Behind Bars: An affair with sister-in-law, with deadly consequences.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 янв 2025

Комментарии • 340

  • @brianmapingere
    @brianmapingere 2 года назад +69

    Munoti mainamata imi muchitora mukadzi wemukoma 😒😒😂😂🤣😂 mukoma aisanamata aitove nani

    • @chipomudzinganyamamagoto971
      @chipomudzinganyamamagoto971 2 года назад +3

      so true

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 2 года назад +4

      Basopa these guys who are doing masowe things

    • @brianmapingere
      @brianmapingere 2 года назад +1

      @@muchmuleya9651 ehe hazvo but kqna watiwo unonamata ngazviratidze nemararamiro ako

    • @YoulanderJonga
      @YoulanderJonga Год назад

      kuti United Kingdom harisi drama here

    • @normadchabikwa6001
      @normadchabikwa6001 Год назад

      @@muchmuleya9651 zvekut masowe zvopinda papi apa. Vanganiko vekumapentecost vanohura? Uyu munhu uyu ndiye aisanamatawo hake kwete kupinza masowe mukati

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 2 года назад +27

    Mweya wengozi yekutanga uchiri kutendera..this is spiritual

  • @petrusmakhanda9844
    @petrusmakhanda9844 Год назад +23

    I am a South African & love to watch the program although language is the problem but there & there subtitles is helpful

    • @blvcksnowbeatz
      @blvcksnowbeatz Год назад +2

      Asbonge.
      We also love The Agenda Network from SA lol

    • @petrusmakhanda9844
      @petrusmakhanda9844 Год назад

      @@blvcksnowbeatz thats wonderful soon I will learn Shona but Ndebele I do understand it

    • @blvcksnowbeatz
      @blvcksnowbeatz Год назад

      @@petrusmakhanda9844 great 💯
      All the best. 💪🏾💪🏾

  • @faithkandewere3545
    @faithkandewere3545 2 года назад +30

    This is generational curse ,the whole family needs deliverance this murdering case icharamba ichingoitika.

  • @tinashegamanya979
    @tinashegamanya979 2 года назад +48

    I love this series so much, very insightful. I have been watching this for about 2 years now and the main standout for me is that the justice system in Zimbabwe is very flawed. There are stories where the defendants innocence could have been proved with a simple DNA test. Others where cases seem to be self defence etc…cases where police were bribed etc. I am not suggesting these men telling their stories are innocent but a fair system would be great.

    • @bonganemakhanda389
      @bonganemakhanda389 2 года назад +1

      I am new to this channel whatching from South Africa it sounds very interesting although language barrier is the problem

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 2 года назад +28

    Tete Tilder chirongwa ichi munochigonesa💯
    You give them all the time to narrate their cases n you intervene right time with right questions. You are special, well done.

  • @inworld.C
    @inworld.C 2 года назад +16

    We can not fall for evil deeds because of history my brother ,,,munhu weku church anoplanner kuuraya...ummm zvakaoma,,,mwari ngavapindire

  • @teramaimakumbe4793
    @teramaimakumbe4793 2 года назад +15

    This is so scary!!!! Am dumbfounded 🙌

  • @tinashegamanya979
    @tinashegamanya979 2 года назад +47

    This is a spiritual case, the fact that the exact same thing had happened in their family. We are truly spiritual beings

  • @fambailangtonshasha1661
    @fambailangtonshasha1661 2 года назад +64

    This issue needs deliverance. The family is in deep curse.

    • @duchess2412
      @duchess2412 2 года назад +9

      Curse?! 😂 the man is evil, greedy and a narcissist who thought he could have have BOTH women and get away with it. Only when the truth came out did he try to “fix it”, and my MURDERING a woman and her unborn child.
      Why are you trying to make excuses for him?!
      The devil isn’t responsible for everything.

