I think munhu akavigwa achinzi ndi weston, ayishandiswa nemunhu akatora weston, so when he died they had to find a replacement which led to the abduction ya weston as replacement ya the deceased.
Nyaya dzako Andrew dzakanyanya keep it up I think kwavaibuditswa husiku vachiramba ngakuendwe kunobvunzwa kune vemunharaunda kuti mudhara wacho aishanda kupi
Point taken there maybe aishanda kuchipatara ikoko .uye kuchipatara ngakuendwe kunotarisa list yevakafa 2007 .musi iwoyo waarikunzi akafa tione kuti zita rake riripo here
If only there was law in Zimbabwe There's a lot of leads in this case The hospital must be sued Mortuary attendees must be questioned and arrested Mr Jack's family also arrested
These stories used to happen many times in Mocambique, vanhu vakawanda vaive vakafa vaidzoka vakadzungaira brain vachiti vairimiswa maPotatoes kuAngonia.The person akadzoka ndiye the same akavigwa....but all is spiritual vaitoviga pamwe chimuti chaicho asi vanenge vakadzimaidzwa, ndosaka arikutotaira zvekuti aisakuriswa husiku vaitoshandiswa nemushonga vanhu ava
Panenyaya apa, daidzai vaMugabe vaite DNA test kana ariiye serious investigation must be done i am suspecting a concealed murder case pamunhu akavigwa mai Jacky must explain.
Thambo Bester style. Man was stolen from hospital, and a corpse was dressed in his clothes and Weston taken out of hospital. Mortuary attendant knows more than anyone else. Weston is suffering from stress due to overdosing with drugs.
thats very common unless munhu ari critical asingachagoni kufamba ndipo panoperekedzwa even kumatowns zviriko have worked pahosp for years attending vanhu vanouya vega azvityise izvi
Hanzi hurwere hwausina kukomba wani. Kangani uchienda wega ku hospital waita chest pains chikosoro etc. Sandipo pane nyaya, nyaya iri pa hospital nedzimwe hama, how come they were so quick to bury munhu, how come they didn’t take him to bury him kumusha. Kangani munhu anenge apararira kure achidzoswa kuzovigiwa mumusha make. Pa hama pane akaita deal nevekuchipatara.
Im still wondering that question from police to family member kuti Weston akarwa or akarowa ipapo panela suspicious kuti pane maths yakatambwa pa mortuary
ZRP there is need for an urgent investigation regarding this case. There are several leads in this case, beginning with those who brought the news of his death, followed by the hospital administration, and finally, KwaJack, were he was captured. Please do justice to this man!!!
Pane weukama akaita deal kune akapa Mari kuti munhu anorapwa apa first suspect hembe dzakatorwa dzikapuwa munhu aka urayiwa apa kwakuisa chitupa kuchitunha chakafakare we hy aja Saturday kueigira kusiri kumusha no body view ummm nyaya iyi ine weukama mukati
Ini ndine mubvunzo,kana munhu achingevafa kuhospital kunoua vashandi vemuHospital here kuzokuudzai kana kuti mapurisa ndio anoua, vanhu vakaua apa vanga vakawandisa zvaitoratidza kuti there is something wrong

Glory to God Almighty. This is a confirmation said by God that all the people who were stolen by darkness kingdom are going to be restored back to life by Christ Jesus. He needs prayers, don't be afraid receive your relative. He will be normal again. Only l am very far in Durban South Africa. I should teach people about this type of restoration. Holy Spirit take over so that people will understand everything. Chitunha changan Chirima chavo, vasatya. This Weston went through so much abuse by the darkness kingdom. Please don't ever go to witch doctors, because they have the spirits of darkness. Thank you.
Ummmm nyaya iyi iri tricky haaaa ma particulars a Weston akatorwa akaiswa mubody yakavigwa . Mr jack vanofanira kubatwa panonaka plus murambinda hospital ngaipinzwe bizy
Criminality right there. This case must be investigated; there was someone (a syndicate of criminals) operating in that hospital who were stealing those patients without relatives coming to visits on regular basis. Pakaita hugororo hwakaipa apa. That body yakavigwa nust be exhumed, test uyu aripo kuti zveshuwa ndiye here using DNA, then go to hospital records in Nov 2007 ku hospital. Im sure haatosiye ega akabiwa apa, pakatobiwa many people.
