo remukadzi ndozvonetsera to employ mahure instead of hiring professionals…..watomhanya kumberi asina kutaura kuti mosva yakaparika sei…sokostina uri mhata
Sly imbotiitira serious vanhu vako ava havagone ku interview ava haaa time yedu nedata redu zvinotikoshera pane kunzwa izvi hre first ngavambotange vaona ma interview aTilda vatore maNOTES ikoko plizzzzzzz!
Ko mhuri yemunhu waakapfura irisei uyezve varikurarama sei haana kana kuwana mukana wekukumbira ruregerero uyezve unongopfura anyhow even wakadhakwa no dare ravekunge rakatomukanganisa nekuti haana kubuda pachena what happened
Pelagia missed a very imporatnt question in the interview, wainge wabvinza kuti mhosva yakaitika sei ... zvabva zvakanganisa an otherwise good interview
Nhai Sister Pelagia tinokukumbiraiwo veduwe tapota isu vatsigiri venyu tinzweiwo pese pamurikuita basa irii murikukanganisa zvinhu zvizhinji Sister vangu Ipai munhu mukana wekutaura nyaya yake then azopedza zvese zvakaitika wozomupa mubvunzo yaurikuda hako semuridzi webasa asi Munhu ngaaataure exactly pakaparika mhosva kuti zvakatanga sei kwaive rini akazvifunga sei akazosungwa zvaitasei ko hamadzemufi vakataurirana here if uchida kugona Basa iri Sister teererawo isu vatsigiri vako Shuwa shuwa basa iri urikurikundikana zvachose chose Take your time upe munhu nguva izvozvi atitozive kuti chinangwa che interview ndechei Interview yako irikubva kupi ichienda kupi nyayaa yako haina kana direction unongobata nyaya wosiyaa wobayaa pamwe wosiyaa imwe wobata pamwee wosiya soo atina kwatirikuenda sisi vangu tinopedzisira tawora moyo tikabuda pa Page pako Ndinokukumbirisa kuti umboteererawo Tete Tilder Moyo pama Interview avo nevasungwa vanonyatsokufamba negwara chairo saka iwe dzidziwo ipapo nekuti Tete Tilder varikuchembera totodawo vanhu vanoenda pa Position ya Tete Tilder
Apa tete matadza kuinterview matenga nyaya nepadumbu hatina kumbozwa KT akauraya workmate yake sei ipai munhu time yekutaura mapariro anenge akaita mhosva dzokerai motangisa futi
Munoti tilder ane rough 😂but she’s strict with her interviewees so that she can get the relevant info out of them, akaona wakutaura ngano she doesn’t hesitate to stop you momuti ane rough honai manje 😂😂
Murume uyu was a Police detail with the other Police officer who were assigned to a cotton buying unit in chegutu. They were armed with AK rifles rifles each. He went to a beer drink and left his colleague at work. He wanted a girl friend his colleague was dating and promised to shoot him when back from the beer drink. The other officer did not drink, was very sober guy. Mindano would drink while at the cotton buying depot,zvekurembera chaiko. Paakadzoka akatowana mumwe wake akatofa nehope,kwaakutora pfuti yake ndokuiviga. Adaro akamutsa officer uya and he accused him of snatching his girlfriend akatizve wakaudza mashefu kuti handisi kushanda ndirikuita zvekudhakwa. Kwaakumupfura mumusoro and he fled nepfuti yake. Akazobatirwa kuHarare mu bank after sometime.
Manje interviewer uyo haagoni kutora info from interviewees,
Waita hako ndatotadza kupedza kuterera comment yavo yandibatsira
Shavi chairo dai akaitwa chimoko chacho iye mujeri. Thanks for the update matipa nyaya izere
How do you know waivepo here. Munhu akapfurwa ndiye anoziva
Zveku interviewer izvi zvotoda Tilder
Nhai toda kunzwa kt wat transpired kt apfure munhu zvino sisi ava ummm
Sister , improve pa ku interviwer vanhu. First itai introduction , munhu wotaura mhosva yake then wobva ab=nzi tiudze kuti mhosva yakaparika sei, Second ndeye kuti wakazotongwa sei kusvika pakupiwa mutongo, then Chitiudza makuriro awakaita
. but apa mamixer zvekuti hatichazive kuti murikuita interview yemhosva here or yemakuriro evanhu
They must learn from Tilder
@@extrabady4156 Taura hako, zvinopa kuti nyaya ibhowe
Hatina kana kutombonzwa mhosva yacho akaiparira kupi chii chakaitika sanganai na Tilder akudzidzise basa vahanzvadzi
Yea shes got a lot to learn sheim
Handina kutonzwa kuti akamuurayirei munhu anofana kurondedzera matangire aakaita musindo kusvika paava nhasi uyu munhu arikuita bsa raasingagone uyu
Interview yenyu yakadhakwa ko kupa munhu nguva yekutaura tangonzwa chete kuti akapfura mumwe wake but hatina kuziva kuti chiii changa chaitika kuti azodaro wakangofanana ne loyer rake risina kumupa nguva yekutsanangura mu court of low 0/100
Mhuri yamukoma ava God bless u please ndinokukumbirai murambe muchinamata rimwe rezuva mwari vanofuma vakapa hanzvadzi yangu iyi mumwe mukana vakabuda ❤
Zvakaoma sister mungapfeka zvimagilazi zvekubvunza tsvina dzakadaro
Wow Mindano Mindano,welldone!You are smart.One day you will be free man......
