I have watched a tonne of these episodes, whenever Chief Mutasa is presiding i learn a lot about life and different social issues. His ability to listen to the people in court is unmatched, love his maturity and intelligence, if only all our leaders in society were this level hearded. Kudos to Chief Mutasa
Kufara Kuna Mambo wangu ndiri mwana wekunyanzunda 1 muchena village zvangu under chief mutasa .ASI ndikuona zvangu ndiri pa Joberg Rundberg apa .khumbule khaya❤❤
Sabhuku Kuchinja assault case kuiita indecency case against the victim. Sabhuku akarova munhu ndokumubvisa zvipfeko ndokunotsvaka ma witness. OR zveshuwa munhu angge akadhakwa ndokufunga kuti ava kumba kwake ndokubvisa zvipfeko ega.
@@kawinamusa4288 Iwewe manje wondiudzira zvekuita nefon neWIFI yangu?.Comment section is there for a reason and it cant be zvaunofarira zvega. In any case ndokutrender kwacho, im sure Karanganda will not like vanhu vanorambidza vamwe kuona mavideos avo like you do because its all about views, likes and news. So kana usingafariri macomments evamwe just scroll on
Pane mukana mukuru wokuti mukomana uyo adzvanyirirwa. Zvinogoneka kuti vakakonana zvedi nasabhuku. Kubva sabhuku amurongera dhende iro. I am not convinced today. Mambo havana kutonga zvakadzama apa. Sad
No he’s good. Hapana hasha apa. Ko vatadzei futi? I was about to comment that m in love with him and he’s a great advisor to the mambo until i saw your comment
This is what you get when education intersects with kingship - you get excellence. Mambo Mutasa is excellent 👏👏👏
True hey 😊
I love you chief the way you do Dare renyu its 10out of 10 please give us more Matare everytime you are the one....
Kudzidza kwakanaka chief you are so calm and composed and you rule with intelligence keep up the good work
I have watched a tonne of these episodes, whenever Chief Mutasa is presiding i learn a lot about life and different social issues. His ability to listen to the people in court is unmatched, love his maturity and intelligence, if only all our leaders in society were this level hearded. Kudos to Chief Mutasa
Toita sei kuti mamwe machief aiye kuma lesson this chief his wisdom is overloaded
Chokwadi henyu daivauya kuzodzidza apa nekuti vanotonga nemazvo kwete zvimwe zvandoona kunze uko,kn kwachigodora vanogona futi
😂😂😂😂Kwai pacorner pehouse yangu samas wakanyanya
Anode chirungu😂😂😂😂
Kuti wasu ndokuti chirungu
Pa corner pe house 😂😂😂😂
House
Dzikazoti hanzi ndoanswer yavakabvunza dzichida kuti question 😂haa samanyika haungamugone 🙌
Chief sando yenyu basa munogona you are one of the best
Chief vanomboterera zvavo pole pole vozobata nhau helistens alot ❤
Thnxxx baba Taps nhasi matigonera weknd ino kuti chuuuuu kwamambo Mutasa ❤
SaMutasa you're the best, ndokumbirawo mumboite meichobatsira chief marange panyaya dzake
Ichokwadi .vaya vakadhakwa mambo marange chavo kubhadharise mombe apa adzina kana zvevanotaura zvine musoro.
Harisi basa ravo
Karanganda munondigonera keep on doing great stuff like this❤❤❤❤❤
Hr looks like Nelson Chamisa kkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂
Pamwe ndiye since akatiza bato rake😂😂😂😂
Ndauya weduweeee ndafara zvakare haaa zvinofadza kuramba ndichingoona Karaganda Tv my stress free
Team Karangandatv lets smash the like button and not skip ads. Ndokuti ba Taps vawane peturu nekugadzirisa mota
Chief mutasa I salute you ..Dai mamwe machief achimbouyawo kudaro kwenyu .kumboteera chete muchitonga chete
Chipfambi chafumuka munyika yedu kunge asina irombe Chief Mutasa.vanotonga zvavo jeolous down sando dzenyu
Mambo Mutasa anogona kupfura mbavha it's inonzi Chigodora.
