Mambo chinhamhora thank yu for showing us aclean place wer yu hold the courts very smart vamweshould follow suit cleaners next to godliness mahwaga matiraburu😂😂😢😮
Ndoona kunge tip off chete,sei vakabatwa kana aiziva kuti murume ari kuuya.Zvakaoma kusvika irimo here iwe uri kutarisira kusvikodya bota rako kkkk.Chinhu chacho chinenge chaakutosemesa futi😂😂😂😂😂
Back to school guys.Chirungu muri kuvhiringidza apa ndipo pamunochida shame, shame, shame.Kudzidza hakupere plus no age limit please.Musangopedza Data panyaya apo potai muchifunda guys.
This CHIEF IS THE BEST CHIEF IN ZIMBABWE. VANOGONA KUTEERERA NYAYA HE DOESN'T RUSH IN DECISION-MAKING HE IS THE BEST KEEP IT UP CHIEF OTHER CHIEFS SHOULD LEARN FROM YOU.
Hure ihure mface wangu siya izvi obvious bamkuru varikuzodya apo full time and vakanguva vadya and zviri obvious kuti mukadzi ayito revenger maprevious emurume
Babamukuru vakarima munda vemunin’ina. PachiShona kupindira mukoma kana munin’ina hazvimo here mukugara kwedu. Even when one is not having kids wani anatete vaitora abiya edu kurima ndima wani 🤣🤣🤣
Saka mombe uchadzitorepiko iwe katsi, uri munin'ina wangu but brain dzako ndedzemuroyi,Gore riya wakadzura waya yangu ikaperera kucriminal court,ndaizviziva kuti nekushaya musoro kwako haubetsere Plus hauna waunotaura naye pa area.wakaulaa😂😂😂😂😂
It's wise kusiya hure iro nokuti 2013 chaiva chihure munhu wamakabata haisi mbavha so mukadzi wake kugara naye ave mu prison haichisiri marriage kwave kuchengeta vana chete nokuti akutyisa DN abt to come
Haaaaa murume uyo ngaasiye hure iro.
Mambo munogona kutonga👏👏
Bamnini you're so calm..God bless you
Vari calm zvkut asi vakadzi pmwe pacho so
Chief vane respect, wisdom uye very calm
Chief Chinamhora I salute you and members of your team. You are the most calm Chief and wise. May God continue to give you wisdom like King Solomon.
Yeah vanonyatsopa munhu mukana wekutaura
Pakuzoti King Solomon kikkk akatopiwa wisdom yake saChinamhora.
Ava na chief Mutasa haaaaa excellent work vanogonesa
You look like a man of god bless the lord for understanding
Chief vedu vanonzwisisa processyenyaya dzemumatare. Vane approach iri very sympathetic. A very humble, warm and receptive gentleman
Enda kuma DN iwee siyana nemukadzi uyo make a brave decision as man
But hanzi anohurawo futi
Mabrothers ayo zvakafanana
Vatongi you are soo weak minvunzo yenyu hainyatsoiti munhu ataure chokwadi vanhu venharaunda iyi munodheerera why kuita noise mambo vachitonga that's disrespect vedare munofanira kupanana mkana we kuti mumwe mudare kna abvunza apindurwe
@@WellingtonSaranadzonoise yacho yakanyanya kani
Domboshava boo here apo thank you chief from chirombo village
Babamnini you are a star my brother may god bless you
Mambo chinhamhora thank yu for showing us aclean place wer yu hold the courts very smart vamweshould follow suit cleaners next to godliness mahwaga matiraburu😂😂😢😮
😂😮😮😂
😮😮😮😂😂😂🎉😂😮😮
🎉
@@stanzirata2728uuuuuuu
It's, "cleanliness is next to Godliness" and note:capital letter 'g' for the Almighty God unless otherwise you have your own.