    • @ashleysibanda263
      @ashleysibanda263 2 года назад +2

      Truth.. it has brought a generational curse

    • @Estherc91
      @Estherc91 2 года назад

      @@duchess2412 nhai hako iwe 🙄

    • @albertoantonio3772
      @albertoantonio3772 2 года назад +4

      Ndopamunoona zviporofita izvi hazvisi zvamwari tarirai auraya asi akaramba achiporofita yaive ngirozi ipi chaiyo ko iyi moyo hairemerwa here

    • @qs3162
      @qs3162 2 года назад

      @@duchess2412 the sister in law was just as much at fault. She obviously played on this man's weakness and mental state to find a second wife, and when she fell pregnant and realised he wasn't going ahead with it she decided to shame him for one reason or another. This guy likely had mental health issues (after all he thought he was a prophet)

  • @beeesave9297
    @beeesave9297 2 года назад +20

    THIS MAN MUST ROT IN PRISON ,,,,TRULY THERE IS NO JUSTICE IN THE LAW

    • @mavischifumuro1149
      @mavischifumuro1149 2 года назад +1

      Maiguru vakafa nemabasa avo zvivi zvinouraya ungaite chihure sure mumusha wawakaroorwa vaviri ava vakaita zvinhu zvinorwadza sure

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Год назад +9

    Shocking 😨😨 , his brother chidhakwa never thought of murder after wachiva mukadzi wake. Iye wacho anonzi munamati has thoughts of murder.

  • @sozinyuenjura1202
    @sozinyuenjura1202 2 года назад +9

    Maporofita enyu awa...hanzi ini ndainamata....

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 2 года назад +16

    Vanopihwa life in prison ndovanenge vaita sei if this doesnt deserve such judgement?

    • @nxtech4278
      @nxtech4278 2 года назад

      Mafactors akaita sekunozvi hander over kumapurisa, kubvuma mhosva, nekutaura zvose zvakaitika all contribute to a reduced sentence mr.

    • @ManyiwaRutsava
      @ManyiwaRutsava Месяц назад

      🎉Vanourairei munhu munhu haisi huku

  • @tendymoyomazuru
    @tendymoyomazuru 2 года назад +11

    He probably killed his brother as well 🤔🤔

  • @mazviemazvitah4842
    @mazviemazvitah4842 2 года назад +5

    Ma generational curses ariko zveshuwa, family Dai yaita igadzirise ngozi mumusha...

  • @kingsdaughtersaltoftheeart8986
    @kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад +14

    Zvaitori mhepo yakasimba iri mumusha mavo, maiweee, vakadagadzirisa zvichaitika zvakare.

  • @brendahuhuyani3545
    @brendahuhuyani3545 2 года назад +10

    The way he is narrating what he did,he has no remorse at all.he should rot in jail.

    • @innb28
      @innb28 2 года назад +2

      It's as if he's narrating about someone else the way he shows no remorse, some
      people have guts imi

    • @williammanjari5277
      @williammanjari5277 2 года назад +2

      They are taught to accept.

    • @barnabasmasimba3317
      @barnabasmasimba3317 Год назад +1

      He regrets, that's why he is saying everything as it is.

  • @TLSYoutube
    @TLSYoutube 2 года назад +18

    Lol 😂 the way Tilda says “ murder “ like it’s the first time she’s heard of it everytime is so funny

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 2 года назад +5

    Hezvoooo maiweee ndatya nazvo ndashaya mazwi ,shuwaaa kutsanangura kunge ari kutaura ngano ! Veduweeee mweyaiko wapinda muvanhu

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 года назад +10

    Ko zvivindi zvekuzo namata muchi Bata musoro wevanhu muchi shandira kusatya Mwariii

    • @Jaicee
      @Jaicee 2 года назад +1

      Apo maoko Ázere ropa

  • @runakotales
    @runakotales 16 дней назад

    Vadzidzi vaJesu regai vavhunze kuti chinonzi kunamata chinombori chiiko??🙌🏽🙌🏽

  • @melsniks
    @melsniks 2 года назад +23

    I like and prefer the interviews when they are done by you tete,how are you doing?

