batsiraiwo kutonga nyaya iyi ini ndakutochema because nyaya yacho hainzwisike... Baba nemwanasikana

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 377

  • @Petronella-r4t
    @Petronella-r4t 2 месяца назад +8

    Chero mayi vakahura mwana musikana hafanirwe kuwudza baba zve chihure chamayi vake ingozi vano pedzerana vega

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 2 месяца назад +6

    When the spirit of Jezebel is within your marriage it wll cause distraction, hatred and confusion . May God give wisdom to this family

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 2 месяца назад +21

    Vakomana ava nekamusikana kadiki ako dei vaiziva kukosha kwakaita mubereki vaisadaro,,,, bvunzai isu takakura tirinherera you guy's you're blessed those parents are blessings in your life,, mukawana nguva dzikamai. Muchazoona kukosha kwavo kan Mwari vatonga you will regret am telling you

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 2 месяца назад +5

      Tinavo vana baba ASI zvakangofanana kunge havapo hausikuvaziva vabereki ava unotoona mubereki achikunyeya zvakaipa kuvanhu witoshaya kuti dzirimo here how do you respect such kind

    • @saulmhoka8907
      @saulmhoka8907 2 месяца назад +1

      @@MelissaJays ukaona urimwana usingakudze vabereki vako vakaita kut uvepanyika,,, uribenzi hauna kukwana bhaidheri shoko raMwari rinoti kudza Baba naAmai vako kuti mazuva ako awedzerwe panyika. Iwewe ndopaunoudza mubereki kut havana kukwana aaaah dzako ndodzisina kukwana. Let me tell you something urikuona hubenzi hwababa vako cz vachiripo mira zvako wakadero Mwari vatonge ndopauchaona kut kuvapo kwaro benzi iroro kwakakosha

    • @BelindaWarikandwa
      @BelindaWarikandwa 2 месяца назад

      Kamusikana ako kamuroyi adiki

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 2 месяца назад +1

      @@saulmhoka8907 hapana zvauri kutaura apa munhu ngaaite hunhu so kana ndichirarama vachiita kunge vasipo kana vakazofa chinozosiya chii Ivo vachiita kunge vakafa kudhara most Yana baba Havana moyo kunze uko zvakangofanana ne mwana wemusango akazokura kana baba vake vaisamucheuka anotoshayawo hanya and achitobudirira muhupenyu ngatidzidzeyi kuda vana vatakabereka kwete kuda respect iwe uchibhaiza zvakadaro muhupenyu ndimi type dzinomitisa dzichisiya imi mozoroya vana kuti havandichauki

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 2 месяца назад +1

      @@saulmhoka8907 baba vekuti vanenge vachingotaura moshoko ekukudzikisira ekuda ku ti uvengwe nevanhu haaaa 🤣 kana iye Mwari anoona Mwari haana kuti chiitirayi vana hutsinye kah tirikutobudirira tisingataudzani Navo kudaro munhu mukuru ngaaite semunhu mukuru mhani

  • @kumbiraicliffchinodya4661
    @kumbiraicliffchinodya4661 2 месяца назад +53

    nyaya dzevabereki hadzipindirwe kana wakachenjera

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 2 месяца назад

      Haunyepi iyo ichamizvimbira hupenyu hwake uyo

    • @BrianBandama
      @BrianBandama 7 дней назад

      Thats true wangu hadzipindrwe nyaya dzevabereki

    • @BrianBandama
      @BrianBandama 7 дней назад

      Angafunga kut baba ava vangadanana nemwana wavo hre vakadii kunyenga iye ibenz

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet 3 дня назад

      ​@@BrianBandamazvemushonga yes hama kugara nhaka kuona dzevamwe

  • @TichawanaChigama
    @TichawanaChigama 2 месяца назад +24

    Heavenly Father I pray for everyone.Amen.

