This Choir is blessed and Talented aswell.Dai zvaibvira waizo buda wese pamwe chete woformer a stronger Group.Zvaizowabatsira mukurarama .And the good part is wanoimbira Mwari.I love this group
Plz kp on visiting these people ,, they will find peace in their hearts 🥰,, I liked this programme ,,itai fund raising we are there to provide muwashanyirewo neSomething plz .
I get goodebumps every time I am listening to this awesome choir, even without understanding a single word! You are so wonderful! And how is this drum called? This is such a fascinating instrument! And the player is so skilled! You are all a blessing!
Thanks to the rehabilitation team in the ZPSC, these guys won't be stressed and they are believing in the true Lawyer Jesus Christ, dei azovawanira nyasha
Amen,Jehovha rangarirai vakasungirwa mhaka dzavasina kupara
Mukoma potai muchitipa this things once a week some of us dnt go to church we fill relieved by their voices
Baba vaimba MUri gweta rangu vanoshaura yuwiii
Taura hako vane imwe futi yavakarova yekuti Nekuti Vakatendeka
Cuthbert Mpofu may God be with you, Jesu ndivo gweta redu shuwa 🙏🙏 Kudakwashe Sibanda keep it up Mwari vanoregerera
Mwari ngawachengete hwayi dzawo idzodzi vamwe havana kana mhosva ipapa 🙏🙏
Mwari rangariraiwo varimumajeri ,vamwe varikupika mhosva dzavasina kupara,vamwe vakapara mhosva nekuda kwemweya yakaipa inovatevera
Munamato wangu everyday. Peoplw are accused for things they know nothing off
Waalll😢 mwari inzwai vanhu venyu😢
Beautiful indeed was drawn closer to God so touching and powerful performance 👊
Gweta ndimbokusumai nyaya .Powerful
love it
Mwari rangarira vasingwa vakutsvage nemoyo pese nepachavabuda vachitsvaga chiso chenyu pose pose
Ndinonamatira vari mujeri varikupika mhosva dzisi dzavo neavo vakasundwa nemyeya yakaipa isingadi chakanana ndchiti jesu christu majeri matrongo ngaazarurwe kune vasina mhosva
Talented Boyz don't give up ntill pamuchabuda moenderera mberi mosiya zvakaipa zvose, God bless you all en protect
This Choir is blessed and Talented aswell.Dai zvaibvira waizo buda wese pamwe chete woformer a stronger Group.Zvaizowabatsira mukurarama .And the good part is wanoimbira Mwari.I love this group
chokwadi ichocho vanogona
im happy to see that guy akauraya mai vake. god is watching over you champs
Ndofunga mese mukabuda mongoteera gwara rekunamata Amen
Kuziva Mwari ndoupenyu husingaperi nyange wakatadza sei Mwari wedu achengete bano regera matadzo ose Amen Amen glory hallelujah 🙏
Plz kp on visiting these people ,, they will find peace in their hearts 🥰,, I liked this programme ,,itai fund raising we are there to provide muwashanyirewo neSomething plz .
Excellent boys,Mwari ngavakusimbisei murambe muchiimba
Well done
Nice choir.mwari ngavachengete kusvika pakubuda vachizosangana nemhuri nehama dzawo 🙏🙏
God have a reason for you being in Prison ,, nw you a preaching the Word of God thru music ..Jesu muri gweta rangu
Amen Jesu Gweta rangu
Ndabaiwa pamoyo, Jesu muriGweta rangu .this is true talent
Amen Jehova akunzwirwei nyasha
Beautiful voices, vanoimba vanhu ava.Imagine kana vanga vane zvimwe zvekuridza
Amen men of God and he will never forget you
First part irikuda apa haina kumira mushe ndatenda hangu🙏🙏🙏
Jehovah rangarirai vese vari mutiringo
Jeso muri gweta rangu ndoda ndigoku sumai nyaya touched my heart
God bless❤
uku ndiko kuimba uku ❤️👏👏👏🤲
Stress inomboita zvirinani keep on doing
Ummmm powerful may God continue to bless you guys and he must answer your prayers . Amen hapana chinoramba one day he Breck ngechani dzose
Mwari varangarirei
😥😥Mwari ndewedu tose hanzvadzi ndiyezve anoregerera kana mukatenda kwaari achakuponesai
Waaaawuuuu!
