Madzibaba Vakarohwa NeZvinhu Akaponera KwaSekuru Chamunorwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 янв 2025

Комментарии • 41

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi  9 месяцев назад

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 9 месяцев назад +1

    Good job mkoma Robert naanasekuru vese

  • @MargaretKalaba
    @MargaretKalaba 9 месяцев назад +1

    Mkoma Robert mwari vakuwedzerei mazuva ekurarama panyika murikubata basa mukudzidzisa tese zvakawanda mufunge plus munotaura nevanhu nemoyo munyoro 🙏

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  9 месяцев назад

      Ndatenda hangu😊

    • @sandrasetete6849
      @sandrasetete6849 9 месяцев назад

      ​@@robertapfumaneyimukoma tauraiwo neni zvinhu hazvina kumira mushe

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  9 месяцев назад +1

      @@sandrasetete6849 ukatumira message ine musoro pa number yangu unopindurwa, kwte zvekuti madii

    • @sandrasetete6849
      @sandrasetete6849 9 месяцев назад

      @@robertapfumaneyi ndine dambudziko remwana rakatanga aine ane 8 years akaita dambudziko remakumbo pari zvino haachafamba husiku hatirare achiridza mhere

    • @pertumuchemwa2590
      @pertumuchemwa2590 9 месяцев назад

      ​@@sandrasetete6849
      My sister dai waita kufona or kuisa msg paApp yamukoma Robie havambotadza kupindura
      Mongovanorera nyaya yenyu yese ka one.
      Hope muchawana help nekukasika

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 9 месяцев назад +7

    N'anga dzawana basa kukunda masvondo. Machurch avamapako evakaipa

    • @prachie937
      @prachie937 9 месяцев назад +2

      Taura hako dear

    • @EvelynKambezo-sr8rd
      @EvelynKambezo-sr8rd 9 месяцев назад +2

      Very true. Apo vakaipa vanotoziva Kuti church yacho or vanhu vacho Havana simba

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 месяцев назад +2

    DON'T FORGET TO SUBSCRIBE PLEASE 🙏🙏🙏❤❤

  • @sukudch123
    @sukudch123 9 месяцев назад +1

    Robert ,asikubonanga kutsho akwenzakanga 😂😂😂.Nice video quality. Congratulations on your channel

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 месяцев назад +3

    Haaaaa zvekuti madzibaba izvo unoisa pasi wasvika panguva yakaoma unenge wava kuda kupona

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 месяцев назад +3

    LIKE AND SHARE PLEASE GUY'S ❤❤❤

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 8 месяцев назад +1

    Varoyi variko ku Zaka

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 9 месяцев назад +2

    Robbie isimbi yebasa chaiyo

  • @hardyjazman7079
    @hardyjazman7079 9 месяцев назад

    Mkoma robert you are a great man but gadzirai ma T/shirt akanaka iyo yakashata

  • @alfrednyatsambo5385
    @alfrednyatsambo5385 9 месяцев назад +2

    Ndoo kugona uku Mukoma Robbie ndoo rave zita renyu idzva rebasa " CHIKWAMBO CHE-BASA"

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 9 месяцев назад +1

    Varoi ngavafe taneta navo

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 9 месяцев назад +1

    Ndinotenda mapajekesa kuti kuinda kun,anga kana uri mupositori haisi mhosva kuda kupedza dambudziko. Saka upenyu mwene wahwo . Zvakashoreka izvozvo zvichida ndipo pane sununguro yako . Mukoma Robert ndinokutendai nebasa renyu .

  • @anishaDzingirai
    @anishaDzingirai 9 месяцев назад +2

    Mukoma Robert chikwambo chebasa

  • @GordenBrown-o8z
    @GordenBrown-o8z 9 месяцев назад

    Chokwadi chiripo ndechekuti isu vanhu vatema mwari wedu anotinzwa through n'anga dzechikaranga kana unedambudziko chaiko chaiko ku church kupedza nguwa

  • @TauraiMawere
    @TauraiMawere 9 месяцев назад +3

    Mukoma Robert mataura chokwadi maProphet pentecostal church vanoenda muchivande kun'anga

  • @francisfarirai4208
    @francisfarirai4208 9 месяцев назад

    Sekuru chamunorwa hamuvaburitse pese pese asi isimbi yebasa

  • @MunyadziChikandiwa1
    @MunyadziChikandiwa1 9 месяцев назад

    Vanhu ava ndovaroyi chaivo n'anga ndodzogona

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 9 месяцев назад

    Haaah muroyi wehama hana zororo

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 9 месяцев назад

    Regai arohwewo uyo akatonhora ngaataurise

  • @ChristianMukwasi
    @ChristianMukwasi 9 месяцев назад

    Ko havabudikirewo here pascreen kule Chamu

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  9 месяцев назад

      Zvanhasi ndini ndiri kuda kumbo budawo ka kkkkk, his vachibuda ari pa Playlist

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 месяцев назад +1

    MKOMA ROBERT HANZI MAKADI NEMUTSA MADZIBABA 😅😅😅😅😅

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 9 месяцев назад +1

    ko nhy mukoma Roobos ko sekuru ava vanogara mudondo here mavedio avo ose ndeemuchisango chibonzi ichochi

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  9 месяцев назад +1

      Kwa Dotito, this is just a video shot outside his house, pane chakaipa here hama kumbonawo zuva ka😊

  • @MunyadziChikandiwa1
    @MunyadziChikandiwa1 9 месяцев назад

    Mwana aitorevesa kkkkkk