    • @pacienciamatchinga100
      @pacienciamatchinga100 2 месяца назад +1

      Amen

    • @pacienciamatchinga100
      @pacienciamatchinga100 2 месяца назад

      Ndaona Surname, are you related to Serbia Chigama or Chigama family vari kwaChinzara(Mrewa) vamwe vari kuBindura kwavano teacher

    • @luciathandeka1931
      @luciathandeka1931 2 месяца назад

      Amen 🙏

    • @JanetMugabe
      @JanetMugabe 2 месяца назад

      ​@@pacienciamatchinga100❤💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕😮💕💕😮😮🎉🎉😮🎉

  • @Tapera-c2q
    @Tapera-c2q 2 месяца назад +6

    Mwana ane kodzero dzekufonera baba vake anytime even kbvunza madyei zvinoita hazvityise izvo aaa nhy tiregeyi zvedu.

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 2 месяца назад +6

    Kamusikana kadiki aka ndiko kamharadzi pamusha uyu makuhwa too much, iwo amai ava bleaching yavo iyi mnhu ave nevaroora nevakwasha , zvine kahubishuu izvi. Thanx mambo nekutonga kwakanaka

  • @Thulisticated
    @Thulisticated 15 часов назад

    This court is the best out of all Zim traditional courts

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 2 месяца назад +28

    Hezvo!! Saka ndotadza kuda Baba vangu ndichivafonera everyday shuwa.

    • @SimbaMpambavachiki
      @SimbaMpambavachiki Месяц назад

      Ini ndino fonerwa everyday mrng and nite my daughter loves me

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 месяца назад +35

    Kusvotwa mwana mudiki uyo haana chaanoziva amai ihure kunyepera baba avo musavashungurudze baba avo

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 2 месяца назад +1

      Musadaro guys zvinoitika mukurarama mwana anogona kuputsa imba yaamai vake nekuti anenge akagarwa nemhepo

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 2 месяца назад +3

      Mai vakafa zvakadaro ingozi huru

    • @rebeccapasipanodya7393
      @rebeccapasipanodya7393 2 месяца назад

      baba 9years Havana mukadzi?

    • @stellamunyuki3356
      @stellamunyuki3356 2 месяца назад +2

      Uyo mwana anoda help nyaya dzevabereki hadzipindirwe unozvitsvakira hondo mulife mako

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 2 месяца назад +11

    Maona wo here kuti tikabvisa amai avo mhuri iyi inotomira mushe
    Amai ndo Nyasire.

  • @bluevan11
    @bluevan11 2 месяца назад +1

    I also learn from these elders. Wise counsel

  • @LloydNyatondo
    @LloydNyatondo 2 месяца назад +3

    I think the best way pari kuda Tinashe Mugabe.musikana mudiki uyo Ari kuside kwamai uyo handifungi kuti ndewa baba awo.mai waihura awo ndoosaka wasiri kuwirirana.paita mitupo yakasiyana apa

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 2 месяца назад +11

    Shuwa ungatadze kufonera baba uchibvunza kuti maja here. Ndichiziva kuti vakarambana namai plus baba vavabofu

    • @PasiChaparadza
      @PasiChaparadza Месяц назад

      Imagine...Baba is your best friend in whatever circumstances. Problem chivanhu chakazara mumusoro mavhu kumaruzevha uko.

  • @innocentmugwachari7750
    @innocentmugwachari7750 Месяц назад +1

    Ukangoona mumhuri maita gonye rinopesanisa. Mhuri iyoyo yatova madhambutanana mutariko wemadhende.
    Vana Mai musazonyonganisa vana zvekudai.... Imwe nguva vabereki vakashaya huchenjeri munofumura musha. Ndarwadziwa mhani nemhuri iyi

  • @MamoxSoraidema
    @MamoxSoraidema 2 месяца назад +21

    Amai avo vanongobleach zvenhema ngavaende vagare kwavanga vachigara kuda kushungurudza sekuru avo mambo tongai nyaya Mai avo kubleach means a lot 😂

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 2 месяца назад +1

      Changamire vazviona

    • @Innocent-i7q
      @Innocent-i7q Месяц назад

      Bleaching inzira yevakadzi yekuzviisa paMarket.

  • @JudaMugomba
    @JudaMugomba 2 месяца назад +11

    One Mambo asina side so far , kwete vaye Mtasa taivada takazoona vakumira nehure pachena kusanyara , vaive vapihwa mari, hatigone kutonga but Mtasa akatibhowa , pamberi nemi chief.