Tete chibasa ichi hamuchigoni siyai tilder aite. Hatina chatanzwa chinemusoro chatsanangurwa
Thanks to the Mindano family rambai makadaro mwari vakuitirei zvakanaka
Kutambisa data chaiko hatina kumbonzwa kuti akapfura workmate yake sei chii chakanyatsokutora nzvimbo haaa ndabhowekana nxaa
Wise guy and so greatful. God bless you my brother
Kwana , killing innocent police officer and he is again lying that it's accidental discharge whilst he intentionally did that.
SLYVESTER, your interviewers need to learn the proper way of getting a story from the interviewee. Its haphazard, one ends up not getting the head and tail of the matter. Why not just say Tirondedzerei kuti zvakafamba sei kuti musvike pakuzova mujeri? Then allow the source to explain, only coming in for clarifications and follow ups.
Though ndisina hangu kuzonzwa kuti mhosva yakaparika seyi ipo pa accidental discharge ipapo I learnt something from this guy, he’s wise. I hope he will acharangarirwa akabuda kana arikutaura chokwadi.
In the context of interviewing inmates, standardized questionnaires are crucial to ensure that the interviews are comprehensive, consistent, and effective in gathering relevant information. Kwete nyaya idzi
Indeed, individuals struggling with drug and substance abuse are often victims of circumstances, genetics, trauma, or mental health conditions. Blame and stigma can create barriers to seeking help and perpetuate the cycle of addiction.
Instead, we should focus on offering support, understanding, and resources to help them overcome their struggles.
By adopting a compassionate and supportive approach, we can help individuals overcome drug and substance abuse.
I really wanted to hear what exactly transpired that led to the accidental discharge, the points that his lawyer did not tell the court and his message to the family of the deceased as well as his wish to be parxoned.
Sister please the purpose of interviewing a person is so that we hear how they committed the crime...what kind of an interview is this without introduction???
Mukadzi uyo I dzenga chairo ko kusiya anyaso tsanangura munhu uyo
Mmmmmm munenge mazodhipisa
Taura HK idzenga chairo
😂😂😂😂
Shuwa
Kkkkkkkkkk
What a touching story... Mwari vano kutungamirira ... Zvichanaka chete..🙏🏾🙏🏾
Sister Pela , kazhinji today kuziva mapariro emoshwa kunyanya kwete zvembeva
Sister tinenge tichida kunzwa kuti imhosva yeyi yakaitika kuti munhu apinde mujeri
Haa sstr Mupurwa nhasi marasika papi,why musina kupa munhu uyu tym yekutaura zvakaitika kubva pekunanga kusvika pekupedzisira....
Whom am I to judge ndiri mutadziwo dai Mwari watiregerera
Uyu anofanirwa kuzobuda hake
Learn from Elizabeth Nyaguyo of Zim tv wekwa Robert
Haa sister dzidzai kubva kuna Tete Tilder pakuita basa renyu hamusati makurigona
Murume anogona kutaura uyu , he is good at giving advice.
@Pelagia or Slymedia guys please read people's comments they are good for you esp Pelagia ukuzororera basa chero watch other reporters like stella muusha...Elizabeth nyaguyo etc
Aizve ko zvamusina kubvunza chakaitika pakuparwa kwemhosva
Munamato wangu mwari uzomupai mumwe mukana zve wekubuda mutirongo mwari sekureva kwenyu kuti asati ambotadza ngaatore dombo amutake nw ave na 13 yars pindirai mwari pacharangarirwa vasungwa uyu abude
Anodaro munhu asati aurayirwa hama yake
@@qinisonsele9186 ibvaapo mwari vakatomuregerera ariko mabinya amurikutoziva amunorarama nawo anototya kusungisa wani
Apa hamuna kana kupa munhu mukana wekutaura maparikiro akaita mhosva yacho mangotangira kumberi
Kuita sekuti angoenda kunoita expose munhu kuvanhu
But it's really nice kana family ichimira neweso kuti zvinhu zvifaye
Wakonewa basa iwe dai wabvunza mnhu kupara kwatakaita mhosva Wakonewa basa
Ahh uyu mukadzi mukadzi uyu andibhowa zibenzi chairo saka ipapa hauna kana munhu nguva yekuti ataure mapariro aakaita mhosva ende kana kuti ndiani waakapfura biz kubvunza zvimubvunzo zvakadhakwa chete nxaaa
Kutoita crush nemusungwa hake mukadzi kubva pa jere atota
But sister muriruff madikusiya munhu ataura zvakaitika tanzwa kuti chii chakaitika please employ professionals
Pelagia unosimbogona ma interview wani. What is this?
