Tinashe is now one of the best TV show producers in our lifetime!! Congrats boss!!! Anyway, this is my 1st comment ever since to get a 100+ likes....maita Basa hama
Daka Rina mainini rakatangira pakutorerwa mwana last born yemumba muna merve mainini varikurwadziwa ne upenyu hwavamakuviri mainini. Muroyi shame plus church dzemasowe dzaparadza Misha mizhinji
Mainini musadaro vana havachambokufarirai zvachose,hamungataure chihure chasisi venyu pavana vavo.I am happy wawana peace of mind Mavie even your family. Well Mavie my daughter vana vanobva kuna mwari don't cry . Mwari ndiye mupi nerimwe gore zvichava chishamiso,namata mwanangu .
Me too, vese nebrother yake vaudza tete vavo kuti amhuna basa even Marve akafa vanomira samai vake vototema rukawo. I think mainini was threatening kuti muchanditsvaga mukawana dambudziko rinoda mai. This episode was so touching, I just found myself crying.
Wooooow. Very emotional episode. Ma DNA bring closure zveshuwa. Shuwa mainini avo kuda kuparadza mhuri. Hanzi mukoma wangu akahura cry😢. She is very evil. Marve mukuda kutsvaga chokwadi she also betrayed her father. I hope anovaripa vaite a clean slate going forward.
Not that I'm diagnosing her im just suggesting but judging by her facial hair it looks like it could be a hormonal issue(PCOS). The signs are there dai amboonoonawo maspecialists.
Ndicharamba ndizvitaura kuvanhu vekwedu. Mapostori amunofarira kutemba Aya! Science has proven them wrong each and everytime on this show. Ndikunzwe uchivenga hama yako nekuti mapostori akakukudza zvakati nezvakati !! Good show Tinashe it brings out the realities of life
Mapostori are not bad at all but there is always a fake version of a genuine thing even in fashion label rika trenda fake rotouya ipapo ipapo... Isu takatoona vakanhonga tsono several times science ikato approver kt ndizvo...
uri right wena,almost all episodes where people claim to have received prophecies on paternity, science has given a different verdict .its now vey scary that where such prophets pronounce themselves on issues that are not scientifically verifiable sehuroyi etc ,people end up hating and even hurting each other.There is need for a rethink on our belief systems
@@tanaka409 on this show it hasn't happened yet that the mapostori prophecy are proven right. Ndakutoziva Kuti munhu akati ndakaudzwa kumasowe then the opposite will be true. Vanhu vekwedu tongoda kushandirwa hedu even though ! Varungu havashandirwi vanongoita maths dzavo kuti 1+1=2. Dai zvaishanda Africa we will be the richest continent
What an emotive episode. I'm happy the results went in the favour of Father number 1. Marve is disrespectful, ngaadzidze hunhu, and she needs to apologise to her father for kupinda mumusha Ma father number 2 behind her father’s back. Even mapfekero ake, kupfeka rudzii ikoko pamberi pababa. Maiguru is a mhunzamusha, she needs deliverance chaiyo.
Its so sad. How can a sister hate their own blood that much, even after they passed on. I'd personally do anything to protect my sisters ❤. Marve actually looks so much like father number 1
Congratulations my sister, mainini vako ndivo nyoka chaiyo vakada kushandisa nyaya yekuti vaiziva boyfriend ya sisi vakuda kusvibisa zita ra sisi vavo, don't hate her just love her vachazvidya moyo voga
Marve cherish your father as he is the one parent asara. Find something to buy for your Dad, as a way to apologize as you were mislead. I loved the last part when you hugged your Dad.
I understand all the blocking and unblocking between Mav and the Aunt. Aunt is handful, i wish not to become like that Aunt to my nieces and nephews.....she didn't even have the decency to go and hug the child when she was crying. Be remembered for the troubles you solved not the troubles you caused.
Thank u Mr Mugabe masunungura Marvel Awana peace of mind mainn avo vakaoma hakuna mai vakadai marve anga ataura hake kt bba vangu ndovada ndorwadzowa kt ndinzi havas bba vangu ....big up Mr Mugabe much love mapa bba makuvire peace of mind zvekare
Plus nyaya yema miscarriage veduwe aitofunga kuti pamwe ndiko kunenge kwava kupera kwazvo, musatambe ne6 miscarriages, unoita yese yese 😢, but baba vake achavaripa kwehupenyu hwavo hwese. Iye ega atori neguilty conscience, she will go an extra mile for him.