    • @carlskillz6546
      @carlskillz6546 2 года назад

      I know this is out of context but wakanaka iwe

    • @tadiouswande
      @tadiouswande 2 года назад

      @@carlskillz6546 😂😂😂😂😂😂😂

  • @nonomhlanga
    @nonomhlanga 16 дней назад +2

    Kusatonyara kuti tainamata, vanhu vanombonzwisisa kuti kunamata zvinorevei here? Mahumbwe chaiwo

    • @runakotales
      @runakotales 16 дней назад

      I doubt 🙌🏽🙌🏽🙌🏽it seems like kudenga kuchaenda vashoma

  • @seniortarytouch2178
    @seniortarytouch2178 2 года назад +7

    Saka wainamatei nhaiwe

  • @happyngwenya3399
    @happyngwenya3399 2 года назад +2

    Maiterera zwakanaka mukainzvisisawo nyaya yacho here....an scared am washing ma hands wt air src.

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 2 года назад +9

    Hapana maporofita pano, Mubvunzo wangu ndewekuti mweya wavanoporofita nawo ndeupi chaiwo.

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Год назад

      vanoporofita nehurombwa zvidhoma nemakona ndosaka vachiita zvisin hunhu

    • @nonomhlanga
      @nonomhlanga 16 дней назад

      Zviripachena izvi.. maprofita echipostori vanoshandisa simba remumvura rasatan

  • @miriammapinga9535
    @miriammapinga9535 2 года назад +4

    Hanzi ndakafuurira mberi kunamata... guys kudenga kure

  • @onemansvoice2464
    @onemansvoice2464 2 года назад +6

    We always became sobber after a wrong deed

  • @dokido258
    @dokido258 Год назад +3

    The way these people narrate these stories hapana kana remorse, its worrying

  • @primrosebvindi7834
    @primrosebvindi7834 2 года назад +8

    I pity people that put their lives in the lives of prophets. This case clearly shows that prophets are human beings too. How then does such a person pray for another a genuine or effective prayer🤷‍♀️

  • @silentndlana
    @silentndlana Год назад

    I love this program

  • @chipogwatidzo5536
    @chipogwatidzo5536 2 года назад +7

    Johane Masowe /mapostori ndiyo lost religion at least dai vaiverenga bhaibheri zvaive Nani .

    • @OtiliaMatare
      @OtiliaMatare 6 месяцев назад

      Church dzemashavi.cultic

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 2 года назад +6

    Apa maiguru vakatombopona vadonhedzwa mumvura ,dai vakatiza
    nehupenyu hwavo. She was too much trusting

    • @natashanyamunda435
      @natashanyamunda435 2 года назад

      Rufu kana rakudaidza ma1

    • @ellisonmusara6572
      @ellisonmusara6572 Год назад

      And you are too much trusting too. You really believe that's how it happened?

    • @takesuremanjanja
      @takesuremanjanja Год назад

      Vakatombobvunza kuti babamudiki moda kundiuraya here 😢

  • @shebagava3614
    @shebagava3614 2 года назад +4

    The guy is a good orator.

  • @carmysambree8168
    @carmysambree8168 2 года назад

    hmmmh definatly it is curse upon the family Tete Tilda thank you for reaveling this hamheno kuti seyi mhuri dzichitadza kufambira nyaya idzi dzisati dzakonzeresa .......sad sad sad

  • @lorrainen1012
    @lorrainen1012 2 года назад +5

    Heyi, generational curses are real!

  • @thembamzwazwa6086
    @thembamzwazwa6086 2 года назад

    Siyabonga shuwa Auntie

  • @bleemoyo5976
    @bleemoyo5976 2 года назад +8

    Ndozvazvinoita kumadzibaba vazhinji dzingori mhombwe dzoga dzoga dziri kuvanda kumazinguwo machena.

