Ndakarara Nechikomba Ka4 Chete, Anodaro Mumwe Mukadzi Kudare KwaMambo Nyamaropa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 фев 2025

Комментарии • 248

  • @kelvinchuchu7209
    @kelvinchuchu7209 2 года назад +20

    20 yaita shoma plz mambo madzvanyirira murume uyo ainyengerwa mukadzi

  • @adengvirimai2154
    @adengvirimai2154 2 года назад +23

    Mambo avo havagone kutonga nyaya kwazvo $20 munhu arara nemukadzi wemunhu hapana kundichenera ipapo vanokundwa Na chief bushu kushamva kutonga chief bushu anotonga nyaya sezvairi munhu ogutsikana saka Kana munhu akanyengerwa mukadzi opihwa $20 akakwirirei dare racho kwana Mambo imimi 👈

    • @inoquecarlosnhamazano625
      @inoquecarlosnhamazano625 2 года назад

      Yaaaa taura hako inini ndatoshamisika kuti kunyenga mukadzi wemunhu wonzi uripe $20 sure wari kuto kurudzira chihure

    • @happyplace11
      @happyplace11 2 года назад

      but hanti iye mukadzi wacho azvidawo

    • @davidgondo3341
      @davidgondo3341 2 года назад

      Taura hapana zvamambo apa $ 20 munhu anyengerwa mukadzi nxaaaa

    • @bublinsound3403
      @bublinsound3403 2 года назад

      I hama yake chete

    • @davidgondo3341
      @davidgondo3341 2 года назад

      @@happyplace11 zvekuti azvidao zvinebasa rei arimukadzi wemunhu

  • @emmersomgomo7241
    @emmersomgomo7241 2 года назад +15

    Mambo murikuseri your wisdom is great

  • @givenchimuka2100
    @givenchimuka2100 Год назад +2

    I like chief Nyamaropa, he's very wise pakutonga nekudzidzisa

  • @enb00025
    @enb00025 2 года назад +1

    It looks like the comments section izere nevanhu vasingateereri. At 14:52 inga wani Mambo vapa mutongo wekuti chikomba chinoripa mombe 4 (4 Cows) ne $100 yema expenses emuridzi wemukadzi kukwira dare and transport plus $20 yeku approacher mukadzi wemunhu.
    Inga zviri pachena wani?

  • @trevormoyo2454
    @trevormoyo2454 Год назад

    Respect...a very wise man.

  • @naisonmwanza5251
    @naisonmwanza5251 2 года назад +3

    Some pple are so westernised its not funny. These pple are his subjects just like King Charles has subjects and prime minister the new one anotyora muzura. Please check if there is ever a king who addresses his subjects the way you want him to. In my opinion this traditional authority should not have been replaced by western legal systems
    I have no idea kuti mambo ava ndiani but oh boy I really like his wisdom and authority

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +6

    I liked the wisdom of asking the lady.

  • @wisdomtar
    @wisdomtar Год назад +1

    Y is it dunhu ramambo ava rakanyanya chihure.Day in day out ndonyaya dzedare iri.

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +8

    $20 kurara nemukadzi wemunhu?????
    I don't agree with that.

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад +3

      Kwete. Hamuna kunzwa. At 14:52 Chikomba charipisiwa mombe 4 plus $100 + $20. Ndiwo mutongo wapihwa.

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 года назад

      Pane mombe wani

  • @JaneboG
    @JaneboG 7 месяцев назад

    This is TV gold ❤

  • @mikevhunani7079
    @mikevhunani7079 2 года назад +4

    Cleaver king i like u my king Solomon

  • @wibertforoma5820
    @wibertforoma5820 2 года назад +8

    Mambo pane basa. No respect what so ever, just like the way police treat people in Zim.

  • @kinboychizema2512
    @kinboychizema2512 2 года назад +6

    First time kuona mambo ava vachitonga zvinehuchenjeri

    • @thembinkosijoeman561
      @thembinkosijoeman561 2 года назад

      First time chaiyo

    • @brightonchokuda9199
      @brightonchokuda9199 2 года назад

      @@thembinkosijoeman561 uchenjeri hapana kana uchiripisa munhu $20 kurara nemukadzi wemunhu

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад

      @@brightonchokuda9199 Kasi hamuna kuhwa zvataugwa? Play from 14:52, Inga mambo vataura wani kuti chikomba chinoripa mombe 4 + $100 + $20

  • @tthex6484
    @tthex6484 2 года назад +14

    I think they show us Nyamaropa as an example of how NOT to judge cases.