@@claramarekwa8682 maproblems anowanikwa dear but the way yaakashandisa chete akanga akutofarira kuva chihera, remember baba vake vaizvinzwa nevamwe iye asina kumbotaurawo navo of which aifanirwa kutanga navo vobatira pamwe kutsvaga chokwadi
What a point ndiwo ma comments anobatika Hama,,, ikozvino takuudzwa kuhura kwaamai pajekerere , she was supposed to confront Baba vakamurera voitwa ma DNA nyaya yakatopera.
beautiful show.please Tinashe if you can also thank your crew by name at the end of the show. we also want to know them. they are doing a Great job. kunyanya the camera man. please appreciate them. I hope you will see my message.
So emotional especially panochema Marve alongside the song painoti haaa haaaa Tinashe Mugabe. My prayer is Mwari Marve ngaachibatawo wake mwana mumaoko
I had leant a lesson from the documentary..... I think it is wiser to for anyone who will find themselves in such snarieo, it is for the sake of your safe and peace to first go for DNA test with you current father they if results come out negative you then start from there. " kutangira ipapo".
😂😂😂😂😂 haaah kamainini ako kamuninja haibo..........but vaMakuvire vakasimba havo...he was a soldier for real...changa chiri cool zvacho chichitaura zviri slow like my dad...hachina kna dzungu
Maver, you disrespected your biological. You should have told him before looking for this Mabhiza, dai wakatestwa nababa vako vawakakura navo first then kana zvazonzi havazi baba vako wochitsvaga mabhiza. Kwete kunotanga kupembererwa behind the man who raised you, wakatadza kumbira sorry yakasimba
All I want to say to marve is respect is very important kana wazogara hko you were starting to bond with this family 😢 forgetting the man who raised you 😞 as for not having living children zvichanaka wani there is me ndisati ndatombobata nhumbu yacho I mean handina kana hope wani but handisi mwana wekuhurwa, matambudziko ndeedu vanhu
Wow I loved the result Mainini varikuroya mwana kana hasha dzavazomboita so ka…so glad vanyadziswa how can she not protect her own sister??kutaura so bad about munhu akafa asingakwanise kuzvidefender ndivo varikuziva zvavanoita mwana
Man, You are heaven sent, you have seeved lives, you are giving exactly what the world wants. To think religion is giving the opposite of what it purports boggle the mind
Saka muchaitasei manje isu mwana wedu angoramba ariwedu , i love you my sister ❤ wedu ndewedu haana kwaanoenda ...uri mwana waMusoja kusvika Jesu adzoka ... Thank you DNA Team for such great job ramakabata kubva day 1 kusvika nyaya yapera kudai ...
Ko manje chivanhu chaakaitwa kumba kwababa number 2 hachichawedzeri dambudziko here Ummm zvakaoma shuwa Thank you very much brother Tinashe Mugabe nekuti shuwa mwana uyu anga achatobuda mumusha achienda musango
I am addicted to this program Thank you very much Mr TinasheMugabe #theDNAMan i have a lot to thank you with for this documentary... we want more... #theClosureDNAShow
Iyoooh mainini avo vakaoma. Kunyebera mwana kudaro, apa kuzoti Tambu akahura, kusvibisa munhu akatomira pamberi pemusiki kare. Asi mukazogara ku sowe hakutsvagwe DNA ndapota hangu. Very emotional but beautiful ending.
Mai avo ngavasunungure mwana aiite mbereko please. Ndivo vakasunga mwana chete. Kana zvaramba endai kwa sekuru Tasvu kana Kanengo. Va Makuvire fambirai dambudziko remwana wenyu, zvimwe pane varikukonzeresa kudaro nenyaya yokurwira Mavy iyoyi. Mr Makuvire with all your heart regererai mwana wenyu ne moyo unoda. Iyewo ngaapfugame pamberi penyu akumbire ruregerero though partly isiri mhosva yake hake. Mainini have peace nevamwe. Humble yourself and apologize to to all. Mukadaro munosunungurwa na mwari wenyu and then you start a new life nehama dzenyu.