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 года назад +9

    Gara ikoko uri hure remurume uri mhunza musha nxaaa

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 2 года назад +1

    Very.... sad murume iye haufanire kubuda unehutsinye shuwa aaaaaaa saka wainamata chiyi mwari vakuitire nyasha

  • @tcha6010
    @tcha6010 2 года назад +2

    How does sm1 decide to kill njee just like that ..haiboo

  • @mncedisincube5201
    @mncedisincube5201 2 года назад +5

    Thank you Tete Tilder

  • @floramuda5997
    @floramuda5997 2 года назад +7

    I love behind bars series... I have noticed that the longer the video, the more interesting the story.. so now I don't bother listening to the ones that are 15 mins or less, because I know the story is just a straight forward story, like I stole and got jailed...

    • @mre.smataruka4928
      @mre.smataruka4928 2 года назад

      😂😂😂Me too it's our Zim crime show and more interesting because zvinoitika muzim

  • @fildazhou1769
    @fildazhou1769 2 года назад +4

    Haaa yatove ngozi zvakuda kt paripwe

  • @MavisMasuku-c5n
    @MavisMasuku-c5n 6 месяцев назад

    Kunjani Tilder ❤

  • @talentzindoga-cf8bb
    @talentzindoga-cf8bb Год назад

    Live series ye horror movie. Am thrilled 😢

  • @nxtech4278
    @nxtech4278 2 года назад +15

    The way he is saying this whole thing without any form of remorse or regreat on his face, shows that this person is a cold blood killer however in this one i think the courts did justice though kuzopera kwe 19 years anenge ava bhoo.

    • @Yk_Lillli
      @Yk_Lillli 2 года назад

      I was thinking the same. Yet some are commending him for owning up to his crimes. He’s just a narcissists with psychopathic traits- no remorse whatsoever and almost enjoying narrating his heinous crimes not to mention the audacity to say he wasn’t the first one to commit this crime in his family as if it’s justification for what he has done 😏

  • @mncedisincube5201
    @mncedisincube5201 2 года назад +5

    Pakaipa wangu

  • @truthmatters6728
    @truthmatters6728 2 года назад +10

    There is a generational curse operating in this mans bloodline and if not broken and repented off he could see his son commiting a similar senario of murdering sister in law..😢..thats why we need to seek God in spirit and truth so we can be given the grace not to fall into temptation to do evil..💝

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 Год назад

    Ko anohanger vanhu uya akazovanikwa here... Uyu anoda kuhengwa

  • @silorice9918
    @silorice9918 2 года назад +4

    Tete your sessions educates the still growing boys and girls keep it up!!

  • @Qwamtofu
    @Qwamtofu 8 дней назад

    This guy murdered two souls anehutsinye murume uyu, he didn't even think about his unborn child. My question for him is tht ahwineyi he lost everything now 😭.

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 2 года назад +23

    People like him dont to be in our society he is dangerous

  • @johanemanuhwa6199
    @johanemanuhwa6199 2 года назад +18

    I think people should understand that in cases like these imprisonment is a temporary measure. Even death sentence can not prevent something like this happening in future. I'm sure everyone in Zimbabwe specifically knows how bad it is to be in prison but people still commit crimes like these.
    This is prisons are reactionary in nature.
    In short, without contradicting myself, our solution lies in SPIRITUALITY.
    I leave it here.

  • @CharlotteMboko
    @CharlotteMboko Год назад

    Ngozi chaiyo

  • @tatendachaterera4556
    @tatendachaterera4556 2 года назад +3

    🤣🤣🤣muporofita akabva atodzokera hake kunobatsira vanhu kwaBaba Wimbo apa the previous night abva kutema gulez nedemo 😂

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in 2 года назад +6

    Ini ndoda kunzwa pamusana pengozi pavanhu vanouraiwa avo. Tete mukusiya muvhunzo iwowo wakakosha kudzidziso yevanhu toda kunzwa kuti haasi kutambudzwa nemumhu wakauraya here?

  • @nyarayialicemukwere617
    @nyarayialicemukwere617 2 года назад +2

    Usanyepe ndokunamata here ikoko postori dzenyu idzi

  • @chitox20
    @chitox20 2 года назад +2

    Because we are Zimbabweans, we will rush to say mweya, based on culture & beliefs. Guy might just be a copycat of his uncle’s works & no mhepo involved.He thought he had a perfect plan to get away with murder.