    • @jackienyamadzi2107
      @jackienyamadzi2107 2 года назад +1

      True

    • @archiekushinga2721
      @archiekushinga2721 Год назад +1

      Thank you very much, he is a waste of time. Very dumb and incompetent he wastes time chanting his BS, he does not consult with the tribunal, and he is quick to dismiss, he needs to learn from Bushu

    • @anywaypangai
      @anywaypangai 11 месяцев назад

      Aaah ungaripisa munhu arara nemukadzi wemunhu 4 times 20 dollars chete here....aaah mambo avo

    • @MercySibiya-c7d
      @MercySibiya-c7d 10 месяцев назад

      Amuna kunzwisisa dzokorodzai video

  • @byroncakes3195
    @byroncakes3195 6 месяцев назад

    Uyu chief anoda kurohwa haana respect anotuka vanhu kunge vana vadiki apa he is the youngest chief in zim.please respect vanhu havasi vana vako they have feelings vanhu vanogumbuka usadaro chief please respect vanhu you dnt own .hauve chief pasina vanhu .

  • @motivatelife40
    @motivatelife40 2 года назад

    Chief vakangwara ava!!!! Hanzi unodirei varume vasiri vako? Makarara kangani???? Apo mface anga asina kubvuma...hanzi iye ataura kake kaakarara newe...hahahahaha nice!!

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 2 года назад

    Hanzi mombe 4 plus100 dollars plus 20 dollars.14:52 mins ndopavataura zvemombe 4 asi hazvina kunyatsobuda

  • @Milcent-kt9wz
    @Milcent-kt9wz Год назад

    Maharaja kangani chief so 😅😅😅😅 you are wise

  • @shingynavs8235
    @shingynavs8235 2 года назад +2

    Ahhhh, $20 for 4 rounds saka akachajwa $5 pa round🤔🤔🤔Mambo heyyyy😂😂😂😂😂

    • @anywaypangai
      @anywaypangai 11 месяцев назад

      Mambo avo havagone kutonga

  • @helenchinhey2004
    @helenchinhey2004 2 года назад

    Haaaaa mukuti 20. Dollars ndiyo find here ayehwa madzvanyirira muridzi we Mkadzi zvamaita zvoita Kuti chihure chiwande APA tikuda Justice chikomba ngachibhadhare

  • @kestovibez3981
    @kestovibez3981 2 года назад +6

    Pa Sound quality hapasati pamira mushe,but ma program enyu ari mushe

    • @SuxyKhumbu
      @SuxyKhumbu Год назад

      Platform yenyu ndiyo lolo kuno tiri safe

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 2 года назад +1

    Mambo.nyamaropa tongai nyaya kwazvo musatongera favour apa tsvakai mazano kunevamwe kna muchitonga zvakadai ,kt munhu 20$shuwa find

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 2 года назад

    Paita chizivano apa haiwawo kurara nemkadzi wemunhu 20 dolaz mari isingakwane mbudzi mambo vadherera ava

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад

    Muraini rimwe chete, munhu akati mbaaaaavha ko kungodairo chiriporipochooo kuti handisi mbavha ndini Young 🌱.
    Paaigogodza ko akadii kungodaidzira sezvataura musharukwa gogogoi pano ndini Young 🌱, vanhu vepano marara here?