What an excellent ending documentary, keep it up our bota family in settling and ironing out hot societal issues,more episodes of documentary are needed by public demand 🎉🎉🎉thumps up bota team
Marve ane saga redzungu. Dai akatsvaga kana vhudzi rabhidhi secretly asati a accuser baba. Hezvo kwazvazomusvitsa to the extend yekugwadamora chikomba chamai uchiti baba shame
Very emotional episode and I am so happy to hear that it’s baba Makuvire’s child avo mainini is behind Marve’s problems vakangwarisa Ende vane godo chairo type inoti ikatsamwa inoburitsa zvimwe zvinonzi izvi hazvitaurwe
Mainini avo is a witch and imharadzi .. .....pakadai unoita seuchacheka hukama newe ....... ngaatambire kure naamai avo ovaregerera hake..... ndiwe wakatanga nyaya woda kusada kuipedzisa I'm happy with the results...all the best MARVIE
Koiye Mavi wacho akamboenda kotariswa nema doctors hre padambudziko rekusaita vana vanorarama, problem vanhu vatema tino believer kuti problem yega yega its because of spiritual.
@@frankmoyo7267Not that I'm diagnosing her but judging by her facial hair it looks like it could be a hormonal issue(PCOS). The signs are there dai amboenda kumaSpecialists.
I like sister vane red skirt avo vasimudza bamkuru vavo. Hanzi usatya Mavy ukafa ndinotema guva rako ini. Usavhundutsirwa na mhamha Kkkk. Thumbs up sister munoziva zvamunoita.
@@kinduvabigdeal100 taura hako zvizhinji imedical condition vanhu varibrainwashed nen'anga mumwe anotongoda stitch I know a lot of people vanozviita kuno kuKappa
Tinashe is now one of the best TV show producers in our lifetime!! Congrats boss!!!
Anyway, this is my 1st comment ever since to get a 100+ likes....maita Basa hama
💯
True zvinhu zvake zvakarongeka murume uyu ...big up
He has a healing ministry ordained by God himself 😊
He is not a producer. He is a presenter
@@tripodxxx1 thank you
Mainini avo ngavadzingwe zvavo kumasowe coz moyo wavo hausi wemutendi, father no2 ngavachinje sowe rekuenda coz kune maporofita enhema.I'm happy for you Marve
Daka Rina mainini rakatangira pakutorerwa mwana last born yemumba muna merve mainini varikurwadziwa ne upenyu hwavamakuviri mainini. Muroyi shame plus church dzemasowe dzaparadza Misha mizhinji
Kkkkkk Haa maporofita mazuvano ari kuona dondo kkkkk
Mainini musadaro vana havachambokufarirai zvachose,hamungataure chihure chasisi venyu pavana vavo.I am happy wawana peace of mind Mavie even your family. Well Mavie my daughter vana vanobva kuna mwari don't cry . Mwari ndiye mupi nerimwe gore zvichava chishamiso,namata mwanangu .
Pamwe mainini ndivo vakagadzira mwana kuti asaitewo mwana wake. She is a wicked amainini.
Pamwe sisi Havana kutombohura at all varikutodawo kuviga hurrying or varikuda babamukuru musoja zvikashaya basa vakungoda kuvawachisa
Picture quality✅
Sound✅
Narration ✅
Well done DNA team.👏👏
Emotional documentary but happy for Marvie she now has peace of mind❤
Mafariro aita hama dzemukadzi means a lot Mr Makuvire is a good man
May i have a heart like that of Mr Makuvire, so humble and calm. Soldiers of our times
Mainini mwana we hanzvadzi yamhamha va mervie,I like her boldness
Me too, vese nebrother yake vaudza tete vavo kuti amhuna basa even Marve akafa vanomira samai vake vototema rukawo. I think mainini was threatening kuti muchanditsvaga mukawana dambudziko rinoda mai. This episode was so touching, I just found myself crying.
Wooooow. Very emotional episode. Ma DNA bring closure zveshuwa. Shuwa mainini avo kuda kuparadza mhuri. Hanzi mukoma wangu akahura cry😢. She is very evil. Marve mukuda kutsvaga chokwadi she also betrayed her father. I hope anovaripa vaite a clean slate going forward.