My best Chief ne dare rake rakarongeka .....nyaya yeda iripakuti wanga usina hembe pamusha pemhunu . .....l love matongero achief uyu fulstop
Pacorner pehouse woyooooo😂😂😂
😂😂 dzabata muchiuno wena kkkkk Hanzi pamwe ndanga ndakadhakwa 😂😂😂😂😂
I agree that chief mutasa qualifies to head chiefs Council. The wisdom of Solomon is upon him.His composure is unmatched Ana unparalleled kudos
Mutasa is real, straightforward and has wisdom
Kufara Kuna Mambo wangu ndiri mwana wekunyanzunda 1 muchena village zvangu under chief mutasa .ASI ndikuona zvangu ndiri pa Joberg Rundberg apa .khumbule khaya❤❤
Muroyi wakaenda pamba pakagadzirwa kkk
I guka iro anga akabatwa nemutoriro
HAAA Bhora musango. Hakuna activiti ninonzi kuroya in real life. Inyaya dzokuti vana vasajaira kufamba usiku.
Vanhu vekwa Mutare mu house mangu, ndakat kona pacorner yepahouse
Tisu acho 😂😂😂😂😂
The best Chief ever
Baba Taps gadzirisai nhau ye noise ku background. Thank you
❤❤❤BabaTaps thank you so much and Karanganda TV family
Mutasa for President of the Coucil of Chiefs!
Akatononoka he must be there for ever he is full of wisdom
We need more of Chief Mutasa courts
Haaaaaaa kudhakwa Uyo muchinda uyu hasi muroyi Uyo
Am the first to be here wow my chief ❤❤❤❤❤
Mambo mutasa imi
Mune basa
Vs Chigodora
😂😂😂😂😂😂😂
Iya kutoiramba nyaya kkkkk
PaCorner pehouse yangu. 😂😂😂😂😂
Imi maibudirei nepacorner pehouse penyu haaaaa motobata varoyizve😂😂😂😂
Muswinda, love that word
Ndakapinda muHouse kkkkkk😂😂😂😂😂😂
Mambo mutasa to the world
Video iripafoni irikumkadzi wacho?😂
12 midnight huroi. Mambo knows the law to the tee👏
Tisvikewo pano👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Veduweee ngatiise malikes viewers aren't tallying with the likers❤
VA Tete nyararai ndouyepo apo kuti chuuuuuu ma chulatso 😂😂😂
Secretary keeps me going anogara ari serious haatambi pabasa
Tabvawo kwa headman chigodora tirikuteverera baba taps kkkk mambo mutasa weldon
Haasi muroyi mufana uyo Allen,Kutodhakwa chaiko
Mambo kufunda wakafunda asi ngawaite vachirerutsa rurimi. hapana anozwa chirungu chawarikutaura. last time wanga vakutaura zveproject management, Priority 1 , Priority 2. Anoziwa priority ipapa ndiani. rerutsai rurimi mambo. umwe achazoramba mutongo achiti ndakangobvuma nekuti zvaitaurwa ndanga ndisingazvizwi
Kkkkkkkkkkja hayas iwe
Vanhu ngavadzidze haisi mhosva yamambo kuti vanhu havanzwi chirungu
Our number 1 chief ❤
Akabvunza answer yake
Mambo Mutasa vanotonga zviri fair.havana hudyire
Sabhuku Kuchinja assault case kuiita indecency case against the victim.
Sabhuku akarova munhu ndokumubvisa zvipfeko ndokunotsvaka ma witness.
OR
zveshuwa munhu angge akadhakwa ndokufunga kuti ava kumba kwake ndokubvisa zvipfeko ega.
Kubvisa hembe parubanze even pamba pako is that realistic ?
Nemiwo matotenda statemant iro hr
Mutoriro
- Ma laptop aPresidente akawanikwa neGudo here pachikoro chaSabhuku agora.
- Ngozi dze muzukuru "wekunerwa nemutiro", sabhuku, muroora naPeter zvakazofamba seu
Haasati awanikwa
Mwari ngarambe ainemi Mambo wangu!