  • @mulnykays4386
    @mulnykays4386 2 года назад

    Chief adviser qood questioner

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 2 года назад +3

    Big up kuna mambo mapedza masports. Big up kkkkkkkkkkk sando dzenyu mambo

  • @stephenchivasa6310
    @stephenchivasa6310 2 года назад +1

    Ma Chief aya vanofanirwa kuitiswa ma course ,training ye prosecution pamwe ne communication yakasimba,

    • @anywaypangai
      @anywaypangai 11 месяцев назад

      Just imagine kurara nemukadzi wemunhu 20 dollars fine chete.
      Ini matare aya ndomashora ini

  • @WayneMuzambi-p5m
    @WayneMuzambi-p5m Год назад +1

    Haaaaa amanaka mukadzi akahura kudzokera kumba kwavo full stop

  • @pritchardtinashezuze155
    @pritchardtinashezuze155 2 года назад +1

    Mambo mukwane imi kutonga kupi ikoko benzi remunhu $20 yekuitasei

  • @hiltonmugadza147
    @hiltonmugadza147 2 года назад

    Tingasvore mambo but ashandisa skilful,blaz anga ato sticker ndeyake ye bucket. Pandashora $20 here kubhaudhirwa mukadzi kkk mahwambi

  • @paulinechibaya3156
    @paulinechibaya3156 2 года назад +4

    Dzangove nharo zvadzo zvemarriage muchazvirega 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 года назад +1

    20 us kurara ne mkadzi wemunhu aaaah mambo avo vaita chizivano pachaurawa munhu apo

  • @agiekateta4817
    @agiekateta4817 2 года назад +1

    Chief anongobhowera kuti haana rukudzo kuita se n'anga iwe iwe chii. Kuna sabhuku

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 2 года назад

      Vane kame kadzungu ne kakuzhangadira...chief Bush is more composed...

  • @gaudenciamunemo1447
    @gaudenciamunemo1447 2 года назад +1

    Chief Nyamaropa woyee

  • @josephinematambanadzo3397
    @josephinematambanadzo3397 2 года назад

    Anga achifanira kubvisiswa mombe uyu we kurara nemukadzi wemunhu anogona kutomudzokera futi achiziva kuti anoripiswa $20 that was very lenient for adultery with a married woman. Mambo havana kupakura zviri fair.

  • @maryzengeni1395
    @maryzengeni1395 2 года назад

    Nhy weduwee kuripisa munhu arikupindira mkadzi wemunhu achiputsa misha $20 is it fair or kutsvinya.ndoinonz corruption zvoratidza kt mambo vakabhadharwa seri kwemsana...ndarwadziwa .saka vanhu vachizotonga wega .aah izvi hazviite .toziva kuti muripo unototangira pamombe inotsika chaiyo.mambo msadaro weduwee adzidzeiko uyo .acharamba achienderera mberi

  • @ruebenmafoyairandu6151
    @ruebenmafoyairandu6151 2 года назад +5

    Mambo atongera utsinye

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 2 года назад +3

    Haa murume wekuhurirwa andisiririsa izvozvi....kungonzi apiwe $20 chete..i will divorce straight away

    • @kudakwashenobertmakwiyana2051
      @kudakwashenobertmakwiyana2051 2 года назад

      Taura hako , apa iye will pay chikomba for medical expenses.

    • @gandangatv1146
      @gandangatv1146 2 года назад

      $20 yacho haisitombori yemurume. I fine inobhadharwa kudare. I think Chief vane hukama nemuface uyo chete

  • @mercydenga8816
    @mercydenga8816 2 года назад +1

    Ishe Nyamaropa vane musikanzwa

  • @portiachideya2950
    @portiachideya2950 2 года назад

    Uya Kuno bbie,Mambo but nyaya iyi hamuna kutonga zvakanaka, kuripisa $20 only munhu akapara upombwe so haibo

  • @cephaschikwavira2485
    @cephaschikwavira2485 2 года назад

    Haa uyu Chief haagone kutonga uyu.

  • @lorrainechikowore9236
    @lorrainechikowore9236 2 года назад +2

    Mkadzi uyo hadzimo

  • @simbarsshechipembere535
    @simbarsshechipembere535 2 года назад

    Why do you allow children in the court rooms. They district proceedings.