Pelegia wakadzungaira iwe basa iri hairigoni zvachose
Potai muchidzidzawo kune vamwe especially from nrtv nana Tete tilder
Who are we to judge? but umm maurayirwo akaita mufi ,wanga usingatarisi kaviri body yacho.
Thank you Mindano family nekumira namukoma nerimwe remazuva zvichanaka
Apa matadza questioning structure yenyu 😢
Hameno ndingakubatei sei ku inbox pane munhu ane nyaya yaakapara ari ku chikurubhi I think nyaya iyoyo inobatsira vakawanda
This guy's brains and the type of crime he committed hazvisikuenderana
Thanks to the family 👪❤
😂😂😂😂😂
@@deangb8651 vamwe vanhu vakanzi life in prison hama dzinobva dzakurasa
The storie was not complete...sokostina wat trandpired
Haa interview iyi yakadhkwa hamuna kumupa nguva yekubvunza kuti akapara seii mhosva kusvika pakuzopfura mumwe wake
He said he was a Police officer?? Asina O’level?
Iri zidofo remukadzi ndozvonetsera to employ mahure instead of hiring professionals…..watomhanya kumberi asina kutaura kuti mosva yakaparika sei…sokostina uri mhata
Thanks to ur family br, may God bless them
In zim life is considered 35years? Life without parole?
Interview iyi ndeyeyi zviya??? Asi hamuna kudzidza kunyora rondedzero kana composition intro dumbu conclusion nxaaa
Nyaya yombopera yobva yatanga futi
Next time sisi bvunzai zvizere
sister havasati vakugona kuita interview
Haaaa problem makaridzidza makura doro iri. Panonz zvnodhaka avamborevi hwahwa mhan
Nyaya hatina kumboinzwa hezvo matova kune zvinodhaka ko mhosva yakaparika sei improve
Saka how did he committed the offence.haaa sokostina akadhakwa
what abt the cause of the crime
Iiii chadove chikumbiro Slymedia TV ii ma presenters need to improve amana
Well said mindano...kusatenda huroyi
Tilder can you properly redo this interview
Sly imbotiitira serious vanhu vako ava havagone ku interview ava haaa time yedu nedata redu zvinotikoshera pane kunzwa izvi hre first ngavambotange vaona ma interview aTilda vatore maNOTES ikoko plizzzzzzz!
Let's hope Mindano ne family yake vakaripawo Ngozi yemunhu akapfurwa..
Kugona Ngozi kuiripa
Only Tilder can conduct these interviews well..Let the interviewee narrate his story first before asking all these questions.
Tildah is the worst interviewer. She does interfere all the time when someone is explaining. She is not a good listener
Ko mhuri yemunhu waakapfura irisei uyezve varikurarama sei haana kana kuwana mukana wekukumbira ruregerero uyezve unongopfura anyhow even wakadhakwa no dare ravekunge rakatomukanganisa nekuti haana kubuda pachena what happened
Mmmm hazvis zvenyu izvi atete ....most of your questions are irrelevant n not important ...we want more details on wat exactly happened
Mhosva yakaparika sei kupi akapfurwa ndiani unoda kuti kudiii kuhama dzemufi
Nhasi zvirinane asi kufuruka mumuromo. Havapo varungu asi ndakamuudza. Imi ava sei mabayo
Nhaiwe Pella interview yako ndeyei apa..... Hanty urikufanira kubvunza kut mhosva akaipara sei iwe sika sika nekubvunza kut wakakura sei pellagia tikwanire nhaiwe usatipedzere data mhani iee tikuda kuziva kut akaipara sei mhosva iwe wakutoita SE sly media yachi yekumba kwako ...mkoa. Silvester Tapfumanei tiitirei ma interview imi kwete uyo asingazive zvaanoita
Ko hamugone kukopa Tilda??
