This guy should never ever leave prison. He is a serious threat to society. His story has a million loopholes. I don't think anyone would want to face such a caliber in the streets. Sounds like a longterm professional liar and violent robber. Throw the keys away.
Uyu munhu angogara achitaura nemaoko and illustrations saka tete vadii kungosiya good distance between them. I don’t think he is doing it intentionally. But ari kutaura chokwadi hake
Life in prison would have been better!! I can imagine the trauma you caused to those victims!No form of rehabilitation will ever change this armed robber.
This guy is a schemer...well skilled... And must be a very good driver.. The way he moves his hand kunge akabata steering.. Haaa panorohwa mota apa....... Apa vaitoda benz... Kuuya kumuchato uripa wanted kutotemba speedy pachase run
arikutoda zvinhu munhu wekujeri ,cant u see arikuramba achitarisa cleavage plus kubata ,i bet paachadzokera ku cell achati ndabatawo mkdazi after longtime lol
Ndakambo birwawo nema armed robber ndichi shanda pane imwe company in Harare in 2022, from experience I can tell you kuti ma armed robber imh_ta dzevanhu idzi..... Zvekuti dai vezvematare edzimhosva vangoisa mutemo wekuti prison sentence for armed robbery is ''life in prison".......
😁bvumai kubatwa tete. Arikuspakwa nekusimba kwenyu lol. But what do you expect. Arimujeri plus giving free interview . After only talking to female wardens for 12 years
Uyu atori kiriminari gogodera chairo kungobuda kunanga kubasa kutocover lost time in jail .he doesn't deserve a second chance hake.iiiiii haiya asi ataura hake chokwadi haasi kuramba mhosva but sanduko ndoisipo hayo
Body language ya baba ava ka says a lot
Uyu imbavha to the core akutobira vamwe sipo mujeri imomu haana remorse uyu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 oh gosh you killed me. Ehe arikuba sipo ne mazoe
😂😂😂😂😂😂
Nyasha Grace kkkkkk
Kkkkkkkkkk mandiuraya zvangu aiwa uyu itori nhinhi anotooneka
😅😅😅
Hanzi "ahh sick money, zvekuma 300-400 something" inga mbavha dzinodada
Imboko yemunhu that's a lot of money kunevasina
No thief have brain he's talking like he was doing a good thing ,
No thief have brain he's talking like he was doing a good thing ,
Munhu uyu akabuda anotoba pasina kana week,chinotomunonotsa kuwana wekubira chete.
But chandadzidza since program ino yatanga,ndakunzwisisa vanobvuma mhosva dzavo pane vamwe vaye vanonyepera kuti vakasungirwa zvavasingazive asi vachitadza kutsanangura nyaya dzavo zviripachena.
He saying 300-400 Zim dollar meaning mabond that's why ati sick money ...Ataura Kut Zim dollars Wani kkkkkkkk
This guy should never ever leave prison. He is a serious threat to society. His story has a million loopholes. I don't think anyone would want to face such a caliber in the streets. Sounds like a longterm professional liar and violent robber. Throw the keys away.
Uyu munhu angogara achitaura nemaoko and illustrations saka tete vadii kungosiya good distance between them. I don’t think he is doing it intentionally. But ari kutaura chokwadi hake
Yah this Guy is the First Person kutaura chokwadi asi ndozvatovapo gamuchira Zijah!
Life in prison would have been better!! I can imagine the trauma you caused to those victims!No form of rehabilitation will ever change this armed robber.
What about kubata mopa magarwe??
@@TaMa-xd6ut good idea
This guy is a schemer...well skilled... And must be a very good driver.. The way he moves his hand kunge akabata steering.. Haaa panorohwa mota apa....... Apa vaitoda benz... Kuuya kumuchato uripa wanted kutotemba speedy pachase run
I loved the chemistry of iweee usandibate kani
Whom am i to judge mwari ngavamuwanire nyasha atendeuke .
Idzi probability yekuita mhosva futy i99.9% coz haaz kuterera simple instruction yekungoti usandibate
He's rude maonero angu
arikutoda zvinhu munhu wekujeri ,cant u see arikuramba achitarisa cleavage plus kubata ,i bet paachadzokera ku cell achati ndabatawo mkdazi after longtime lol
This guy seems hard-core and unremorseful. I would be scared kugara naye padhuze
Itori mhuka chaiyo,his tone doesn't sound remorseful at all.He deserves a life sentence.