The auntie is a real witch behind that daughter’s problem. This was a kind of an episode.. Thanks Tinashe
Yekupedzisira ndirini i will disown her rabishi yamainini
😊😊
Not that I'm diagnosing her im just suggesting but judging by her facial hair it looks like it could be a hormonal issue(PCOS). The signs are there dai amboonoonawo maspecialists.
I enjoyed the bhabhu part😂😂😂😂😂
😂 Me too
That was the icing on the cake
Tinashe you are now very advanced. We need more of these documentaries. The mainini is however very toxic. The best results ever.
ngaatsvaake vanhu vanogona kunarrator. chirungu changa chichitaurwa pekutanga apo ma1
True , if you are going to narrate in English let it be good otherwise it spoils good work
Mainini is a toxic mom
Ndicharamba ndizvitaura kuvanhu vekwedu. Mapostori amunofarira kutemba Aya! Science has proven them wrong each and everytime on this show. Ndikunzwe uchivenga hama yako nekuti mapostori akakukudza zvakati nezvakati !!
Good show Tinashe it brings out the realities of life
Mapostori are not bad at all but there is always a fake version of a genuine thing even in fashion label rika trenda fake rotouya ipapo ipapo...
Isu takatoona vakanhonga tsono several times science ikato approver kt ndizvo...
uri right wena,almost all episodes where people claim to have received prophecies on paternity, science has given a different verdict .its now vey scary that where such prophets pronounce themselves on issues that are not scientifically verifiable sehuroyi etc ,people end up hating and even hurting each other.There is need for a rethink on our belief systems
@@tanaka409 on this show it hasn't happened yet that the mapostori prophecy are proven right. Ndakutoziva Kuti munhu akati ndakaudzwa kumasowe then the opposite will be true.
Vanhu vekwedu tongoda kushandirwa hedu even though ! Varungu havashandirwi vanongoita maths dzavo kuti 1+1=2. Dai zvaishanda Africa we will be the richest continent
Yoooo the way my heart was beating so fast when they celebrate before Mr Mugabe reads the second results 😅😅😅
Hausi wega😂😂
Taura hako ndanga dakutya.
Same here
Neniwooo
What an emotive episode. I'm happy the results went in the favour of Father number 1. Marve is disrespectful, ngaadzidze hunhu, and she needs to apologise to her father for kupinda mumusha Ma father number 2 behind her father’s back. Even mapfekero ake, kupfeka rudzii ikoko pamberi pababa. Maiguru is a mhunzamusha, she needs deliverance chaiyo.
Ndaka screamer nemufaro hako
Ummm thanks
taura hako iwe,Marve need to apologise kuna bab vak zvakasimba ibenzi remwana plus kupfeka rudzii munhu uchienda kumaruzevha
@@marrten8593 mazoibatira padumbu so hamuzvinzwisise thank dea
@@cchitsengacharlotte8601ko ini kuchema PA 0% paye
Mainini knows something about Marve miscarriages she wanted to cover it by saying she is in a family that she doesn't belong to
True
True ndie mroi wamave
Ndivo honzeri
Mainini vanechokuita na Marve
Mainini ndivo muroi inyoka. Vakavenga mwana uyu
Its so sad. How can a sister hate their own blood that much, even after they passed on. I'd personally do anything to protect my sisters ❤. Marve actually looks so much like father number 1
True she looks exactly like her dad
Mainini is very toxic😢
Thank you ❤️ Noone would never know whatever my sister did
It's embarrassing mainini avo vanyara,kunge imbwa yakapfupi iri mukombi
Maporofita Aya ka, zvino takukusungai ama bhiza nekupomba nemukadzi wemunhu, munototoripa chete mombe kwamambo
Congratulations my sister, mainini vako ndivo nyoka chaiyo vakada kushandisa nyaya yekuti vaiziva boyfriend ya sisi vakuda kusvibisa zita ra sisi vavo, don't hate her just love her vachazvidya moyo voga
Mainini vanodanana namabhiza havanyare
Anovada seiko vakataura kuti toda kuona akaita mwana and she kept having miscarriages aaah she is evil
Chero ini ndakaziva kuti Sisi vangu vakahura hazvitaurwe kana kuudza vana nxaa mainini avo ibenzi nxaaa
We need more of these documentaries please Tinashe.