    • @shamainetimarizeni5429
      @shamainetimarizeni5429 2 месяца назад +1

      Kkkk haa Mutasa akagumbura vanhu

    • @samckelMuzozo
      @samckelMuzozo 2 месяца назад

      Kkkkk haa ndakarwadziwa paye

    • @AntonioDeure
      @AntonioDeure 2 месяца назад

      Ndozvaanoita hamusati mamuziva henyu
      Nyaya yamai vekupukukuta chitinha chavasina ukama nacho vakaivhara but mhosva itoripo nekuti vane ukama namai ivavo
      Nyaya yebanga rainzi rataudza pakazodzoka nyaya kudare murume uya kana chance yekutaura haana
      Dzimwe vanotonga pasina macamera

  • @foffoes7321
    @foffoes7321 2 месяца назад +9

    Ka mwana Ako unobva watongona kuti kana murume wake aripa tight,kaudzei kuti dzevabereki adzipindirwe

  • @denniasmakebhe124
    @denniasmakebhe124 2 месяца назад +2

    Chief nyamaropa makachena uye mune wisdom huchenjeri huzere pamuri

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 месяца назад +14

    Mai avo vanogeza koz age dxevana wawo nezvavari varutoita kunge ma sisters

    • @emmermasaraure
      @emmermasaraure 2 месяца назад +3

      You get confused ne bleaching. Wait until watsva matama ese ayo.

    • @mellisamunyaradzi5217
      @mellisamunyaradzi5217 2 месяца назад +1

      ​@@emmermasaraure😂😂😂😂😂 Haunyepi

    • @Patience-pq9cv
      @Patience-pq9cv 2 месяца назад +2

      Ndosaka varikuita zvezvikomba varikunyeperwa ne bleaching

  • @user-mimiekays
    @user-mimiekays 2 месяца назад +1

    Mwari ndiitei amai chaizvo kuvana vango pandichange ndichikura and also I have to respect them kuti vandipewo chiremererawo chaamai

  • @VimbaiMarisa-yu7bj
    @VimbaiMarisa-yu7bj Месяц назад +1

    Vasikana ava nevakomana ava ngavaremekedze vabereki vese varege kutora masides amai nguva yamagara mega yarebesa saka continue to stay alone without baba hanti munoona kti varume vanokudai muripamurume wenyu kaa

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 2 месяца назад +39

    Face yamai ava ndeyeChibhishu😂😂😂

  • @yeukaipadera4140
    @yeukaipadera4140 2 месяца назад +4

    Yohweee love is important l check on my dad about everything

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 2 месяца назад

      I relate I check on my dad every week my mum passed away 20yrs ago

  • @AbrahamMakore
    @AbrahamMakore 2 месяца назад +18

    Mambo magona kutonga sando kwamuri

  • @EsnathRambanapasi
    @EsnathRambanapasi 2 месяца назад +9

    Best way Vana siyanai nenyaya dzevaberek

  • @CharityChuma-uj5tw
    @CharityChuma-uj5tw 18 дней назад +1

    😂😂😂Kamusikana kanopenga ako ndotadza kuda baba vangu here

  • @Smirkie2024
    @Smirkie2024 Месяц назад

    Apa chief vatonga excellent was difficult situation mixed issues

  • @tatendablessed4899
    @tatendablessed4899 2 месяца назад +9

    proud of my classmate Justice wakurakidza kukura and understanding life

  • @DorcasMurombe
    @DorcasMurombe 2 месяца назад +8

    Mambo ava Mwari ngavarambe vachikupai Wisdom munogoneswa nedenga

    • @PasiChaparadza
      @PasiChaparadza Месяц назад

      I don't know why asina kutsvaka basa reku judiciary.

  • @mableKwangwa
    @mableKwangwa 2 месяца назад +4

    Vana siyanai nenyaya. dze vabereki. Musikana mudiki big problem. Zvagara vanasikana vari more connected Nana baba. Zvagara zviri ko.

