Heard you’re into mining, buda mujeri mpfanha undibate, I’ll help you to get Civil Plant Operator licences (tickets) *Rigid Haul Truck *Wheel Loader *bulldozer *Water Truck U deserve better mpfanami.
Very true. Pana mai vaye vari kuChikurubi vakapiwa more than 10yrs for kupisira murume ne girlfriend yake kumba kwe girlfriend. They both escaped unharmed but she was given a very long sentence. Unoshaya zviri kufamba sei
Munhu anotaura chokwadi ndomuda ,he was provoked to do what he did..we thank God you were given a short sentence ...uchibuda siyana naye usamusome zvachose start your life afresh
Kune vamwe vanhu vanorima chibage kusvika less than 2 metres from the House. Minda yepa yard iye especially vanhu vekutenga tuma stands. I'm sure he's telling the truth because mapurisa aitoona kuti matsimba aya munhu aitoteerera nyaya achiputa mbanje.
Dai makarasa makey. The sentence was very lenient. Dai interviewer abvunza kuti mwana waari kuti ari kuda haasiriye here waaida kuuraya? This one should never be let out. Haana kana remorse even nenhumbu yaari kuti ndeyake. Makorokoza aya imhondi vane ngozi. Next time he will kill.
Asi ivo vekupisirwa imba nana sekuru vake vakatadza kunzwa kuti muchibage mune munhu nekuti mashanga anoita noise ne smell ye mbanje inonzwika kuti kune arikuputa
Pliz varume makatsamwa btr kusuduruka chokwadi ngozi inoona dzinza Dai zvaivinga Vega Dai pasina dambudziko ini ndakamborwadziwa nemunhu wandaida ndakazonyatsowana anondida iye ndichimudawo bt ndombogara pasi kuti saka paya ndaizvinetserei panguva yacho zvorwadza bt with time unoita bho
Really? his actions were bad but understand he loved his wife. The degree of provocation yekuti akatoona mukadzi achikwirwa. Hure raisafanira kugara pamurume kana rada umwe murume
Heard you’re into mining, buda mujeri mpfanha undibate, I’ll help you to get Civil Plant Operator licences (tickets)
*Rigid Haul Truck
*Wheel Loader
*bulldozer
*Water Truck
U deserve better mpfanami.
This guy is better than that lady ainge asina respect nevasungwa. Big up Sly for listening to our complaints
Thank you so much for the support
Thank you so much
😢😢
Thanks sly for listening to us good presentation
Thank you so much for the support
This guy is better than that girl, well done sly media, todawo makore kana vachitanga plz
Thank you so much for the support
Shem kuhurirwa nemimba ine7months vakadzi ka...sry hako mukomana unobuda soon asi handioni chikomba chichiri pamwe naDelira
Wanhu learn to walk away never allow anger make you do what you will later regret😢
Vanodiwa vanhu ivava vanoita society izive zvisinga tambirike
Interviewer you are doing very well. 😊
Thank you so much for the support
Yes he is very good not musikana uya anozviti wekwa mupurwa
My guy ua very lucky, kupiwa 18 months chete unofanira kutenda mwari koz malicious damage of property inokuwanisa 3 to 5 yrs mukati
Very true. Pana mai vaye vari kuChikurubi vakapiwa more than 10yrs for kupisira murume ne girlfriend yake kumba kwe girlfriend. They both escaped unharmed but she was given a very long sentence. Unoshaya zviri kufamba sei
😢😢😢 ndavaziva Mai ivavo. Zvakawoma hazvo😊@@PaloSant
Attempted murder iyi aifanira kuwana makore hobho
Munanawo wake
Mupeika 5years dzacho😂😂😂😂
Vanhu dzidzai kuchema muchiinda seAmbulance izvi zvekuteverera munhu semota yePolice izvi zvokusiya pakaipa ini ndoda kutenda mwari ndakakunda zvangu chero ndakasekwa ndikanzi ndakapusa ndikaonda asi nhasi ndasimba kunge Hochi
Mkoma you are a gud presenter
Thank you so much for the support
Muchibvunza age yemunhu 😢
Presenter good voice
Thank you so much for the support
The child is not yours my guy, usazvidye pfungwa. Focus my inmate brother 😢
Sly ndinokudirai kuterera vanhu apa magona big up my boy you have respect
Thank you so much for the support
Musikana uya presenter ma1 imhepo chaiyo,hapana respect zveshuwa
Haa musikana uye ndiNyamavhuvhu chaiye haana respect nevasungwa, thnx Sly nekuteerera vanhu
Yah wakagona mahure ngaa punyuke murutsva, saver unobuda mujaya
Kkkkkkkk zxakaoma ufunge
Kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣
Munhu anotaura chokwadi ndomuda ,he was provoked to do what he did..we thank God you were given a short sentence ...uchibuda siyana naye usamusome zvachose start your life afresh
You leant your lesson my Son ...jere rinopera... don't negotiate nenzenza best kungosiya hure rizvihurire.