  • @nyasharukwava7871
    @nyasharukwava7871 2 года назад

    Murimhata chaiyo Mambo muri mambo vekumama manzwa 20$ uvata nemukadzi akabhadharirwa futy muface uyo uraya vese vanhu mambo hure nechikomba hauite ngozi pakadaro coz wauraya vanhu vasina njere kupromoter chihure kaaa uku mambo ini l like case iyi iriyangu chikomba huya urare nemadam yanku

  • @nyasharukwava7871
    @nyasharukwava7871 2 года назад

    Ndotoda kurara newenyu mamboo ndotooffer refu 200$ just 3rounds coz apa wapromoter kuty vanhu vahure ukudzidzira kutonga mhata iwe chikomba zvikafamba booo munomuwana akafa chete this story to be next make my words

  • @hipposave2573
    @hipposave2573 2 года назад +1

    Kana kuvata mukadzi vemunhu iri USD20 chete aaah ndinovapedza kuvarikita bhuku rese

  • @onecage4217
    @onecage4217 2 года назад

    Saka achonorova rimwe round rechi5 knowing kuti mutongo wacho ingori 20 american...izvi zvakangofanana nekuti arikucatcher thru mambo

  • @kudakwashempofu3881
    @kudakwashempofu3881 2 года назад +1

    Haaaaaa mambo Nyamaropa nikisi kkkkkkkk havagoni kana kutonga zvachose

  • @judithgumbogumbo9398
    @judithgumbogumbo9398 2 года назад +4

    Mutemo yandahwa apa yakanyangara apa haina kuenzanisiwa tongero raMambo Ava nderekupenga $20 wanyenga mukadzi wemunhu zvatovharana . Handina kupahwisisa ipapo

    • @elliotjonasi5094
      @elliotjonasi5094 2 года назад +1

      Nhai zvako kna ini handina kufara nazvo it's not fair

  • @gracegrace4164
    @gracegrace4164 2 года назад

    ah ah ah 20usd fine lol...haaa mutongo wacho hmmmm...chero dei akange akangopinza musoro chete still kkkkkk. its ridiculous

  • @sidsussi4419
    @sidsussi4419 2 года назад +5

    Haaaa man vekukwirirwa mkadzi vakatsamwisa avo

  • @tiagomabuya6409
    @tiagomabuya6409 2 года назад

    Mambo makanyanya ,kwete ka sabhuku aka kanoswera kashiwhanda zvinyu zviripashena,sabhuku ava vanoda shamhu vakapiwa mari

  • @thembinkosijoeman561
    @thembinkosijoeman561 2 года назад

    Chief urimhata sei Kushedza Sabhuku uchiti iwe iwe iwe,Seikutadza kureremedza munhu mukuru kwauri

  • @ParidzaiMhondera
    @ParidzaiMhondera Год назад

    Mambo vakatengwa.I follow him vachi charger mombe apa kwakuti 20 usd ummmm unfair judgment

  • @neitevezana9263
    @neitevezana9263 Год назад

    Mambo ava mu guy manje.Respect.

  • @cynthiachapala532
    @cynthiachapala532 2 года назад

    Uuù its not fair ...murume uyu adzvanyirirwa mufunge mambo atadza kutonga apa ...aifanirwa kubvunza muridzi wemukadzi muripo vaanoda not kuti iye oita decision paitwa huori apa

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад

      Kasi hamuna kuhwa zvataugwa? Play from 14:52, Inga mambo vataura wani kuti chikomba chinoripa mombe 4 + $100 + $20

  • @BatisonGoliath
    @BatisonGoliath 5 месяцев назад

    Chii team iri mukadzi anotakwa pedze oti mukadzi wangu ndomuda no wonder why Kuma floors kufodya wachinyengana wanhu awa but 20 here mambo wamwe you charge 4 mombe why uyu mufanha

  • @ellahdindikwa8550
    @ellahdindikwa8550 2 года назад

    Nyaya iyi haina kutongwa mushe iyi vamwe vanoripiswa mombe 5 chaidzo ummm hapasi fair,smtv ngadzirisai sound yenyu zvinyatsonzwike

  • @mott1241
    @mott1241 9 месяцев назад

    Aaaaah 20 dollars fine

  • @medina3002
    @medina3002 Год назад

    Pamwe haana kubhadhariswa bicoz mukadzj ndiye akatanga kendal kumba kwechikomba zvinenge pane zvainge zvarongwa necouple

  • @muterogoodwill265
    @muterogoodwill265 2 года назад

    Vazhinji vakanyengerwa vakadzi, coz kudare kunongodiwa ka 20 kasina basa. Something is wrong on this verdict.