  • @TradingwithThan
    @TradingwithThan 2 месяца назад +2

    The moment yakangonzi nemdhara uyu Zvamanje manje haasi wangu ndangoziva kuti pakaipa kkkkkk

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 месяца назад +2

    Mmmmm Mai havagoni kutsanangura pane nyaya,9yrs maivepiko imi mai imi,ko Vana murikukwana papi pakati pamai nababa. Mai imi Itai zvelife yenyu

  • @terrencenharo
    @terrencenharo 2 месяца назад +10

    Aka kamwana aka kane white kakachacharika aikaka saka baba nemwana havafonerane kwaaaaaaaaks hanzi baba madyei anotadza neyi ivo vasingaone

    • @nomattermanex6142
      @nomattermanex6142 2 месяца назад

      Kakafana mayi

    • @ChidoMusoni
      @ChidoMusoni 2 месяца назад

      Pamwe dayi ndina baba ndaibvunza kty madyei kkkkk manje handina ndongobvunza amai Koz ndivo vandinavo

    • @PanasheMpofu-eq3ju
      @PanasheMpofu-eq3ju 23 дня назад

      Nhai anotadza kubvunza baba vke kudi zvadiii kakachacharika zbokut koiko kuzochema kkkk kwaaaaaa😂

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 месяца назад +1

    Ako ka Pepechane kadzi me white T-shirt ka Maradze huuu. Ndirini baba ndayidzinga zvose zvimupurwa

  • @joycemakonya
    @joycemakonya 2 месяца назад +2

    Kane murume here kamwanaka.mmmm pane basa

  • @yukonmutetwa6959
    @yukonmutetwa6959 2 месяца назад +3

    Amai colonised vana

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw 2 месяца назад +1

    Thanx for musoro wenyaya, mambo ne maurukota nhasi vandigonera, amai ndiye mupesanisi, ane mwoyo wakashata plus anodherera murume wake

  • @talentmabika9047
    @talentmabika9047 29 дней назад

    Ishe taurayi sezvazviri mai ava vakangwarisa vachauraya baba ava mwana musikana uyu mukuru anoda baba vake mai ava imharadzi

  • @KudzaiMapondera
    @KudzaiMapondera 2 месяца назад +5

    mwana uyo azive kuti vanamai vanohura kunze uku ini Mai vakahura noudza baba kana uchirara muupenyu ukaita chinhu chakaipa gaya ukazviitirwawo

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 2 месяца назад +6

    Vanasikana vanowirirana nababa zvakanyanya. Mskana mdiki akukwenenzvera chihure chamai

  • @RoseJose-i7u
    @RoseJose-i7u 2 месяца назад +3

    Nyaya iriapa maiava hativachenese vanogona kunge varikupepeta beans 🫘 kunze hazvirambike .then vamwe vana vanerudo nababa vavo hapana chakaipa kucheka kuti baba vako varisei because age yababa ava vakura saka hapana chakaipa kuona kuti vadya here vasweraseiwo semunhu asina muchengeti.inini ndakafirwa namai asi tese vana vavo tinotogara tichicheka baba vedu nekuti vakura hapana madzimai pamba.hapana chakaipa

  • @LovemoreHachiman
    @LovemoreHachiman 2 месяца назад

    Wisdom comes with age but this is different most of elders mudare varikutadza kuyenzanisa nyaya Mambo maratidza kt murimambo zveshuwa.

  • @tichaonamachona-v8o
    @tichaonamachona-v8o 2 месяца назад

    Ichokwadi Chief kuti hapasisina hubaba namaste apo kana munhu vasiyana kwe 9 years. Zvisinei hazvo amai havana kupuhwa gupuro

  • @josephined8931
    @josephined8931 2 месяца назад +1

    Aaaaa mambo ava vanogona kutonga zvine uchenjeri zvine udzamu 🙌🙏🙏🙏

  • @Alexis-ys4uj
    @Alexis-ys4uj 2 месяца назад

    Aka kasikana kane white imhunza musha chaiyo.Ndingatadze kubvunza baba wangu kuti vadyei here,kupenga chaiko.Vakukungura kudzoka pamusha wavakambosiya kuda kushungurudza baba ava chete.