Derirah hokoyo bitterness yachakati tiii apa ⚰️☠️
Ndaidawo kuziva kty vakazopona sei vaida kupisirwa mumba avo plus mapresenter enyu aya havaonewo here mabvunzirwo anoitwa vadzidze kubva ipapo
Nhai zvenyu
Unoda kuchengeta mwana wawaida kt afe ari mudumbu
Mwana we chikomba hasi wake
Pari trick munhu arumuchibake otonzwa zviri kutaurwa mumba asi vaito.deedzera sevanopenga here
Ari kunyepa munhu uyu
Imagine kuona vanhu vachiitana murima imomo otoona vapedza varara pamusoro pemagumbeze imagine nhema dzacho
Kune vamwe vanhu vanorima chibage kusvika less than 2 metres from the House. Minda yepa yard iye especially vanhu vekutenga tuma stands. I'm sure he's telling the truth because mapurisa aitoona kuti matsimba aya munhu aitoteerera nyaya achiputa mbanje.
@@JAMES1234575 uri chana saka
@@profqda3464 uku ndiko kushaya pfungwa ko kana muine light ..kana kune mwedzi mumba mooneka
I LIKE THE HONESTY OF THIS GUY HANZ HAA SORRY PAKAIPA
Mbanje neDoro zvinopa Hasha dzerupengo. Two years ishoma 😮😮
Forgive and Forget.
Dai makarasa makey. The sentence was very lenient. Dai interviewer abvunza kuti mwana waari kuti ari kuda haasiriye here waaida kuuraya? This one should never be let out. Haana kana remorse even nenhumbu yaari kuti ndeyake. Makorokoza aya imhondi vane ngozi. Next time he will kill.
Hoo nhai
Good Job Frank, can you also train Rudhenya how to do interviews please she might learn a lot from you.
Good job young journalist 🎉
Preventer welldone
Good presentation ❤
Hearty break inokuita uyimbe😅😅 sure
Presenter unogona chaizvo...musikana uya aingoti munhu wese iwe iwe dai apihwa basa rekutsvaira ku office kwenyu Sly
Thank you so much for the support
Praise and worship pakufamba
Presenter anogonesa good voice futy mobuda mukoma vakadzi tave mhuka mm
I wish him well
Good journalism
Pangoti ndoputa mbanje ndabva ndaziva kuti anoimba zimdancehall
Chikomba manyama ...chakapotsa chafira patop..Asi mufana uyu ainge aikoshesa nbanje kwete mhuri🕺
Good presenter
Thank you so much for the support
Ukuda kunobatsirana kurera mwana waziva kuti ndewako here mwana iwe wakasiya anenhumbu kkkk
Anogona kutsanangura mufana uyu
😊😊 so sweet
After discovering the infidelity of your ex, why do you believe the child is yours
Ndazvifungawo
Mahure ndaawona
Benzi remunhu. Mwana wangu ndinomuda iwe waida kumuuraya.
Hasha hamudzizive Aida kurawa ndimai not mwana ini kumusha kwedu akaisa moto mukadzi nechikomba nemwana ane mwedzi1 but havana kuzotsva now mwana wake anotomuda atokura atove grade 6
Waingogara nehure wangu, but nekuwanda kwe vakadzi sei munhu achitora anemurume kare
Asi ivo vekupisirwa imba nana sekuru vake vakatadza kunzwa kuti muchibage mune munhu nekuti mashanga anoita noise ne smell ye mbanje inonzwika kuti kune arikuputa
You can tell what kind of person is he? Even hama dzake don’t visit him.
Siya hure riende achakufunga rimwe zuva don't worry
Volume yenyu inobhowa every show yenyu inenge isina volume
Font yenyu ndo inenge yakadhakwa amai this video has got good volume quality unlike mamwewo
Zvawainge waparira dzinza ne ngozi nhai iwe. Luck they are alive.
Usanyepa iwe shungu yekuona mwana upi wawaida kuuraya.