"Ungangibambi shamari"with auntie's voice 😂😂😂
You hv learnt a very big lesson .. you got what you wanted stay behind bars
😂😂😂 "...stay behind bars"
Gara ikoko
Babamdki ava torayi makeys murasire kure havakodzere kugara panze vanobata mabsa akaoma ummm 🙌🙌🙌🙌
Richiri tsotsi iri please keep him
He is not remorse at all , mukadzi uyo aifanira kusapuwa amnesty she is cruel
Interview Ndebele lnmates also
I'm sure the crimes he committed in SA are much more worse..
You are very right
I don't even think if he has repented. Typical hardcore criminal
The way he is shaking his legs 🦵 uhmmmm haasiright munhu uyu
Iyi ndiyo mhondi chaiyo. Tete
Jozefi Banda akazobatwa,aah
her : umm iwe usandibate iwe
Him: Ah sorry
Good evening aunt
1st one here💃💃💃
Third 💃💃💃💃💃ko ini ndanga ndakamirira ma DNA ku Facebook kaaa ini
Some missing info think aitouraya muface uyu
The way he narrates ka mmm
Uyu chero akabuda anondzoka futi, imbavha iyi.
Iri itsotsi rofana kuwedzerwa makore
Uyu beta agariremo jeri harichamuibvisa he wont change
Armed robberies vanofanira kubuda vachembera vanhu ava they're dangerous havafaniri kubuda
Joseph anotoda deliverance yakasimba chaiiyo
Haa zvaizvezvi ngaambogaramo
Same of your questions tilda are not necessary
Ndakambo birwawo nema armed robber ndichi shanda pane imwe company in Harare in 2022, from experience I can tell you kuti ma armed robber imh_ta dzevanhu idzi..... Zvekuti dai vezvematare edzimhosva vangoisa mutemo wekuti prison sentence for armed robbery is ''life in prison".......
Kkkkkkk he doesn't deserve to be in the community
Fira ikoko zimbwa
Uguluvha Lo soze atshiche you put alot of truma on many people stay their.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Really he never change
Lulimi bani lolu?
@@sihlegumede9979 uyibhekise kumina na sihle
Mbavha ngaigaremo kokusenza zvikuita vamwe. Chiona vawaiba navo havachakuziva . I cant imagine the trauma he caused to the victims.
Hey pakaipa
ko kasatira kegumbo ako bhoo here or watove mubobobo tete becareful najoseph uyo
Kkkkkkkkkkk kwaaaaaa tete Tilder varamba kubatwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣ini andisikuzvinzwisisa ini inyaya yei nhy aaa ndirikungonzwa tete vachiramba kubatwa 😂😂😂😂
Kkkkk neni handina chandiri kumbonzwisisa apa rondedzero yake,apa hatotereri zvaari kunzi usandibata 🤫🤔
Kkkkkkkkkkkk 😁
Hesi mupfanha wangu kkk ini zvikutondinetsawo kkkk
This guy looks dangerous from the sound the way he talked not mentioning his face iface yebasa chaiyo shame may he rot in jail
Sure anototyisa kana iye Tilda avhundukawo kkk
Unoonaaa
Ava ndomatsotsi anouraya vanhu in SA ngaasabuda hake
Ngaafiremo he deserve
Chokwadi
I like questioning ya Tete Tilda.
This man has not repent. He is still a criminal.
Ichasvika hayo nguva yaachasangana na Jeso. Matauriro achachachinja.
Haaa he is a srs criminal mmmm..u deserve it
And he takes time to repent. .mmmm shame
iyi imbavha hombe chaiyo apa kubata tete💔💔💔
Garamo iwewe uri zimbavha nyangwe ukabuda unongobazve amunesi ngaisatombokubudise mhosva 16 ne marder itoripo ipapo kusada kutaura
Ndozviri paground
42years
Uyu ahafanirwi kubuda, ngaagaremo
Dai awedzerwa dzimwe 20 years dzekungonyepa chete.
Hayaa zvakaoma pakuzviita unenge uchiti ndiwe maboss kana zvazopinduka kudai wakushaya chimugondiya chaicho chekugezesa ndopaunoona kut hupenyu hwakaoma
Uyu ngaagaremo ,maonero angu
Arikutoba sipo ne collegiate dzavamwe nxaa anokiya kiya chii hasati aibva uyu
This one must stay in
Hanzi ma muchida kuona firimu racho😂
Haaana kukwana itori mbavha chaiyo
Haaa imi bambo imi kana muine shungu munogeza nemvura chete hamufarire kugeza chete plus muri achimwene
Haaah Tete Tilder munombonakidzwa sure kkkk hanzi akanga akutapirirwa nechimoko kkk
Hahaha Tete Tilder hahahah kkkkk hanzi usandibate..... yeah lol I don't blame you me too I would be scared...