Marve cherish your father as he is the one parent asara. Find something to buy for your Dad, as a way to apologize as you were mislead. I loved the last part when you hugged your Dad.
this lady is stupid
Thanks dear
I have never been happier in my life...May the late mother continue to rest in peace. .
To the aunt..you are a witch
Personally I am speechless, very emotional episode. Thank you Global DNA.
Vanemoyo dombo
This is nerve racking mainin wakakonzeresa 😢😢
I understand all the blocking and unblocking between Mav and the Aunt. Aunt is handful, i wish not to become like that Aunt to my nieces and nephews.....she didn't even have the decency to go and hug the child when she was crying. Be remembered for the troubles you solved not the troubles you caused.
Sad story
Kubvira musi wapinda mai vangu muguva handina kana nyaya ne3 of her remaining sisters. Mambuya anoda zvinhu zvavo ivavo. Apa kuda kudya nekuripisa samainini vaMarve. Marve siyana nekambuya kedhuku jena ako, hakavaki
My mother 's sister would be like that 😢.
Kokuzoti ndini ndoziva chipfambi chacc vangu, munodaro nei kurwadzisa chitunha. Blood sister isnake chaiyo. Thank you nebasa Mr Mugabe munoburirsa chokwadi .
Thank u Mr Mugabe masunungura Marvel Awana peace of mind mainn avo vakaoma hakuna mai vakadai marve anga ataura hake kt bba vangu ndovada ndorwadzowa kt ndinzi havas bba vangu ....big up Mr Mugabe much love mapa bba makuvire peace of mind zvekare
1. Mainini muroyi
2. Marve ibenzi
3. VaMakuvire ndovawanepi ndivape mombe 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
I don’t think Marve I benzi. She was told about something that happened when she was not yet born. How was she supposed to know the truth?
@@clararity she was supposed to talk to her father first onzwawo vanotii panekutanga kutaura neavo
Plus nyaya yema miscarriage veduwe aitofunga kuti pamwe ndiko kunenge kwava kupera kwazvo, musatambe ne6 miscarriages, unoita yese yese 😢, but baba vake achavaripa kwehupenyu hwavo hwese. Iye ega atori neguilty conscience, she will go an extra mile for him.
@@claramarekwa8682 maproblems anowanikwa dear but the way yaakashandisa chete akanga akutofarira kuva chihera, remember baba vake vaizvinzwa nevamwe iye asina kumbotaurawo navo of which aifanirwa kutanga navo vobatira pamwe kutsvaga chokwadi
Marve upenzi hwake hunotobhowa
These documentaries are top quality, I can't wait
💯 haurevi hama
Well done Mr Mugabe
We need more documentaries like this Mr Mugabe.
Dai akaita DNA with the Dad first asati atanga kutsvaga. Happy for her.
Dai akatanga na Daddy ingadai tisina kuona vaMabhiza namainini avo kkkkk😂😂😂
What a point ndiwo ma comments anobatika Hama,,, ikozvino takuudzwa kuhura kwaamai pajekerere , she was supposed to confront Baba vakamurera voitwa ma DNA nyaya yakatopera.
True
The picture quality and sound is great, well done the DNA team you are keeping on polishing the work, Great job.
Zviporofita muchazvirega😂
Very sorry mapara
Ichoooo DNA MAN😂😂😂 zvamanje manje ndoShow iri kupisa
ASI Marve akafanana nababa kungoti ihome made yellow bone but akafanana nababa vake.
beautiful show.please Tinashe if you can also thank your crew by name at the end of the show. we also want to know them. they are doing a Great job. kunyanya the camera man. please appreciate them. I hope you will see my message.