Mmmm this issue need follow up sure kunzima shame,,this world is now a dangerous place to live not because of those who do evils but for those who see n do nothing
Iyi nyaya yakafanana nemumwe mukomana aiti futi vakabiwa vachirimiswa manheru. Vaigara downstairs. Ende vaisakwanisa kutiza nekuda kweSecurity plus madrugs. But the boy managed to escape.
Vakaviga munhu asiriye pakaita hushereketwa pahospital ipapo oavakamubaya injection ipapo to then maybe they fake angaagara arimowo mumotuary kwakumupfekedza hembe dzaiyeyu wekubaiwa injection so that moti ndiye zvakaoma ASI coz akazonopengera kuhospital how iye akaenda Ari right kunorapwa this world yooo
In our country we need tight security and honest government especially some police they are getting paid for nothing some of the stories happened in Zimbabwe zvinemapurisa mukati. I think they must be delt with. So that they will do serious investigate cases as their job, this is part of their job pasi nechioko muhomwe😢
Funny my big brother haisi nyaya yekuti pane arikupuhwa mhosva,Weston akatobiwa nd the deal was between the Murambinda police, nemukuru weChipatara chemurambinda.i hope they re all still alive.
Madhiri akatoitika apa, they need to pay for what they had done. This is beyond evil, kushandisa vana vevamwe, its terrible. Vanhu vanyanya kuda mari kukunda vanhu. Moti sei mvura isirikunaya
It's a true story the Grey house behind the seen pamusha pedu these are our neighbors 100 meters away the guy ataura kwekupedzisira in black it's my young brother but pane nyaya betwn nyaya ndakataura nemwanasikana wacho
Murume ane purple uyo suspect one vakamutsvangira csh vorenga kutevera apa anga a kuramba kutakura Ivhu repaguva aiziva something. Mari yekuda kutenga mombe vopamunhu vanhu onai iye akazowana more
Noone is commenting how excellent the narrator is, anorondedzera kunge zvakaita nezuro.
True
Zvesure dear i said it
You are right
I think munhu akavigwa achinzi ndi weston, ayishandiswa nemunhu akatora weston, so when he died they had to find a replacement which led to the abduction ya weston as replacement ya the deceased.
yah very reasonable
I think so too
No munhu wavakaviga anenge asiri munhu chinenge chirichikwambo munenge muchiona kunge munhu huroyi wemhando yepamusoro soro
Akachinjaniswa neanga afa kurasika njere mishonga
That means a lot of sense. It's bad out there.
Yoooo zvakaoma veduwe yaaa ichokwadi mapurisa newe chipatara vane madhiri avakaita na Jeki wacho zvakaoma veduwe muroi chaiye husiku hunosakurwa sei mishonga yemuroi Jeki yanga yakaoma chokwadi
It will be interesting to hear from weston wacho paanenge okwanisa kutaura
Dremas Media taking us to another level,,,, the way u elaborate is just fine, l can't resist listening to your programs
Fresh investigations must be conducted since they have the names of all people who were involved. Pasirino rakaoma
True
Eish chipatara chine dhiri rachakaita imagine uyo akafa akavigiwa Hama dzinongoti munhu akatsakatika😢
Nyaya dzako Andrew dzakanyanya keep it up I think kwavaibuditswa husiku vachiramba ngakuendwe kunobvunzwa kune vemunharaunda kuti mudhara wacho aishanda kupi
Point taken there maybe aishanda kuchipatara ikoko .uye kuchipatara ngakuendwe kunotarisa list yevakafa 2007 .musi iwoyo waarikunzi akafa tione kuti zita rake riripo here
Munhu akatora Weston anga arimukuru pachipatara apa paiitwa zvinorova kufunga kwanguvo
Chokwadi
Yeah
Chipatara, mapurisa vakaita dhiri nemunhu akamutora achimuvharira mumba achimushandisa husiku sekutaura kwake, asi ngezvemushonga. Pazera iroro haaizoshaya kudzoka kumusha kwake. Akatotenderedzwa pfungwa nemurume akamutapa iyeye. Zvinorwadza izvi nhai Mwari woye. Kufamba nzvimbo dzese idzo achishaya kuziwa kuti regai ndiende kumapurisa vandibatsire. Ah pasi pano pane vanhu vakashata. Chokwadi kana zuva rekufa risati rakwana munhu haafe. Mhuri iyi chokwadi kubatiswa chitunha chisiri chavo apa yave nyaya yekuti vadzosere ivhu kwavakanoviga mutorwa uya. Vanhu havaite chokwadi kune vanhu vakatakura huipi hunotyisa kwazvo. I surrender. Imi Mwari imwi ndimi mune vanhu venyu henyu.