  • @murielkuzanga6953
    @murielkuzanga6953 2 месяца назад +2

    kadiki kana mai vachiroya , kachasirwa huroyi chete kkkk

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 2 месяца назад +1

    Magona mambo. Kasikana kadiki ako kanorasika. Chii chakaipa kuti mwanasikana afonere baba vake? Amai avo vane greater part yekunyonganisa mhuri iyi uye vanozviziva kuti vakarambana nemurume wavo. Babawo ngavatendere kuti mai avo vakwanise kushanyira mwanakomana wavo.

  • @InnocentMukodza
    @InnocentMukodza 2 месяца назад

    Vanhu kwavo apo vanasikana 2 vakuru avo chete.
    Mai nevakomana neako kamvana vari kuside kwamai ndosaka vaine tutambo tutsvuku muhuro.
    Pane zvavarikuudzwa kumasowe kwavarikuenda pamusoro pababa avo.
    Uyo mukomana vekuroodza hanzvadzi achizviita baba akabhaiza big time.
    Baba vane shungu dzezvavakaitirwa namai saka kuzoona mai vachiuya pamba pemwanakomana zvinovarwadza asi hazvigoni kuti Mai vasavhakachira mwana vawo.
    Vana ngavasapindire nyaya dzekusiyana kwevabereki.
    Ako kasikana kadiki kakaramba kaine hunhu ihwohwo kachadzingwa memurume.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад +6

    Mai avasi ryt kovayiroodza vana varivega nemwana mukonana bba varipo makazviwonepi hunhu hwavo ahuna kunaka

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 2 месяца назад

      Hunhu we pfambi chaio

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Mai avo ndivo vakaita kuti baba avo vanetsane nemukadzi wechipiri

  • @percymawere3793
    @percymawere3793 2 месяца назад +1

    Mwana musikana uyo akaona chaizvo chipfambi chamai vavo avo, zvitori pachena.

  • @wellingtondzimba1457
    @wellingtondzimba1457 13 дней назад +1

    Chimudhara chirikuright kwachief chne kakusafunga

  • @AbirgirlChihwande
    @AbirgirlChihwande 2 месяца назад +1

    Kamwana ako kamhunza musha kwaakaroorwa kunorira ngoma. Saka haachagari nababa vangu mumba haaa kapenzi aka ndingatadze kufonera baba vangu hre haaaa

  • @Patience-pq9cv
    @Patience-pq9cv 2 месяца назад +1

    Chekutanga girl child vanotaurisa yep yep inzwai isusu, that's very wrong. Vanasikana Havana kurairwa

  • @SimbaMpambavachiki
    @SimbaMpambavachiki Месяц назад

    Wise chief

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 2 месяца назад +7

    😅😅😅😅😅 munenge muchimboendereiko muchirikuda munhu wenyu aaaqh

    • @DRRZOE09
      @DRRZOE09 2 месяца назад +1

      Kunze kurikutonhora uko

    • @eginetruzengwe1450
      @eginetruzengwe1450 2 месяца назад

      @@DRRZOE09 taurai henyu cuz

    • @SamoraMupanga-uh8lq
      @SamoraMupanga-uh8lq 2 месяца назад

      Kkkk voda kudzoka nekuvana

    • @Innocent-i7q
      @Innocent-i7q Месяц назад

      Vakadzi havafunge zvinoenda mberi. Deno vaifunga Mary Mubaiwa chaiye kungadeno asiri paari izvozvi

  • @madinaednah4878
    @madinaednah4878 10 дней назад

    Mbuya iyo chero dare ratowona kuti ibhishu kasikana ako kanedzungu

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Mai ava ndivo vakaromba zvese nekuuhura ndivo vakapofumadza murume varikunyepera murume kuti akaromba

  • @MadzudzoChihwa
    @MadzudzoChihwa Месяц назад

    How I wished to have daughters because vanomira newe mdhara wavo pama 1 ❤

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 2 месяца назад +1

    Sando kuna Mambo 😂

  • @BettyMunaku
    @BettyMunaku 2 месяца назад +1

    Vana avo ngavasarwisa baba veduwe ndovanofanira kuwona baba kutivarikurarama seyi nevakadzi vavo