Ndabvuma nyika izere mahure😅😅
😂😂😂😂
Akazra wanga usingazive nhy bvunza isu
Kwazara mahure chete
Pachivanhu chedu Bamukuru ndibaba saka tinoti tezvara vakarara nemuroora😅
Chokwadi makuna kuna chaiwo🤔
Idikoo in Mukotsanjera’s voice
@@KudzymutemaTeam Karanganda 😂😂😂
If my brother akabatwa or ndikamubata haisi nyaya. Some blood 😂😂😂
Mukoma nemunin'ina vanoratidza kuve humble,dai mwari avabatanidza varegererane upenyu huyende mberi🙏🙏
Ratove drama raukutaura bcoz you wanna sugarcoat chihure.
Ichokwadi ndapaonawo ipapo
Ahh musatamba nekudyirwa bota imi
Ndoona kunge tip off chete,sei vakabatwa kana aiziva kuti murume ari kuuya.Zvakaoma kusvika irimo here iwe uri kutarisira kusvikodya bota rako kkkk.Chinhu chacho chinenge chaakutosemesa futi😂😂😂😂😂
Good questioning my king
Shame !!! Ndosaka Nhau dzakadai dzisingapere!! Bcoz you only Blame or CHARGE Varume chete 😢😢😢
Bushu akasvika pakuti hure racho ribhadharewo mkadzi wechikomba
Wakaroora pfambi 😂😂
Dzikama nhamo inongouuya wangu
haaaa saka mumamisha umu vanhu varikukwirana hanti yaaa pakaipa kkkkkk but musabatwa coz mukabatwa mombe dzinoenda
Thanks Bustop Gonyeti n Maggi but pliz natsobuditsai face dzevanhu ava tivaone
Amaiguru!!Amaiguru!Amaiguru!
👏👏👏
Baba avo is a gentleman......kutonyatsodzikama zvavo
Young brother u looks a good men.
Back to school guys.Chirungu muri kuvhiringidza apa ndipo pamunochida shame, shame, shame.Kudzidza hakupere plus no age limit please.Musangopedza Data panyaya apo potai muchifunda guys.
Babamukuru vaifanirwa kukunda nyangwe ungave muedzo kubudikidza ne blood relationship nemunin'ina wavo. 'Life no balance!'🥲Tinashe Mugabe hero basa!
The relationship is soured. It will affect even their children.
A clean place and no noise unlike other courts
Noise iyo hausikuinzwa
Bvisa tsvina munzeve unzwe mushe
Saka noise hausi kuinzwa
Baba avo he is a true gentleman angadai akatomubaya nebanga
Kubaya munhu woyenda kujeri for what??? Better kuroora mumwe mukadzi
dai varume vakaperazve nekubaiwa nevakadzi nemahuriro avanoita.
Taura zvako vanogona kucontrolla hasha dzavo
Akaziva kuti pfuma yake yaakarooresa hure yadzoka😅😅😅😅
@@nondochirau9664 ko iye zvaakazvarwa naro wani
Very sharp questions from the chief's panel. The adulterous couple ended up incriminating themselves because of their answers.
Mukadzi we munin'ina haadzi muramu muroora muramu munin'ina we mukadzi wako
Karoi kamai ako apa kungwarisa kuvhura vhura zviziso pasina nzenza yemai 😂😂😂
Chief Chinamora and Chief Mutasa intelligent Men
Anisto Anisto yah ma1😅
This CHIEF IS THE BEST CHIEF IN ZIMBABWE. VANOGONA KUTEERERA NYAYA HE DOESN'T RUSH IN DECISION-MAKING HE IS THE BEST KEEP IT UP CHIEF OTHER CHIEFS SHOULD LEARN FROM YOU.
Haa hazvina basa waibatwa wakateerera
Vanhu vese pamusha apa vayitoziva yayitambika including Mai vacho
Ipapo hamunyepe
Mambo Chinamhora vanotonga zviripachena . Yangu yakatongwa pachena January . Thank you VaChinamhoraa
wanga waita seyi wakapiwa mutongo wekuti chiyi
Waiva wadyirwa bota here
😂😂 wakatongerwa nyaya yei
Hapana kutonga apa how can they charge 1400 only ndosaka chihure chichitoyemurwa mumaruwa
Baba vakadyiswa avo, he's a good man,
Asi muchazowirirana here yaaaaaa zvakangooma hazvo
I thought south africa yega ndiyo inemahure mmmm nyeka yedu kwakuseri
Hure ihure mface wangu siya izvi obvious bamkuru varikuzodya apo full time and vakanguva vadya and zviri obvious kuti mukadzi ayito revenger maprevious emurume
Vakadzi imi mukanyengwa na Bamkuru hamuna option kusiya kwekudyiwa bota here 😂😂😂😂
😂
My chief from nyamande
Bamkuru namainini vanoda shamhu chaiyo.