Please where can i download these songs???
Powerful praise song zvese ndezvavo mwari baba
Mwari simbisai vakasungirwa mhosva dzisiri dzavo
Eiii
Beautifull song
Mwari rumbidzwai!
Jesu uriGweta rangu ndoda ndikokusumai nyaya .... Amen
Chero zvitadzo zvakatsvuka seropa Jeso vanozvichenesa.
Talented boys your voices are nice
Correctional sure unoita muyimbi iwe wanga usiri ndaropadzwa hangu
Askana ngavachiregerwa havo
Be blessed kuchikurubhi ikoko God will hear your prayers
Suluman aripo👏👏👏👌👌👌🙏🙏
Osome
Beautiful God bless u all Mwari vane ngoni vanonzwa
Amen mwari vachazadzisa shuviro yenyu
Amen
Zvese ndezvawo mwari baba Amen 🙏
Amen 🙏
Well done guys may God bless yu keep it up
Ndachema zvangu
Oh powerful
Komborerwai vana bhudhi mwari vachakuitirai zvakanaka munoziva mwari vachakusunungurai
Ngazviende mberi ...munoimba henyu vakomana ..Jesus muri gweta ndauya kuzokusumai nyaya
God is great
I get goodebumps every time I am listening to this awesome choir, even without understanding a single word! You are so wonderful! And how is this drum called? This is such a fascinating instrument! And the player is so skilled! You are all a blessing!
Ungatikudii iwe uri x convict......
@@Bulltweetsssss who are you to judge,,judge not and you shall not be judged
The drum is called ngoma
Thanks sly nebasa ramuri kuita
Vakomana vakatendeuka vaenda kujeri awo voparidzira nyika mukuimba
Hallelujah
God bless you mkoma sly
My spirit was down today...feeling better now
May God bless them
Thanks to the rehabilitation team in the ZPSC, these guys won't be stressed and they are believing in the true Lawyer Jesus Christ, dei azovawanira nyasha
Wooow 👏👏👏👏😘
amen munoimba
Amen am blessed thank you guys
unoita kunge uchapara mhosva kuti uende kujeri just kungono joina this group
Kkkkkk haaaah zvakaoma hazvo
Ameeeeeen
Yaaa uyu muimbi asi anonata pendecost
makadiiko vatendi ndokumbirawo single man pavanhu ava anoda hake kundiroora asina mkadzi thanx kunevachabatsira ❤️
Lyrics please 🤦 on the song from 50 seconds to 3 minutes 🙌
🤦♂️😡
Ndodawo kubvunza kuti kana vabuda mainmates aya sei tisingavanzwe vachiimba zvakare. Dai imi vaburitsa izvi mukaita follow up pavanenge vachibuda vawanewo pokutangira upenyu hwavo. Ndatenda hangu.
Powerful
Name of the second song
Amen 🙏..
vakasungirwa zvavasina kupara zvinowakwa asi Nyanya ngadzigare mukati
Amen 🙏🙏🙏
Amen 🔥🔥🔥🔥
Vekuimba gweta rangu vane Life in jail zvakaoma chokwadi
😭😭😭😭
Amen
Mwari wekudenga avaitire zvakanaka havasi vese vakapara mhosva
Was actually in tears kuti pane varikuripira dzavasina kupara may God strengthen them and reveal the truth out
Kana zvisina Tasvu mukati hatidi🤣
Kkkk kule Tasvu 💪🔥
Uuuum they know how to sing wooow
sad af
Amen 🙏🙏❤️❤️❤️
Amen
Amen
Amen
Mwari.vakomana.avo ndovadanekundivo vakasangana neruoko rwamwari vakuzuvachakanaka nechakaipa
Amen
Amen
Amen