Wilbert Saruchera akanga aine corruption. Of course he is late but yaive rubbish. Brian please change this gadzirisa ma mistakes ababa vako. Corner cafe or Tendai Saruchera was never svikiro aitova nemweya yevanhu inominetsa. Vhunza kuti achirikubudirwa here. Ukataura zva Tendai Saruchera wakupenga manje. Siya Mambo vaite research.
Chief mtasa my favorite, watching from SA
My favourate chief
Wisdom chief we love u chief
Mambo Mutasa mnogona zvenyu asiiiiii sometimes mnoita kakudada nekakuzvikudza eheee
Takuda zvimwe zvinyowanu
Thank you chief mwakanyanya imi
Munornda ku Karanganda moenda monoba mounza pano 😂😂😂😂
Hamuna content
They need to be sued and reported account ivharwe
viva chief
My best chief
Hevo bambo pamwe vave ne dimentiabless hisheart😂😂🎉😢
Kokuchikupisa kudai
Mambo uyu anechipo hake
Saruchera anehuori
Saruchera arikutaurwa is late apo ava mwana. Pachokwadi Wilbert was corrupt ivo baba va Brian. Mukomana uyu arikutaura chokwadi.
Husabhuku ubebasa rei iwe uchimudiki tsvaga basa
Nhau yema bhuku yanetsa