So emotional especially panochema Marve alongside the song painoti haaa haaaa Tinashe Mugabe. My prayer is Mwari Marve ngaachibatawo wake mwana mumaoko
Hanzvadzi vakamhanya kuita conclusion yakashata. Mainini chipositori chakanaka but manyonganisa vanhu. Mwana ziva vanhu veku trusta, mainini inyoka chaiyo. Ripira baba vako, zvinhu zvinake
Awesome to see family being there to comfort her, she must have gone through a lot in a bid to seek answers
Q
The results part got me teary
I had leant a lesson from the documentary..... I think it is wiser to for anyone who will find themselves in such snarieo, it is for the sake of your safe and peace to first go for DNA test with you current father they if results come out negative you then start from there. " kutangira ipapo".
thumps up for Tina Mugabe👍👍
😂😂😂😂😂 haaah kamainini ako kamuninja haibo..........but vaMakuvire vakasimba havo...he was a soldier for real...changa chiri cool zvacho chichitaura zviri slow like my dad...hachina kna dzungu
"Mainini hunhu hwenyu hwakasunama"... in dr choga's voice...
Lol I’m just here imagining the drama if dad #1 was also excluded 😅. This was a touching story though.
Excellent production,Mapositori aya,nehama musapupura zvamusina umbowo nazvo !
I think Marve was advised wrongly, why kutanga kutsvagana nevamwe ma alleged fathers before she tested iye nevaripo?
Mainini was a very bad influence chaiyo😢😢
I agree with you, kutotanga kufonerana nazibaba remusango without consulting ana Tete or even his biological father that was totally wrong
Please do a life after DNA for this episode
You can actually see that she is a female version of her father though
Ma results asati abuda ndanga ndatozviona kare. Vakafanana zvisingaite
@@markgodknows86 me too I even said it on live chat. Maiguru avo, ???
Zvese necomplexion vakafanana. Zviri pachena kuti mainini vairwadziwa nemarriage yasisi vavo 😢😢😢
Maver, you disrespected your biological. You should have told him before looking for this Mabhiza, dai wakatestwa nababa vako vawakakura navo first then kana zvazonzi havazi baba vako wochitsvaga mabhiza. Kwete kunotanga kupembererwa behind the man who raised you, wakatadza kumbira sorry yakasimba
Yah akamhanya
Sure anotoripa baba vake coz akavatadzira zvisingaite
Yaa she jumped the protocol
mwana aidiwa zvakadaro oita zvemangamanga kudero aaaa Marve wakakanganisa
It's because of amainini vake, and the problem of not having a child which led her to rush through things.
All I want to say to marve is respect is very important kana wazogara hko you were starting to bond with this family 😢 forgetting the man who raised you 😞 as for not having living children zvichanaka wani there is me ndisati ndatombobata nhumbu yacho I mean handina kana hope wani but handisi mwana wekuhurwa, matambudziko ndeedu vanhu
Chokwadi my sister
Wow I loved the result
Mainini varikuroya mwana kana hasha dzavazomboita so ka…so glad vanyadziswa how can she not protect her own sister??kutaura so bad about munhu akafa asingakwanise kuzvidefender ndivo varikuziva zvavanoita mwana
Emotional and the final result was just sweet!!!!!!
Thank you Mr Mugabe and crew, haaa cameraman anoita kutevera vanhu ku road
Mai avo ndovakasunga zvinhu zvemwana there is mo to it
Sorry zvenyu vaMakuvire manga mave kubirwa mwana nemagevha maviri, endewo futi eo mwana wave kusvipira mutsime wave kuda kurasa baba vako vakakurera ukakura kusvika pauri apo apa une ma similarities navaMakuvire pane nyaya namainini avo vanobata vese nevaMabhiza avana hunhu amai avo ende avanyare vave kuda kudya zvamahara , vaMabhiza kunyepera kudzungaira kugara vachidya bota remunhu wavasingazive kuti anenge achiitei kuHarare kwavo kusatya kufa nezvirwere
Ndokutendai mhuri yekwaMakuvire kugamuchira mwana
Mainini ndovari kukudyira vana
Vanoroya mai avo
Ini cousin ndatozvifunga kuti avachenjere zvimwe ndivo vakamusunga
U can say that again vane nyaya
iwe Tinashe Mugabe nyaya yekuti isu varume vakuru tinobuda misodzi haina kunaka, very emotional, zvinobata mwoyo. Big lessons pahukama nemukugarisana
Yaa Tinashe chibaba this is what we need you're the best keep the good work... hats off😊😊
It hurts a lot.....hama dzamakatipa mambo😢
Zvakangoomawo hazvo. I'm cying now
Man, You are heaven sent, you have seeved lives, you are giving exactly what the world wants. To think religion is giving the opposite of what it purports boggle the mind
Saka muchaitasei manje isu mwana wedu angoramba ariwedu , i love you my sister ❤ wedu ndewedu haana kwaanoenda ...uri mwana waMusoja kusvika Jesu adzoka ... Thank you DNA Team for such great job ramakabata kubva day 1 kusvika nyaya yapera kudai ...