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Zvinorwadza kurohwa nemwana mukadzi pfambi anotyisa kutsika mumusha zvaanotakurana nazvo haungazvizivi

  • @ChidoMusoni
    @ChidoMusoni 2 месяца назад

    Inga makaropafadzwa munotororwa kkkk muchinetsana nevabereki fty

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 месяца назад +8

    Makarambwa kwamanga muchihura

  • @munyagumbo3024
    @munyagumbo3024 29 дней назад

    Vanhu ngavazive kuti baba vane ngozi inorovawo zvine simba. Unokuvara. Ako kamusikana kadiki ako kakanyanya kanotaurisa nekupesanisa

    • @RavenMasinire
      @RavenMasinire 23 дня назад

      Zvaunoitira baba vako ndizvo zvaunoitirwawo nevana vako

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Kamusikana kadiki nevakomana vanoudzwa nhema namai varikushungurudza baba avo

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 2 месяца назад

    Asi haisi mhepo here kuita confusion yakadai pamhuri yese ingori simuka tienzane?

  • @GodwinChirume
    @GodwinChirume 2 месяца назад +2

    Number one jounalist in Zimbabwe

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq 2 месяца назад

    Bushu the best very humble god bles you

  • @MavisMhlanga-rh3cu
    @MavisMhlanga-rh3cu 20 дней назад

    Asi xhokwadi Mai vanohura ava

  • @princemanyota1768
    @princemanyota1768 2 месяца назад +3

    Musikana mudiki uyo panoda DNA test haasi mwana wa baba avo

    • @PatriciaManyika
      @PatriciaManyika 2 месяца назад

      I agree with you shame apa kakatoroorwa nezera iroro

  • @concilliatigere7152
    @concilliatigere7152 2 месяца назад

    Musikana uyu anopenga saka mubereki haumubvunze here kuti madyei aaah anopenga

  • @medina3002
    @medina3002 2 месяца назад

    Mai pindayi pasharing of property

  • @priscilladawa9505
    @priscilladawa9505 11 дней назад

    Parikudiwa Nyasha pamhuri iyi,

  • @lessiemashayamombe
    @lessiemashayamombe 14 дней назад

    Vakadzi ngatirespecte varume tidzidzise vana hunhu

  • @Sboah
    @Sboah Месяц назад +1

    Mwari ndivo vanoziva

  • @mufarodzinoreva6144
    @mufarodzinoreva6144 2 месяца назад +1

    tsananguro ya amai , kana 1 chatanzwa, apa mukungoda nguva yekunzwikwa. Ndangonzwa kuti gonamuroyi mungoro yangu yandakatenga😅

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa Месяц назад

      Mutoriro kana may zepete

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa Месяц назад

      Muzepete

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa Месяц назад

      The dilemma of being a child, ndachema hangu the boy next to the father loves both parents

  • @NormanNetsakamano
    @NormanNetsakamano 2 месяца назад +1

    Mambo Mutasa is the best. Hatina nguva yekuteerera makuhwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 месяца назад

      Chitakura nyaya yacho iende ikoko

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA 2 месяца назад +3

    Bba havana moyo wekubereka Mambo ngaavape kwasiya kuvana komana because mai chero zvidii havaraswi, ndizvakaipa marora roora

  • @SamoraMupanga-uh8lq
    @SamoraMupanga-uh8lq 2 месяца назад

    ngavambosvika kwa Tinashe Mugabe vaone parikuresveka

  • @CEOsue60
    @CEOsue60 2 месяца назад +1

    Vakuru vanoti mangachena inoparira pakarara nhema, ukaona nyaya yapinda amai chete yatova trick worse off zvine chihure mukati, the more u confront her whether wakavaona or wakanzwa watokoromora.
    Mai vakahura siyai baba vazvibate vega coz pahuviri hwavo hapana ngozi. Mwana mukuru uyo akatokoromora pakuti nhunzi haimhare pasina chironda, mudiki akakoromora pakunoti Mai nhingi arikuti muri kuhura coz ngozi haikusiyewo nekuti muri ropa rimwe.
    Imiwo Mai chakushaisai value kuzora uko neage yenyu kkkkk. Mamwe madecisions atinoita sooka anotitsikiririsa mangwana