  • @patriciamoyo917
    @patriciamoyo917 2 года назад

    🤣🤣🤣chihure hachidi dofo ayiii kkkkkk ungataure kuti takarara kangani chokwadi

  • @edgarmhariwa2135
    @edgarmhariwa2135 Год назад

    Regai nyaya dzichiperaka nhai mkoma Sly. Ko Dai muchiisa part 2 dzacho ka akomana

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 2 года назад

    Musarakidze mambo achirongedza mari yake mu bag weduwee. Plus Bushu aripamberi because he treats people with respect

  • @wendytarusenga8694
    @wendytarusenga8694 Год назад

    Kkkkk zvakaoma zvepa Zimbabwe apa vanoitira musango

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад

    Ko nyaya yaamai vekusha mwana mudumbu yave papi nhai kwasekuru Tasvu uko. My favorite n'anga

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 года назад

    Varume vhihure ndimi makatanga nechihure muchati eke zvenyu. Yabvuta rekeno shiri yekupusa iye.

  • @beavermukundwa6867
    @beavermukundwa6867 2 года назад

    Better a fair trial

  • @rameckrufu3486
    @rameckrufu3486 2 года назад

    20$ kuita ka4 which means 1 round is $5 uku dzinoroveka hakuna mutongo unorwadza

  • @brightonchokuda9199
    @brightonchokuda9199 2 года назад

    Kurara nemukadzi wemunhu is $5 per round kwa Ishe Nyamaropa 😁😁😁

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад

      Kasi hamuna kuhwa zvataugwa? Play from 14:52, Inga mambo vataura wani kuti chikomba chinoripa mombe 4 + $100 + $20

    • @brightonchokuda9199
      @brightonchokuda9199 2 года назад

      @@enb00025 I will listen again. Thank you

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 2 года назад

    Dai wakatomutema zvako ne demo wakagona pane kuenda kwaMambo inzwa muripo wacho anorwadziwa ne kana achibvisa 1mombe mkunyenga mukadzi wako ka4 next time demo ndiro chiwororo zviri nani usungwe iwewe asi munhu wako wamupedzera kukushora sei kukunyengera mukadzi achimuziva kuti ndewako

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 2 года назад +1

    Apa chikomba change chichida ku actor smart shame

  • @manuelkutonga4942
    @manuelkutonga4942 Год назад

    Dai wangauri iwe wainzva sei Nyamaropa haaa

  • @tawandazidya6106
    @tawandazidya6106 4 месяца назад

    Tsano vakarwadziwa avo....Ummm Trauma chaiyo.....

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 2 года назад

    Kana fine iri $20 then ngatipombei vakadzi ve vanhu machinda. Area iyi inofanirwa kusvikwa iyi

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад

      Kasi hamuna kuhwa zvataugwa? Play from 14:52, Inga mambo vataura wani kuti chikomba chinoripa mombe 4 + $100 + $20

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 года назад

      @@enb00025 serious??? Ndichateereta futi thanks🤣 ndanga ndakutoda kuenda ko🤣

  • @mbatatisimbatatisi8335
    @mbatatisimbatatisi8335 2 года назад

    saka vakadzi vevanhu vachipa kukwira. $20 fine chete iwe wanakigwa 4 times. Kungoti mushonga imvura pakangogezwa panoita fresh muridzi wemukadzi wonakigwa napo futi. Zvinhu zvacho ma 1

    • @bigbrother7321
      @bigbrother7321 2 года назад

      Anotodhura bcoz dai akaenda kumashort time aigona kutorova 5 or 6times pa$20 iyo 🤣😂

    • @kinboychizema2512
      @kinboychizema2512 2 года назад

      Pama charge ndipo pandawona vachakasara mambo zvekuti vanhu havamboche kutora mukadzi wemunhu paida mambo bushu ipapa mombe 6 or 7 kana iri cash 250 pamombe masports apera sarudzo yosarira kumurume kuti anoda kugara nemukadzi here or kwete kutoti chiendai mugare zvakanaka kudii ikoko