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 2 года назад

      True that hapana kana mweya,unhubu,nohununzva tunzva,hunyasire hunoparira,Mweya yana Simon yavanenge vachi porofita nayo,ngaatotendeuka nguva ichipo kwete pakutanga

  • @esinahladye4089
    @esinahladye4089 Год назад

    Maiporofita nemweya wesure here madzibaba

  • @beautymukonorwichase5050
    @beautymukonorwichase5050 2 года назад +2

    Yoooo ingozi hombo chaiyo iiii ndaitya iyi

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 2 года назад

    20 years dzekuZimbabwe dzinoita se 50years ...the conditions are soo bad zvekuti unopedzisira wakufunga kuti zuva one rine 72 hrs 😑

  • @khloetino5853
    @khloetino5853 14 дней назад

    Hey hm mubayiro wechivi rufu Shuwa

  • @gandangatv1146
    @gandangatv1146 2 года назад +4

    Tete tipei more of Behind bars than zvimwe zvamunoisa pano. Zve n'anga nema domestic issues hazvina dhiri izvo

  • @MaNyathi2013
    @MaNyathi2013 10 месяцев назад

    They need deliverance ngavasiye masowe

  • @tanyahmutimbo2042
    @tanyahmutimbo2042 Год назад

    haiwa siyai baba wimbo ingotii maive muporofita. sasvibise mazita evanhu

  • @aishaadetta878
    @aishaadetta878 2 года назад

    Ndezvedzindza izvi

  • @markmagwenzi9421
    @markmagwenzi9421 16 дней назад

    What was the reason for killing her 😢

  • @tariroshonhe2268
    @tariroshonhe2268 2 года назад +2

    Vakapushirwa mumvura vakanzi ndomunamato wacho. Vakadzi nemaporofita nemachurch ma1

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 года назад +4

    Zvakaoma

  • @JoshuaMkasi-y4s
    @JoshuaMkasi-y4s Год назад

    Tilder akashata eish

  • @silibazisochaita7073
    @silibazisochaita7073 2 года назад

    Mudzidzi why💔

  • @ManyiwaRutsava
    @ManyiwaRutsava Месяц назад

    Sando dzenyu tete tilder

  • @ropamakoni2618
    @ropamakoni2618 2 года назад +11

    Ko why 29 years chete munhu akauraya mukadzi akazvitakura uyu must rot in jail mhani vane maself defense ndivo vanonzi life in jail haaya.apa haasi kutoona pane mhosva yake hanzi handisirini ndakatanga nazvo.eishh iyi imhoni iyi

    • @teramaimakumbe4793
      @teramaimakumbe4793 2 года назад +3

      I really don't understand these judgements too!!!!

    • @baamazingamazing1171
      @baamazingamazing1171 2 года назад +1

      Anototyisa uyu,mataurire arikuita Hana yake haisikumbomupomera.akabudiswa anogona kuuraya mukoma wake kana vachivapenyu

    • @natashanyamunda435
      @natashanyamunda435 2 года назад

      Munhu anoenda kuchurch sure

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 2 года назад

      @@natashanyamunda435 😂🤣😂😂 kuchurch mazuvano ndiko kuzere makororo nenhema dzose, saikozvino zvinoti vanotungamira vacho mazitsotsi asingaiti

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 2 года назад +2

      @@baamazingamazing1171 haasi right uyu anogona kuto pamha futi, muurayi uyu zvekuti mweya uri kutenderera izvo ingano dzoga

  • @kumbiraimoyo5911
    @kumbiraimoyo5911 2 года назад

    Yooooo so scary... Iyi ingozi ikutotenderera mumushaa

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Год назад

    Sister in law confessed kumasowe!!! When troubles strike you have to be patient , do not panic !!!