Thumbs up to Mr Mugabe, i love your documentary
Ko manje chivanhu chaakaitwa kumba kwababa number 2 hachichawedzeri dambudziko here
Ummm zvakaoma shuwa
Thank you very much brother Tinashe Mugabe nekuti shuwa mwana uyu anga achatobuda mumusha achienda musango
Chekutanga ndinoda kutenda weDNA Tinashe Mugabe and crew, chechipiri ndotendazve baba waMarve nekuzvityora paya yanga iri too sensitive, chechitatu baba nemwana ngavachitange hupenyu hutsva rudo nekuregererana, chechina Marve ripa baba wako wokumbira ruregerero kwavari, chechishanu tora baba wako muende kwasekuru Tasvu wonobatsirwa panhau yekurasikirwa nevana, I believe Amainini vane chekuita padambudziko rako, anyway uchandozvinzwirako kana waenda ikoko, ndatenda 😭💔
Mainini avo is the one ari behind marve's misfortunes....asi tinotaura kusunungurwa kwamarve neropa raJesu...Amen.
Thanks son, Tinashe uri kubata basa rako nerudo rwako rwose.Muri vakuru,chibaba chaicho chinoziva basa racho.🌹🌹🌹
Ini ndanga ndakutotya kuti vese vana baba vachaitwa excluded vanhu vambojamba kudaro. Happy for the real father thou, a true soldier
I am addicted to this program Thank you very much Mr TinasheMugabe #theDNAMan i have a lot to thank you with for this documentary... we want more... #theClosureDNAShow
So now why am I crying 😭😭😭😭😭😭 Dai Mwari vamurangarirawo Marv
Tete magona kumira nemwana wehanzvadzi yenyu nemashoko anehungwaru amataura. Mainìni 's behaviour says a lot
Shuwa
Am happy that Mr Makuvire is your biological father. He loves you Marve. He was hurt, you coukd see in his narration of the story
Thank you Global DNA for assisting this lady find closure
Iyoooh mainini avo vakaoma. Kunyebera mwana kudaro, apa kuzoti Tambu akahura, kusvibisa munhu akatomira pamberi pemusiki kare.
Asi mukazogara ku sowe hakutsvagwe DNA ndapota hangu.
Very emotional but beautiful ending.
We want more of ths documentaries weldone DNA team🎉
I am so happy with the results very very happy. Ko red skirt energy boe here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Pakaipa apo pa red skirt😅😅😅
Tinashe anenge achiziva maresults who also agrees with me 😂
Aaaaaaa Mr Mugabe nyaya dzamunobata idzi dzakakura wena kana tateguru wenyu chaiye haana kumbosangana nezvamunosangana nazvo zvakakura izvi, thanks Mr Mugabe
This got me emotional 🥺
Mai avo ngavasunungure mwana aiite mbereko please. Ndivo vakasunga mwana chete. Kana zvaramba endai kwa sekuru Tasvu kana Kanengo. Va Makuvire fambirai dambudziko remwana wenyu, zvimwe pane varikukonzeresa kudaro nenyaya yokurwira Mavy iyoyi.
Mr Makuvire with all your heart regererai mwana wenyu ne moyo unoda. Iyewo ngaapfugame pamberi penyu akumbire ruregerero though partly isiri mhosva yake hake.
Mainini have peace nevamwe. Humble yourself and apologize to to all. Mukadaro munosunungurwa na mwari wenyu and then you start a new life nehama dzenyu.