Pamwe bamunini havagoni bonde. Varume vadhafu handiva trust.
Ndakamboonawo wamukoranebhande chaiye murimwe dare akashudhisa bhinzi.
Argument yenyu may not hold water.
Hure ihure chete!!
Muroi royera kure
Bamukuru vari kunyepa vaiy nda kuGarden husiku here 😂😂😂
Yes ma garden anochengetwa husiku
Pakashata uuuummm zvakaoma hazvo
Mapudzi anowira kusina Hari zvichida murume uyu Ari honest MMM vkdzi tisadaro😢
Ungarara nemukoma wemurume uuu ma1
Camera man pliz tione huso hwemukadzi pfambi nabamukuru
Too much background noise 😮
Kuti zvipere mushe Babamunini toraiwo mukana muridze maiguru
Kune rudo bamunini Mwari ipaiwo dhara moyo wakadai😂😂😂😂😂
Nene akazviona haafare nayo comment iyi😂😂😂😂😂
Tumbudzi mukutungana ndimo mukugurana nyanga, kkkkk
Chishona chakapfuma.
Nzenza unoyidii😢
Harisi ratova business here iri vakungoda kuripirana zviriko here izvi aaa saka dzirikuchekwa mumaraini umu 😂😂
Mai Nyasha ihure zvaro iro
Munotovazivawo nechihure futi?
Vaitokamburisa bota iri vamwe kkkkk
Babamukuru vakarima munda vemunin’ina. PachiShona kupindira mukoma kana munin’ina hazvimo here mukugara kwedu. Even when one is not having kids wani anatete vaitora abiya edu kurima ndima wani 🤣🤣🤣
Zvaiitwa nemazvo zvaitogarirwa pasi not izvi cz zvavachihure
Nhy zvenyu
Mukoma haapinde mumba memunin'ina. Ndibaba. Mainini muroora.
Ndiyo shona chaiyo.
Mukoma ndibaba (atezvara) pachishona pacho
Mukadzi bdo nzenza
Camera man should show us the faces of the people not side view
Saka mombe uchadzitorepiko iwe katsi, uri munin'ina wangu but brain dzako ndedzemuroyi,Gore riya wakadzura waya yangu ikaperera kucriminal court,ndaizviziva kuti nekushaya musoro kwako haubetsere Plus hauna waunotaura naye pa area.wakaulaa😂😂😂😂😂
Munogara nechepapi kuDomboshawa ini ndiri paTurnoff Molife zvakaoma chihure chanyanya
Munogara nechepapi kuDomboshawa ini ndiri paTurnoff Molife zvakaoma chihure chanyanya
Munogara nechepapi kuDomboshawa ini ndiri paTurnoff Molife zvakaoma chihure chanyanya
Chero zvadini mukadzi wemunin’ina haanyangwe. Nyangwe maiguru unovatangira papi nhai
Mertridone ummmm Bango rezita
Netridone hure
😂😂😂😂
Mukaka wezita
Zvakaoma
Siyai hure bamunn muuye zveyu kwandiri im tired of disappointiments❤
😂😂😂😂😂
Zvinonyadzisa izvi 😮 ndanyara hangu
Ndanyadziswa na mai avo inini
Vanhu valunakurirana nyoka mhenyu ....chihure muite chishoma
It's wise kusiya hure iro nokuti 2013 chaiva chihure munhu wamakabata haisi mbavha so mukadzi wake kugara naye ave mu prison haichisiri marriage kwave kuchengeta vana chete nokuti akutyisa DN abt to come
Mambo pamwe ne dare makagona kupa mutongo, chikonzero vanhu vanodanana uye pane mhuri kunyangwe zvazvo mudzimai uyo akapa mhinduro ine kakutsenga mukanwa apo makabvunza kuti murume wako uchiri kumuda here. Vaviri ivava havarambaniswe ngapazove nekutonganiswa zvakare kana pahuviri hwavo paita anouya kuzomhan'ara kuti haachada kugarisana ne mumwe wake, yove imwe nyaya yakasiyana ne yekutenga yekuti mukoma akabatwa aiine mukadzi we munin'ina wake
Kutorerwa umwe mkadzi is not an excuse yekuhura mai nana.Saka muri kudaidziria 50/50 here.