  • @upnechichigudugudze3096
    @upnechichigudugudze3096 Год назад

    Family need delivarence mune sprit yakashata and uchiripo mweya uyu

  • @jadepearls3669
    @jadepearls3669 2 года назад

    Iyi ingozi yatova mudzinza iyi, nhawu dzakadayi hadzipedzwi nejeri, ngavadzifambire ngozi dzinoripwa..uku kuparira pwere uku...

  • @jubileetakamanya5001
    @jubileetakamanya5001 2 года назад +4

    Hanzi ndainamata.Kudenga kure chokwadi

  • @musarurwatafara2207
    @musarurwatafara2207 2 года назад +6

    rot in jail

  • @albert8770
    @albert8770 Год назад

    Ndezve dzinza izvii

  • @famousdrags7402
    @famousdrags7402 2 года назад +2

    Uyu Ari very selfish..the damage was already done so what's the point of killing her 🤦 njere shoma dzino dzinowedzera mabasa atenzi

  • @southernafricanboy4148
    @southernafricanboy4148 Год назад

    Why are we never good at maintaining stuff. All those walls need is a powe rjet wash and detergent and cutting grass. We cant even do that. Mxa

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 2 года назад +3

    That’s why ndisisade zvekunamata

    • @yvo4990
      @yvo4990 2 года назад

      Vanhu vakunamata vafundisi kupfuura Jesu, so zvinonetsa kuti munhu arambe achinamata kana paitika zvakadai. Vanhu ngatizive Jesu neShoko rake. This world is getting worse by the day. Mwari ndivo rutiziro rwedu, ngatirambe takabatirira pavari kwete pane munhu anochinja anytime

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад

      Kuzvinamatira wega uri kumba kwako not this church going thing

  • @eddmutasa3148
    @eddmutasa3148 2 года назад +4

    Pre-meditated and executed his plan. Very dangerous

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 2 года назад

      It's 1st degree murder and shld carry maximum sentence

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 2 года назад +4

    Zvinonzi mubairo wezviwi rufu mai awa wakazvokokera moto chaizvo zvakazoita kuti wafe deno wasina kuchiwa bamunni wangadai wariwapenyu

  • @TabvaBvanyu-o6e
    @TabvaBvanyu-o6e Год назад

    Haisi hama yaKuda Tagwirei here iyi?

  • @mosesmazonde7008
    @mosesmazonde7008 2 года назад

    ko Gore rese maisareurura hupombwe sey

  • @changamirechimbaira9864
    @changamirechimbaira9864 2 года назад

    Hanzi mukoma aidhakwa ini ndainamata. Kunamata chii chaizvo?

  • @realteckofficial6741
    @realteckofficial6741 2 года назад

    Ko mweya wekushandira maiwuwana kupi nhayi🤔

  • @abednicomauto3616
    @abednicomauto3616 2 года назад +1

    Ingozi yakaitwa na bamunini pekutanga ,zvinoda mhuri iyi inamate bcz zvinogona kudzokorora it seems like ngozi chaiyo ichiri kutenderera

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 Год назад

    Nxaaa iwewe wainamata chiiko ita kuti ndainyepera kunamata

  • @paulinemaramba5156
    @paulinemaramba5156 2 года назад

    Nhai Mwari wedenga nepasi....

  • @makanakandinotenda3289
    @makanakandinotenda3289 2 года назад +1

    Hie aunt

  • @netsayikanengoni7818
    @netsayikanengoni7818 Год назад

    This is sad, it's a curse , asi mishonga wengozi kuiripa.

  • @nelsonfish2055
    @nelsonfish2055 2 года назад

    So sorry man.

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Год назад +1

    President Ed and his wifehas done a good thing not to allow death penalty for every murder. This will give people another chance. This has nothing to do with politics kunzwisisa kuti vanhu vanokanganisa

  • @brendamuchemwa3392
    @brendamuchemwa3392 2 года назад

    Hanzi ndainamata emmm

  • @moyomatsinda1016
    @moyomatsinda1016 2 года назад +3

    Dangerous man