True makazvionepi kuti munhu afira kuchipatara kunototumwa police naivo vekuvhipatara kutoenda kumba kwemufi kunosuma rufu hazviko uyo akatobaiwaninjection rekuti asazive apenge kutobviswa hembe ikoko vavakutoita mhiko dzavo ndokunomuvharira Mumba pavaingobidiswa husiku kunosakura vaitovaitisa Mari nekushandiswa ikoko but vanhu vazoshata munyika muno trust nobody
Yaa pakaitwa dhiri rakaipisisa apa.
Ichokwadi ichocho,kana ukatarisa mazuva acho okuzosvika kuti munhu anzi aipa ahachatarisika .Vekuchipatara especially doctor wacho ndiye anoziva zvese,mapurisa akazongotengwa chete.
True
Ishuwa vakaita madhiri chaiwo cz munhu angaita 8 days chete Moti akutobhuda honye pakusvika pakubva ganda aaaaa pane ??? Mapurisa nevekuchipatara vakavapa munhu asiriiye
Unbelievable. The man was turned into a Zombie
Lord have mercy on us 🙏 the END is near this world is scary I'm socked
Like washing powder socked 😂😂..Jokes i understand you
If only there was law in Zimbabwe
There's a lot of leads in this case
The hospital must be sued
Mortuary attendees must be questioned and arrested
Mr Jack's family also arrested
Zvakaoma kani they are my neighbors kumusha hope they will have clarity of what really happened
Mmmm nyika yashata need a very good investigations chokwadi chipatara chakutotyisa
Nyaya ine ma nurse nemapurisa. Vakapihwa Mari nemunhu anoromba
Vakaita dhiri pachipatara kuuyisa munhu ange afa vachitora mupenyu kut vamushandise ,kureva kut uyu mufi ayitoshandiswa neve mhuri yataugwa iyi🙌pasi rino rakatakura
These stories used to happen many times in Mocambique, vanhu vakawanda vaive vakafa vaidzoka vakadzungaira brain vachiti vairimiswa maPotatoes kuAngonia.The person akadzoka ndiye the same akavigwa....but all is spiritual vaitoviga pamwe chimuti chaicho asi vanenge vakadzimaidzwa, ndosaka arikutotaira zvekuti aisakuriswa husiku vaitoshandiswa nemushonga vanhu ava
Zvakaoma sure we need your protection almighty 🙏
Maybe munhu ayimushandisa mumunda akaita dhiri nevemu hospital,mayb body yaive yeumwe waayishandisa akafa then vakaita swap na Weston
Yh tht myt be the case
Ndochaizvo
Ndizvo zvandafungawo
7days munhu atoora zvekusaoneka face,yooo vanhu vane hushingi
Saka mapurisa akangotarisa zita pa 🆔 vakayidzosera muhomwe?,munhu akaiswa mu mortuary nehembe, something fishy happened
Panenyaya apa, daidzai vaMugabe vaite DNA test kana ariiye serious investigation must be done i am suspecting a concealed murder case pamunhu akavigwa mai Jacky must explain.
Something is fishy.
Mapurisa havadzoseri chitupa muhomwe.
True sei wasina kutarisa pic yepaID kuti zvirikuenderana here nemutumbi wemushakabvu
Vekuhospital had something to do with his disappearance and kidnapping
That's True
And the police as well vese vanoda kuvhunzisiswa kana vachiri vapenyu
Thanks drewmas media kutipa dzinopisa dzisina vamwe vanodzibata
Pa hukama hwavo pane anechekuita ne nyaya iyi😢😢😢
. Pane zvirikuitika munyika zvakavanzika
Vanhu vane zvivindi veduwee nevakadzi shuwa ,zvino zvaakafa munhu wacho aishandisa Winston zvochinzwii
Pamwe munhu wavakaviga akanga kumba kwa Jake saka Jake ayida mumwe munhu wekushandisa
Murambinda my home we don't want bad things,hospitals staff,police even chitupa chinotorwa kana munhu afa
Andrew we need part 2 we need justice for this man and family chipatara ichi chogona chaka vhiringa wakawanda kune family dzisina closure up to now
Munoziviswa mapurisa akati isu taita vadiki pazviri so far now vari kwamurambinda this family is our neighbors mufunge
Haaa imbotsvagai nzvimbo iyo yaiitwa utapwa hwakaipa kudaro nyange baba vakafa toda kupazivavo paJeke
Thambo Bester style. Man was stolen from hospital, and a corpse was dressed in his clothes and Weston taken out of hospital. Mortuary attendant knows more than anyone else. Weston is suffering from stress due to overdosing with drugs.