Pliz varume makatsamwa btr kusuduruka chokwadi ngozi inoona dzinza Dai zvaivinga Vega Dai pasina dambudziko ini ndakamborwadziwa nemunhu wandaida ndakazonyatsowana anondida iye ndichimudawo bt ndombogara pasi kuti saka paya ndaizvinetserei panguva yacho zvorwadza bt with time unoita bho
Wakagona dai wakatema nedemo 😂😂😂
Mwana ndewako here?
Good mubvunzo
This guy is crazy. Tarisisai face yake and never enter into a relationship with him. Zvaari kuti ainzwa ari muchibage, asi vaiita zvekuzhambatata
Mwana wacho pamwe haasi wenyu fti you have to be sure kuti ndewenyu
Interviewer Uyo anogona hake
Thank you so much for the support
Uyu anogona Ku interview
Thank you so much
Song yacho inoda more rehab.
Haa unoimba ndodakukusimudzira kana ndikasazopindwa nemweya weuperehumwi
Wakakaura unofanira kupika kwehupenyu hwako hwese kukudza mbanje stereki nekudakwa
Hanzi ndaimuitira zvese.....
Uniform yemujeri 😢
Ine design yayo kkkk
😂😂😂nice uniform
Mkoma uyo mwana haasi wenyu
Duzvi iri should have been given more time than 2 years he has no remorse
Really? his actions were bad but understand he loved his wife. The degree of provocation yekuti akatoona mukadzi achikwirwa. Hure raisafanira kugara pamurume kana rada umwe murume
Macolours euniform yekujeri kuita kunge praise and worship yekuAFM
😂😂😂😂😂 hamusi makunyanya here
😂😂😂😂
😅
❤
As a good presenter u dnt introduce the guest ...u give e guest e platform to introduce his or her name n wat caused him to pinda inside😊
Good
Pakuzodhakwa nekuputa mbanje apa.
fd
80% of men are in prison because of women🤦🏾♂️
Unotsvaga rimwe hire rasta
Munhu wemunhu siyai
Journo try to be a bit serious next time please
Vakadzi mahure iwe,kungosiya zvihure
Vamwe vakadzi, kwete vese pliz
Sorry mpfanami but cheating wife ain’t the reason or licence to try commit such crime, you’re better than that..…….walk away breath & let her go…
Anogona kuimba
Mwana akuda VaMugabe
Zvemwana sisayana nazvo nekuti hauna chokwadi chekuti ndiwako unozozvimba futi
Wakagona mahureeeeh imhata
Haaaa ndimi type dzinenge dzisina kubvisa kana kobo vakaroora chaiwo vanongosiya munhu hameno sei zvichidaro
@@JemimaBhobho-y1cndimi type dzinohurira varume imi muchitemba kuti uchasiyiwa nerimwe zuva unofira mahara
Says bharanzi. Ipapa Hapana kana cent raakabhadhara.
Siya zvehure iro uite zveupenyu mwari akupa mkana wekutanga hupenyu hutsva
Mukoma anotaura hake
Vakomana kujairira munhu zvekudaro Zvakaoma uyu murume wakashandisa hasha ukabatwa nemweya wehumhondi chaiwo. Hasha dzakadaro dzinowanikwa kumurume wese zvekuti panodiwa mweya mutsvene kuti hasha dzidzakame. Investigation yakaitwa zvizere ZRP yakashanda. Dzidza hunhu hwakadai rasakure
Myb haasi wako Sophia buda utswake va Mgabe uwane chokwadi
Zvakaoma
Devil😢
Learn to walk away please izvi zvekupara mhosva hazvina pundutso ,ukauraya wadyara ngozi unozoigona hr
Nhumbu haisi yako siya
But paku chengeta mwana apo tangai mawona tinashe mugabe unogona kuwana ne mwana ari we chikomba
Yoo
Frank unogona
Thank you so much
Ini ndine kakudhauta nenyya yablaz awa wari kuti wakanzwa zvese wari muchibage imba iyi yaiwe yakawakwa mumunda here zvekuti chibage chaisvika muberere ? Kwakuzvibata uchinzwa zvese zvaitaura?kuwana simba rekunotsvaka chekupisisa wamhu ?kwakudzoka wanhu wakawaona sei kt waiwe wakubatwa nehope uye wari pamusoro pemablanket asi waiwe muimba yemiti yemapango?uye tinoziwa kuti zvimbudzi zvekumamisha hazvina space hombe ko ma CID akashaya nzimbo kwayo yekukuvhunzira kwakuti ngatipindei mutoilet?une kakunyepa iwe ko mwana wauri kuda kuzoona waimuonasei iwe wainge wagochera wanhu mumba ?
❤