  • @annahbanda2101
    @annahbanda2101 2 года назад

    Ka 4chete yooooowe kana ka 1 kacho kakachipa ere ummmm zvivindi chaizvo

  • @richardmachayambama-ku7wm
    @richardmachayambama-ku7wm Год назад +2

    😂😂

  • @traceychakanyuka3070
    @traceychakanyuka3070 2 года назад +1

    🤪😜😲😲😲😲😲😲Mmmmmmm bhoo here🤣🤣🤣dzingori nharo asi mjolo muchaurega

  • @nnyarry
    @nnyarry 2 года назад +1

    $20 wakwirirwa mukadzi ishoma iyi dai vati abvise iri mombe

  • @zamamatsotso4274
    @zamamatsotso4274 2 года назад

    Kubekwa ka 4 uuuummmm

  • @cynthiachapala532
    @cynthiachapala532 2 года назад

    Uuuu it can't be done ...$ 20 shuwa paitoda mombe chaiyo 4 rounds shuwa iiiii zvakaoma mai ihure iri

    • @enb00025
      @enb00025 2 года назад

      Kasi hamuna kuhwa zvataugwa? Play from 14:52, Inga mambo vataura wani kuti chikomba chinoripa mombe 4 + $100 + $20

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 2 года назад +1

    Mukadzi akapusa uyo regai asvigwe kkkkkkkkk haasi tsotsi she cant lie kkkkkk

  • @MiriamChingodza
    @MiriamChingodza 5 месяцев назад

    That Chief haasi wrong that guy vakatonga vega pakurovamunhu

  • @gordenmachonasiziba9352
    @gordenmachonasiziba9352 5 месяцев назад

    Haaa apo varikadza kusagona kutonga kwavo Zero dollar kurarirwa mukadzi $20 i find haisi yake kkk dofo Ramambo

  • @joyleenkuguyo9085
    @joyleenkuguyo9085 2 года назад

    Chief awa havagone kutonga endai kwamambo bushu anotonga fair kwete zveuyo

  • @emmanhuta9340
    @emmanhuta9340 Год назад

    Chief the judgement is small aaah

  • @chaletinashe2912
    @chaletinashe2912 2 года назад

    Kutadza kutonga pachena shame 20 dollars munhu Arara nemukadzi wako kkkkkkkk. Next time isa central lock pamukadzi wako .

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 2 года назад

    Not fair dai vari mambo bushu aitoripa mombe chaidzo vanongona kutonga zvekt 20 us cht hre uuuum hais hama yavo hre mufanha uyo

  • @sammlambo8313
    @sammlambo8313 2 месяца назад

    Mambo vakachena 😂😂😂

  • @faraymufuni
    @faraymufuni 2 года назад

    Aiwa Mambo kutonga vakonewa zvavo,

  • @MeekAngell
    @MeekAngell 2 года назад

    Sly media yakadambura some of the information yemutongo.
    Munhu uyu akatongwa kut abvise more than what we heard

  • @morrissevera6427
    @morrissevera6427 2 года назад

    Kana mazogara mukwidze Mari idzo, munhu kubvisa mkadzi wemunhu bhurugwa wonzi $20 , aaah

  • @edwintafireyi1471
    @edwintafireyi1471 2 года назад

    Mambo havazivi basa ava Vanozvifonera kukwirirwa mukadzi $20 vanopenga pane ane numba yavo

  • @bostinnamusobeya808
    @bostinnamusobeya808 2 года назад +1

    Wanhu wakarara ka4 20 dollars , nonsense yamambo.Mambo akatonyorwa uyo

  • @itaiwanyuku9383
    @itaiwanyuku9383 2 года назад

    $ 20 Kunyenga mukadzi asi wako..Haa no.Patadza kutongwa apa

  • @lastborn6652
    @lastborn6652 2 года назад

    Pane corruption 20 dollars kunyengerwa mukadzi ,maybe because murume uyu akarova munhu

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 Год назад

    Chihure chedu pamazimba especially kururevha chakapusa shame

  • @tobs7968
    @tobs7968 2 года назад

    Kamambo aka kanondibhowa $20 chete yekukwira mukadzi wemunhu haaa ndatsamwa mhani..