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад +1

    Bba avasi ryt kana ivo vakarambana nemukadzi azviyite kuti atongere vana kuti vadzinge vana kumisha yavo kana bba vakapa vana nzwimbo ayisisiri yavo nokuti yanemuridzi ngavasiye vana vawirirane naamai vavo

  • @RayMarume
    @RayMarume 2 месяца назад

    Problem hombe apo ndimai nekamusiknna kadiki Ako kamambara kemwana

  • @emmermasaraure
    @emmermasaraure 2 месяца назад

    Ukaona an older woman at her age achi bleacha. Her kids are melanin black beauties, iwe muchenbere wotsvuka se mango. Ndofunga ndiwo wanotongesa diprozona pa kona pa bute street

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 2 месяца назад +2

    Vana vaamai avo vanemhepo amai chingosudurukai muchazosangana navo kudenga i miss my mom R I P

    • @ChamuMasukume
      @ChamuMasukume 2 месяца назад

      Ayewa vana varikuto pesana nokuda kwaAmai ava varikuita mudya kwese zvinova zvakapedzisira zvaonekwa navana sikana vaviri avo bcz vakatozviona kuti baba vaakutozo tambura vega tichizviti timire namai apo mai varikuto hura zvavo

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Mai ndivo mharadzi

  • @priscasibanda9340
    @priscasibanda9340 2 месяца назад

    Problem inoitika kazhinji ukafungira chinhu Satan anoda kukupa twumafalse alarm wotoona kunge uri mugwara,the moment yaakafungira baba vake akatanga kuona twumasymptoms twenhema.Takamboona pacorner yepamba yatogara pakacherwa as if pavigwa munhu.Zvakaringer mumusoro zvekuti tatatoo nenyaya izere kuona paakaroverwa nekuzvuviwa nyamba ipfungwa dzedu dzaitamba nesu.Takatofonera police ikatoseka kuti no vanhu vanogadzira magetsi maruva atakaona pamusoro pacho kwanzi it was a landmark.Saka sometimes brain can play tricks on us that's why the girl arikufunga kuti baba nemwanasikana vane rimwe

  • @violettsuro1140
    @violettsuro1140 2 месяца назад

    Mambo vnotonga zvawo zvr fair,bba wtanga kda ktonga nyya vnga wchrasika chaiko

  • @BrianMuwanigwa
    @BrianMuwanigwa Месяц назад

    Kmdara ako kakaromba ako nyonga nyonga iyo kakamixer masinhi ako

  • @AndileMoyo-s9g
    @AndileMoyo-s9g 2 месяца назад +1

    Why mainini muchingoita nyaya dzekunzwa always. Kamwana ako hakana kukwanaa

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад

    Munhu aneproblem apa ndi amai varikuda kurwadzisa bba nekuti vakarambwa vakutuma vana zvisina bsa

  • @sijo4437
    @sijo4437 Месяц назад

    I actually cried panguva yeruregerero

  • @talentmabika9047
    @talentmabika9047 29 дней назад

    Mai ava muroyi chaiye yowe ndapota vakadzi itayi mushe

  • @rejoycebingura8222
    @rejoycebingura8222 2 месяца назад

    Saka zvichinzi dzidzisai vana hunhu muchivabereka apa ndinovapa mhosva vabereki ndapedza.

  • @JoshuaMlambo-ty4ik
    @JoshuaMlambo-ty4ik 2 месяца назад

    No mai ava vakatiza couse murume hachaoni maziso obva vatiza.now murume akuona vakudzoka zvakare 9years dzose mkdzi pasina

  • @AlphonseMatopera
    @AlphonseMatopera Месяц назад

    Chief matonga apo

  • @arthurmutano-c9i
    @arthurmutano-c9i 2 месяца назад +1

    Mudara uyo akafanana nemudara anotonga na Chief uyo

  • @ZvisineiChisora
    @ZvisineiChisora 2 месяца назад

    Mai awo ndiwo problem urikutsvagei kumurume vavakasiya Ndimi murikuparadzanisa Vana

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 25 дней назад

    Vakomana ava havadi baba vanoda mai ndoo saka vasikana vachipindira