Pelagia missed a very imporatnt question in the interview, wainge wabvinza kuti mhosva yakaitika sei ... zvabva zvakanganisa an otherwise good interview
Apa wasanganisisa sanganisa handina kumbonzwasisa kuti nyaya yatanga sei unosigona interview but apa ummm hamheno matangiro awaita
Let Tete Tilder to handle this type of stories 😢😢😢
Mhosva inoparika asi mukuru ava vane kahunyoro aifanira kumupawo mutongo unomupa mumwe mukana oripana nemhuri yaakaparira mhosva Denga rinewe wangu
Dai Mwari vabatsira mukoma ava😢😢
Vanobaya nepadumbu sokostina. Nyaya yacho yazoita makanyanisi, muchinda uyu haana kutombowana time yekutaura Nyaya yake
Sister the interviewer umm apa makatadza basa
Failed to interview my sister.Marova reverse nenyaya yenyu.
iwe Pelagia uri journalist chairo chairo here iwe
Uyu haagone ku interviewer aaaa,unotodawo nyaya zvako .
Mukadzi uyu haagone ma interviews
Aaah nhaiwe,nyaya i ngangotangira kumagumo shuwa.muchinebasa
I think it was censored since ari mupurisa
Nyorai mubvunzo henyu pasi in order and avoid asking nonsensical questions
Haaa interview cc hamusat makugona plz improve vakawanda zvatisina kunzwa n maifana kutanga mabvunza zvakaitika first
Mmmmmmm vanhu ava asi vanongodanwa vachitengesa madomasi vonzi handei munoita vanhu interview
Firstly nyaya yemasungirwo akaitwa munhu not zvemakuriro ake munopatadza ipapo
Nhasi watadza basa Pelagia 😏
Mother imbodzidzai zvema interviews first manzwa kaaa
Kana zvichitoita fambai neka book chaiko muzive zvekubvunza vanhu ...now atina kana kutombonzwa kuti chii chakaitika
Munobhowa mother imimi 😏😏
Learn from Tilder interview yenyu mongotanga nepadumbu 😅
Taida kuziva kuti kuti apfure mumwe wake zvakatangirepi nha Sokostinah
Mhosva yakaparirwa kupi sei? Munhu uyu haana kupihwa mukana wekutaura nyaya yake
Nhai Sister Pelagia tinokukumbiraiwo veduwe tapota isu vatsigiri venyu tinzweiwo pese pamurikuita basa irii murikukanganisa zvinhu zvizhinji Sister vangu
Ipai munhu mukana wekutaura nyaya yake then azopedza zvese zvakaitika wozomupa mubvunzo yaurikuda hako semuridzi webasa asi
Munhu ngaaataure exactly pakaparika mhosva kuti zvakatanga sei kwaive rini akazvifunga sei akazosungwa zvaitasei ko hamadzemufi vakataurirana here if uchida kugona Basa iri Sister teererawo isu vatsigiri vako
Shuwa shuwa basa iri urikurikundikana zvachose chose
Take your time upe munhu nguva izvozvi atitozive kuti chinangwa che interview ndechei Interview yako irikubva kupi ichienda kupi nyayaa yako haina kana direction unongobata nyaya wosiyaa wobayaa pamwe wosiyaa imwe wobata pamwee wosiya soo atina kwatirikuenda sisi vangu tinopedzisira tawora moyo tikabuda pa Page pako
Ndinokukumbirisa kuti umboteererawo Tete Tilder Moyo pama Interview avo nevasungwa vanonyatsokufamba negwara chairo saka iwe dzidziwo ipapo nekuti Tete Tilder varikuchembera totodawo vanhu vanoenda pa Position ya Tete Tilder
Haugone interview iwe unobhowa uriku mixer mixer mibvunzo haiwa
Hamusi kugona kubvunzva mibvunzo sister
Ko simbi yebasa arip Silvester
Only tilder can interview this behind bars
Apa tete matadza kuinterview matenga nyaya nepadumbu hatina kumbozwa KT akauraya workmate yake sei ipai munhu time yekutaura mapariro anenge akaita mhosva dzokerai motangisa futi
haa apa Slymedia mabhaiza, presenter wenyu anofana kupa munhu mukana wekutaura nyaya yake first kuti chii chakaitika kuzosvika paku parwa kwe mhosva kwete kungo sanganisa nyaya achingobvunza bvunza zvisina basa. Hazvichatombo nzwisisika kut nyaya yacho ikubva kupi ichiendepi
Third hangu uyu akangwara musungwa
Munoti tilder ane rough 😂but she’s strict with her interviewees so that she can get the relevant info out of them, akaona wakutaura ngano she doesn’t hesitate to stop you momuti ane rough honai manje 😂😂
Mari dzevanhu dzamunovatorera vachigunun'una dzinokupfukirai akomana ,