U said it all, nowdays I think it's necessary to to DNA tests kuvanhu vanenge vari deformed, vekushaikwa or kupondwa
Very true 😢😢
I suspect Jeke is master mind
Very corect
So true
Hosp attedance nemapurisa nevese vakauya nezverufu rwaWeston vanechekuita nebody yake shem i feel pain fr weston cz akasuffer plus brain dzakatokangqniswa
Ummm pane nyaya ko vemhuri vaigorega murwere achienda ega sei. Vechipatara ne police vanoziva deal yavakaita itsitsi dzei dzekutsvaka pamusha pemufi.
thats very common unless munhu ari critical asingachagoni kufamba ndipo panoperekedzwa even kumatowns zviriko have worked pahosp for years attending vanhu vanouya vega azvityise izvi
Zvekuenda ega murwere haisi nyaya nekuti murwere anga asina hurwere hwakanyanya vanhu vakauya kuzotaura rufu ndovane mhosva
Hanzi hurwere hwausina kukomba wani. Kangani uchienda wega ku hospital waita chest pains chikosoro etc.
Sandipo pane nyaya, nyaya iri pa hospital nedzimwe hama, how come they were so quick to bury munhu, how come they didn’t take him to bury him kumusha. Kangani munhu anenge apararira kure achidzoswa kuzovigiwa mumusha make.
Pa hama pane akaita deal nevekuchipatara.
Pachipatara apa panenyaya zviripachena akakurugwa hembe akatorerwa chitupa zvikapuwa mufi haar mazimba makaoma
Makaviga munhu akabira munnhu wenyu,ko makonye akabvepi pa3 days
Exactly ndopandinetsawo kuti munhu aibva atoora in 4 days seyi? Pane nyaya apa
Idzo hama dzemufi dzakatadzawo kunyumwa ipapo here. Vanoti chikafu chake chaivapo asi body yaisatarisika yaora
Chokwadi munhu akanga aora nguvai
Drewmas Media taking us to another level. Haa iyi nyaya inoomesa mate mukanwa😮
Uuuuu very sad people of Zimbabwe it was a murder covering weston was the pon
Vatanga kutaura vanova ndivo munukuna wemufi ndovanenya ko paakanzwa chifuva vkadii kumuperekedza ndozvee nyakutenga hembe nemari yekurapisa ko kwakusina vamwe vehukama hre vaiisa musoro pamwe ndohwaro hwenyaya tisatenderera nyaya bere romame imvi chembere yonyangarika ska chauraya chembere chiii
Nyayaiyi Panemunhu akaronga urombwa nevanhu vechipatara akabhadhara manesi nemapurisa neve ochari,Chipatara chinozviita, vanotenga vana ,vanoramba ,vanodamapatsi muoparesheni,.Neutsotsi pamadhiri ndoopavaka chinja hembe ne zvitupa Kuti Madhuri afambe=Nyayaiyi hurombwa hwakatengwa vechipatara
Mafungiro angu pane zvakaitika pa chipatara. Hembe dzaka pfekedzwa umwe. Vepa chipatara vanoziva zvakaitika. Hushereketwa apa . Ve mishonga mishonga
Ndiye akavigwa ..akamutswa kuitwa dhukwani riye rinoshandiswa kana wamutswa....fembai bvuri paari rinotaura afe zvekare azorore
WY vakamuvika kwamurambinda vakakona kuuya naye kumusha ...yea panguva yaakashaika zvinhu zvanga zvakaoma asizve pane mota yechipatara yakatombouya yakakonana kuvanatsirawo hre uyo mukoma haana mhosva nekuti panguva yacho maitoti mukawana mari yekutoti munhu arapiwe zvanga zvakaoma asi chipatara neuyo ainzi aivavharira batai vanhu
Panotodiwa strong investigation chaiyo. Coz akapiwa hembe dzeuyu ndiyani. Akafa nei hama dzoti aripi ummm takutotya nazvo kut chipatara kana chakuita madhiri soo chokwadi unonzi wafa usina kana hama dzedu dzinofa. Totozofunga zvisizvo ndatya naZvo
Im still wondering that question from police to family member kuti Weston akarwa or akarowa ipapo panela suspicious kuti pane maths yakatambwa pa mortuary
5😢 see🎉
Jeki aiva muroi, ungasakurise vanhu husiku pedzezvo munhu orasika njere