Zita hanzi Metridone here
Netridone😂😂😂
😂@@LettyShawty
Mukadzi uyo ihure
I liked the way this man narrated his story asi sorry zvinowanikwa. Mai muri nzenza imi muno paradzanisa hukama mharadzi
Ko babamukuru havasi nzenza
😅
Babamukuru zvavataura ndochokwadi. Mukadzi uyu akaita seduce babamukuru. Haana kudzikama uyu.
Why are we not asking where the husband will be 4 months to 1 year muno muzimbabwe
Am sure he has another wife he is staying with and let the wife suffer 😢
Murume azviramba hanzi 2 months max
🤔
Munin'ina wacho akanyanya kunyararisa bhinzi yakabvira kudyiwa karesa
Akadyiswa uyo
Noise kani mudare vanhu vanotaurisa avakani
Haaaaa mjolo mjolo asi zvimwe madzimai zvibatei kurwisanisa vana vanyamunhu
Chokwadi zvinonyadzisa izvi
Vakadii kutiza bamukuru nechinhu Chavo
Asi bamkuru hamudaro makabhaiza....
Haaaaa zvakaoma shuwa asi vakadzi soo kaa denga muchariona here iri
Dare iro rinopa mukana wakaenzana nekunzwa mativi ose they are wise nyaya yozvitonga yega
Zimbabwean ladies iiiiii nyangwe kuno kusa ndivo shasha chaidzo pakutengesa muiiri mahure mahombe chaiwo
😮😮😮😮😮😮
Usadero
Uuuuuum but Mafana akasimba Hana Uuuuuum
Bamkuru mboko
mai vanonyepa zvakapusa shame
Saka makazobvuma zvaitasei
Mukadzi uyu ihure,a lot is going on
Ko mkoma avo varibhoo zvavo?
I think so too
Munopfidza nadzo pfambi idziiiii
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Pfambi dziri kuzvipfimba here
Indava muine chibharanzi chakadai. Saka babamukuru zvavakaita zvakanaka?
Dzirikuchekesa😂😂😂😂😂😂
Munin'ina ngaape mukoma mombe. Haana kuvinga sadza. Mukadzi anoda kusvi*wa (In Chief Makoni voice).
Pfambi ipfambi kusagutsikana chaiko kwatiri kuita vakadzi. Inga anouya kumba wani murume uyo apa nguva zhinji anenge ari musango achishavira mhuri
Muroi royera kure
Haaa sure because munhu anoenda 8 months sure, mkadzi anongotsvaga aripaduze anosvira nxa
Mukadzi uyo haasi ega waanorara naye itore hure
My thoughts too.Apa abatwa chete.
Noise ndeyei mudare
Ko akati kuvhura makumbo it's a solution, enda kwako unorainisa varume day in and day out, ko mukadzi haaripe why
mukadzi haaripe. Murume anoramba mudzimai wake kana achida. Chinoita kuti munhu aripwe inhau yekuti anenge akaroora
Vanhu vakurasa hunhu
Apa munin'ina anenge anotorwara zvake
Waona semaonero anguwo
Ende vana vanogona vasiri vke munin'ina
The woman is now afraid of the real husband
And you know why,his calmness in the whole issue kkkk unotiza wega.
Mukadzi uyo ipfambi!Ngaangosiyana naye
Future of kids matters though. Step mums can ruin or nature the future of kids
Zita ramoms avo muZimba here
😂😂handifunge kudaro ini