Very emotional documentary. Thank you DNA Global team ❤
Happy ending
Mainini vabva vaenda nemhuri yekwana Monday, zvinhu zvacho😂
Zvinofadza izvi, kana neniwo ndaita peace of mind ❤
Big up to Narrator ❤❤❤
What an excellent ending documentary, keep it up our bota family in settling and ironing out hot societal issues,more episodes of documentary are needed by public demand 🎉🎉🎉thumps up bota team
I would have never betrayed my father like this regardless of any misfortunes. Marve anofanira kuripa baba vake
Ngaaripe
But then anga ave neconfusion. Good thing is aramba kuenda kunababa vanyowani pasina DNA
Due to her struggles she was so desperate to get solutions to her problems
True Marve ane saga redzungu. Aifana kugwa hondo dzake secretly asati aimplecator baba. Hezvo kwazvazomusvitsa
Marve ane saga redzungu. Dai akatsvaga kana vhudzi rabhidhi secretly asati a accuser baba. Hezvo kwazvazomusvitsa to the extend yekugwadamora chikomba chamai uchiti baba shame
Uumm episode yandirwadza iyi, zvino mainini havana kunyara here ipapa, mharadzi yemunhu
Very emotional episode and I am so happy to hear that it’s baba Makuvire’s child avo mainini is behind Marve’s problems vakangwarisa Ende vane godo chairo type inoti ikatsamwa inoburitsa zvimwe zvinonzi izvi hazvitaurwe
Maybe l have a weakness hangu, ndaona misodzi yakudonha apa handisati ndapedza kuona
@@blessingmurapa5488 hauna weakness but this episode inotochemedza pachezvayo
What an emotional documentary! Top Picture Quality DNA team keep it up!!!
I'm totally heartbroken..vana mai munodadirei vana
Very emotional episode 😢,,thank you so much Mr Tinashe
Mainini avo is a witch and imharadzi .. .....pakadai unoita seuchacheka hukama newe ....... ngaatambire kure naamai avo ovaregerera hake.....
ndiwe wakatanga nyaya woda
kusada kuipedzisa
I'm happy with the results...all the best MARVIE
Baba vaMakuvire tinokumbira muregererewo mwana. Akavhiringidzwa pfungwa namai, nedambudziko rake rekurasikirwa nevana. Rudo rwenyu kumwana ngarurambe rwakawanda.
Ibenzi mwana wacho, anofunga kuti mimba dzingabviswe naizvozvo
@@TheChekasdesperation tekuwana solution unenge wakungot anything is possible veduwe
Koiye Mavi wacho akamboenda kotariswa nema doctors hre padambudziko rekusaita vana vanorarama, problem vanhu vatema tino believer kuti problem yega yega its because of spiritual.
@@frankmoyo7267Not that I'm diagnosing her but judging by her facial hair it looks like it could be a hormonal issue(PCOS). The signs are there dai amboenda kumaSpecialists.
@@TheChekas kkkkkkk anokwanisa kunge anemasari mwana uyu
Izvi zvinonyadzisa Sis vakafa nesecret munin'ina akati unonyepa
VaMugabe murikutigonera chokwadi and you're upgrading everytime, thank you so much for bringing this shows to us 🎉🎉
Havanyare mai ava. Makorokoto Marve. Zvinowanikwa mumhuri asi Mwari mukuru.
Thamk you DNA for giving Marve and her dad peace of mind
Great show Mr Mugabe and the crew behind the show , this documentary was welldone
I like sister vane red skirt avo vasimudza bamkuru vavo. Hanzi usatya Mavy ukafa ndinotema guva rako ini. Usavhundutsirwa na mhamha Kkkk. Thumbs up sister munoziva zvamunoita.
Very emotional episode.Thank yu global DNA for the closure
Very emotional episode thanks much Mr Mugabe
This was the most touching documentary ever 😢
Thank you Mr Mugabe musikana awana peace of mind
Beautiful ending Mr Mugabe...mwana uyo straight achibva ipapo akananga kwasekuru Tasvu zvokwadi mainini avo vanobatwa chete panhau yema miscarriage awo..
Thank God vakazvifumura vega
Chokwadi mainini pane zvawakaita mwana kuti asabate mwana
munopedzerwa mari nen'anga musapuse
@@kinduvabigdeal100 taura hako zvizhinji imedical condition vanhu varibrainwashed nen'anga mumwe anotongoda stitch I know a lot of people vanozviita kuno kuKappa
Global DNA inopedza masports ese thank you Mr Mugabe job weldone
I love the family so supportive 😢😢