Zimbabwe i surrend 😢😢😢
ME 2😊
Greetings Andrew and your crew. Tell us. I enjoy your reports
Thank you for always taking us to another level
Mutsanangurirwo uri kuitwa newasharukwa awa wandidzosa kunguva yemadzisekuru edu. Riri kuita se book,rukudzo rwuri parurimi hatisi kumbonzwa shona yakamonywa wana nhingirikinzi,mdara etc
Zvino tonorapirwepi kana vezvipatara vakudayi.Pliz zamai nepose kuti mhondi idzi ,varoyi ava vabatwe .ngazvifumuke nezita raJESU.zvikutoratidza kuti ndivo varikupedzisa varwere muzvipatara
Chipatara nemunhu wekuMarondera uyo ndivovaiziva zvose yoo
Iye wekumochari wacho nemaNesi nyaya iyi ine vanhu wakawanda vakaita madhiri uuu
Thanks ve Drewmas media kuburitsa nyaya iyi pachena Zimbabwe yose izive
This is disturbing, but not that complicated to get to the bottom of the matter
Pane zvakavanzika pakati pechipatara neve kwajeck which means zvese zvaiva zvakapfekwa naWeston zvakabviswa zvikapfekedzwa chitunha and vanhu vakamutora vanofanira kunge vari vanhu vanotoita zvemushonga vaitonomushandisa kusvika pakurasa njere mishonga iyo .shem
Zvinhu zvacho you can't believe kuti zviri kuitika munyika yedu,, ndapererwa hangu,, fresh investigation please
Kumusha kwangu chaiko
Maienda kunoviga hama yenyu kumurambinda cemetery imi muneruzevha rurupedyo kudaro sei
Munhu oshata but Chikafu chisati chashata,iyi nyaya takuiendesa Kwaheadman Nyachuru kana kwaChigodora
Todawo kuonawo Weston handiti mupenyu
ZRP there is need for an urgent investigation regarding this case. There are several leads in this case, beginning with those who brought the news of his death, followed by the hospital administration, and finally, KwaJack, were he was captured. Please do justice to this man!!!
you are very correct i support that line of thim
nking. vakaita madhiri vakachinja hembe dzemurume wokushaikwa uyo. if investigated well vanobatwa
Pane weukama akaita deal kune akapa Mari kuti munhu anorapwa apa first suspect hembe dzakatorwa dzikapuwa munhu aka urayiwa apa kwakuisa chitupa kuchitunha chakafakare we hy aja Saturday kueigira kusiri kumusha no body view ummm nyaya iyi ine weukama mukati
Ivo baba vatanga kutaura vaye suspect hombe chaiyo
Ini ndine mubvunzo,kana munhu achingevafa kuhospital kunoua vashandi vemuHospital here kuzokuudzai kana kuti mapurisa ndio anoua, vanhu vakaua apa vanga vakawandisa zvaitoratidza kuti there is something wrong
Ini ndine mubvunzo,kana munhu achingevafa kuhospital kunoua vashandi vemuHospital here kuzokuudzai kana kuti mapurisa ndio anoua, vanhu vakaua apa vanga vakawandisa zvaitoratidza kuti there is something wrong
This case need investigation parikuda hama dzifambe pave ne closure apa
Our fav song hendei💃💃💃
Vanhu vakauya vachikuudzai kuti hama yenyu yashaya vanhu ivavo vanofanirwa kusungwa ndivo vakakuvigisai munhu asiri wenyu ndovane zvavakaita vakabvisa hama yenyu mbatya nechikwama vakazvipa kumutorwa wamakaviga uyu hama yenyu vakaenda naye dai nyika yedu inevanhu vanotonga zvejekerere wese akasvika pamusha apa achiti hama yenyu yakafa vanofanirwa kusungwa
Keep it apu mukoma enduru
INI ndofunga Weston anoziva zvaakaita, mavhunziro akaita mapurisa kuti akarwa nemunhu here uye history yake haisi straight forward, hasha, kurova uye kumbodya mari yokurapiswa. Anogona akarwa nomunhu akamukuvadza zvakaipisisa ndokumupfekedza hembe dzake. Akabatea namapurisa anotaura chokwadi hake.