Uyu haafe akachinja ngaagaremo ndomake chaimo
He deserves to be in jail haanzwe imbavha south ndofunga akaita zvorova uyo
Uyu ngagaremo anoutsinye
Hona haana maxino pafront....
Nyeba hazviko izvoooo hapana munhu anokwana pamapedals nxaaaaa
Tilder akutotya
Tilder u are very ruff
I'm sure kana munhu akauraya imhondi iyi
Ma orders ekutsara vanhu 🥶
Jusa is prepared to stay in until 2048, for him padhuze sa
He keeps on shaking his legs , something might be happening to Tete .
🤣🤣🤣
Kkkkkk
Kkkkk umbobobo uqinisile Ndlangamandla mfowethu
Bluetooth unayo Lo guluvha la emzansi Baya ndlengula abantu .
Kkkkkk
Kkkkkk 😂😂😂 @09:59 "...usandibate shaa ndobva ndatya..."
Kubata bata haisi nhau yekugarisa here iyi. Tank rinenge razarisa guys
Kkkkkkk lol
Hmmmmm 2048🙆🙆🙌🙌🙌🙌pakaipa iiiiiii
Uyu ndavambo muchengeta mujeri
Tilda: so when are you getting out?
Inmate: 2048
Tilda: Haha
Yaaah zvakaoma kubuda 2048 uumm
Yoweee inga zvakawomarara kufamba muchikuvadza vanhu. They must please ADD 100 more years for you in Jail
Uyu hanyatsotaure zvinonzwisisika uye atangira nyaya padumbu
aaaa munhu uyu anemubobo tete nhasi manyakatwa nemunhu uyu
Subtitles please for the non shona speakers🇿🇦🇿🇦
Linda Khoza mina sangaze ngafunda sengi yazi ngihlulwa ukubhala .
@@muchmuleya9651 that's very good
I don't know why the don't put subtitles for the entire length of the video
Iyi imbavha
Habitual robber ngaambo gara imomo. Kwane mutoriro angatinetse
Uyo ngaambogare imomo vasamuburitsa angapedza vanhu imhondi iyi, mbavha hombe ngaavedzerwe makore haasati abikika
Akangoburitswa akunoba futi uyu
Ngaagare mukati hake mkomana....
Mbavha chaiyo vakuru vehumbavha kutsanangura havanyatsogona aiwa
Uyu ngaasabuda uyu, iri ndoorinonzi bhinya iri
One week without washing because no soap ? SIR, any excuse ,use just water
😁bvumai kubatwa tete. Arikuspakwa nekusimba kwenyu lol. But what do you expect. Arimujeri plus giving free interview . After only talking to female wardens for 12 years
watanga
Uyu atori kiriminari gogodera chairo kungobuda kunanga kubasa kutocover lost time in jail .he doesn't deserve a second chance hake.iiiiii haiya asi ataura hake chokwadi haasi kuramba mhosva but sanduko ndoisipo hayo
Kukwenya inda dzikuruma here
ZPS dai vaisingaisi age kupinda basa ,timbopindawo tipedze shungu kumbwaa dzakadai
Kkkkk tete varikujamuka kubatwa😂
Anenge anamubobobo uyu arikutambisirei makumbo tete Tilda ngwarirai
Tete mandinakidza zvangu usandibate mhami iwe
Hahaha hanzi umm iwe usandibate 😂😂😂👊🏾
Zvaari kuita makumbo izvo mmm ane mubobobo chte .Dai vakamutonga condemned
Zimbavha remunhu
Iyi imbavha iyi
Sometimes tilda unombokasikawo iwee zvimwe zvinhu zvandirikunzwisisa ini mutereri chaiyo uuzve mimwe mubvunzo haina nebasa rese yaunonvunza nguva dzichipera mahara
Aaaaaah iwe wamanikidzwa hr kuterera
@@rom5897 aikaka ko ini ndirikutaura newe here nhai vatete
Koo wadii kuno ita interview yacho iwe une mubvunzo ine msoro
Ndovenga munhu anoda kuudzira Tete ava zvokuita itai mainterviews ka Imi tione mukawana kana Kyk 1
Kune munhu anovenga nekuti anovenga nyango asi na chaatadzirwa rimwe ishavi rekuroya @kambanje
He is stealing there this guy must be in prison for ever
Ndinofunga kuti munhu aiva nephuti.