Yea zvinongondinetsa ndezvekuti vanhu vakuru vakawanda unongonzwa kuti kukura kwangu chinonzi pa N'anga or Muporofita handitochizive but dare ropendereka vanozowanikwa vane katurikwa. Sekuru after vanzi na Mambo chimbozvitsvagai kuti sei mune jambwa rakadaro havasikutora action ipapo ndane a BIG question. Yes Trust anogona hake anezvikumunetsa mentally, but spiritually take take nemusharukwa uyu ndikuona mhepo dzakaipa dzirikudhonzana dzega dzega as well.
Naivowo mai vaTrust vanotorwara sei vakati baba ava vape Trust Dollar vachitonuatsoziva kuti anoita zvemadrugs . Tsvee kuendesa munhu kurehab . Drewmas please help this old man vasati vaurayiwa shuwa .
Munhu kana wakupenga he does the same thing everyday ndosaka arikuramba achidzoka kumba kwababa ava, kana aimwa maragada zvakureva kuti akasiya, anofanirwa kuendeswa ku hospital kugomo or kungomahuru masvingo. Hapana chivanhu apa
Hesi chihera. You will catch up. Weldone.

Mmmm zvakaoma veduwee.
Naivowo mai vaTrust vanotorwara sei vakati baba ava vape Trust Dollar vachitonuatsoziva kuti anoita zvemadrugs . Tsvee kuendesa munhu kurehab . Drewmas please help this old man vasati vaurayiwa shuwa .
Nhai veduwee baba ava vadiiko kubatsirwa vasati vapondwa munofunga kuti Trust angawane mari yakawanda kudaro 30 thousand aiiwana kupi iye asingaseenze
Mambo ngavadaiidze vashoperi simple . Coz there's something hidden
Welcome to drewmas media taking you to another level
Ummmm shuwa sekuru ndawa fambe vachenswe pamberi pemukomana uyu nepamberi pamambo
Ummm sekuru ngavambofambe kuti tese tijekerwe nenyaya yawo
Kudambira munhu akuita zvemaDrugs manje.
Ndimi ana Trust vacho imimi😂😂😂
@@CTongs sei trust ongopengera kumba kwemutorwa
Haa madrugs azotionesa zvimwe
Nhai imi bakuru vangu Amuchenje 😢😢
Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤
Pane nyaya apa sei arikungopengera kwamuri sekuru ...umm pari tricky
Usadaro wena madrugs haumazive iwe
Kana achipenga ngaende kunogara mapenzi ko akauraya munhu plus why ari kupengera pamba imwe chete anoda kubikwa manhanga
Kkkkk Zimbabwe police yakaoma shuwa saka munhu anofa shuwa
Kule maakuti kana nemutupo wavo hamuuzivi manje pahusahwira hwanga hwakomba kudero maitadza nei kuziva mutupo wavo😅😅😅😅😅
Mkadiiko vane shamba.ummm anotopenga mukomana uyu anoiziva hryaa arikutaura mari iyi.mybe hmheno zvaakaita kusouth kwaaigara
Hamawee madrags ini brother yangu akati kunamai wake munezvikwambo 😂😂😂mai vakati handibatikane madrags akatanga kupenga now ava nani chivanhu panenge pasina ndozvinoita madrags
Mapurisa chii nhyi munomirira kuri munhu apondwe mozouya muchingundurudza chi box chenyu chesimbi zvinobetsereyi iyemunhu atofa
Emagine hnzi zvaasina kukuvadzai dzokai ummm
Uuuum zvinhu zvacho mwri pindirai
Muchinda anonzi anopenga anoda kurohwa chete akauya achiita zvekupenga nemutoriro izvo. Ma drugs ayo nekushaya kurohwa
Drewmas matirasa veduweeee potai muchitipawo nyaya
Guka police itai action..Mudhara atotaura uyu anoitwa rough nevafana ava ..Chegutu mumwe akazvivhura dumbu
.ACTION MAUTO
Goromonzi kumusha kwangu
Munhu kana wakupenga he does the same thing everyday ndosaka arikuramba achidzoka kumba kwababa ava, kana aimwa maragada zvakureva kuti akasiya, anofanirwa kuendeswa ku hospital kugomo or kungomahuru masvingo. Hapana chivanhu apa
Zvakaoma izvi
❤❤❤❤🎉
Ma drugs awooo dhemeti
Mapurisa eyi ngava ended kwamambo vanoedzaniswa , ko pakazoitwa tsvakiridzo poonekwa kut havasi kupomerwa
Drewmaa batsirai baba ava vasati vapondwa
Aaah ko musa jairira ma drugs zvee imi, plus ne Sikank yakati kuuya iyi. Mumwe uno nyura chete.
Aaaaaa asi mapurisa iwayo indava vanoda kuzouya munhu afa here chokwadi 😢shame sorry sekuru
Kkkkkkkk hanzi tangai manorohwa
😂😂😂😂😂In mhondoro sekur vakaramba now in Goromonzi ????????
So munhu anofanira kufa before any action is taken.
Simp Hombe, Mukoma Andrew munogona team rangu
30 000 us anoizivirepi ma drugs opengesa vanhu
Saka mapurisa anomirira kuti munhu atange akuvadzwa vozoita action here????
Mapurisa maitiro avo haasi right vanotoda kuti utangwe waurawa vozo sunga munhu apa iwe wava mu coffine.
Sekuru vane mushonga vavanawó
Pane nyaya apa musahwande nema drugs trust wacho akatanga kurwara pfungwa makurara naye hre zvinhu zvacho futi 🤔
Ma drugs awo mutoriro akutol
Penga njere uyo
Drugs