Thanks Andrew waurikumusha kwangu chaiko.sadza ...hwedza dombo...mutekedza ....rutanhira...kwenda .I miss home😴
Ihhh knaiwe uriwekumusha kwangu hwedza magamba takaenda takaenda
@@PaulineManakira hesi homie ndobva paSadza apo
Kana neni wena maneibours angu aya
Vana homie
Wedza rutanhira mtekedza sadza mpatsi. ndokumusha.ndatya nazvo
DNA first ,panemunhu akazviita kuchipatara kuba munhu ndikubreplacer na Weston
Vakakumura munhu hembe dzake vakapfekedza munhu akafa kare mmmm vanhu vakaoma
Zviriko here kuti munhu akafira kuchipatara vechipatara vaninda kunotsvaga kumusha kwakevkunozivisa here..uuuh
Zvaoma veduwe Weston angaachishandiswa nemuroi unoshandisa vanhu kurima zvakaoma vanhu vacho ndevaya vanoita ushereketwa chaihwo
Corruption will stop any effort
And resources these people may not have
Glory to God Almighty. This is a confirmation said by God that all the people who were stolen by darkness kingdom are going to be restored back to life by Christ Jesus. He needs prayers, don't be afraid receive your relative. He will be normal again. Only l am very far in Durban South Africa. I should teach people about this type of restoration. Holy Spirit take over so that people will understand everything. Chitunha changan Chirima chavo, vasatya. This Weston went through so much abuse by the darkness kingdom. Please don't ever go to witch doctors, because they have the spirits of darkness. Thank you.
Ah choruwa unorondedzera kunge zvakaitika zuro
@globaldana vamugabe nyaya iyi inopedzwa nemi. These people should know kuti arikurarama ndewavo here
Haa pane nyaya apa ummm. Pakutoda ma investigations panyowani
Ummmm nyaya iyi iri tricky haaaa ma particulars a Weston akatorwa akaiswa mubody yakavigwa . Mr jack vanofanira kubatwa panonaka plus murambinda hospital ngaipinzwe bizy
Criminality right there. This case must be investigated; there was someone (a syndicate of criminals) operating in that hospital who were stealing those patients without relatives coming to visits on regular basis. Pakaita hugororo hwakaipa apa. That body yakavigwa nust be exhumed, test uyu aripo kuti zveshuwa ndiye here using DNA, then go to hospital records in Nov 2007 ku hospital. Im sure haatosiye ega akabiwa apa, pakatobiwa many people.
Panoda kurohwa vanhu vane mazita ataurwa kusvika vataura zvakaitika
Ahhh ko chitupa chake chakapinda sei muhomwe memufi akavigwa panechikuru chakaitika
Dremas Media taking us to another level 🎉
Mmmm this issue need follow up sure kunzima shame,,this world is now a dangerous place to live not because of those who do evils but for those who see n do nothing
Iyi nyaya yakafanana nemumwe mukomana aiti futi vakabiwa vachirimiswa manheru. Vaigara downstairs. Ende vaisakwanisa kutiza nekuda kweSecurity plus madrugs. But the boy managed to escape.
Mwana aripi aripai first tomuona, then nhoroondo dzozouya, kwete kubvunza bvunza vanhu kutambisa nguva yevanhu
Vanhu vanoroya veduwee asi Zimbabwe chiiko
Vakaviga munhu asiriye pakaita hushereketwa pahospital ipapo oavakamubaya injection ipapo to then maybe they fake angaagara arimowo mumotuary kwakumupfekedza hembe dzaiyeyu wekubaiwa injection so that moti ndiye zvakaoma ASI coz akazonopengera kuhospital how iye akaenda Ari right kunorapwa this world yooo
I thnk munhu aimushandisa ndezve mushonga Andrew
Drewmas murikuita basa rekutizivisawo huipi huri pasi pano veduwee. Tamirira kunzwa kuuya kwaWeston kumusha nekusungwa nekubvundunyurwa kwezvi Jake izvo.