Aifanirwa ndange ndakadhakwa even now ndakadhakwaa
❤❤❤ chief Manyama
Ndaida kuti dai changamire vakabvunza chaakazviitira tinzwirira hedu kkkk
First to coment
Waiyepo here kut chuuu,thanks Karanganda
Kuri kwaChigodora aitonzi buritsa 300 muinde kun'anga😂😂😂😂
So true
Guys leave headman chigodora alone,kana musingadi kunzwa nyaya dzavo musadziteereka mochiona vamunofarira
@@kawinamusa4288 Iwewe manje wondiudzira zvekuita nefon neWIFI yangu?.Comment section is there for a reason and it cant be zvaunofarira zvega. In any case ndokutrender kwacho, im sure Karanganda will not like vanhu vanorambidza vamwe kuona mavideos avo like you do because its all about views, likes and news. So kana usingafariri macomments evamwe just scroll on
😂😂😂😂😂😂 kwaitonzi musi wa10 moyenda kwaTasvu haah akaurawa pfungwa nen'anga
Right makurukota abhon'a nhasi
Pane mukana mukuru wokuti mukomana uyo adzvanyirirwa. Zvinogoneka kuti vakakonana zvedi nasabhuku. Kubva sabhuku amurongera dhende iro. I am not convinced today. Mambo havana kutonga zvakadzama apa.
Sad
Mishonga iyi aifunga kuti hapana munhu vanhu vari kurufu
Mdra wapopota uyo kkkkk kwai ndimi murikutipedzera nguva
Ana wasu kuda chirungu here 😂😂😂😂😂corner yehouse
😂😂😂😂😂😂 chiiko newe
@@talenttsuruseni862 kkkkk kana ndiwewo
Handisat ndapedza kunzwa nyaya but l want t believe kuti idanana namai avo
Mambo Mutasa chero nyika munotonga sando dzenyuu
Baba waTaps macomputers echikoro how far na booster
Tiruuya
Uyu mambo akazodzwa.Chigodora ngambowedzerwa malesson naMutasa
Nyawope iye changamire
ndaka sanganisa
ne 2 keys
😅😅😅
Zvikozoda izviiii ... dhakwaz chaiyo haaaa ndarwadziwa veduweeee
Ndimi mega mambo mu Zimbabwe. Vamwe vese vanopenga avo
Muroyi uyo
Mambo munoronda nyaya nematsimba ayo sezvazviri
Kkkk face ya blaz vekuonekwa vasina kupfeka yaita kurembera kkkkkl😂😂😂
Abva akaronga kuti ndichandovasungirira ndoramba. Video yake iyo ndoma1 manje.
Pane nyaya nemukadzi wa sabhuku apo.
Best Chief 🙏
Baba awa wakabudisa zviro zvawo pachena kuita mupushu pamba pevanhu imhosva iyiii wabva vadzikama hawo bab awa
Ndibaba wangu iyeye
Bt sabhuku avo ummmm rakaita bhinya chairo
Wanga uri maswinda paumba pewanhu
Nyati sekuru awo ngaasawanza hasha padareka kkkkk
No he’s good. Hapana hasha apa. Ko vatadzei futi? I was about to comment that m in love with him and he’s a great advisor to the mambo until i saw your comment
Vanhu vekumanicaland vanoda chirungu hanzi
Pacorner re house yangu😂😂
Takazvarirwa kutaure ingirishi, ngekuti takaende ku skuru, taka lena maningi😂😂😂
Kamufambiro kaitwa nasabhuku pavanzi vapihwe mombe 😂😂😂😂
Pandakaenda ku house kwangu
Mutoriro we mhando yepamusorosoro
First❤
Waiyepo ere musvo chaiwo
First apa today...
Chigodora must learn from Mutasa
Blaz uya anojairira
Baba Taps ko makazombonzwa zvaSimba hr zvaapapi, nabamukru Charles natete Joyce
sekuru Tasvu vati varikuinda kumusha kwaSimba kunogadzirira something since baba vacho naCharles najoice vakaramba vakti iye ngaauye kuno
Fair judgement
Bba taps ko nyaya yasimba yaapapi
Irikubuditswa wani kwaRobbert Tapfumaneyi nechanel yaSekuru Tasvu
Ana samanyika ndomatauriro awo kana vachirewa bedroom ndohouse
Sabhuku hanzi murume arimutswinda pamba pemunhu kkkk
Mkoma varikutongwa ava havatogoni kana kutaura kkk
Mutswinderere chaiwo kkkk
Dzidzisaiwi mambo Seke kutonga.hapana chozikanwa naSeke
Machinda amambo ayo anoti kundweyi nemachinda a Headman Chigodora paku maintainer order
Hasha hakusi kugadzirisa order vanovhundutsira vabereki
❤❤to makurukota