Pane nyaya apo,vanhu vazhinji havana kuchena.chakaita kt asaunzwa kumusha ndochinondipa mibvunzo mizhinji.bcoz chero ngoro yaigona kuuya nebody asi fast yakarohwa pane chitsotsi apo
In our country we need tight security and honest government especially some police they are getting paid for nothing some of the stories happened in Zimbabwe zvinemapurisa mukati. I think they must be delt with. So that they will do serious investigate cases as their job, this is part of their job pasi nechioko muhomwe😢
Good narration Woow . Go deeper with the Scandal Doc Drew
Ingozi kaiyi makufanira kuziva Kut ndian wamakaviga mozivisa varidzi vemunhu nokut kana makuziva zvatova nedambudziko uye zvinotanga kutoita sezvinoshura uye mapurisa ngavaite Basa Ravo meaning hosp iyi one vanhu vatori connected NEMA human trafficking mhondi chaidzo hatisikuda Kut zvitore nguva
Funny my big brother haisi nyaya yekuti pane arikupuhwa mhosva,Weston akatobiwa nd the deal was between the Murambinda police, nemukuru weChipatara chemurambinda.i hope they re all still alive.
Mweya uya wekupa munhu mwana waasina kuzvarwa muma hospital ndiwowu wekupa vanhu chitunha chisiri Chavo. Nyika yaakuguma sure
Ayiwa akabiwa akatorerwa hembe vakapfekedza chitunha icho . chitunha ndeumwe ayishandiswa kusakura . apopaayigara ayitoshandiswa sechikwambo um mm zvakaoma
Ska Weston haasi kurangarira kwaaive hre.l think with time achaziva or kumbofamba nayr
Madhiri akatoitika apa, they need to pay for what they had done. This is beyond evil, kushandisa vana vevamwe, its terrible. Vanhu vanyanya kuda mari kukunda vanhu. Moti sei mvura isirikunaya
Ko vanhu vaiviviga munhu kusiri kumusha kwavo sei.
Pane we family anoziva zvakaitika apa.
Sei akarasika njere.
Itz so sad indeed.I think ma nurse akabhadharwa mari kuti vaite this deal.So sad and scary.
Mahospitals nepolice vamwe vachasiira mhuri ngozi nekuda mari uku shuwa ooooh 🤞
Vakatorerwa hembe dzikapfekedzwa chitunha change chagarisa mumotuary vakaisa chitupa Chavo muhomwe dzavakapfekedza chitunha zviripachena pakaitwa swap police nechipatara vanoziva nyaya yavo vaida muvige munhu anga ashaya hama
Makavigiswa chimumvuri bcz mapurisa nevemuchipatara nevose vakauya nenyaya yekufa kwenumhu vanozivana nemunhu aivashandisa achiswera akavavharira mumba fambai mutsavake rubatsiro asi vamakaviga haasi munhu pane yakatambika
Aaah hoo pamwe iyeye wekuvashandisa mukuru mukuru some where zvake anoremekedzwa .kungoimbawo zvangu ini
Nyaya iyi ndeyekunyepa
What makes you say that
Sei wadaro?
It's a true story the Grey house behind the seen pamusha pedu these are our neighbors 100 meters away the guy ataura kwekupedzisira in black it's my young brother but pane nyaya betwn nyaya ndakataura nemwanasikana wacho
Murume ane purple uyo suspect one vakamutsvangira csh vorenga kutevera apa anga a kuramba kutakura Ivhu repaguva aiziva something. Mari yekuda kutenga mombe vopamunhu vanhu onai iye akazowana more
Kuchipatara ndokunenyaya yese kwakaitwa dhiri rese
imagine nurses helping, they had nothing to do with burial. it's the mortuary attened's job to do that. pane nyaya
Pane vehukama ipapo pane anoziva nyaya ipo pakuzoita nharo kuti ngakuvigwe musoro wembudzi nevhu vaitoziva kuti munhu wavari kuviga haisi hama so haafanire kuvigwa mumusha pane zvakaitika